Hama dza Johannes DZESE dzirikungoti mistake... what kind of mistake is that.... Johannes must reflect on what he did for the rest of his natural life.....
Johannes dai ukafira kujeri sezvakaita munhu akauraya hama yangu. Kutomukukurudza kuti mai mwana handei kugomo kunonamata kwakunomuponda. Apa aitove pastor. Ifa zvako Johwa, zvemistake ratova drama. Vana dzagara dzave nherera kare vachachengetwa naMwari
But ndine mubvunzo wekuti sei most of vapari vemhosva time yavanenge vachipara mhosva vanoti handitye jeri but kana vave mukati vanenge vaaku regreter plus kudemba panze saka ndinot kunewe urikuverenga control your anger kuitira usazosvika pane varimukati
He is a typical narcissist, not showing any remorse whatsoever, he is lying about killing the wife nekuti anga amuwana nechikomba ,narcissist always find means to blame the other person nekutadza kwavo ,they are always good to the outside world mumba vari zvikara that's why vanhu vese vakumuti munhu aribho havamuzive .He is trying to play the victim .Akutaura nyaya achindamama especially panyaya yepaakaenda kwatsano kuda kuzviita mutsvene .How can you kill your wife and have the courage yekuputa 20 cigarettes in a roll haaaaa ini ndasvotwa ini haasi kurwadziwa nekuuraya mukadzi akutorwadziwa nevana vaakasiya which is not bad hazvo but the way he is saying it imhondi iyi
Babamunini mune rudo runotyisa mwari ngaakuwedzerei mazuva ekurarama family and friends maratidza rudo runoshamisa Kuna Johannes ... Dai vari vamwe tanzwiririra hee akatiparira ..hee takaripa but with this family ndaona rudo rwechokwadi runopfachukira
This guy is not sorry at all. His family didn't even feel sorry for what their reletive did. It's sad this woman was married in this kind of family. Sorry to the victim's family. He deserved more years behind bars😢
I have been saying it for long...it's like she is going to the party...nyaya dzaanotiunzira hazviindirani nezvipfeko zvaanopfeka ...she must learn from other e.g aunt Tilda vanopfeka zvakadzikama, tikwanire
Iyi mhondi inonzi Johannes iyi yakauraira mukadzi 5us yaakatevererwa kubhawa atengesa nyama yembudzi izvo zvekuti ndakamutsimbirira izvo NO tikuzviramba
This is sad vanhukadzi tine dambudziko. Hongu wati imistake kuuraya kwawakaita mudzimai wako,ko wakaziva sei kuti chaive chikomba? Ko wakadii wakatorana nemudzimai wako makaenda kumba mogadzirisana kwachena hezvo vana dzave nherera mai hapachina iwe wavharirwa,hongu wakatendeuka wakuziva Mwari ndaona wafara uchisangana nehama dzako asi une chinhu chausina kuita kukumbira ruregerero kumhuri yakakuberekera mudzimai ndiko kune number yashota.
A woman caught with a man in the middle of the night kumusha. And the man runs away. Obvious munhu anoita hasha. Thats what is called crime of passion. Though of course we don't condone his actions it usually takes a lot of control for a man to restrain himself in such a situation. Worse when they are under the influence. Yes and dai akumbira ruregerero. Kusaziva maybe if the in laws were present he was going to do so.
@@sandrazingori4310 Unfortunately these situations you don't plan in advance kuti rega ndidai to avoid this. Kumaraini kwedu kune munhu akabata separated wife yake ne new boyfriend akarova boyfriend ikafa. So it takes control yakanyanya to avoid violence in such a situation. And I Googled this case. The guy is lying. Seems he beat the wife after arguing nyaya yemari. There was no mention of boyfriend. I think thats why the in laws are angry. Pakadaro there will be a history of violence but seems the guy turned the story akati its a mistake. Apa akuhwanda futi ne bhaibheri instead of apology.
Iwewe presenter iwe hauterere. Told u iyi dressing ne makeup haisiyo yepama interview aya. Kopaiwo tete Tilder mainini. Program yamurikuita iyi haitode makeup dzese idzo neiyo dressing
Ko avo mai vakataura kuti chiiko vachichema nhema .... Lord forgive me asi vanhu ava vese vataura handina chinobatika chandanzwa vachitaura sei vachitsigira mhondi dai ari wavo akauraiwa vaiti chii nazvo Ve another chance I didn't like this episode at all hapana chatinodzidza apa
Johannes atiregerera pazvinhu two ,1He didn't tell us the honest truth how the wife died 2 he doesn't look or sound sorry at all with what happened,pakafa even mwana wake too
He is narcissistic. If they let him out,he is gona do it again.He is not remorseful. Holding the bible to make it look like he is entitled to be forgiven..
Dambudziko nyaya dzedu munyika hadzisi kuitwa investigate fully. If the culprit shows enough emotion tobva tati he wasn't wrong or he defended himself etc...but nyaya zhinji dzinosiya matsiko pachena. Why didn't he call for help immediately, zvedi unotoona kuti iye aida kuti mukadzi afe and only made steps once sure munhu afa. Mhondi dzese dzinoudzwa nema lawyer kuti ita zviite sekuti waiva victim too kuitira mutongo...handireve kuti ainyepa kuti mukadzi akahura asi anogona achinyepa kuti mukadzi akamurwisa or kuda kumutiza....pada akaita hasha akamurovera pasi - theory dzese dzaifanira kuvhenekwa nehumbowo hwaivepo
Johannes say sorry to people are u crazy u are so stupid these relatives who are saying it's a mistake are the most crazy ones that's y he is not even apologizing. This is not a laughing matter imagine if the late wife's family was there how were they going to feel after all the praises given to the murderer. Bmnn may God bless u for paying on behalf of him
I think he hit her for coming to the bar and asking him for money from the mbudzi sells..it’s a shem that he’s still lying despite the prayerful way on show..
WTF Asi akabva apedza mhuri yese, where is the murdered wife's family. Muringani's family kutoita a Happy Occasion when you murdered someone's child another human being. Hameno Tenzi, tongai 😢😢
This family hasn't learnt anything. It's like they have found fame nekuuraya munhu attitude uuuum 😢 kuita kudada and its all about themselves very sad 😢 kuona vanhu behaving like this after the woman lost her life through violence 😢. No remorse whatsoever imi vanoita program iyi please try to be sensible and consider the people that you involve makuita kunge musina mwoyo and fail to look into the whole issue yekufa kwemunhu nehama dzake 😢. That murderer is full of himself and no remorse hope you will face the consequences of your actions 😢
Why don't you translate to us who don't know this language, we are very much into watching prison documentaries but this language is not there where I come from.
Who am l to judge, kuuraya kuuraya, kumbira ruregerero ku vabereki vemukadzi ne vana vako ne hama dzako ya ngozi iyi mumusha,what u did was wrong 😢to take a life
Bmnin Mwari ngavakuitirei zvakanaka. Makabisa pfuma yakawandisa muchiitira future generations. Thank you so much.
He is a rare specie ,vamwe kana matofirwa hamusisina hukama makutozvionera😊
True
Vane rudo rwunotyisa
Presenter tibatsireiwo PA dressing. Hamungaiiti senge kuri kuenda ku evening event imi muchienda kuvasungwa.
😂😂😂
Imagine these inmates are sex starved kkkkk
Bamnini wedzerwai makore okurarama…Vanhu vanemoyo yakanaka vachiriko 🙏🏼🙏🏼🙏🏼
18 years for a double murder thats a joke He should serve 2 life terms with no parole
He even deserve Death sentence
It was not premeditated also murder has degrees. If it were 1st or 2nd degree aitemegwa pakuru!!
Maurairo awakaita mukadzi uyu hauna kumbomutsimbirira.wakamurova nechimwe chinhu chiri heavy
Anoti atebdeuka asi achingo nyepa
Yeah....but mweya yetsvina
To hear him say zvinowanika mukurarama, he doesnt seem to realise exactly what he did 😠
I like this program.
Kana neni
Hama dza Johannes DZESE dzirikungoti mistake... what kind of mistake is that.... Johannes must reflect on what he did for the rest of his natural life.....
Pavachaurayirwa vana naye vachaona kuti hakuna chinonzi mistake
Regai auye avapeedze ivo.hope mweya wengozi iyoyi uchamuita kuti avauraye.Ihuku here inonzi mistake sure.
Vakazoona kuti kuti mistake inorevei kana kukahurayiwa relative yavo.hakuna mistake yakadai
Morning 3@@rangariraimancube8289
Nxaaaa mistake yerudziiko imi baba imi
Johannes dai ukafira kujeri sezvakaita munhu akauraya hama yangu. Kutomukukurudza kuti mai mwana handei kugomo kunonamata kwakunomuponda. Apa aitove pastor. Ifa zvako Johwa, zvemistake ratova drama. Vana dzagara dzave nherera kare vachachengetwa naMwari
Bamnin Mwari ave nemi. Zvinoitwa nevashoma
Mistake yeyi iye akuraya mkadzi, apa hana kana shungu nezvakaita ende makore akapihwa mashoma aifanirwa kupihwa life in prison
But ndine mubvunzo wekuti sei most of vapari vemhosva time yavanenge vachipara mhosva vanoti handitye jeri but kana vave mukati vanenge vaaku regreter plus kudemba panze saka ndinot kunewe urikuverenga control your anger kuitira usazosvika pane varimukati
Marvelous chirungu arikuchitaura neshona
Usanyepa johwa chikomba chacho chiripi ?Marve ndinoti plizy upfeke zvakavhara nyama dzako dzose mabhanditi aunopinda maari ayo 1 day you regret
He is a typical narcissist, not showing any remorse whatsoever, he is lying about killing the wife nekuti anga amuwana nechikomba ,narcissist always find means to blame the other person nekutadza kwavo ,they are always good to the outside world mumba vari zvikara that's why vanhu vese vakumuti munhu aribho havamuzive .He is trying to play the victim .Akutaura nyaya achindamama especially panyaya yepaakaenda kwatsano kuda kuzviita mutsvene .How can you kill your wife and have the courage yekuputa 20 cigarettes in a roll haaaaa ini ndasvotwa ini haasi kurwadziwa nekuuraya mukadzi akutorwadziwa nevana vaakasiya which is not bad hazvo but the way he is saying it imhondi iyi
Ari kuwana simba,mukadzi hassipo kuzvipupurira.Dai vakapa 50 years chaidzo.Ngaashaye rugare nechiitiko ichochi.
Uyu haafanire kupiwa another chance uyu, anehutsinye haisi mistake aaa kugarira munhu ane mimba shem rip amai nemwana
Sahwira waJohannes kwana iwe chii chinonzi mistake pakuuraya munhu
Nhai zvako iwe imboko sahwira wake uyo
Ndasvotwa benzi rasahwira nxaa.
Exactly, mistake yei, akangosvika achirwisa mukadzi uyu zvechikonba izvi inhema idzi
Mukadzi waitotiza asvika achiita noise
Hamusi kuona kuti sahwira akatodhakwawo here
Johannes is lying has a kubata mukadzi wake me chikomba she was running away from Johannes he was hitting her the truth is known by him
Wanted to say the same thing
Ehee anenge ainetsa mkadzi kana akadhakwa saka mukadzi akafanotiza,
Taurayi henyu ,munhu ane nhumbu angadero here veduwe 😭😭😭
Babamunini mune rudo runotyisa mwari ngaakuwedzerei mazuva ekurarama family and friends maratidza rudo runoshamisa Kuna Johannes ... Dai vari vamwe tanzwiririra hee akatiparira ..hee takaripa but with this family ndaona rudo rwechokwadi runopfachukira
mombe 7 mbudzi 5 nehuku iiii hapana rudo runodarika ipapo
Very true ndozvinofanirwa kuita kana munhu auraya munhu nekuti ngozi inobata family yese manje vamwe havazvifunge
Bamnini may God bless you
Pandaona maSahwira ndipo pandaona kuti kana paanodzoka achatoitwa hero
This guy is not sorry at all. His family didn't even feel sorry for what their reletive did. It's sad this woman was married in this kind of family. Sorry to the victim's family. He deserved more years behind bars😢
They don't fear anything the way I see yoo😢😢
I didn't hear him apologize to his dead wife & unborn child,even to the family of his wife.why Johannes
Not at all it's all about them 😢 chibharanzi chaicho am so hate with such behaviour 😢
Bamnin God bless you
Vanhu vanoshusha vakadzi vose kuvanhu vekunze vanoratidza sevanonzwisisa.imhondi murume uyu
Bamunini vanove baba mwari akuitirei zvakanaka matendwa nedenga
why is he preaching instead of saying sorry. uyu dai vakamupa life...kana remorse kana kana...hiding behind the bible smh mnx
Apology unacceptable pakadai, he knew what he was doing
Mukadzi uyu presenter uyu ngaapfekewo zvakanaka kuvasungwa uku please.
Unoziva ka so many times she dresses like this exposing herself to the sex starved prisoners. Toudza aniko veduwee
I have been saying it for long...it's like she is going to the party...nyaya dzaanotiunzira hazviindirani nezvipfeko zvaanopfeka ...she must learn from other e.g aunt Tilda vanopfeka zvakadzikama, tikwanire
Very true.
@@nancyngobeni6105 the dressing is not proper at all.
Chokwadi mapfekero ake haana kunaka . Ngaapfeke zvekadzikama nekuvhara mazamhu ayo
he acts like he is being celebrated ...argh
Imagine ,
Iyi mhondi inonzi Johannes iyi yakauraira mukadzi 5us yaakatevererwa kubhawa atengesa nyama yembudzi izvo zvekuti ndakamutsimbirira izvo NO tikuzviramba
Mmmmm bmunini one in a million.. Mwari vakuropafadzei
This is sad vanhukadzi tine dambudziko. Hongu wati imistake kuuraya kwawakaita mudzimai wako,ko wakaziva sei kuti chaive chikomba? Ko wakadii wakatorana nemudzimai wako makaenda kumba mogadzirisana kwachena hezvo vana dzave nherera mai hapachina iwe wavharirwa,hongu wakatendeuka wakuziva Mwari ndaona wafara uchisangana nehama dzako asi une chinhu chausina kuita kukumbira ruregerero kumhuri yakakuberekera mudzimai ndiko kune number yashota.
You're right. He shouldn't have acted the way he did considering that the wife was pregnant and he was drunk.
A woman caught with a man in the middle of the night kumusha. And the man runs away. Obvious munhu anoita hasha. Thats what is called crime of passion. Though of course we don't condone his actions it usually takes a lot of control for a man to restrain himself in such a situation. Worse when they are under the influence. Yes and dai akumbira ruregerero. Kusaziva maybe if the in laws were present he was going to do so.
@@cc35506 handirambe hangu ipapo unoita haha zveshuwa asi ayingofanira kukakaritsana nemukadzi wake vakasvika kumba pamwe dai vakaitira noise iyi varipamba pavo pane vaikwanisa kuzonunura vozogadzirisana kwayedza. Kusavapo kana kuvapo kwemadzitezvara ake ayingofanira kukumbira ruregerero
@@sandrazingori4310 Unfortunately these situations you don't plan in advance kuti rega ndidai to avoid this. Kumaraini kwedu kune munhu akabata separated wife yake ne new boyfriend akarova boyfriend ikafa. So it takes control yakanyanya to avoid violence in such a situation. And I Googled this case. The guy is lying. Seems he beat the wife after arguing nyaya yemari. There was no mention of boyfriend. I think thats why the in laws are angry. Pakadaro there will be a history of violence but seems the guy turned the story akati its a mistake. Apa akuhwanda futi ne bhaibheri instead of apology.
@@cc35506 zvakangooma hazvo no wonder why mainlaws asina kuda kuuya. So sad
Marvelous ❤❤ wakanaka I love you
So he killed 2 people mwana namai 😮
aaaaah ko ari kusekererei nxaa
Iwewe presenter iwe hauterere. Told u iyi dressing ne makeup haisiyo yepama interview aya. Kopaiwo tete Tilder mainini. Program yamurikuita iyi haitode makeup dzese idzo neiyo dressing
Haaterere maybe ifashion show
Chokwadi Zuva raachadzvanywa mikaka nevasungwa achaona kuti vanhu vamuudza chokwadi
Haanzwe kani iiii.
Ngakuuende varumee kwete Marve uyuu haagoni kupfekaa
Haaterere iyeyu
Hmmm it looks like it's all about Mhondi yakawuraya ko vakarasikirwa kana 1 ambotawurawo this Life no BALANCE 😢😢😢
Mistake yekuuraya munhu here?Apa kurowa mukadzi ane minba
Bamnini thank you so much iii i makarwa mumire sure
Johannes auya kuzoparidzaa Oro kukumbira ruregerero?
Please also teach vakadzi kusahura ndizvo zviri kukonzeresa all this on vakadzi
Iye murume anouraya mumhu anenge attributes ne small house somewhere
It’s disturbing that you would blame the victims. You don’t murder someone coz they broke your heart!!
Iye mukadzi anenhumbu aita chikomba here Johannes nhai iwee Mwari ndivo anoziva havo
kkkkkk hauna kunzwa painternet akatobatwa and video ikatenderera husband awana mukadzi anemimba ane chikomba.saka mahure haazvitsvagi izvozvo
Thank you baba nekubatsira mwana wenyaaaa
Ko avo mai vakataura kuti chiiko vachichema nhema .... Lord forgive me asi vanhu ava vese vataura handina chinobatika chandanzwa vachitaura sei vachitsigira mhondi dai ari wavo akauraiwa vaiti chii nazvo
Ve another chance I didn't like this episode at all hapana chatinodzidza apa
Kkkkkkk,,,kk,,kkkkkkkk
Faith Musiyiwa I feel this episode is so wrong they should understand kuti the other family lost their child.
Woow uncle vaJohane munhu akanaka moyo wena
Uri mhondi kana wakaita ne mistake y usina kutsvaka help wakutoenda kunogara iwe wasiya munhu achida kufa unonyepesa dai ukapfukirwa
Why is Marvellous dressed like she’s going to a wedding?
Ndazvishayawo. She needs a stylist
Haana nhumbi dzakachena
@@profqda3464 😂😂😂😂😂😂
Yeah dressing ya sisi Vio not appropriate for the occasion. Zvinoda aunty Tilda izvi
I always wonder as well. she must look at Tilder.
Johane has a true friend waiting for him in Kelvin, he is still full of praise for his friend
Johannes atiregerera pazvinhu two ,1He didn't tell us the honest truth how the wife died
2 he doesn't look or sound sorry at all with what happened,pakafa even mwana wake too
Ane kakufarisa kakunyepera kudzungaira ,Ari kutoshamisira Hanzi ndatendeuka
Johannes wafambira kunokumbira ruregerero not kunoudza vanhu hauchanwe doro
Doro haachamwe cz mujeri harimo
Nyaya iyi inondibata mufunge muzukuru wangu liana
He is narcissistic. If they let him out,he is gona do it again.He is not remorseful. Holding the bible to make it look like he is entitled to be forgiven..
Bamunini
I salute you
God
Bldss
You
Ari kunyepa kuti akamutsimbirira uyu anofanira akatomurova chete ummmm
Johannes is showing no remorse at all 😢
Nhai ko dzungu ,akutoparidzira vanhu achitadza kukumbira ruregererero
Dambudziko nyaya dzedu munyika hadzisi kuitwa investigate fully. If the culprit shows enough emotion tobva tati he wasn't wrong or he defended himself etc...but nyaya zhinji dzinosiya matsiko pachena. Why didn't he call for help immediately, zvedi unotoona kuti iye aida kuti mukadzi afe and only made steps once sure munhu afa. Mhondi dzese dzinoudzwa nema lawyer kuti ita zviite sekuti waiva victim too kuitira mutongo...handireve kuti ainyepa kuti mukadzi akahura asi anogona achinyepa kuti mukadzi akamurwisa or kuda kumutiza....pada akaita hasha akamurovera pasi - theory dzese dzaifanira kuvhenekwa nehumbowo hwaivepo
Johanes zvakangooma mhepo dzinosimuka..dzakasimuka mhepo.chidzidzo kune vamwe varume.Shamhu haipedzi misikanzwa waamai. Kugara pasi motairirana kana matafza kuyanana aziva kwake aziva kwake
Johannes say sorry to people are u crazy u are so stupid these relatives who are saying it's a mistake are the most crazy ones that's y he is not even apologizing. This is not a laughing matter imagine if the late wife's family was there how were they going to feel after all the praises given to the murderer. Bmnn may God bless u for paying on behalf of him
Zbc worker Mave is so beautiful I gonna visit Zimbabwe
She should dress properly kuvasungwa
@victoriatanda3230 sure ngatipfekerewo zvakadzikama
Wanonokera colgate my guy, CV ndakanda nhasi and ndakatenga ticket last week
@@victoriatanda3230azvina uniform izvi plus hazvinei nekunaka kwaakaita
ndikutoda number dza presenter
Why is he even smiling ??? The devil in him is real
Shamwari yajohanes zibenzi chairo mazivende
It seems like mukupesvedzera zvakaipa wan.....handina wandamboona achimutsiura or kuratidza kut akaita zvakashata...shem vanhukadzi tikuabuswa zvorwadza
Presenter asi murikudzidzira basa here ? Hamuna kavibe muri tonhoo zvenyu 😂
Uumm Johannes unotiita tivenge chrch iwee, hunhu rudzii ihoyo? Urikutoita kunge munhu arikuzvirova dundundu.
Do they know meaning yeword mistake
Why can't you speak in shona coz program is in shona.
Mistake yekuuraya munhu zvinodzimika here sebhuku nepenzera nerabha
This man continues to lie. The court record doesnt match his story. If he is remorseful, he should tell the truth
Tipewo zvizeree
Haiwawo mboko yemunhu. Varume vakadai vanoshungurudza vana vevanhu ngavagare mu jeri. Mistake yei? Haurove munhu waunoda
Another Chance yapindira neChirungu
Nzenza ngadzife
Marvelous chest yako kuvasungwa uko ma1
There is a lady who said they heard that he was chasing his wife and hit her with a brick
I think he hit her for coming to the bar and asking him for money from the mbudzi sells..it’s a shem that he’s still lying despite the prayerful way on show..
À
Kungotsimbirira munhu angabva abuda ropa her iwee usatibhowe
Munhu unohura uine nhumbu. 4:51 Iwo mubairo wezvivi ndirwo rufu.
Dai anga arimukadzi akauraya murume hapana iiti imistake ,hama dzevarume murimb*a
WTF Asi akabva apedza mhuri yese, where is the murdered wife's family. Muringani's family kutoita a Happy Occasion when you murdered someone's child another human being. Hameno Tenzi, tongai 😢😢
Saka arikuti mukadzi wake died,amudonhera ?Ngaataure zvizere,he knows how exactly he killed her.
Johannes has no remorse he is now showing off that he is now preaching and he knows the Bible
😂😂😂😂😂😂😂
No remorse whatsoever 😢😢
Zvekut chikomba yava statement mkoma
Haa zviriko dai wakavhura door ukazvivatira semunhu anga atengesa nyama yembudzi
Yooo kutotsimbirira nhumbu ikoko ndokwakaita kuti afe
Nhaimi hapana mistake yakadaro aitoziva zvaaita kuzvika munhu abuda ropa
No subtitles??🙄🙄🙄🙄🙄
Is this real or a drama???
This family hasn't learnt anything. It's like they have found fame nekuuraya munhu attitude uuuum 😢 kuita kudada and its all about themselves very sad 😢 kuona vanhu behaving like this after the woman lost her life through violence 😢. No remorse whatsoever imi vanoita program iyi please try to be sensible and consider the people that you involve makuita kunge musina mwoyo and fail to look into the whole issue yekufa kwemunhu nehama dzake 😢. That murderer is full of himself and no remorse hope you will face the consequences of your actions 😢
Taura hako l think vakudaro nekuti vakaripaaa ndanzwa zvemombe 7
Mistake moiziva here imi hama dzamuringayi😮
What is presenter's full name...??
Asi muri kuda kutsiura mapfekero kani mukoma 😂
Apa anotosvika achiroora ama 2000 in sane village
These people were fighting for the money for the goat meat ...he created a story this Johhanes
Kutoita fight nemunhu anemimba
Why don't you translate to us who don't know this language, we are very much into watching prison documentaries but this language is not there where I come from.
Thank you for the comment, we are working on translating and adding subtitles to our programming to. Thank you for your support
Who am l to judge, kuuraya kuuraya, kumbira ruregerero ku vabereki vemukadzi ne vana vako ne hama dzako ya ngozi iyi mumusha,what u did was wrong 😢to take a life
Mwari pindirai Pana Johwanis
Vakadzi vava mahure.
Ukaona mukadzi achihura siyana naye usamubvunza.
Iwe tsvaga Mari . Woita life yako .
Number yevarume vari mumajere nenyaya (dzemanyama mahure )vakadz
Pliz vasiye vahure ava .
Regedzai vasvirwe pliz.
taura zvako
vakadzi vave panyanga paku hura,saka zvave kuda kutoti tsoka ndibereke ukaona wombats nechikomba,kuita kucool down chauke,mweya wechihure wakaita kugara vushe muvakadzi
there is still life to live after wabata mukadzi nechikomba
Drama iyi mnxmmm mistake yokupenga these these people they full of jokes 😢😢😢😢
Vakadzi vanohurirei nhai
Mutarisewo mazera Marve achimudiki veduwe ari kumhanya nefashion
Where is the apology???? This is unfair to the deceased people, 2 souls shuwa….
Mkadz aiita chihure ne nhumbu ine 5 months mmmmn, baba vanonyepa ava
Shuwa vanonyepa...ko kuwana simba rekutenderera vachitsvaga mukadzi pakati pehusiku ivo vakadhakwa
U didn't mean to kill ur wife my brother. I hope God wl forgive u. Wakaparirwa zvako ne mukadzi wako fende
Ummm dont say that. She didnt deserve to die like that
Who knows the truth pamwe itori statement yekut aiva nechikomba
Akazviparira ege!!!haana kuparirwa nemkwadzi.Mukadzi haana ku applyer kuuraiwa!!!kana ari fende musiye adzokere kumba kwawo!!hauiraye!!!!!!Full stop!!!
@@kundaimiedzok mubairo wechivi rufu
@@rhinemupara1239 kana akanyepa ndezvakewo izvo isu tinongoshanda nezvataurwa
Marvelous anobvira.
whats the surname nhai
🤔