At one point ndakamboti dai mupfanha wangu ambosungwa awane kubatsirika kubva pama drugs asi zvisinei mwari vakazomutora RIP Lastborn taikuda semhuri taishuwira kuti uchinje asi zvakaramba
Muzukuru wangu iyeye I pray that he may change coz this young man was Bad news 😢 but I hope this time he will change. Thank you presenter for showing this.
The police commissioner failed to state the most important reasons why drug abuse is rampant. Harsh economic conditions, lack of jobs and hopelessness.
Zvinhu zvacho ma drug dealer akabatwa kungo tonyora police 🚔 vobuda ,kana kungo torerwa ma drugs nr police then police rotengesera ma jazz man.Vese vano zivana ma drug dealer mbava ne police.
Exactly! Vopera kusunga tuma small time dealers but who is smuggling all these drugs in Zimbabwe? I hear some of them are coming by private jets. This should tell us whoever can afford to charter flights is not kamunhu kamunobata kari mukombi
There is a trend I am picking prisoners when they speak during interviews. Most use the future tense. Listen to that ritual murderer episode and other interviews.
Ndovarikuvapa here? its easy to blame someone for your failure. in SA kwanetsa neNyaope .kwatiri kumhanyira kwacho ..kuri kupisa ..parents have neglected their duties ..no values .kunwisa vana vadiki hwahwa kana mafarisa .kuita zvinyadzo vana vakatarisa.kuramba Mwari disrespecting your elder vana vakatarisa .. kuputa mbanje vakatarisa ..kuba vachiona kurovana vachiona are some of the things zvakuvadza hunhu hwevechidiki ..pamusoro pazvo idleness..lets keep them busy kana kuenda kumusha kunorima...
When one is confronted with individuals who lack education or knowledge pertaining to politics, governance, and jurisprudence, it becomes apparent that there are numerous commendable leaders in diverse nations. Avatotaura sevane hot potato mukanwa ndiyo madunderheads akangoita vevakukngamiriri vavo. Consider, for instance, the South American country which previously held the infamous distinction of being the world's leading hub for homicides. However, subsequent to the election of a new leader, the nation underwent a remarkable metamorphosis. The aforementioned leader skillfully deployed the resources at his disposal, apprehending all members of criminal gangs and extinguishing their malign influence. As a direct consequence, the rate of homicides plummeted precipitously from a staggering 98.7 percent to a mere 56.8 percent, thereby providing a shining example of effective leadership. Manje zvedu izvi nevanhu vakaita seava vari kuti ndiye akamupa here vanhu vane shave rehurombe chairwo rune sefa pahuro kuramba tea nekuda masese🤣🤣🤣. Maminister acho zvitutawo, zviana dhuna mutuna chaizvo. Dayi vaienda kumabasa ungati dayi zviriko here izvi? Dayi mitemo yakaomeswa semitemo yeku UAE kana Indonesia dayi zvisiriko zvese izvi. Ini ndinotaura zvine evidence here are the links see it for yourself. This is what leadership is about kwete corruption yemazimcare enyu amunoti leaders aya. th-cam.com/video/6TYSeAk2C-8/w-d-xo.html th-cam.com/video/zwfU2_Gyy94/w-d-xo.html
This guy is not going to change
Munoona pamweya
True
True😂
At one point ndakamboti dai mupfanha wangu ambosungwa awane kubatsirika kubva pama drugs asi zvisinei mwari vakazomutora RIP Lastborn taikuda semhuri taishuwira kuti uchinje asi zvakaramba
Sad MHSRIP
Hugs dear mwari akunyaradzei
Sorry
Mhdsrip
Hugs. 😢
Ko ivo vanotengesa madrugs acho vari kumbo sungwawo here? Kana vasiri kusungwa dambudziko rema drugs hari peri.
Yambiro yangu yekupedzisira ndeye kuti midziyo yamunotora muchipa vana madrugs muchatora neisingatorwi mukafa muchipfeka masaga.
This young man should thank God because He has a strong support system in form of a Loving Family,
Muzukuru wangu iyeye I pray that he may change coz this young man was Bad news 😢 but I hope this time he will change. Thank you presenter for showing this.
Serious here. Ndikuona surname Yako neyagogo yakafanana
@@sekuruvaJamella1078 very true and serious
Haa muregerereyi atochinja uyo
The police commissioner failed to state the most important reasons why drug abuse is rampant. Harsh economic conditions, lack of jobs and hopelessness.
And according to him the perpetrators are the users 😢
He knew all that but conveniently left that out for obvious reasons
He is a good and humorous narrator. He should consider professional acting and writing. He has a talent.
He speaks like a typical ghetto yout wemadrugs. That is how they all communicate
The majority of drug users do relapse when they return from prison. But prison is like a rehab it's self
Gogo is so touched
Makore aita mashoma dai ambochovha coz ndiri kuona seasati anyatso bikika
The drug epidemic is real. Thank you for showing this Marve
Tsvagai dzinza remwana uyo ndipo pane nyaya..
Ngaaende ku Rehab
Aaaah presenter kupfeka kunge munhu ari kuenda ku ma Nama awards😢😢
😂 my thoughts exactly..hameno anomuchuzira hembe. She wears evening wear masikati. Beautiful girl..but questionable sense of fashion
Ndizvo zvaatori dzimwe nguva anotopfeka kusiya cleavage panze achienda kujeri mufunge.
Opfeka kunge ndiye arimuhusungwa here siyai munhu apfeke bhoo mhani imi
@@Masibanda kupfeka zvekuti vasungwa vanosara vachibonyora...
Ball gown ka😂😂
Gogo may you live long ,vane rudo nemuzukuru wavo despite zvaakavatadzira
Dai vejeri vachizotipa wo update kuti achinja here munhu uyu.
Nhai mbanje madrugs futi here. Ndikuda kuziva
Ehe ndiyo marijuana
Ehe but mbanje dzine influence iri nani than mutoriro
@@mandlochida463 ok thanks . Zvaigarq zvichindinetsa
@@politepowers2397 ok .zvogara zvichindinetsa kuti mbanje dzakamira sei
@@politepowers2397 mutoriro wakaita sei cuz sorry kuvhunza
Varikutengesa mutoriro ngavasungwe vese
Hapana change apa sungai dzibate prison counsellors and us parents
i language here inofundiswa vanhu kujeri nhayi ?
Saka mapurisa haasi kuziva kurikutengeswa mutoriro here kunana Highfield uku? Basa ndereku supporter Zanu vasingaite mabasa
ITS THE LADY GUARD JERI FOR ME , SO SWEET ❤️💛💚
tikuswero netsana mahara, ARI KUUNZA MA DRUGS ACHO MUNYIKA NDIYANI... government iyi ndeyekupenga
Zvinhu zvacho ma drug dealer akabatwa kungo tonyora police 🚔 vobuda ,kana kungo torerwa ma drugs nr police then police rotengesera ma jazz man.Vese vano zivana ma drug dealer mbava ne police.
Exactly! Vopera kusunga tuma small time dealers but who is smuggling all these drugs in Zimbabwe? I hear some of them are coming by private jets. This should tell us whoever can afford to charter flights is not kamunhu kamunobata kari mukombi
Hurumende yedu izere varoyi havana moyo
Tsvagirai vana ava mabasa kwete kungo stop drug abuse. Vana vakushaya zvekuita then end up doing drugs.
Paul Nyathi iyeye ndiye auraya chiedza chema youth ngasunge Boss vake aponda nyika
Ngaagare mujere uyu. He doesn’t look remorseful, he’ll do it again as soon as he comes back. Ngaagare ikoko!!
Uyezve kuzorondedzera kwacho mabiro aayiita pachinhambo chekufambira kukumbira ruregerero hoyo kurondedzera zvekuba, ngaagareko apa ari Kuda kuwana pekusvikira kana abuda chete
I second that. repentance haisati yavepo
Ndikudawo number dzaPresenter ndikuda chance
Kkkkkkk @stanely you are crazy hanti
🤣🤣
Kkkkk ende huye bodo
Hugs to all ana gogo .....they have unconditional love
Haasati achinja munhu uyu.
haasati sure.
I cant judge but i see like he needs more time in prison ,
Aaah zvinhu hnzi ndainzw kuda mahure ndikarova mutoriro
😂😂😂😂😂👍
🤣🤣🤣🤣🙌
Baba vebenzi havana Mufaro,atobva arongedzerwa tugrocery .I hope he has reformed hake
Dont think he will reform uyu
MaGuard embaura 🥴🥴🥴😅😅
Why do these guys still sound hi
Where is the mother?
He doesn't look serious uyu
He doesn’t look serious 😝 ukuda kutii apa 😳
Variko vanhu vakadaro asi mukati achirwadziwa
Inenge defence mechanism yaari kushandisa. Deep down he wants to try. Vakamupa chance paanobuda and keep him busy anoita right.
Akufanirwa kuchema here
Ummm dai tarovedzera vana vedu kunamata Mwari huyai mutonge
This guy he is like my brother same story
so many stories like his these days the youth is wasted. We must keep praying for them to be saved so they can change
There is a trend I am picking prisoners when they speak during interviews. Most use the future tense. Listen to that ritual murderer episode and other interviews.
yes, vanoti, ndopandichazonotora Banga...
Taka😢
I wish mupfanha wangu aendewo ikoku
manje mum wacho havadi naye always protect him0
Mhedzisiro anourayiwa kuda mwana achiita zvakaipa kusatomuda
Taurayi henyu ini brother yangu ine 18 and anotoita exactly zvikutaurwa nemukomana uyu vabereki vahwa nekufamba mumaProfita vachinzi imhepoyakaiswa paari but ndikutoona kut anenge madrugs iwayq...apedza kubira hama ,hatichatowirirani
@@shingimackvise3374 ini mum neni hatitowirirane anoenda kumaRoja osvika utora marii yese apa ndoopanotoraramisawo mum ipapo onodya yese hke 1 day $130 mum ukavaudza wanenge wakutokupandukira wotukwawo nezvako haaa ma1
Siyai zvakadero, hameno ikoko
Ngavamusiye aende otherwise Achafa mumaoko evanhu. The best is to let them go to prison amd detox
When they are taken to the community or relatives they are dressed smartly
Uyu muwedzerei rimwe gore uyu haasati avebhoo
Zvakaoma totenda mwari AVE Nani thanx to the family. .
Officer avo vari married here
Addiction ma1😭😭😭pamaraini pandogara yu cnt leave clothes pawire unowana dzayanurwa
😂😂😂😂😂but hazvisekese hazvo
Uyu anotoda kuendeswa kumaximum chikurubi opika 10yrs
Amai vake ngavambotaura baba chaivo vemwana
Government ndoyauraya nyika cz kare zvaive zvishoma izvi, uyu mukomana handione achichinja uyu . Ngaagare kujeri ikoko
Hachinje uyu tarisai ziso kanamatauriro ake ngatogare ikoko kujeri
Uyu mupei zvimwe zvikore haasati abikika nejeri akabuda anotonoparamura dzimwe
Ngavaende naye kuvanhu vanotengesa mutoriro anovaratidza vasungwewo bcz varikuparadza vana
Dakutosungisawo brother yangu coz haaa no mhani
Gogo loves mzukuru wavo
Apa arikutaurira dzimwe mbava how to steal
God loves him mukomana uyu
Uyu achiri akaoma uyu no change akabuda anoba futi
Ka Guardijeri ako ndakafarira
Kkkkk hanzi 90kg yesaga inopinda magumbeze 4, kana ukanyatsoatsindira. Hanzi ndanga ndisingazive kuti gas tank rinokwana mubucket.
😂😂😂😂😂
I blame the leadership!
Yaita Sey leadership
Ndovarikuvapa here? its easy to blame someone for your failure. in SA kwanetsa neNyaope .kwatiri kumhanyira kwacho ..kuri kupisa ..parents have neglected their duties ..no values .kunwisa vana vadiki hwahwa kana mafarisa .kuita zvinyadzo vana vakatarisa.kuramba Mwari disrespecting your elder vana vakatarisa .. kuputa mbanje vakatarisa ..kuba vachiona kurovana vachiona are some of the things zvakuvadza hunhu hwevechidiki ..pamusoro pazvo idleness..lets keep them busy kana kuenda kumusha kunorima...
When one is confronted with individuals who lack education or knowledge pertaining to politics, governance, and jurisprudence, it becomes apparent that there are numerous commendable leaders in diverse nations. Avatotaura sevane hot potato mukanwa ndiyo madunderheads akangoita vevakukngamiriri vavo.
Consider, for instance, the South American country which previously held the infamous distinction of being the world's leading hub for homicides. However, subsequent to the election of a new leader, the nation underwent a remarkable metamorphosis. The aforementioned leader skillfully deployed the resources at his disposal, apprehending all members of criminal gangs and extinguishing their malign influence. As a direct consequence, the rate of homicides plummeted precipitously from a staggering 98.7 percent to a mere 56.8 percent, thereby providing a shining example of effective leadership.
Manje zvedu izvi nevanhu vakaita seava vari kuti ndiye akamupa here vanhu vane shave rehurombe chairwo rune sefa pahuro kuramba tea nekuda masese🤣🤣🤣. Maminister acho zvitutawo, zviana dhuna mutuna chaizvo. Dayi vaienda kumabasa ungati dayi zviriko here izvi? Dayi mitemo yakaomeswa semitemo yeku UAE kana Indonesia dayi zvisiriko zvese izvi. Ini ndinotaura zvine evidence here are the links see it for yourself. This is what leadership is about kwete corruption yemazimcare enyu amunoti leaders aya.
th-cam.com/video/6TYSeAk2C-8/w-d-xo.html
th-cam.com/video/zwfU2_Gyy94/w-d-xo.html
@@sabinasadzora3316 Ndeyekumama leadership period!
U will learnt a lot boy
This guy is a hardened criminal
Mukomana uyu afambira kuenda kumba kuno tsangura mabiro ake chete,
Lets hope achinja zvechokwadi
Yes
Zvr kumeso zvakakushatisai cc makanaka naturally ❤
Marvellous u are Marvellous. Names do make a mark on a kid , than shorai or tambudzai kkk
Cristalmeth ndozvainoita you don't sleep or eat
I never thought I’d see the day Meth would be in Zimbabwe. Meth yashungurudzu America kokuzoti Zimbabwe? Tichaipedza nyaya yacho?😭
Uyu even akabuda nhasi anotorara ava kumutoriro uyu . Haachinje haasi serious uyu
Mbavha inorwadza veduwe😅😅😅
umwe hausi Mtoriro but hunhu wenyu mbavha imwi garayi umomo dhemeti
Vakomana kushaya paint here building kudaro
Most of us watch because of here. We dint.care about the convicts
Mhosva hapana anoipara achida mhepo dziriko satan anoshandisa vanhu
Mwariweee
Ko.mukomana uyu NEED MORE TIME
Gogo vanoda muzukuru wavo dai ukazochinja hunhu paunodzoka ukaona mbuya vanga vakufunga kukurova makumbo kt utyoke zvako ungova munhu anopihwa chikafu wakagara wanga wanyanya kuvarwadzisa
Ari kumbopinda nekupii? Iwo madrugs achoo.
Kutori nevanhu vakuruu vari kuseri kwedeal irorii.
But vasingasungwe
Uyo haasiye arikutooneka
Shame poor gogo moyo wekubereka zvakaoma.i pray mukomana achinje agarisane nevamwe zvakanaka
Ko zvaakatobatwa nemutoriro, asi wavako futi kuChikurubhi kwacho
Kana abuda plz 🙏 😢 chinja kwekugara because unorwa nevanhu ukafa wakarova munhu kadzi nesimbi mmmmm
Kuchinja kwake kuputa achingoita hunhu
Shame Gogo vanoda muzukuru wavo ava dai muzukuru achichinjawo.
Sure chinja mukomana unofira mumawoko mevanhu sechibhorani
Gogo tyorai mnhhu 😆😆
I know this guy aitamba nevazukur vangu
Officer ve prisons ipombi iyo
Madrugs arikupindq cei munyika
Zanu ne “mbinga”
Hurumende yedu ibuku or dust deno vane moyo chiadzwa yakaputika diamond 🔹 deno vakaita Nemo ma youth deno future yavo iri kuseri
Zvinonzwisa tsitsi vana vedu vaparadzwa
Kungoenda mujeri nenyaya yemadrugs munhu anenge atova bho atova ryt munhu uyu
This guy needs help..... Caz the way he is talking mmmm ma1
Uyu anochinja uyu??
Gehva 😂😂 chimborisiyai ririmukati iro
Haazi kurevesa
Shop dambu 😅 ayas language yacho madrugs auraya vanhu😢
Brenda black beauty 👍
12 mastiches iih
Imhondi iyi
Mangemba kkkk
Haasiye uyu