Dare harina kuita fair ku muridzi we munda,, same example pamari ye dare vati ukatadza kubhadhara mari ye dare padate rakatarwa unobhadhara X2,,, dare ra promoter humbavha apa.
Koivo munyori na mambo havanawo futi kuti kana mai avo wakasa unza mari yedare ikasauya ichaita times two here, saka sei kuna sabhuku yawe mhosva iwowo nemuromo wawo wachiita zvakadaro
Mai ava zimbavha nhai baba ava vamboti kudi vati tsoka yavo saka apikisana papi Kunyepa havabviri.komaiba nei Pls sungai mai ava zvinei nekutsanangura kwemari yavo nekuba uri bhavha makaba masaki mangani echibage she is no 1 liar.jeri nekuti imbavha.
Kana munhu asina kuita zvinhu nenguva yamawirirana. Hongu zvinofanira kukwira.
Chief makura be an advisor ket someone take over who is still energetic
Munyori wamambo is encouraging people to steal other people’s property.
A kangaroo court.Hapana kutongana apa.
Muchinda weSuit uyo haatozivi mutemo. Makurukota amambo hapana hapo choozikanwa.
Dare harina kuita fair ku muridzi we munda,, same example pamari ye dare vati ukatadza kubhadhara mari ye dare padate rakatarwa unobhadhara X2,,, dare ra promoter humbavha apa.
These chief executives are thieves why do you support mbavha dzakaba nyakubirwa akaita tsitsi kumbavha kuda kugarisana nevamwe
Excellent chief vanogona kutonga
Baba vekaSutu nekaTie ava,, vanenge vakudawo amai ava, vakutora side rembavha chete
Varwadziwa baba ava, vachema shem
😮😮
Garapasi nechisutu chako hauna zvaunozi nyarara
Iri rotaura iro idandara..wow..kuzoita seroziva zvakaitika sei
Gurukota iro idako haro 😂 dofo futi
Vakaba vaifanirwa kutongwa nenyaya yavo sabhuku votongwa nekutadza kwavo
Mambo avo izera zvavo asi ndimambo vane hunhu nemoyo wehutungamiri kwete hutongi.
Gurukota kuzodaidza mumhangari "comrade shef "😂😂😂😂😂😂😂
Tsoka ya dunmore
Endai kwamutasa chiiko chamurikuita
Kkkk hanzi zidzoka semunhu rume
Gurukota anogona kutonga hake? Hatitaure nevanhu vasingazive Customary Law and Local Courts Act
Mambo vakwegura avoo
ndoomazera ana mambo chaiwo epasi chigare not ma 40yr old ariko mazuvano
Which village is this?. The language sounds like it's in Masvingo province.
Gokwe
Nonsonso idzi nxaaaaa hapana nyaya apa kudzokorodza nyaya one
Ndopasina dare apa
Good job Zigo but plz mention the name of the Chief
On it
dare rinoda mari iri ......nyaya dzemari dzotora 5 minutes
Mambo vanobviswa nerufu chero vakura
Vanhu vakadai vanoda police then court kana hama dzacho dzinomuka chete kana vatadza kubhadhara restitution
Baba vanonyepa. Ava
Koivo munyori na mambo havanawo futi kuti kana mai avo wakasa unza mari yedare ikasauya ichaita times two here, saka sei kuna sabhuku yawe mhosva iwowo nemuromo wawo wachiita zvakadaro
Twaimbobireiko tumai utwu
Mai vehat yepink muroyi avo
Mbavha iyo inonyeba
vhitori is a rich language
Amai ava chivindi chokuba chibage vachiwana coz of bota. Mubirwi azvibira nokuchaja huku. Dai asiya vatongi vaita basa ravo.
Blaz vane gurokuro risingavharike ne collar vanonyanyo funga kuti vanofunga
Zigo chakashata vakomana kkkk,chine zidzoro
Kkkkkk yaaa
Woda kumuroora here
😊
Iwe musoro bhangu usapota uchidayidza vanhu kuti Comrade Shef, ndochii chakadaro ichocho?.
Acsesor unogona zvako keep that standard up hautongi nedivi zvako
Nyaya yekubigwa mumunda inogwadza. The process yacho yekurima kusvika chaibva is not a joke. Vanhu musadaro This is murder 😢
Vanhu vaisvirana ava saka haungasungise babe ka
@@bla-den612 you cant claim mari pawaisvira. Sabook uyu anoti vudhlire oti manyepo.
Noise kuseri uko shame
Baba vesuit vakuda kuzviita mwari anotongera kuda kwake
Sabhuku ngaabviswe pachigaro
Wanga uri musha wenyu moyo 😂😂😂
Kushata zvekuita hre mudzimba dzenyu
Dare iri nderewudyiredyire kusapota humbavha huripachena nedare ravo nderewumbavha iri vanobira vanhu maridxavo pamwe vanodya vese nembavha dzaco
iro resutu rinenge rinodya futi mai avo
Vakadanana ndosaka baba ava vachichinja Chinja maprize
Mutemo unoti chero imi mambo akasauya nemari yenyu munotokwidza.murume uyu ndisatan.baba ava vakabvumirana kuti vasakauya nemari musivavakataurirana havana kuuya mai ava vanonyepa zvekuti
Uku kunorebeswa nyaya
mambo vakura uye akapora anoremekedza vanhu
Zigo unodzifambira mazuva ano
Sabhuku yekubirwa iyo inhubu kuda kudya zvevapfupi nekureba wadzva wakanyesvura mai avo ukaoushiwa nemukadzi adzoka uyo ehe wagona mbudzi yavo ngaidzoke makarima mose saka vaidya zvavakarima vaona kut zvodyiwa neaive amboenda
Moyo varamba...
Mai ava zimbavha nhai baba ava vamboti kudi vati tsoka yavo saka apikisana papi
Kunyepa havabviri.komaiba nei Pls sungai mai ava zvinei nekutsanangura kwemari yavo nekuba uri bhavha makaba masaki mangani echibage she is no 1 liar.jeri nekuti imbavha.
Idare here Kana Kuti patabhera
Tabhera yezion here kikkkk
Mbavha iyi inozvida zvekuti.vaendesi ku police then kunovanogona kuvakuwadza vabude ropa for her life zimbavha. Evil
53:26
Mambo vakura zvavo bt vane mafacts kubirwa korwadza mfunge kusakura sandinyore
NdiChief ani ava
Vatungi murimbwa imi
𝐌𝐚𝐦𝐛𝐨 𝐯𝐚𝐤𝐮𝐫𝐚 𝐚𝐯𝐚 𝐧𝐠𝐚𝐯𝐚𝐛𝐯𝐞 𝐩𝐚𝐜𝐡𝐢𝐠𝐚𝐫𝐨
Hakuna mutemo wakadaro, unobva nerufu
@@manasschibanda 𝐤𝐤𝐤𝐤𝐤𝐤𝐤𝐤 𝐛𝐮𝐭 𝐯𝐚𝐤𝐮𝐫𝐚
Murume uyu doesnt sound convincing
Kubirwa korwadza
Chief vakwegura ko kuchisiira vechidiki vatonge
Havasi kutonga wani
Vanhu vakura ndivo vanezivo dzakati wandei@@zigo
Vaunoti vechidiki vane makore mangani?
Humambo haubviwe nekuti wakura
KKKKKKKKK
Zijangu
Mambo vachembera get away you fool
Maiwe zvangu bad language shame
Duzvi
Mazimbavha 😢