Landlord is a very mature and open minded person. was not biased to any side in his narration. Was very honest about how traumatized he is together with his family over the issue. May God be with them. Good interview there Stella. Please give us coverage on the outcome from police/court.
Zvinhu zvikuitika ku Zim now you can't comprehend ya, is it economic hardships, mweya urimunyika here what is it exactly it's getting worse kuwurayiwa kurikuita vanhu ? This is no longer normal it's getting worse by the day. Nyika yarema yakuda cleansing Zimbabwe ropa ranyanya kudewurwa.
Ndozvinoitika kana nyika isina mutemo uye hurumende nemapurisa kana dziridzo mhondi huru the ordinary people vanotevedzera zvinoitwa nehurumende navo varipamusoro pavo. The government is not doing anything about nekuti hayivone kukosha kwehupenyu hwedu. Ma problems acho akawandisa munyika. Vanhu are being overwhelmed nekutambura, kutopererwa chaiko zvekuti vari psychologically weak can not handle too much pressure vongopedzisira vongoti after all there is nothing to lose, vongoita the worst to exit the situation yavari. Dai hurumende yaitavo moyochena vatibatsire to get back to sanity.
I am deeply touched by the narrators of the witness to this happening. Devakwanisa kuwana conselling vakwanisa kunyararidzika muhana dzavo and also to able to get on with life. Please may they get counselling for witnessing such a horrendous and dispicable act. I am so sorry to the family that have lost a mother and a child. I am lost for words. Batsiraiwo vasara with counselling please...
Well said to the guy in yellow t-shirt. He is a big wise man. These are the people who must lead the community with the help of an organised government kwete government inongotarira matumbu ayo nemhuri dzavo. Nyika haiisisina mutemo Government yacho are the criminals and they are letting the ordinary people down.
7:24 it goes both ways,unogona kunge utori iwewe mukadzi uri problem however most Zimbabwean men were raised by single mothers and weak emotionally.Its just stupid kunetsana nemukadzi kusvika pakuuraya mwana or mukadzi.Vakadzi vakawandisa zvisingaite pane kuswera uri mustress.Iri ndo dhodhi remurume iri.Chawagona hapana.
Ipai Stella maruva ake she's the best ❤❤🌹🌹🌹
Stella Muusha basa unopedzera 😊😊usanyeperwe unogonesesa
Landlord is well knowledgeable. I hope his capacity is being utilized in the community. Community leader manyama
Wise words from the gentleman thumbs up bro
A journalist par excellence👌
Landlord is a very mature and open minded person. was not biased to any side in his narration. Was very honest about how traumatized he is together with his family over the issue. May God be with them. Good interview there Stella. Please give us coverage on the outcome from police/court.
Stella muusha my best pakutaura nekubvunza mubvunzo she is good she listern kumunhu achitaura weldone
Haa zvkaoma ndarwadziwa vnhu kna manetsa zvirnani kt munhu abve achirpenyu shame.thanks stella murikugona bsa
shame ,sad ,haaa Stella unogona basa iwewe .
Stella you are good ! Ndinokufarira hako. Stella zvinhu zvacho marwadzo weduwee . Ndaradziwa kani
Was waiting for this video thank you Stella .... Marondera y my pipo💔
Marondera yedu yapinda mhepo 😢
@@peenyikayaramba5433 haunyepe
Mabhinya apindira ku marondera 😢😢😢
@@peenyikayaramba5433mhepo yacho yakanyanyisa ahhhh
@@agnesjokonya1405imagine
Well done Tete Stella munogona basa renyu nyika yedu yayipa
Maporofita ndovari kuuraisa vanhu vachiti heee mwana haasi wako
I Miss President Robert Mugabe 😢
Zvinhu zvikuitika ku Zim now you can't comprehend ya, is it economic hardships, mweya urimunyika here what is it exactly it's getting worse kuwurayiwa kurikuita vanhu ? This is no longer normal it's getting worse by the day. Nyika yarema yakuda cleansing Zimbabwe ropa ranyanya kudewurwa.
Taura hako veduweeee
Zvakaoma zvikuitika paZim Vanhu havachatyi kuuraya
Kuuraya zvaitotyisa kare. Ikozvino unotishaya kuti what’s going on?
Hurombwa nemutoriro so i thiink ndozvikukonzeresa😢😢its too much now
Ndozvinoitika kana nyika isina mutemo uye hurumende nemapurisa kana dziridzo mhondi huru the ordinary people vanotevedzera zvinoitwa nehurumende navo varipamusoro pavo. The government is not doing anything about nekuti hayivone kukosha kwehupenyu hwedu. Ma problems acho akawandisa munyika. Vanhu are being overwhelmed nekutambura, kutopererwa chaiko zvekuti vari psychologically weak can not handle too much pressure vongopedzisira vongoti after all there is nothing to lose, vongoita the worst to exit the situation yavari. Dai hurumende yaitavo moyochena vatibatsire to get back to sanity.
I am deeply touched by the narrators of the witness to this happening. Devakwanisa kuwana conselling vakwanisa kunyararidzika muhana dzavo and also to able to get on with life. Please may they get counselling for witnessing such a horrendous and dispicable act. I am so sorry to the family that have lost a mother and a child. I am lost for words. Batsiraiwo vasara with counselling please...
Iiiii nhayimi ndini ndega hre ndisirikudzwisisa zvrikurehwa na baba va veyelow zvakaoma 😢😢
Yeah Hana yavo haisat yagadzikana vari disturbed havangambotadzi kutaura zvisinganzwisisike dei uriwe waitodaro
Havagoni kutsanangura hako
I worked wit this guy at zupco always smilling ndikutya nezvakaita izvi.
Mbavha for ED
Mhondi for ED
Now zvaworse everywhere in zim pana sekuru zvaiva nani,rest in peace hama
mahure for ed
@@philiptore9967kkkkkkkkkk
ED akonzera munyama munyika yekwedu
😢😢eish zim yaive isina kuday but now devel is on the work mxm have mercy dear Lord 😢😢😢
Amen
Good job my favorite journalist Stella ❤❤
I love this lady....tete munobva kuvanhu
M speechless kana idhomoni hre ndazvishaya
Yhoo Baba vakuma Ava. He's very intelligent 🧠 and compassionate
So sad story vanhu havachina rudoo avaa kuraya munhuu sehukuu sooo
Nyika irikutongwa nemhondi..ED maoko ako ane ropa..nyika haichina matyira..
Chokwadi wena kubvazvaapinda vanhu varikuurayana zuvanezuva ufunge
Kare zvaityisa kunzwa kuti kwanhingi kwauraiwa munhu ...ASI izvezvi vanhu zarikuvhiyana kunge huku
Ed must gooo nemachurches aya masatanist nyika yatakura kurema iyi
Doing well Stella this is the news dzisinganyanyoburitswa. We appreciate your work on this and trying to reach out to the deprived committees
Zvinorwadza veduwe 😢😢😢 mwari nyaradzai hama dzemukadzi akaurawa ndarwadziwa hangu
Haa inin i think dai pakaiswa mutemo wekuty auraya anonzi after 2 days obviswa ziso after 2 days obviswa gumbo mangwana vobvisa mhino mangwana nzeve zvichingodaro kusvika afa maybe vanhu vaitya kuuraya ah zvakubhowa izvi 😢😢
Nyika yatongwa nemhondi dzisingadi kutonga kwejechetere tinopera nemhondi Jamba akatongwa here
Stella the best
Sad news 😔. Thank you Stella
😂😂 mushonga wemapurisa , aiwa wemapiritsi ,mxm aiwa kani wemakonzo 😂😂😂😂
😂😂😂
Kubvira kupinda kwakaita Edhii panyanga mhondi dzanyanya veduwee
Iwewe kwana
@@leonmutukwa9783 iwe ndiwe usina kutokwana sascum
Mumba mako ED anopinda papi be responsible with your behaviour
@@prosperplumbers5098 muri mhondi maZanu
This landlord should be made to be a community leader. He is very intelligent
Baba ava vatori traumatized zvekutodaro😢😢😢shem
Baba vane wisdom ava.
Stella Muusha ❤❤
Ummmm zvanyanya veduwee munyika medu 😢😢. Vakafa zvinorwadza
Thumbs up to u Muusha
😢zvakaoma hazvo , MTSRIP mweya wacho wakaoma
Mapostori pada mheno zvakaporofitwa
Akanyeperwa nemuporofita ekumasowe
Kumasowe ndiko kwakabva chiporofita chemanyepo.Kana munhu adingadi kuenda kumasowe anofanira kufa here.Uyu murume uyu imhondi huru 😭😭😭😭
Mweya wemapostori ekucheshumba kana Ekedi
Its the mushonga wemapurisa for me..............😢😢 sad story
Inenge iri confusion amuna😅😅
Zvakaoma sure 😂😂
Nxaaa murume uyu muroyi, kuuraya vanhu kunga huku kudaro
Teacher avo varwadziwa zvekuti uum vanhu ngatisadero kusvika pakudai
Wasu ngechirungu😊
Mweya yevafi yawandisa, ngozi dzacho dzinoripwa nani, kuipisa madzinza. Kuuraya mukadzi nemwana kowadii kuvadzinga vaende kuvabereki kana mustreet zvamo. Ndarwadziwa. Nyika yava kutoda an exorcist. Apa tava nyika isina mutemo 😢😢😢
Baba vana wl be more affected, traumatized,kwete zvokut madam wangu ndiye anganyanya kuaffectika. Musingatyire vana.
mkadzine mwana vakaurairwa mahara chaiwo uyu ....murume anenge anotova ne ngozi chaiyo nxaa dai akangozviurayaka..kana tsamba yaakanyora haina kana msoro.
Well said to the guy in yellow t-shirt. He is a big wise man. These are the people who must lead the community with the help of an organised government kwete government inongotarira matumbu ayo nemhuri dzavo. Nyika haiisisina mutemo Government yacho are the criminals and they are letting the ordinary people down.
😢😢shame so sad
Baba ava vanenge vakutopengawo mukumbotaurei ipapa zvinhu zvacho soo zvikungosangana
Ma1 shuwa
He is traumatized kkk
Vatova ne confusion
Stella anofarora zvake kupfeka ma needs wow nice
Ndarwadziwa nenyaya iyi. Zvakaoma mweya wapinda mudzimba idzi
Baba ava havagoni kutsanangura
Ummm zvakawoma veduwe chiiko chapinda muvanhu
Baba landlord hapana zvavataura about mhondi nevaakauraya...he's more concerned about himself nefamily yake chete😢
Very true
Well done stella
Goodjob basa munogona munopa vanhu nguva yrkurondedzera
So Sad
Zvakaoma hazvo ini ndapererwa zvangu no comment
😭😭😭Zvakaoma mweya wapinda zim ma1 chokwadi rip
zvakaoma chaiko
Kubaya mwana wako here shuwa?? Moyo usingarwadze??? Ndisatan chaiye
Stellar basa unoziva
Kupindwa nemweya waMadzibaba Ishmael ....watekeshera
😢😢😢😢 zvakaoma veduwe nematambudziko
Stella unogona kutaura nevanhu zvakanaka haumhanyisi munhu pakutaura kana kuganhura munhu unogona kunatsitaura nevanhu zvakanaka hauna rough unogona unogona basa rako
Ko Pella? Kkkkkkkkkkkkk
Bantu Benkos shuwa yin Kanti engaka ngokubulalana
Nyika yedu yakutyisa Unogona kungofara kuhopeeeee uchiti una darling wangu ndianiko wekutruster ndapererwa
Aunyepi zvinoitika unourawa newako chaiye😢
Ndarwadziwa kubaya mwana wako ropa rako shuwa after auraya mkadz wake mmmmm vanhu ngatinamatei nyika yakuguma😢
Zvanyanya veduwee 😢 , zvakaoma hazvo ndarwadziwaa ini
So sad 😢😢😢 zvorwadza izvi
Pane banga kwarakabva
Baba vekuuraya mkadzi ivo vanga vakuda kuzviuraya nemushonga wemakonzo vakadii kuzvibayawo nebanga varwadziwewo nxaaa benzi rababa
Regai zvakadaro baba, hazvina mhosva
Zimbabwe Zimbabwe my beloved Zimbabwe.....mweya rudziko wapinda munyika medu😢😢😢😢
Mweya wa Mnangagwa wapinda
@@ChipoMunyayi u can say that again mweya wemhondi inoitwa mutungamiriri
Vakomana musazouraya vanhu mumadzinza umu. Ngozi ndoozvainoita apa inenge yabata kumuzukuru asineyi nezvakaitwa nemadzisekuru ake. Teedzai nyaya idzi muone dzinde.
mdhara uyu ataura zvine musoro kudarika teacher
Zvakaoma veduwe 😢😢😢😢😢
Baba avo ne mhuri yavo vanotoda canceling chaiyo vatori traumatized 😢😢
SaZiera matsanangura zvikukutu
Stella can you marry me?🎉
It's sad veduwe 😢
Akahura hre mukadzi yoooh
Zvakaoma
Landlord haasikutoziva nyaya Toda kuziva kuti wakaurai rei vanhu zvekuti marepresents emurume aiva 4 emukadzi aive 3 ndokutii 😂😂😂.
Ndapashayawo ipapo
Wasu ana adiki my classmate Kashmir
Mai muusha i seasoned journalist ne expirience if tine hurumende kwayo sesouth afrika vanemaoffices vachitauranews etc❤😢
Baba ava vaagona kutaura ndochokwadi chaicho ,marriage kana yaramba simuka uende either ndiwe mukadzi or murume suduruka
7:24 it goes both ways,unogona kunge utori iwewe mukadzi uri problem however most Zimbabwean men were raised by single mothers and weak emotionally.Its just stupid kunetsana nemukadzi kusvika pakuuraya mwana or mukadzi.Vakadzi vakawandisa zvisingaite pane kuswera uri mustress.Iri ndo dhodhi remurume iri.Chawagona hapana.
Chuma chenyu icho chemuhuro Dai muchichibvisa pamunoita show
Varume dzikamai mazuvano ndimi munenge mutori ne problem kana usingachandidi siya ndiende kumba kwedu shavi rerombe kugarwa nengozi pfutseke fira kujeri uri dhodhi imbwa tsvina .Manje waakutofira kujeri mudikani .Kana usingagoni kugara nemukadzi gara wega mhàni nyini iwe
Kungoonawo wega kuti handichadiwa buda kani weduwee
Mri Zera
Zvakaoma kuuraya munhu kunge huku
Asi chii nhai chave kuitika ......vanhu havachakoshesa hupenyu wemunhu imagine kuuraya mwana namai nebanga.
Ummm nyika yashata
😢😢😢zvakaoma