Vanoti VaApostle vakapera | Apostle Chiwenga

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 3 ก.พ. 2025

ความคิดเห็น • 16

  • @TawandaFoshoro
    @TawandaFoshoro หลายเดือนก่อน

    True gospel

  • @LearnmoreMutasa-t1m
    @LearnmoreMutasa-t1m หลายเดือนก่อน +1

    Iwe nevamwe vako muri murwendo rwekuGehena,ndiudzewo verse inotaura nezvaChiwenga kt uri mutumwa wamwari.

  • @edsonsebola8643
    @edsonsebola8643 หลายเดือนก่อน

    Diya Apostole

  • @ellacipesbadze1562
    @ellacipesbadze1562 หลายเดือนก่อน

    Vanhu vane nharo ivava apa vasina maverse chibook muromo

  • @brightonruzive1215
    @brightonruzive1215 หลายเดือนก่อน +1

    Ma verse hazobude havo nharo dzacho dzinongo bvamumiromo chete kk

  • @tarisaint
    @tarisaint หลายเดือนก่อน +1

    He attacked Chambwera, asi akati handina kumbomubata anoparidza chokwadi

    • @MuZiKlag
      @MuZiKlag  หลายเดือนก่อน +1

      @@tarisaint u listen to argue ndoproblemChambwera anoparidza chokwadi asi pane paanorasika fr example anoti Ma Apostle akapera

    • @tarisaint
      @tarisaint หลายเดือนก่อน +1

      @MuZiKlag ndinototendawo apostle vhangeri ravo. But apa zviri pachena, clearly he made a mistake. He is not God

    • @FaraiChekera
      @FaraiChekera 11 วันที่ผ่านมา

      @@MuZiKlagakapera was, kwangosara iwo makava anachiwenga ava.

    • @FaraiChekera
      @FaraiChekera 11 วันที่ผ่านมา

      @@tarisaintukanyatsoteerera uchaona kuti akachinja mharidzo murume uyu. Zvese zvaaiti zviri wrong iye aakuzviitawo. Ikozvino zvava pachena kuti akatumwa nedumbu rake

    • @tarisaint
      @tarisaint 11 วันที่ผ่านมา

      @@FaraiChekera taura hako, nema tongues nema tongues mazuva ano

  • @majorchief9054
    @majorchief9054 หลายเดือนก่อน +1

    Vhurawo verse inotaura kuti Kuna Apostle akaroora during calling.Vhura verse inoti apposte vaienda kurufu kunoviga vanhu.Paienda kurufu vaisiya vamutsa vanhu.Apostole vaisa intoruducer vakadzi vavo kukureke.Apostole havana Dinomination vaiparidzira kumakereke ese.

  • @BrianZulu-l7b
    @BrianZulu-l7b หลายเดือนก่อน

    Plus apostle is a planter of churches anofamba achipisa masango haagarire church kwete asi aizoti kana anzwa kuti kwaakapfura akasiya aplanter church ndopaizoti Paul i have kuti paita kusawirirana pakati will come and set order.saka aya anemachechi nekugarira church hameno kuti ndeapi

  • @mudzet
    @mudzet หลายเดือนก่อน

    Kkkkk this is from which sermon by the way?

    • @MuZiKlag
      @MuZiKlag  หลายเดือนก่อน

      They Worship God in Vain