shuwa kupfeka pant remwanakomana HERE Amwene hamusi kuita makuna kuna here?
ฝัง
- เผยแพร่เมื่อ 28 ก.ย. 2024
- #makandiwa #uebertangel #theclosurednashow #chamisa #karanganda #chigodora #slymedia #tilda #zimcelebs #tytie #kikkie #unclesaint #shematv #magaya #zigo #kundaichitima #djollah #maititi #madamboss #zimbabwe #chiefmutasa #chiefnyamaropa #chiefbushu #mnangagwa #chamisa #maititi #madamboss #mhosva #mamavee #comicelder #jahprayzah #fyi #viral
Kķk gugwa racho rakusimudza nechembere dzisisagoni kufamba dzichiuya kumatare haaaa zviri muNyika yedu zvikukutu
Zvimbuya zvinoshereketa muroora ari 100 percent correct
😂😂😂asi gogo zvamukuita maziso izvo hamuroye here imi
Havaoni maskati ,asi husiku nyangwe tsono vanokunhongera😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂😂 zvakaoma chokwadi
@@Loraine887😂😂😂😂😂😂
😅😅😅😂😂@@Loraine887
😂😂😂😂28:00 ayiii apopota ambuyayo adi zvisinabasaaa😅😅😅
Kadhuku kachena aka ma1,vamwene ava ma1.plus muroora chenjera. makuhwa (gunun'unu)rinokonzera makuva, unourayiwa muroora.Overally,vese vari vatatu vanobata bata.Mambo vatoona kuti pane zvakatakurwa nagogo ava.Mupurwa ngaugare musango
Amwene avo vane white hat vanechekuita nemupurwa uyu vanouziva vaakuda kunenera machembere maviri ayo
Asi zvimbuya izvo zvakafita kushereketa cz team irori kkkkk
My dear uchachembera wo
Zigo kwanq maadverti ndei
Futseki muroora asina hunhu urimbwa unovenga vamwene iwe hauna tsika
Vaitoti ndikadziiisa mvura vodaidzawo mwana wawo mvura yekugeza
Too much advertising
Dbuku jena ririmo zvakare mudare.
Riri kuwanikwa riri pakati pehuroyi
Hehedeeeeeeeee
You Rumbie ZANU PF has been killing itself on several occasions the the MDC Formation have been donating life blood to ZANU PF. All along when ZANU PF dies the thing that helps to revive ZANU PF was the MDC Formation.
Muroora uyu ka anoziva zvinotaurwa nezvisingataurwi hr
asi kurota imhosva here?
Mmm zvimwe zvachoma1 gogo kubatasekuru vakavauraya nhai😮😮😮
What is yhis creature whoch yhey killed? Mupurwa, pliz help
A lizard like creature which is almost the of a baby goat. You might think its a youth crocodile
Haaa nyika yakatakura zvikuru hama wee
Chief varikutya mbuya yewhite dhuku
Mambo tongai nyaya sezvairi muroora haana mhosva uyu
Ndiye ane mhosva hantie ndiye akaenda kotaura muroti haana kutaura ndiwo makuhwa chaiwo muroora mumusha mevanhu
Muroora uyuka
Siyanai ne guhwa madzimai 😂😂😂 endai kubasa
Chokwadii munhu ngazvigarire mumba mako😊
Zvimbuya zvinoroya....
Zvimbuya izvi mmmmm
Tsotsi
Muroora aisafanira kuudza zvimbuya izvo hope dzaa mwene vake. Akatadza ipapo. Nomakuhwa akaipa iwayo
Makuhwa chaiwo
Zvakaoma weduwee vanakomana awa wanotiparira
Zigo i love your videos but please inzwa zvichemo zvevanh maAdverts ako isa paside kana kuzasi kweVideo tane maweeks tichizvitaura
Also anaMasango avo plizz veduwe
A billion likes.....isa paside ZiGo
Ma playback ayo anobhowa zigo tangai vedio ka1
I fully agree with you
I agree with you
Muroora muroyi chaiye uyu.
Wangu amai vako vakaroya havafi vakawirirane nemuroora kana akarambawo kurooya and hapana zvaungazviita coz ndiimai kana vachirora vanenge vachiroya vakawanda vanamai varikushunguridza vana
Zigo wakutadza bsa ma advert ako akutikanganisa kuona zvakanak anyanya kuwandisa uyezve ngaasapindira pakati penyaya pliz
Taura zvako
Shuwa ummm zvicha make sense zvekungoisa ma advertise mukati me nyaya
Saka iwe zigo Prophet miracle ndivo vawakaona muporofita wenhema Masango ndiye wechokwadi kkkkk 'oh nekuti anokudyisa mbichana shame on you
Saka mambo mukasafamba kunenge maona here parikubva dambudziko
Madzibaba Masango muri mupostori here ?
Muroora imhunza musha, chero amwene vako vakaita zvipi haungavataure muraini nxaaaaaa a onyadzisa haana hunhu 🙌🙌🙌🙌🙌apo vakatakura murume wako 9 months wakushaya hunhu kusvika palevel irori apa mwana wavo ukuramba uchigara naye nxaaaaaa mararabishi emukadzi kuipa meso nemoyo nemuromo
Hope hadzina kuipa asi akafamba ne makuhwa ehope ndiye benzi
Muroora muchadzokera futi here mumhuri umu nemashoko ako aya
First off vanhu vanonetsana nezvinhu zvisipo panyika. Hakuna munhu anonzi muroyi nokuti hakuna munhu anokwanisa kuita FICTIONAL ACTIVITY inonzi kuroya. Nyoka imhuka dzomusango dzinouya mumusha dzichida makonzo. Hadzinei nokuroya.
Mpurwa ndeimwewo mhuka inozvifambirawo zvisinei nokuroya.. Vanhu vanongoda kutsvaka nyaya pasina nyaya. Muroora ndiye anofanira kuripiswa nokuti ibenzi.
Paita mugaran'anga apa
Why must she apologize for dreaming.. munhu ari wrong muroora.. munhu wese at some point anorota hope dziri strange and yu tell someone abt it, panemge pasina chakaipa but wat muroora did is wrong
Idzo hope ndidzo dzaunganotaura kumaraini
Sey waiwirirana nemuvakidzani uchisiya vamwene vako futseki uri mhutse muroora iwe
Muroora uri benzi. Hautaurire vanhu vemumaraini zvinhu zvamunotaurina kumba.
Chembere idzo ngadzichenurwe first varoyi vanetsa ku Zimbabwe Mambo vozopa final say vafambwa navo first .
Varoyi vanetsa vanotemba Wuroyi voda kuripwa yet ivo vachiroya , ngavafambwe navo first then judgement vachenurwa.
Muroora ane makuhwa uyu aahh
😂😂😂😂
Ngavaite sa mambo mutasa vanofamba ne imbwa ye gotongoza kkk
This is the most unwise chief and corrupt
Makuhwa muroora haana kunaka
Vamwene itsotsi murikuchema here murikifunga kt ndodii
A case yaamwene nemuroora. Ma1 aya
Bvani muroora manyama 🙆🙆🙆🙆🙆🙆
Mbuya ine dhuku chena iyo inoroya..irikutorwa godo nemuroora bcoz inoshandisa mwanakomana wayo
syndicate yayo chembere mbiri idzo..ko idzo idhuku hwaiko dzavakapfeka..but vakafana,asi matwins ere vanedhuku dzebrown avo
😂😂😂😂😂😂wandipedza
But muroora ari wrong pap apa handc nzwsisa
Muroora wagona ende kwazvasvika zvafumuka waida kunyangira yaona, waida kudyirwa mwana now hawazvipamhe, tengai kwekugara kureinga Zimbabwe yakakura nhayi musazowaudze kwamunogara imimi munodzoka kuzowaona
njere dzakadupika amai havanzwaro and shame from mumwe mukadzi
😂😂😂sekuru nhas munonorohwa chete
Idzi nyaya dzana Amwene nevaroora hadziperi kusvika vakadzi vese vafa pasi pezuva
Ipapo hamurivi nhema
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂
Ngavafambe mhani😊
Bvisai zvima adverts zvenyu izvo veduwee
Mrora uyo ibenzi chairo
😂😂😂😂😂😂
Muroora anouraisa
😂😂😂😂
Ediot, iwe Fake Prophets Masango. Why not use your magic kusunugura nyika. Kutsvaga kubira varombo 😢🇿🇼
Mambuya ayoo varoyi
Kkkkkk hanzi makatukwa kunzii aramba manzwi ezvinyadzi kubuda
The biggest problem is the husband. Where is he when all this is happening. How could he be controlled by his mum. Muroora should be the hub of consultation
Endai Kwa prophert T Fredy munonzwa nyaya dzese imi amai pane nyaya apo mambo dze zvehurombwa mambo haayananise kurombwa panoda mweya
Platfom yako zigo inobhowa why uchishambadza zvekumama izvi nxaa
Xviriko vamwene vangu vaisonawo maburugwa emwqna wayo
anenge asingade kutenga here
Iiii zvakaoma chokwadi vana amwene vane madrama asingaite
Ruregerero panoda chimbuya chakapfeka dhuku chena chibvjme
But muroora ane yep yep zvake nyangwe amwene vaine problem kuchangamuka kwacho padare kwanyanya
Plis madhara musaita hasha imi hamuna kukanganiswira chenyu kutonga chdte
Iweee zigooo zidxorooo siyana nekuisa mbavha vanamasango ava
😂😂😂KO kugwinha daddy vank vanoda kuvauraya her nhaimiii😢😢
Kwanzi zvinhu ngazvi gare musango kkk mupurwa
Zigo na Masango tichakuvhiringidzai manje..
Kuzopfeka manduwe emwanakomana manje 😂😂😂
Sabhuku Sabhuku ka yaaa mandinakidza kkkkkkkkkkk😂😂😂😂
Chief tongai Nyaya iyo zvakanaka
Topic iri kutiiko vanhuweee
Muroora Mharadzirwa nemuroora
Taneta ne ma advert ayo kani
Ndakanganwa kumba 😂😂😂😂
Amai ava varoyi pliz
Imi vatongi munovhiringa vanhu.
Muroora aribhooo
Ngavafambe mambo vese varoi
Muroora ne makuhwa chaiwo
masango is spoiling this channel
Muroora Ari wring
Makuwa murora
Ngavafambe mambo
Ikana usinakwekuenda saka uri kuti vamwene ndivo vasiye musha wavo here
murwere
Nhai zvenyu
😂😂😂
Yes ngavacheneswe
Don't advertise criminals lik masango yu tarnish your image
Yaanzara chaiyo ina Zigo
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Zigo ma adverts Ako achakushaisa ma views
Vamwene nemuroora vakafanana plus vamwene iteam rimwe nemamai awo 2 vanofambidzana
muroora unomweta mweta
Haaaa and futi kaa kupfeka zvinhu zvemwana wavo pakaipa ngavaite semunhu mukuru Mwana ane mukadzi wake wani
Chero asina mukadzi ungapfeka pant yemwana here nhai veduwe mashiripiti
Nhai zvenyu ndiko kupusa zvee ikoko shuwa kupfeka pent re mwana ummm 🙌🙌🙌🙌🙌