This is a very interesting story, woman that stayed in mzanzi are not that dull. Considering the new marriage law chief you have saved this man otherwise was going to loose a lot. Thumbs up to chief Madziwa.
I have observed 2 things from watching this channel. People in Manicaland dabble in zvikwambo and all sorts of rituals. People in Mash Central practise polygamous marriages.
Ko iye murume akadii kuenda ikoko kwaive nemukadzi iye aive ne motorbike .....murume Haana tangible evidence chikomba chacho kana chiripo changitaurwe zvobuda pachena do not rely on fungidziroooo
Kana vanhu vachiti $1800 isina kushanda what does that mean. Kuti inzi yashanda vanofana kunge vaita sei? The compensation she is asking for from my understanding is thqt akasiiswq basa achizoroorwa, then akurambwa.
Beside zvekuti amai vabva ku Mzansi hazvina basa. Being in SA does not make anyone loose. Inga ivo vakadzi vamurikugara navo mudzimba mu Zimbabwe varikuhura wani. Changoiitika apa munhu anga agara aine nyaya dzake. Kusaziva hangu pama sowe zviya panobvumidzwa phone here. I heard unodzima kana uripo. Baba ava pfungwa dzavo hadzitori zvakanaka. Why keeping a second wife in town iwe uchigara kumusha. Zvinhu izvi zvaiva nechihure mukati kubva nakare. Zvekubvisa pfuma izvo akanga afarisa anakirwa bekukurirwa kwaanga aita pabonde. Amainini face yavo inoratidza kuva mudhiniwe hayo😅😅😅
Mambo hamuna kunyatsoibata zvakanaka nyaya iyi murume uyu aifanirwa kusatombobvisa even dollar chairo bcz kutori ne 1800 us isina kana kumboshanda so pasina mwana zvakare zvatoziva ndezvekuti pasina mwana mari yakaenda murume aifanirwa kudzoserwa back half yemari yakabvisa bcz hapana mwana apa not kuuya kumuroverera futi apa ndiye ahurirwa
hongu murume arikuti mkadzi arikunyepa kt ange arikumasowe but as I see it murume agara asisadi mkadzi uyu !! haangamboti one incident wobva atoti mkadzi handichadi , uuuummm handisikugutsikana ini
Murume haachadi it was a rushed marriage mistake yakaitika vaifunga kuti vachatanga pavakasiira not knowing kuti vose vachinja with time, neroora yakabvisa murume uyu haachadi ndavarege kumumanikidzira
It is so sad to witness this Kangaroo court. In particular, this chief should get rid of the two clowns advising him.....they are pathetically stupid and frighteningly uneducated. I was appalled at the level of how these rural idiots ganged up on a woman who was vulnerable. She kept repeating that she told the man to come to the Masowe and pick her up. Why did he not go and prove whether she was lying or not. Not even one man wanted to hear that critical point that would have decided the whole issue. This is why these traditional courts are rubbish, and I feel sorry for anyone who has to be judged by a panel of fools like what I witnessed. Ndinonzi Dr. Sharara, and any one of these fools can try and sue me for what I have stated. Pathetic!!!!
Dr Sharara I think you're the most idiot ever ... How can you follow someone abva pamba wtht any notice ... Ukateya mariva do you expect kty mbeva ichakudaidza kty chiuya ndabatwa hre? It's obvious anongobva zvee ipapo paari omira ku road nhy
You're entitled to your opinion sir! But ka, dai aida kunyangira aingoti handisi kuuya sezvaakaita asi orega kuzono pfodora hope, obva achienda kunoona chokwadi. Kana iwe Absolom, haufunge kuti zvaive nani? Ndiyo exhaustive proof yaidiwa. Ikozvino haana marambiro kuti mukadzi aive kusowe. He is at fault. @@absolomchitima8707
Dont ever risk kuroora mnhu ari Joni waste of time and resources kungoti kna usati wambouya kuno you cant understand it baba...Vabereki ve😂mkadz vaka gainer apa $1,8 for 4 months its too much ...talking of compensation kushaya nyadzi cht
Apo mataura Mambo. Dai amai avo vaitaurira murume wavo kwavanonovata ikoko, even kumasowe kwavo ikoko, this guy aidero akatonanga kuSowe ikoko kunovona kuti ariko here kuSowe or not. Aidaii asina kunenda kumba zvachose.
But unezvivindi kutora mvana yanga iri Joni 😂😂😂 Baba joni kunoitwa yese yese mbutu dzinorohwa kuno...kutora mamvemve chaivo and most of them dzava mhuka mafaro vakatomajaira
ndotenderana newe haasi mambo uyu..........wakatenga mota wakaita exident usati wambosvika kana kumba uchibva pagarage unodzoka here kuti ndoda mari yangu.......................mari yeroora yakatonyura ahisi mari yekuti vapedze nguva vachitaura nezvayo.......mambo uyu ano penga...
@@cpfam Hahahaha une nhamo lwe ndatoona kuti une pavakatsika kutuka munhu wausinga zive asi kumba kwenyu munokurudzira hanzvadzi kuitadiro ajonjina here zvino dzinorwambwa wanzwa ita hunhu uri mumusha mevanhu haunyare ndogona kupindura iwe uri dimon
Thank you Slymedia,zvese izvi tazviwanira kupi dai musiri imi.
Vamwe vachidya gold. Isu tasa paTV dzenyaya dzevanhu kwamambo. Inonzi zanu 😂😢🇿🇼.
This is a very interesting story, woman that stayed in mzanzi are not that dull. Considering the new marriage law chief you have saved this man otherwise was going to loose a lot. Thumbs up to chief Madziwa.
Zvimadhara zvima aides zva Chief izvo full of themselves and confusion often interjecting each other and sometimes contradicting each other
Well done kumukadzi akaramba barika,vamwe vari kungounganidzwa sembeva😂😂😂
0q⁰
🤣🤣 I concur kuunganidzwa sembeva bodo
I have observed 2 things from watching this channel. People in Manicaland dabble in zvikwambo and all sorts of rituals. People in Mash Central practise polygamous marriages.
@@tichaonachitiyo6117varikushandiswa kuita chihure kuti vabate zvikomba vobhadharisa. Ukaona tuvanhu twurikuita barika tumahure twese
Good show, but Camera man, please focus mainly on the person talking....PLEASE.
Vakadzi siyai chihure mudzimba umuu plz
Murume aifanira kuenda kuMasowe he failed his investigations, mari yakabviswa within 4months it's too much no compensation
Mambo magonha, let’s go 50/50!
mukadzi uyo anonyepa kuti anga arikumasowe nekuti kumasowe haubvumidzwe phone. saka iye akazoidaira chirudziyi idzo phone dzichidzimwa.
Tinongodziona phone dzichitora ma video kumasowe uko lets not use that as a fact for consideration
Unotora bt zvakachenjera ini ndotozviita ini ndoisa pavibration cz vnhu vanoba fti mafoni kumabag kuye ndoinogarwa nayo mnje
Technology
Haa Mai avafanire kuripwa ava...Mari yomunhu yakatodyiwa mahara chaiwo 4months haaa
Mainni avo itora mari united 😂😂😂
Circumstantial evidence, vakadzi take notes....imba can demolish unexpectedly through silly things....
Ko iye murume akadii kuenda ikoko kwaive nemukadzi iye aive ne motorbike .....murume Haana tangible evidence chikomba chacho kana chiripo changitaurwe zvobuda pachena do not rely on fungidziroooo
Point isu toenda kumasowe kutonnorarako kna 3dyz chaidzo timusango
mukadzi haana paakaresva kana akatombosheedza murume kut auye amutore
Iko kumasowe kwacho akadii ku4nera murume kuti nhasi ndiri kunorara kumasowe
@@ethelsawadye4023 phone yaidarwa nemukadzi mukuru
Chief nemakurukota enyu tongai nyaya kwete kutsvaga roora rakabviswa nemunhu kusabviswa kana kusapedza pfuma handizvo zvinokonzera chihure tongai nyaya mambo bushu dzidzai kunevamwe
Kuroora mukadzi akambo gara Joni zvivindi chaizvo
😂😂😂 sei madaro hnty kbsa
Kana vanhu vachiti $1800 isina kushanda what does that mean. Kuti inzi yashanda vanofana kunge vaita sei? The compensation she is asking for from my understanding is thqt akasiiswq basa achizoroorwa, then akurambwa.
Zvekukambira mvana dze Joni muchazvirega
@@abigailcharakupa8490 🤣🤣🤣🤣 havasi kuvaziva
Beside zvekuti amai vabva ku Mzansi hazvina basa. Being in SA does not make anyone loose. Inga ivo vakadzi vamurikugara navo mudzimba mu Zimbabwe varikuhura wani. Changoiitika apa munhu anga agara aine nyaya dzake. Kusaziva hangu pama sowe zviya panobvumidzwa phone here. I heard unodzima kana uripo. Baba ava pfungwa dzavo hadzitori zvakanaka. Why keeping a second wife in town iwe uchigara kumusha. Zvinhu izvi zvaiva nechihure mukati kubva nakare. Zvekubvisa pfuma izvo akanga afarisa anakirwa bekukurirwa kwaanga aita pabonde. Amainini face yavo inoratidza kuva mudhiniwe hayo😅😅😅
Mukadzi anoenda kumasowe here usiku akaroorwa saizvozvo asina kuudza murume?.Chihure chete hakuna.masowe akadaro mhani mukadzi anotaura kwaanenge ayenda kwete zvekungoti ndiri kumasowe .I blame masowe nguva dzose bcz vanhu ivavo havana kurongeka izvozvi apiwa dombo riri muchiuno kuti hanzi richavaka imba nhasi raputsa imba yacho.
Ari rgt mukadzi baba avo ndivo vasingagutsikani nemba yavo
Team iri ndinoriziva itora mari united kuda kutoripwa pamusoro pekuhura futi uye havaite mistake yekuita mwana kana asati oda hake
Mai imi mkupeng ska munoda kubhadharwa chiii
Kana murume achishanda mudhorobha mukadzi achigara kumusha, murume paanoenda kumusha mukadzi chero anga ane zvaanga achiita kune imwe nzvimbo anotosiya kumhanyira kune murume watononokerwa neyonini
Madhara anovhiringa mambo kutaura vanekaku vhundutsira vanhu
Mambo hamuna kunyatsoibata zvakanaka nyaya iyi murume uyu aifanirwa kusatombobvisa even dollar chairo bcz kutori ne 1800 us isina kana kumboshanda so pasina mwana zvakare zvatoziva ndezvekuti pasina mwana mari yakaenda murume aifanirwa kudzoserwa back half yemari yakabvisa bcz hapana mwana apa not kuuya kumuroverera futi apa ndiye ahurirwa
Aaah asingazive kut kumasowe konorarwako ndian
Agar zvakumuomera akangoita speed zvke murme
Plus anoziva kut uyo wekutanga akangogar vo ndian paritricky ngaripe akamupedzera time yke hapenge ka mukdzi uyuuu dai atoti $2000
hongu murume arikuti mkadzi arikunyepa kt ange arikumasowe but as I see it murume agara asisadi mkadzi uyu !!
haangamboti one incident wobva atoti mkadzi handichadi , uuuummm handisikugutsikana ini
Murume haachadi it was a rushed marriage mistake yakaitika vaifunga kuti vachatanga pavakasiira not knowing kuti vose vachinja with time, neroora yakabvisa murume uyu haachadi ndavarege kumumanikidzira
Amai avo vaiva kunohura. Zviri pachena izvii
Barika rinoda vanhu vese uchivaona everyday
Ndipeivo beche Moms ndimbo dhedha
Mari ynyu chet haisi nyya
At least nyaya inodzeyewa nemunhu wese mudariro.
Mukadzi imhandu yemumwe mukadzi chokwadi. Amai ava vanoti mumwe mukadzi haafanire kuripwa iye akatambisirwa nguva vane hutsinye
Bmkuru avo kapenzi
It is so sad to witness this Kangaroo court. In particular, this chief should get rid of the two clowns advising him.....they are pathetically stupid and frighteningly uneducated. I was appalled at the level of how these rural idiots ganged up on a woman who was vulnerable. She kept repeating that she told the man to come to the Masowe and pick her up. Why did he not go and prove whether she was lying or not. Not even one man wanted to hear that critical point that would have decided the whole issue. This is why these traditional courts are rubbish, and I feel sorry for anyone who has to be judged by a panel of fools like what I witnessed. Ndinonzi Dr. Sharara, and any one of these fools can try and sue me for what I have stated. Pathetic!!!!
Yaaa true that.havana kana kuda kupabatawo ipapo akaadii kutevera akanobata chokwadi
Dr Sharara I think you're the most idiot ever ... How can you follow someone abva pamba wtht any notice ... Ukateya mariva do you expect kty mbeva ichakudaidza kty chiuya ndabatwa hre? It's obvious anongobva zvee ipapo paari omira ku road nhy
You're entitled to your opinion sir! But ka, dai aida kunyangira aingoti handisi kuuya sezvaakaita asi orega kuzono pfodora hope, obva achienda kunoona chokwadi. Kana iwe Absolom, haufunge kuti zvaive nani? Ndiyo exhaustive proof yaidiwa. Ikozvino haana marambiro kuti mukadzi aive kusowe. He is at fault. @@absolomchitima8707
Muchinda uyo anga asisade mkadzi uyo ,1 8 haana kurova nyoro here pamkadzi uyo .Hapana kuhura kwaakaita uyo vanoda kumudzvanyirira .
Bababavo vakarega nei kuenda kumasowe kunotora mukadzi vakanga vagara vakateya kare ngavabhadhare
Thank u murume itsotsi uyo
Mukadzi anoudza murume wake paari or kuti ndirikuita soo, manje uyu haana kutaura. Ikoronyera iro..
Ukaona anoenda pabarika izvozvi anenge ari hure. Mahure arikushandiswa kuti vaite zvikomba vonyepera kubatwa kuti vaende kwamambo vopuhwa mombe
Ayewa murume akange asiya mukadzi ari yega achiti rent yobhadharwa nani tongai nyaya sezvairi mukadzi maku mutukirei kugara Joni kozivei musavenge munhu Tongai nyaya not munhu
Murume akatombobisa marii kumba kwenyu after that wotii ndoda mombe ftii 😂😂😂 kupenga ukoo apo mambo murikurasika apo
Kunonzi kunyira mupoto yauri kubikira kuti udye tsvina
Mambo vanoziva kutonga.
Mukadzi uyu qda kupfumira pamunhu dzidzai kushanda madzimai ppamusorope1800
Mukadzi uyo nganopiwa compansation ikoko kwange achidyiwa beans nokuti ndiko kwamuputsira musha.
Newewo murume uri benzi surely kugarisa mukadzi muHarare iwe uchigara kumusha wainyanya kutembei ndoda kukumamisa ziGuma
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Kooo ndai vasina kurambana aisabvesa mombe here
Mjolo mukadza dayiakaudza murume nezvekuenda kuchurch murume ayisauya kumasowe nekuti ayiziva nyaya yame ayitonyangirawo zveke uyo asindinoti kurambana hakuna kutanga emi chikuru kufema kuparadzana murivapenyu kwakakosha
Mai ava musviristia
Mai musvirwistia
Mai vanenge vane munda we beche
Dont ever risk kuroora mnhu ari Joni waste of time and resources kungoti kna usati wambouya kuno you cant understand it baba...Vabereki ve😂mkadz vaka gainer apa $1,8 for 4 months its too much ...talking of compensation kushaya nyadzi cht
Iwe waibvepi pakati peusiku
Akakuudza kuti team rekugarara ku south africa mai vamwe vacho havacharoreke
Poor Camera Man
Welldone my chief. This is fair
Fambai amai murikuteerwa nemweya werudxi vanopfuma nemi hamuna chenyu tete vako vakangwara nhema
vakuru ava havagone kutonga nyaya zvachose. vanoisa mazwi mumuromo memunhu. kuita here kuti mukadzi aifanirwa kuisa msage kuna mainini ndizvo here
Apo mataura Mambo. Dai amai avo vaitaurira murume wavo kwavanonovata ikoko, even kumasowe kwavo ikoko, this guy aidero akatonanga kuSowe ikoko kunovona kuti ariko here kuSowe or not. Aidaii asina kunenda kumba zvachose.
The woman,s parents should be debating the roora business not mwana wacho. Changa chiri chihure here
Haaa two warume wakakomba mambo awo uuuum 😢😢😢
Matarisa mudenga ndeapi iwayo 😂😂😂
Mhosva ndeyekuti mkadzi uyu haana kuudza murume wake kuti arikuenda kumasowe, haana kutaura kuti arikuenda kuChurch.
Mother vakabatana zvavo
Murume akadii kunomutora kumasowe
Mukadzi uyu akutoda kupfumisa mhuri yake.akutoda kt us1800 + us1500 yakutosvika us3.300 apo hauna kacheche
She didn’t say ashadi murume
This is a joke, the institution of marriage is sacrosanct, what a fuss..Lucia Tangawarima is sooo beautiful though ❤
Camera man camera man enda orara
mkadzii anotaura straighty asi murume hachadi chete
Ndeipi iyo inonzi chitarisa mudenga
😂😂
Yekudyiwa zvinhu
Mjolo United!😂😂😂
But unezvivindi kutora mvana yanga iri Joni 😂😂😂 Baba joni kunoitwa yese yese mbutu dzinorohwa kuno...kutora mamvemve chaivo and most of them dzava mhuka mafaro vakatomajaira
Zvinosiyana nevanhu ,munhu kna Ari Joni achizvishandira achiziva zvaakaendera Joni hapana chinochinja pamunhu
@@LinetChipfurutse hunhu ndounochinja vatete despite kuzvishandira tirikuzviona day in day out
Vakadzi vakambogara joni ava ma1
No compensation yourworship
Taurisai Tinyatsonzwa mainini mukutaurira pasi
Ko iye murume akadini kutevera kunotora murume wake
Mjolo muchaurega zvenyu
Uyu murume uyu haasi mambo...haazive tsika dzedu dzechivanhu nemagariro edu...ngaarambidzwe kutonga vanhu...this is criminal
ndotenderana newe haasi mambo uyu..........wakatenga mota wakaita exident usati wambosvika kana kumba uchibva pagarage unodzoka here kuti ndoda mari yangu.......................mari yeroora yakatonyura ahisi mari yekuti vapedze nguva vachitaura nezvayo.......mambo uyu ano penga...
Chakaita kuti mukadzi arare kuMasowe murume auya arikumba chii
Mukadzi uyu ihure us1800 yakabviswa yakawandisa kune vamwe vakabereka 10 vana vasina kubvisirwa kana cent apo hauna mwana.. pamusoro pezvo uri kuda kubhadhara us1500 zvichireva kuti akuda kupfuma nemurume uyu ibenzi aive asingade zvemba ihure
Beche???????
Guys
The woman is loose?
Vakadzi vevanhu vanohura veduwe
ahura papi
The worst thing kuita barika usina cash. Plus kuroora munhu akambowanikwa why uchizorwadziwa nekuti ahura iye akatomborohwa poto zve marriage yauri aware of. Chasiyana chii apa beche ndorimwero rakambodhedhewa b4 you zvine evidence. Kwanai machinda chena se dako re bhinya nxaaa
Mukoma Robie sando dzenyu
Vanhu vanoda kufuma nemosodzi yevamwe pfuma inobvisirwa munhu we mvana hre
Saka mvana hairoorwe here
Murume uyu anga akutsvaga kuramba mukadzi nekuti kudai aida kubata mukadzi sekuudzwa kwaakaita angadai akamutevera kumasowe kwacho manje zvidhara izvo zvirikufasa one side haaaa vakwidza forongonya yangu vari wrong kutonga kwavo
Haaaa ichii chimambo ichi chopenga hachingone kutonga havana kurara vese here munoti haina kushanda
Matonga zvehustinye mambo murikungoona kuipa kwemukadzi why
@@tatendamukabeta6886 ko iye asi akatanga kurara nemurume uyu kai ?.
@@giftalutadosipani3637 ayiwa pandaramba pekunzi mari haina kushanda iye aigara naye
@@tatendamukabeta6886 no yakashanda nekuti vakagara vese but iyo yaari ku claimer futi haiyiti.
No no no dare be fare
Mainini igold digger.murume akasiiwa wekutanga mukamubata kana tazogara muchanzwa zvihombe....hangarambiri pakuti hapana evidence yokuti aiva kuboyfrend kumasowe kwakambonyarwa kudaro zvarinhi...chief vabata nyaya asi vabatsiri nabamkuru vanga vachingotomuka tomuka zvavo
Vakadzi vazhinji dzangova pfambi kusangozvibata
hapana kutongwa Zvakanaka mkdzi abatirirwa
Vari kutongwa havasi kunzwika hapana chiri kunzwika
Pkaipa zvinhu zvokudai hazvidi kudero
Murume ngadzoserwe Fuma yake.
Mai ava looks like a GOLD DIGGER
Ndokufunga kwanguvo
Compensation is not worth apa.Mambo vari kuti"wati gare gare"kudii iye munhu asisade nhai.
Hanzi munhu uyu anga asisauye kana kubhadhara rend teererai nyaya kwete kuvenga munhu
Mainini vanga varipa kappa
Manini munohura serious
Taura hako ,bt hawasi kumbopataura
Kozvaari kunzi akahura womudiyi aaah
Not fare
Sei vanhu vari kuti mari haina kushanda havana kumborara vese here
Haana kuita mwana saka mari haina kushanda ndozvinoita chivanhu
Uri rombe
@@cpfam newevo uri rombe hapasi pekutukana munhu unotaura zvawafunga maererano nenyaya iripo Satan wemajudha wanzwa enda unofa sure ine honye
@@Gibson554 mahure makatadza dzimba dzenyu makkufunga mungavake dzevamwe pa Internet. Kusanyarara kwaro rinongoti zimukosho rakashapiswa ne siki