Zimbabwe yayipa yakutyisa people are dying like flies. Economy is forcing people to do all sorts of jobs @ their own risks . A young life is gone nekutsvaga Mari, no street lights @ night no cameras which is giving such criminals to do zvavada. Dai Hurumende yedu yayita something to protect people from such from happening as people are loosing lives everyday in Zim Mweya urimunyika medu wanyaya ropa ranyanya kudewurwa kuromba too much Kana mu town musisiri safe what more Kuma outside town, street lights and cameras are needed pls
Wats going on munyika medu chaizvo...Zim yachinja nguva ya Mugabe yainga nani stereki.Zim haichina kana direction yakutyisa.may his soul rest in peace😢😢
Indrive yagara unototakura vanhu vausingazive cos ndoma customer acho ,zvakuda ma cctv ma street light's ne police on patrol husiku or vigilante boys chaidzo
When I was in Zimbabwe this year I used inDrive. I noticed the danger is the driver gets cash from the passenger. Unfortunately with the situ in Zimbabwe that’s the most convenient way to receive the fare. The dangers of that is they’re known to have cash on them. Apa I think paakaona kuti these are not real customers he wanted to drive off and they disabled him nekuponjesa mavhiri. I think they wanted more than money from this young man MHSRIDP 😢
Umwe bolt driver akanditi haangovingi munhu ano requester for the 1/2nd tyme kazhinnji hanzi matsotsi ,zvichiinda ne location, sekwandaive koko he say its a danger area
Harare iguta guru zvokuti rishaye ma camera hazviiti. Matown emu Zimbabwe sei asina ma camera vakuru vedu ngavagadzirisa nhau. Dzakafanana nedzidzi Zanu pf musada kungo tengerana mazi motor anodhura muchisiya zvinhu zvine Basa munyika kosei musingafundi kubva kune dzimwe nyika sekunana Dubai Kunana China hazvifadzi 💔💔💔
I don’t think there’s an easy way of tracing the identity of the would be passengers due to the lack of CCTV within the city centre. Yes on 4th street the illumination is now poor for I remember it to be. So maybe deploying police in those shady areas to protect people after hours. Otherwise we cannot say people shouldn’t be out there in those areas after hours cos it’s not practical. I remember being on 4th street catching a bus around 8/9PM or even 10PM cos I’m going home from college. I used to feel safe back then. MHSRIDP 😢
Hey kuita seSouth Africa here nhai.
Varikuzviita mu Joni macho mazimba iyaya
Zvatotanga mweya we ku south Africa
Mukoma vhataura nyaya yema CCTV that's the only option
Kuromba kwanyanya muzimbabwe kushaiwa mabasa here chiiko
Chokwadi zvakawoma
Ndevesouth afrika mabhinya emazimba tsvaira the whole rudzi vamuuraya don't rest yosoul pakadai😮
I think CCTV nema street light anodiwa ...plus updates kuvanhu chaivo ...tine hurombo kumhuri yarasikirwa 😢zvinorema kuzvingamuchira ,Mwari ngakunyqrqdzei
Zimbabwe yayipa yakutyisa people are dying like flies. Economy is forcing people to do all sorts of jobs @ their own risks . A young life is gone nekutsvaga Mari, no street lights @ night no cameras which is giving such criminals to do zvavada.
Dai Hurumende yedu yayita something to protect people from such from happening as people are loosing lives everyday in Zim
Mweya urimunyika medu wanyaya ropa ranyanya kudewurwa kuromba too much
Kana mu town musisiri safe what more Kuma outside town, street lights and cameras are needed pls
Wats going on munyika medu chaizvo...Zim yachinja nguva ya Mugabe yainga nani stereki.Zim haichina kana direction yakutyisa.may his soul rest in peace😢😢
Weduwee Stella ka zvarwadza izvi kani. Zviitiko zvakadai zvinowanzoitika Joni kwete paZim. Mai vakazcara mwana uyu varipaiko nhai weduweee mmmm Mwari ngaanyaradze mudzimai uyu akarwara mwana wake ,adai kuparara nenzira yakadai
This is too much, sei kare zvaisaitika zvakanyanya nhau dzekupondana president ngaarove pasi hapana zvaari kushanda
Kunyanya pakuurawa kwevanhu ummm ngaite action
Endai kwasekuru mukotsanjera aita izvi chibvondoke
SEKURU veiko Zimbabwe 🇿🇼 wanzai Mwari munangagwa musatanist
Zvema In drive muZimbabwe unofira mahara ndoo paunotoona kuti joza irinani
Zimbabwe makurombera kupi chaiko kuita zvinotyisa kudai???
My condolences to the family and friends. Isai ma Camera nema lights pliz
Chorwadza munamgagwa wacho haana kana action mugabe was good
Isu kwedu kwamutare mapurisa anoshanda husiku kubva na 9 manheru kungofamba famba police inenge yawe kuita stop and search
Indrive yagara unototakura vanhu vausingazive cos ndoma customer acho ,zvakuda ma cctv ma street light's ne police on patrol husiku or vigilante boys chaidzo
Nhai zvenyu imi unototakura vanhu vausingazive
N'anga dziri kurombesa vanhu ngadzimiswe
Ndarwadziwa zorora murugare 😢😢😢
When I was in Zimbabwe this year I used inDrive. I noticed the danger is the driver gets cash from the passenger. Unfortunately with the situ in Zimbabwe that’s the most convenient way to receive the fare. The dangers of that is they’re known to have cash on them. Apa I think paakaona kuti these are not real customers he wanted to drive off and they disabled him nekuponjesa mavhiri. I think they wanted more than money from this young man MHSRIDP 😢
Umwe bolt driver akanditi haangovingi munhu ano requester for the 1/2nd tyme kazhinnji hanzi matsotsi ,zvichiinda ne location, sekwandaive koko he say its a danger area
Nyika yashata weduwee 😢😢
Nhy mwariimi murikupiko zvichidaisooo pindirai mwari 😢😢😢😢😢
Yhooo zvinorwadza,may his soul rest in peace
Shame sad nyaradzwai hama dzake zborwadza kifa achikumbira ruregereto for mhosva yausina kupara
Zimudhara rehat harina kukwana sure
Ummmm Mwari ivai nesu,kuuraiwa sehuku veduwe hre....Rest in peace bro
Munyika ipi iyoyo inoiswa ma comera muma streets vachikonewa kugadzira ma sewage kana kugadziro ma roads acho
Vagona havo vatiza asi ngozi ahitizike kana ukaenda kupi nekupi even kudenga chaiko inenge yakavamirira ropa rake richabvudzwa pamusoro pemhondi idzodzo nxiiiiii . Mwari tibatirei
Harare iguta guru zvokuti rishaye ma camera hazviiti. Matown emu Zimbabwe sei asina ma camera vakuru vedu ngavagadzirisa nhau. Dzakafanana nedzidzi
Zanu pf musada kungo tengerana mazi motor anodhura muchisiya zvinhu zvine Basa munyika kosei musingafundi kubva kune dzimwe nyika sekunana Dubai Kunana China hazvifadzi 💔💔💔
Vanhu vaye vatanga huyai Mwari
Apa mapurisa vanenge vachingofamba mumabhawa zvawo vamhu vachipondwa ivo vari busy kutsvga mari kune varikubuda mubhawa vakatakura doro
Another young soul gone just like that....its really sad 😢😢😢😢may his dear soul rest in peace ....
Rip boy.marwadzo panyka sua
I don’t think there’s an easy way of tracing the identity of the would be passengers due to the lack of CCTV within the city centre. Yes on 4th street the illumination is now poor for I remember it to be. So maybe deploying police in those shady areas to protect people after hours. Otherwise we cannot say people shouldn’t be out there in those areas after hours cos it’s not practical. I remember being on 4th street catching a bus around 8/9PM or even 10PM cos I’m going home from college. I used to feel safe back then. MHSRIDP 😢
Vanorombesa vave kushambadzwa pazvivhitivhiti saka nyika inganaka sei
Haunyepi tazvionawo😢
Ummmm haaa zvotyisa izvi
Mmmm veduwe nyika yedu yaipa hamaweee 😢😢😢😢😢
Afa rufu rwunorwadza veduwee, imagine kuvhiya kutora moyo wake uye ma private parts umm nyangwe vakaita izvozvo zvivindi zvacho vaizviwana kupi sure😭
Varikuto giya vanorombesa now tingaita vanhu kwazvo hr
Yowee veduwee shame Zimbabwe yashata veduwee so sad
Hello ST❤❤❤❤
Mmmm police ngaaite basa shuwa munhu kuurayiwa nekuzovhiiwa maparts pasina kusvikirwa. Shuwa macamera ngaaiswe mumaroads nemalights
Siyai kubvunza zimudhara rehat iro harina kana zvine musoro zvaririkutaura
Zimbabwe yapindwa nemweya wevanhu vemu South Africa chii nhaimi nyika yedu yakutyisa
Kuromba inhamo,kuuraya munhu kushaya mabasa ndiwo kunokonzeresa mabhinya.Maparts anooneka haasiwo anongotorwa chete.Vamwe vanotora nzwara chaidzo kana kugera vhudzi, blood withdrawal.Pondai henyu kana youya ngozi munoto eke.I think vanouraya asi havaoni sekuru Mukotsanjera vachibatsira ngozi kunoripwa kumusha kwayo
Zvakaoma hazvo 😢hazvigashirike so sorry ku family yake.
Pakaipa
Ko vemutemo vadii kuita mapatrols aiitwa kudhara ekutenderera usiku?
Asi hakusisina police inopatrola manheru. Yah zim yakutyisa veduweee
Even putting hidden cameras in all taxis
Zimbabwe yaita sei nhaimi taiziva zviri zveSouth Africa izvi
Mu Joni macho zimba ndiro ririkutorura ne hunhu ihoho
Town inoshaiwa lights shuwa.....haaaaa whoever is responsible isaiwo tower lights....
shame zvinorwadza izvi vahu ngatityei mwari vanhu take kuurarana sehuku
Haaaa fanike maStreet kids emudhorobha haaa Vicious chaiyo
May his soul rip 😢
Rest in peace kodwa ekhaya sekukubi
Inini ndinokumbirawo kuti muzimbabwe muiswe mutemo wekuti wese auraya anofanira kuuraiwawo nekuti kana kukaiswa camera munhu iyeye akabatwa haagari mujeri macho anongobuda ouraya zvee saka pfungwa yangu ndiyoyo auraya ngaauraiwe
Very sad God help this family zvakawoma
Kujeri kwakufanha kukwatsvagwa hangman wese auraya anongourayiwawo
Ngaidzoke death sentence coz vanhu vakungoponda
Shame zvakaoma hazvo zvinorwadza izvi
So sad,Mwari pindirai
💔💔 mwana mudiki weduwe
Dai tabvisa madhara muchipurisa,toisa vana vakadz8dza, especial forensic science, and have DNA profiles for all criminals,it may help
South Africa yatove better than Zimbabwe panhau yekurayana
Kuromba chaiko - it will be sad if there is no CCTV in that area to at least capture something.
Vanhu dzamhuka veduwe unourayawo mwana veumwe munhu nenzira yakashata kudaro kana kuri Kuda Marika vanhu musadaro hapana anovigwa nemari yacho
Rest in peace
😭💔mkomana ange achada kukurawo
Zvakaoma shuwa
Zvakaoma hazvo nyika yaipa sure
Madofo taxi Uber indrive unotakura vanhu vekuziva kumusha here nxaà
Zvakaoma vedu
Zvakaoma 😢
Shame muyouth anopinda salvation Army hatclife zvinorwadza veduwee
Baba vane hat muriku sekeiko pazvinhu zvinorwadza kudai
Zibaba irorii rakanyanya kushata mhanii
😢😢
Shame zvorwadza
Zvakaoma 💔💔💔
Zvakawoma hazvo
Zvoorwadza mhani. Afa atambudzika kuyedzawo kurwisa . Shame
😭😭😭😭😭 RIP my Younger brother
So sad hey
Nematambudziko zvinorwadza
Shame mhondi dzanyanyisa munyika yedu mutemo ngauchinjwe auraya ngaauraiwewo.
Mukomana weku church kwedu ndarwadziwq veduwe.ndkataura naye musi uno uyu .I'm in pain
Nematambudziko hama
Am very sorry Yolanda eish yeyi it's so painful May his soul rest in Jesus hands. May justice prevail
Nematambudziko wena
Nematambudziko 😢zvakaoma sure
Ohh shame askies dia
so sad😨
Hama dzemufi please ngavayende kwasekuru Amadu vasati vamuviga zvinobuda ipapo
Sure ma street adults vava dangerous
Zvakaoma veduweee 😭😭😭😭
SA uka rimwesta ubber around 10 inokuudzq kuti only females
Kana vachikuda vanongokuuraya chete vanotoshandisa mukadzi iyeye its either paanokwirira or paanoburutsirwa . Mumwe mustudents akaitwa izvozvo
@Suewally hameno maybe paanodzikira but paunokwira unotanga waburitsa zamu oona kuti uri mkadzi wokwira🤣🤣🤣
@@peembano253 paunoUnlocker door kuvhurira customer vakomana vanobva vati tisvikewo
Mukomana uyuuu kanahama drake dzikamuona ngavafambe mufi ashande basa rake
Kuromba uko ummmmm zvakaoma
Zvakaom kani
Munhu haasi huku achamuka
Mastreet adults anogona kuzviita sure
Shame😢😢😢
Business unoita ne chero munhu because unenge ucchiida mari.. Kana waunoziva anogona kungokuuraya
😂
😢😢😢