Thank Drewmas nekutipa mwana wekumusha kwangu And ndabvandafunga 2003 pavakauya na Prf J Moyo. E Chigwedere na T Rusere pavakauya paBenzi high School vachitirovera ngoma takafara that day zvandisingakanganwi.
Ohh zve Kuchembera zvapinda papi. Munhu wese akazvarwa akachembera even ari mudumbu akato chembera kunze asati aitwafertilised muZai raMai vake. Pane asinga chembera here. Kuchembera is a relative term. Mwana Ane 2 years I chembere Kune Ane 1 year. Kuchembera izodzo kubva kuna Mwari. Kutadza Kuchembera wa loser.
Taso was my childhood favourite artist, Taso Gets Dangerous and Taso Comes To Town albums ndomada zvekutodaro Song iya Chivhenge ndoida. I'm happy to see mukoma Taso muri vatano
Taso ndakakuziva ndini 5 years nw ndane. 40 but uchirikuratidza semwan muduku God bless u and vashamba tafara tnga takusuwa
More than 30 yrs withoout hearing / seeing you Taso uuuum welcome Mwari wanga waka kuchengeta
Muface aitiuraya ne chirungu uyu mhani. Mamwe ma lyrics ndatotanga kumanzwa nhasi Taso mhani haudero iwe. Happy to see you in good health 🙌
Imagine ini ndaitoimba zvisizvo kkkk😅
Kurova vana my favorite song vakangopisa kudhara
Mkoma ne Neshamba muri kuita basa tozvitenda izvi😅.
Taso get dangerous ❤❤
Happy to see you mukoma Taso, you stil luks young isu vadiki takutochembera😂 thnx dreams media ❤
Pa ezomugido ikasauya song yenyu ndaisvotwa fani kkk
Eish, you surely took my memories back Taso muchirova Pantsula, nyika ndoyakadhakwa dai muchirimo murace full time
😂😂😂 madire andaiita taso ndichikura
Vaka africa my favorite song
Thank Drewmas nekutipa mwana wekumusha kwangu And ndabvandafunga 2003 pavakauya na Prf J Moyo. E Chigwedere na T Rusere pavakauya paBenzi high School vachitirovera ngoma takafara that day zvandisingakanganwi.
Iwe usandibata😂😂😂😂
Tshisa man, tschisa man--the danz... the dangerous dance.
Drewmas media taking us to another level, keep it vaShamba.
Haaa ndavhunduka nhai ko muriko iii musarova kudaro vaTaso
I miss mupfana wako wawairidza naye ainzi Allen may his soul rest in peace
Taso wakambokwikwidza paMvenge Mvenge😅 bt now wakuchembera kkkk happy to see you.
He still looks better than most 40 year old people
Ohh zve Kuchembera zvapinda papi. Munhu wese akazvarwa akachembera even ari mudumbu akato chembera kunze asati aitwafertilised muZai raMai vake. Pane asinga chembera here. Kuchembera is a relative term. Mwana Ane 2 years I chembere Kune Ane 1 year. Kuchembera izodzo kubva kuna Mwari. Kutadza Kuchembera wa loser.
Welcome back taso kkkk mangamuripiko takakugumayi Kare tichirimhandara
Masongs enyu mukoma Taso ndomadq shem,, Chivhenge, kurova vana, pandaikupfimba wewe wqindiramba, wotopedza kuuraya vana, ovaka madzimbambwe mukoma aaaah ese zvawo
Taso airira pa radio kubva makusen kusvika masikati pachine chirongwa kwaziso
Hezvo vahanzvadzi ava vachirikurarama,,Akanga abva BEIJING paakasviko tiza pamba chipedzisaiwo song yacho
Tovaka madzimbabwe
Unozvigonera mkomana
Magona zvisingaiti Va Neshamba apa
Well done Drewmas media ❤ Taso ruzhinji rwaitoti haasisiko
Kurovavana sendikwo kurangavana
Drewmasmedia munogona❤❤❤❤Taso tichakura
Mukoma Taso muchiri kurova madance here😂
Taso mupenyu zvake
Asi ndanonoka here veduweee
ko nyaya yekwamutoko how far tichakamirira update
Waaall ndabva ndamuziva
Okey❤❤❤Bakha Africa wooo🎉
True story, I like
Ok ok ndabva ndaiziva song iyi paEzomugidho
Zimbabwe ichiri Zimbabwe?
Taso wangu baba - rudo runochembera here
Akutamburisa anogara kuzaka kwamatara pagomo apo Chava chidhakwa apa ndatoshamisika kuona akachena
Ko batsirai ka murege kungoshambadza kutambura kwavamwe
I like Taso's responses. Quite composed. But we want to know the person who took your number 1 on the ZBC top 50 videos. 😅
Taso was my childhood favourite artist, Taso Gets Dangerous and Taso Comes To Town albums ndomada zvekutodaro
Song iya Chivhenge ndoida.
I'm happy to see mukoma Taso muri vatano
The guy doesn't want to face the camera just like king Pharaoh
Kurova vana is the best manje kana mazogara ummm chiya kana izvezvi 2024 to 2030 chinenge chichipisa ❤❤❤❤😅😅
Legend
Taso chaiva chibaba
Taso tivake ma Zimbabwe 🇿🇼
Chivhende ndoimwe inemotooo mizhinji ...cheuka shure vana vanochemaa
Zimbabwe ichiri Zimbabwe sure
Ndinovaziva pamba pake
Srs ndaimbotsvaka ngoma dzake sei
Taso Taso
Taso
Mukoma waiyimba zvinhu zvisinabasa
Mudhara taso
Ndinozviziva kuti ndakambokuda iwewe
Mursei brother Andrew neshamba
Wow ariko uyu
Ummm kurova wana yakadiwa nemwana watete wangu anoishandisa kana atadza asingade kurohwa
Anonyara kutarisa camera kkk
Musazokanganwa mhururu
Taso tasoman
Taso anonyara asi haranga iripadhuze?
It that not Douglas Mwonzora
Do you still dance