Marriage foundation yavo vanhu vaviri yakaipa Ava Mai vakadanana na Baba avo vari pamurume wavo ,saka kuvimbana konetsa , uye chero hazvo mwana awanikwa Ari wababa Ava but vanhu Ava mahure maviri akasangana ,
Mdara iwe zve siki zvabvepi learn to protect mother of your child on public at all cost. Thank you Mugabe for not asking such matter. Gonorrhea hayitaurwi pavanhu iwe.
Age ain't nothing mai ne age yenyu I'm praying for a better partner for life, no matter what age everyone needs a partner ndepapi pakanz kana wakura gara ma over 60 vanodii kurambana kuti vachembera vanotaura kuti gogo gogo hamusati masangana nemaproblems mu relationship.
Ladies we must learn kuti ukatora murume wemunhu uchamutorerwawo. Hameno kuti ndiyo inonzi karma here but ndiyo yauya nembasera yepeace order pamusoro😅
This man is annoying he's the one who got lots of lady's but he was quiet positive with the results that he is not the father proud of you nkazana God bless you look so beautiful and pretty 😅
You have never met narcissist adult men who go about claiming kuti ndakapfimbwa nemukadzi?Such a big man vairegererei kuramba?You can’t reveal such big secrets only for DNA.He wants to destroy this woman.
Nhoroondo yenhema iyo zvagara motor yekubsa iyoyo yaingoitwa transport nevanhu hobho kumine apana aimboshaya number yenyu vaNyakoko naaZinyama makaputsisa musha wemunhu imi vaivegere nemurume wavo mai Chenge ava vaine musha kuGokwe uko amunyari nhema....dai baba vavo vachiri vapenyu manyangadiswa kare soo sekru Gadabu
MAchawa anoshusha iwawa. iam happy amai hamuna ku disappoint you had much confidence. baba ava nhema kana airota makaregerei kurota kuti she is married and kuti mwana ndewako zveshuwa,
It's my first time yekuona murume ne mukadzi vakachena vakarowa ma glass shoes 😊, vamwe vanenge vakapfeka ma hate pa side, vamwe vakaisa ma earphones ups and down😅
I think this is a lesson to ladies, ukaenda pane mumwe mkadzi be ready kuti after you pachauyawo vamwe. Zvadaro don’t play victim coz pawaipisa wakatomborwadzisawo mumwe aivapo kare
Thats why nyaya dzeku Kadoma neku Chegutu ndedze chikomboni komboni. Yoh yakarema nzvimbo yacho. Last time we 18 years anga akupinda mu third marriage. Mumwe wacho akabatwa ma boyfriends naamwene. Nhasi sekuru varikutiwo vaka targetwa nemukadzi wemunhu 😅😅😅
He didnt ressemble his faith that old men he was supposed to appologise to tge wife and make peace wth the mother if his son but he is proud and he has bitterness
But ngatitarisewo this woman. She was wife number 2..kwaakunetsana na wife number 3..ko chamurwadza chii coz she did the exact same thing to maiguru? Lest we forget.
Whenever results come out to be positive, men learn to apologize and appreciate the woman if you have been thinking otherwise. Women too should humbly do the same, when results happen to be negative.
99% yevakadzi vanoramba murume vachiti aita girlfriend , iye mkadzi iyeye next step ndeyekudanana nemurume wemunhu atovawo small house futi kkkkkk and the beat goes on
Who else finds this story funny 😂..kusiya imba uchiti murume ahura woenda kunoita hure reumwe murume anemkadzi wake ... nonsense!
Pfungwa shoma pain yaainzwa iye Aida izonzwikwa nani
Ndozvinoitika kazhinji hameno sei
Kunoita hure rerimwe hure😂
Chihure pamine hausi kuzviona here ahhhhhhhh
A very bad woman kushungurudza baba avo uno complaina chihure iwe urihure
How you get them is how you lose them, it's called Karma kuchema kwakaita first wife pamakapinda mu picture ndokuchema kwamaakuita
But munhu wese waunowana anenge atombori nemunhu wake saka karma anoti all relationships will end nekutorerwa
Marriage foundation yavo vanhu vaviri yakaipa Ava Mai vakadanana na Baba avo vari pamurume wavo ,saka kuvimbana konetsa , uye chero hazvo mwana awanikwa Ari wababa Ava but vanhu Ava mahure maviri akasangana ,
Well said
True @@DelseM-22
😂😂😂😂😂😂mandisekesa ndichibva muhope finish
True
Nhai mai nana maigara sei nechimunhu chinofinha kudai. Chozvida kunge nyama yemusoro yakaora . MaSTI ndochaiuya nawo futi nxaaa
😂taura hako yoh kutonhora chaiko kufinha kusvota chaiko kkkk
Ko babamukuru mabva matadzawo kuti sorry kumudzimai wenyu? Hamuna respect. She is the mother of your child.
Mdara iwe zve siki zvabvepi learn to protect mother of your child on public at all cost. Thank you Mugabe for not asking such matter. Gonorrhea hayitaurwi pavanhu iwe.
Kusatogarisika shows he is lying he is fidgeting a lot😢😢
Maziso kuboira boira kadhara aka nhema dzega dzega
@@naumechimbera6311ihure guru muchawa uyu kkkk
Movawanepi ko varume vakadai vhuye mogarirei navo.. Motambirireiko vanhu vanenge vamboenda nokuti zvinokonzeresa trauma kuvana ibvai masiyana nazvo. Kukudza mwana mu environment yakadai motomuuraya.
This isn't a one sided issue,both parties had leakages in their relationship
Thank u cameraman..... this time around you did the participants justice haa wanyatso fokasa pavari
Age ain't nothing mai ne age yenyu I'm praying for a better partner for life, no matter what age everyone needs a partner ndepapi pakanz kana wakura gara ma over 60 vanodii kurambana kuti vachembera vanotaura kuti gogo gogo hamusati masangana nemaproblems mu relationship.
hehehe, mirai kusimbisana muzvikona
Ngavachidzikama zvakatovharana unless vachida kuitiswa futi
Kuitiswa Vai hurira chii Ivo vaine murume
Vaidananiranei nemunhu vaine murume ihure mai avo.imagine ndivo vakatanga murume nxaa havana kukwana vakanzwa butter dai girlfriend yakavaremadza
Vakabvirei kune first husband? Hezvo Nhasi vaakupinzwa busy
Maiguru is you are reading this comment please …… you are not old. You are just 43. Don’t make yourself old.
Oh puleaaase!! She's old
😂😂😂
@@siletamus2016 Iwe . By whose standards????? . Life begins at 40 machewe.
@@brooktanadiwa😂😂 don’t sell people fake dreams 😂
@@mcdthedev ah hameno kwamuri,kwatiri we are in 40’s and living large. If people want to age themselves they can but don’t put that idea on anyone .
Ndanzwa kunyarira hama mbiri idzi umm foundation ye relationship yavo izere satani chaiye
True zvosemesa
true, the foundation yacho yechihure. vanhu vakawanana muchihure so there's no trust from both sides.
Yes mai Chenge vaive nemurume wavo wehumhandara nehujaya vakatouraya musha nekuda kwaNyakoko uyu i know them zvekutodaro@@trymorezgororo5978
This man sounds delusional 😢
The lady looks gorgeous, makachena moms
Ladies we must learn kuti ukatora murume wemunhu uchamutorerwawo. Hameno kuti ndiyo inonzi karma here but ndiyo yauya nembasera yepeace order pamusoro😅
Ipapo mataura chokwadi.
Wat ever a man soweth reapeth😢
Pafair vanhu vaviri ava mahure havo kubva pafoundation yerelationship yavo haaa madhaka trust chaiyo haife yakavapo
Vanhu vanobwaira semabwairiro arikuita baba avo vanenharo mupengo vanoshusha they are always right
U can say that again mabwairo etsotsi tumadhara twechimalawi tune muchiuno 😂😂😂😂
Kubwairira nhando
Mudhara anosvota uyu 😊
Uri right ipapo.
Aah too much nhoroondo nxaaa ndatozoita ff kt ndione maresults
Kusvota chaiko
Ini ndaitawo ff ah munhu wemurume anotaura zvinosvota kudaro. Plus kakunyepa karipo
zvekuti uum
This lady she's so funny, akatoenda zvake pane umwe mkadzi, nhasi uno kurwadziwa neumwe mkadzi ava kuuya kumashure kwake.
Nhasi mdhara Mugabe vazongoti ngatipindei straight kuma DNA couple iyi needed kana 3hrs they had a lotto explain
Bota family ahoyi !!
Watching from SA WESTERN CAPE
mvura mhepo chando kuno
Kamdara aka kuchinja nyaya. Momz vakati ndakaretirer kurova vanhu iko kakuti varume.
Eeh taura hako
😂😂😂😂😂😂😂
This man is annoying he's the one who got lots of lady's but he was quiet positive with the results that he is not the father proud of you nkazana God bless you look so beautiful and pretty 😅
Ummmmm muroti muprofita kkkkk
Ko iko kuzotsanangura kunge munhu wemukadzi
Vese mahure
Mukadzi uyu ihure ndomashoko angu chete
Mai iyo yange yagara ichitodawo baba avo uku vaive nemukadzi yapedza yakuutirawo godo varikuuyawo kuzotora murume sezvaakaitirawo umwe mukadzi
Sando dzako wangu mai yaizvinzwa iyoyi ichishungurudza mkadzi wababa ivava
Ndagara ndazviona hnku matangiro ayita bba awa kutaura kut kadhara aka kanoshushisa, n ka pfambi, matauriro ako mdara unaziva kut kuna mangwana, nhas unofambidzana sey nemwana wawaiti akafanana nabba wepa next door kushoropodza mai wemwana vko, zvimwe zvinhu tauriranai muimba yemukat, pa mhepo zvisanzwike ne nyika yese, zve mukomana uya weka drone unozonyara mangwana, ndataurisa
True me to
100% said akati mwana hasiri mhandara
True idama iroro manzwira nzwira anopunza imba ndopanodzi zvimwe munhu apote achiisa zvitanda munzeve usangoti zvese zvese
How come the woman looks very calm and respected. Ngesintu sithi umama lo ubonakala thobekile enesizotha
Uku khuluma kwakhe umfazi odondile
iqiniso lelo
But liwule , y wathandana lendoda selomfaz yena elendoda.its like nguye owaziletha endodeni leyi.
Muroti uyu ndavaBanda here...lookin gud ccta bt vaMugabe show yaita vanonyatsorudunuka seshinda zvekut mashaya chekubvunza kkk
Kadoma and Chegutu kune vanhu vanotsikisa hey. And hazvina zera. Aya matsotsi akahwandirana. Both of them pane basa.
Yaa baba vaka targetwa. Apo Mai vakafambirwa 3km na messenger ane airtime ye 5usd. 😅😅😅😅 Pane basa
Hezvo finish momz ava ndovakanyenga murume kumukwezva haada aiwa they were.not meant for each other😂
You have never met narcissist adult men who go about claiming kuti ndakapfimbwa nemukadzi?Such a big man vairegererei kuramba?You can’t reveal such big secrets only for DNA.He wants to destroy this woman.
Imagine 😅😅😅
Mandy Chimene haana kutinyadzisa, well done.
Mom you are beautiful. Siyanai nabhangu haana direction
Nhoroondo yenhema iyo zvagara motor yekubsa iyoyo yaingoitwa transport nevanhu hobho kumine apana aimboshaya number yenyu vaNyakoko naaZinyama makaputsisa musha wemunhu imi vaivegere nemurume wavo mai Chenge ava vaine musha kuGokwe uko amunyari nhema....dai baba vavo vachiri vapenyu manyangadiswa kare soo sekru Gadabu
Kana nyadzi baba havana zvavo plus vane moto mubhurugwa ava
Vamwe varume so ka vakaoma veduwe
Thank you Mr Mugabe nebasa rakanaka kudai 👏
Thanks mama you made us women proud ❤❤❤❤❤. Baba your dream is zerooooo mukuru 😅😅😅😅😅😅 kkkk
Prod of mahuee anopradza dzimba... dosaka muru.e achihura nda imi makahura mese
Mudhsra uyu 50yrs hazvienderani kunge vakuru kuda kuona kwangu
Proud yei ipapa ihure mai ava vakahura vati pamurume vakauya pamurume wemunhu fut . Ihwaga iri
Kuti mwana ndiwe murume hazvirevi kut mukadzi uyu haana kuita zvikomba.
Aaaah kana makatombotorerawo mumwe mukadzi saka I 50. 50
Ndovenga mkadzi anonyengesa ari pamurume,ko kubva zvako onoita zvaunoita usiri pamunhu nhai,,,vakadzi chiiko,,,kuvimnba mkadzi kwakangooma,,,mbuya iyi kushaya nyadzi here,,nxaaa
Ndosaka bible richiti usavimba nemunhu vimba naJehovha ...
Panga pakasangana ma bee shoe maviri😅😅
This lady she is beautiful
Two clever people have met, they did not want to live together because each wanted freedom
Matsotsi haagerane.
Heya maiguru makatouyao paneumwe mukadzi, amuna kushungurudzao here aivapo wekutanga
Ukawona waita munyama wekuzvara nehure unotombo rasika njere, imajini zeraro ririkuita mbiri yevakadzi
Ukatora mukadzi kubhawa hauna peace .ndozvakaita baba ava kutora mukadzi wemunhu
This guy looks like Themba bhuru Mliswa,I initially I thought it was him😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂.😊
Ne voice zvese zvakafanana 😅😅😅
Bhuru kkk😅
I razor muchinda uyu.
Ana chamwino vanekaku fanana so
He is a real mublidiii
MAchawa anoshusha iwawa. iam happy amai hamuna ku disappoint you had much confidence. baba ava nhema kana airota makaregerei kurota kuti she is married and kuti mwana ndewako zveshuwa,
Kana vachirota 10numbers ngavandipewo dzelotto😅
😂@@Venus-x1k
Taura hako ndosaka ndakaramba kurorwa navo..vanhu vanhu vekuchechi kwedu ava mabasa kuwanda
Kababa kanenge kanoshusha akoo 😂
Kwaaa ndaseka my thoughts exactly 💯 kañótoshusha
Zvekt nekuhurisa ndoo kubsa kwavo
KO kutaura soft havo
Kkkkkkkkkk vane chihure
Bleaching nechirure zvinofambirana
Inga nyika yazara mbiti me madutye evarume, very ungreatful human.. all he can say is Handiti Handiti.. kuda reassurance..
I feel for Vahosi drama rakadai pamarriage yeumwe mukadzi zvipenzi zvese izvi zviri 3
Uyu mudhara haana kukwana. Anonyadzisa isu vanhu varume. Kutadza kurota mari busy kurota zvikomba kuchihure ingozi rudzii iyoyi...
What a relationship zvose zvodhonza kuchihure ikoko😂
Mama sukhulile ungaka ungatshiya indoda yakho ingoba iyafeba no sifunde kuphi kodwa 😢
Haaa makachena mbuya yechirungu rambai makadaro muri soja & mucharoorwa nerimwe soja
Vanooneka kt vari smart
Haaa vanozvi chenera shame
Pfambi dzagara dziri smart, ipfambi iyi
Baba after mataura for 35 minutes makuti matoCutter nyaya kuti isarebese, iyo yakatwa yacho itori dambarefu zvaro nechekare.
It's my first time yekuona murume ne mukadzi vakachena vakarowa ma glass shoes 😊, vamwe vanenge vakapfeka ma hate pa side, vamwe vakaisa ma earphones ups and down😅
Saka small house iyi yaitoitirawo jerasi imwe small house- the irony
Nhandi vedu, ko iko kungwarsngwanduka
Siyanai nevarume vevanhu mutsvage venyu. Mwari anokutongai
Looking smart bigman 🎉🎉🎉
Chengeta mwana uchiziva manje
@globaldna You need to understand when u announce results we need the camera to focus on the woman or the man. Not kunaTinashe. Pabatei ipapo.
Actually a side by side preview of both the father and the mother.
I think this is a lesson to ladies, ukaenda pane mumwe mkadzi be ready kuti after you pachauyawo vamwe. Zvadaro don’t play victim coz pawaipisa wakatomborwadzisawo mumwe aivapo kare
Wopiwa Mari ye airtime wkubeepr not kufona😂😂
Fear woman 😂
😂😂😂😂
@@takesuresamuneti3682vanezvibindi hamadzedu idzi
😂😂😂😂😂ma1 iwe
Haaaa zvakaoma 😂😂
Magogodera kuma DNA ,,,, a funny and differrent episode all together
Murume anotaura uyu veduwe... Lord give me, the patience of Tinashe Mugabe. Having said that, i think she's still in love with him.
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂Waze wathandaza ubengena qiniso yini lomama ngemphumela ye DNA
After the all the drama I learned to kusatora zvirikuraswa neumwe coz zvimwe zvinookuitisa loss
Manje momuwana kukpi asina kumbodanana nemunhu
Baba ava nechiHat chavo ndomunehuturu hwese imomo mukaheti 😢😅 DHEMETI mhani
Kadhara aka ka rombe ne age yake haatonyari. Ngakachengete mwana akanyarara ko rombe kako o ke mosquito
What is does Rombe mean?
What does rombe mean
Kkk kamukono ketsarambafuta
Ndobvumirana nemi mhamha 99.9%, mukadzi akabatana anofuririka nerunako rwake anenge aripaDemand asi shiri inongozofa hayo.
Ah mai Chenge naNyakoko happy to see you guys
Asi wavaziva here kkkkkkk
@@rejoicetzvidza9139 zvekudaro kubva mai avo vaine mrume wavo chaiye iye not hure iri Koks kkkk nevana vavo 3 girls chte
Vasimba Mai Chenge iiih vakambopengesana vanhu ava hapana chisingapere chokwad asi ndafara kuvaona asi iiiih zvakaoma
@@shoraichirutsva-zm3rd haaa vakambonetsa nguva yavo vachivharisa mine yese sandivo vaive vatanga nerudo nhac tsve wainda seri kwechuru Koks
@@rejoicetzvidza9139 yes ndovazivisa ava nemkadzi og anzi ari kuMazowe ndomuziva ft
Wapihwa airtime kunzi ufonere akupa, iwe haufone wobva wabeeper 😂😂😂. Sando dzenyu murandakadzi 👏👏👏
Mudhara uyo i mboko yemunhu
Ko sei ka baba aka kakaita red kumeso kunge kanozora diprizon kumeso😅
Haa apa ichi ndochihure chakabudisa mwana, kuchaya mapoto vanhu vakuru.
Muchinjikwa mitatu😂😂😂😂
Kababa aka ngakawedzere magumbezi mazuwaano chando chirikukwidza kamba mumuti. Kanoziwa kuti hope dzako handzishandi asi karikungonyepa dai zvaishanda arikuitei kumaDNA iye achiri kurara. Dai kairotswa kai mupfimbirei mukadzi iyeye iwo wachizorambana. Nhumbu yakaita 2 months kasati karoota chete. Kuti zvikaitirei ngakazvinamatire zipi yako ivharike
Haa mjolo hauna zera at all! Nhasi it’s not ama2000. Mahogany nemakhule.
Mai avawo chiGindagoriya chavo chakatangira kure. KuZenda kwavati vaigara futi uko neFirst husband is a mining area yakangoita futi chikomboni komboni sekwavave uku futi.
Thats why nyaya dzeku Kadoma neku Chegutu ndedze chikomboni komboni. Yoh yakarema nzvimbo yacho. Last time we 18 years anga akupinda mu third marriage. Mumwe wacho akabatwa ma boyfriends naamwene. Nhasi sekuru varikutiwo vaka targetwa nemukadzi wemunhu 😅😅😅
Komwana ndewei imimese magara munevamwe vana,2 mins matorambana uuum handaumboita mwana pakadai.
Makachena mummy and daddy
Zinowanika mulife zvamakasangana nazvo chichengetai mwana akure
Chidhara ichi chairota nhema changa chisingadi kungochengeta mwana
Kkkkkk haa ndazospakwa ndiko kwazvakazosvika here uku
Newe waidei pamunhu ane mugadzi.. Let's nt fight ma gf ndezvekusiya
Kkkkkk vese vnhu ava mabhishu mairi akasangana zvawo pafair,yes mwana ndewababa but amai ava andina kuvachenesa zvangu
Maita lucky sekutaura kwamaita Kuti akaita waangu rinenge riri lucky Chengetai Mwana imi but u two u deserve each other
Mukadzi uyu ane confidence dzechihure. In short moslem siyanai nemahure itai zvemhuri dzenyu
Ndamuka ndikaona ndanonoka 😅😅😅😅😅😅 50yrs vachiriku rambana vanoda kuita move on vachiindepi
Vachigara vega.
Kutsvaga mumwe mahure echikuru anoneta here
Ma DNA evanhu vakadai aah tsananguro dzacho haibo toda from 80's-2000's
Chidzokeranai muchengete mwana pamwechete kwete kuchafunga zve kuroorwa kana kuroora machembera mose muri vaviri.
Kurwadziwa nekuti murume aita girlfriend ,imika imi makauta pane mumwe mukadzi munorwara imi ,feel the pain dear yawakaisawo pana maiguru
Nhoroondo ndedzeiko fut kuvanhu vakuru vakadai ,madzimai maisa chipiyaniso ,thanks dear hauna kunyadzisa wena
He didnt ressemble his faith that old men he was supposed to appologise to tge wife and make peace wth the mother if his son but he is proud and he has bitterness
Moslems are hardhearted people though they try to pretend they're are kind.Ruthless and oppressive religion.
But ngatitarisewo this woman. She was wife number 2..kwaakunetsana na wife number 3..ko chamurwadza chii coz she did the exact same thing to maiguru? Lest we forget.
Apa inshort mahure akasangana uyu murume ari busy nerimwe bby uku vahosi varikumba uyu arikupiwa peace order kumapurisa paidhonzwa ngoro
Whenever results come out to be positive, men learn to apologize and appreciate the woman if you have been thinking otherwise. Women too should humbly do the same, when results happen to be negative.
"face ichitsvedza iyi... " Saka yakapiserwei nemafuta kana yaitsvedza 🫣
😅
Hanzi mafuta haacha daira ka 😂😂
😅😅😅😅😅
Haaa amai ava ibenzi.handiti vakatorawo murume wemunhu,saka ngavaisirwe peace order cos munhu haangashungurudzwe ari kumba kwake
99% yevakadzi vanoramba murume vachiti aita girlfriend , iye mkadzi iyeye next step ndeyekudanana nemurume wemunhu atovawo small house futi kkkkkk and the beat goes on
Never look forward kuti huoenyu hunoita nani iwe wakaenda pamurume anemkadzi already..now maakuti pakaita akapindira imi pamakapindira umwe mkadzi munoti akanzwawo sei ...zvimwe zvinoda kutanga wafunga
Ari kuMazowe ndimai President mwana wekwaChitimbire haaa uyo ahadi zvenoise uyo aingovatarisa vachiita madrama ose avaiita kumine Chigumba's manager mr Nyakoko
Kkkk haushayi anokuziva😅😅 pano
@@selinasakupwanya8053 ava ndovaziva ava kubva 2006 kkkk kumine ikoko kuBlue grass
Ipfambi dzakatangira pachipfambi asi dzoitirana futi chipfambi,haaaa ipfambi ndati pfambi.
This woman looks like Robert Gabriel Mugabe check ka line kepasi pemhino
Murume uyu mabasa kuwanda plus iyesuwo vanhukadzi pamwe pacho we are to blame kushingirira pamhepo dzakadai
Maadverts munozonyanya vamugabe ngaaite mashoma aaah
Hakuna munhu anoroteswa number dzese .. akanhe adziwona kudhara. Hatizi ma grade 1😂😂
Ndimi regulator we hope here
Ka dhara aka pabenzi sure kamukono ketsambarafuta
Baba imi muri mburu yemurume, munoti nyika yaipa imi murimi muri kuipisa nyika muchifamba muchingotsika pesepese nekakumbo kenyu kepakati nxaaaa imi ahiiiii😂. Apa matotaura mega kuti maiziva kuti mai avo mukadzi wemunhu asi hamuna kuita matyira kwakutonyenga zvenyu. Tanzwa futi kuti muri kutoenda mberi kuputsa misha yevanhu nekakumbo kenyu kanongovhomoka pesepese nyarai nyika baba imi. Kanhubu kanazvo 😂😂😂.
ndaseka ayas