Good point but it's tricky because mai vakaroorwawo neumwe murume. It now depends kuti murume iyeye anodawo here kugara nemwana weumwe murume iye ari mupenyu.
@@gloriamatsangura9533hapengi, look at it like this!! Kusiiwa une nhumbu and no support at all munhu atadza kuku tendawo ne something? Kushaya zvako this man aifanira kuripa 1st wife and amai vemwana uyu.
Vanhu kadzi tine nhamo shuwa,imagine mukadzi 1st wife had raised all her children by herself and now they re grown up and happily married…now she’s busy looking after a 5yr old,her her husband infidelity exhibit😢..apa she’s voiceless and probably traumatised by this whole drama..damn
Since 1st wife yakaita vana vasikana vega and vese vakatoroorwa this child is now her best friend to avoid loneliness. Coz ini as a man handina mwana anonorerwa kwaTezvara saka amai ava pamwe havana kana vazukuru vari kuuya out of her 4 girls. Vakadzi chengetai vana vevarume venyu makanyarara
Child to the mother Mwana kunamai Umntwana kumama She must stop taking advantage This man is a bully ,he never even asked the wife how she feels about it all. Ya kunzima.
Yeah kunzima nyan and impilo ayikho lula guys. Apa baba ava vakuti maiguru vachengete mwana apa vanenge vachizoripwa futi. Apa munhu akungorwadziwa nekuchengeta mwana arikuna mai vake, Tete you are 150% mwana kuna mai vake that's all. Hatidi varume vanotonga chigororo.
Wange wayarutsa hako mudhara now two steps back kuti panoti fees, chikafu ummm. Apa wavekuti mwana haaendi kuna mai vake. Mai vapiwa mutoro mukuru. Vana baba vharirai zvinhu zvenyu muma bhurugwa .
Inyaya yekusagutsikana kusada kuvhara zip manje wakutorwadzisawo mai avo she is down to earth woda kuti vatange kuvata vakasvinura nemwana weumwe iye akayarutsa vake , aaa Mwari pindirai
Mwana mudiki Mwana kunaMai nyakubereka, kunababa musarwadziwe nekuchengeta mwana wenyu , nekuti mukaramba Dare remaintanance richakumanikidzai Kana maramba Dare richakusungai nekuti iyi imhosva Mwana ikodzero yake kuchengetwa naMai kusvika ave ne 18 years Saka misingadi musingade muchatemerwa Mari yekuchengeta mwana Ari kunaMai vake kana kuti muchapikira nyaya yekusada kuchengetwa mwana
@freserlillyvincent-br6wn dare harisungire Amai kuchengeta mwana... Mwana ikodzero yake kuchengetwa naMai kana Baba vese vaberiki. That man is right to take responsibility fir his son. Mwana wake ogonochengetwa nemumwe murume why,
Exactly varikuchengetwa nevakwasha chibenzi chemunhu😢. It’s a shame on the first wife she has no say next uchaona vachiigirwa vamwe vana plus chirwere nxaaaaa.
In the end the kid suffers- Firstly the mum dumped the kid at the dads workplace then, its quite unclear if the child will be accepted by the mothers new husband. It appears the mother to the child is unsure on whether to take the child or not. A mess for the child. This can easily result in child abuse as the child where-ever he ends up faces an unwilling/grudging guardian-
Baba ava will back again to test baby girl ataurwa na mainini. What a shame two children from different mothers apa you are cheating on your wife. The poor wife has to look after these kids. In this life marry a kind man!
@@beatricekayiya9270 Zvorwadza bee pedzezvo she want to give demands gaya hako maiguru vari zii havo but behind that smile there is a broken spirit and a contride heart😓
I have never heard a man that cheated saying that to all men out there respect your homes and stoop fathering children all over disrespecting their wives nxa . Kumanyira kuti tendai kumaDNA kana musingagutsikane nxa why not stop being irresponsible making children that you can't even look after. Ivo vakadzi vasinga ite fear imba dzevamwe kuzotambuzda vana apa urikutotambura zvako. Zimbabwe inosiririsa shuwa.
@@timelessgrooves263 don't call me stupid that's not fair My opinion can never be favourable to you so stop being a bully , reply with respect and with your opinion not insults. Awulabuntu ,everyone has their own opinion so don't diss me. Isithembu senziwa ngesintu asibi nje nxa silenhlonipho. If he had done it correctly and properly would they have got this far?? Obviously this second wives would have been at his compound officially under him and all would have been transparent not hidden up to him doubting the child. Wise up yourself and stop targeting people ucabanga nge pipi. Talk maturely. Sihloniphane please. Anyone can be vile when pushed. So let's respect each others option. No one is above anyone or has a right to do wrong because of their gender and bullying. Siyasazi isintu so don't make me a fool which I am not. Is this about you or this particular couple. Learn to debate and argue using brains not ubunja. Nxa .Be a man enough and address what is at hand and not digress nxa nja yomuntu. Isithembu esiqotho asibi lehlazo elinje. Lokhu yikuwula which you see as acceptable to you as a man ,but also mostly we see mostly poor men refusing paternity because they are running away from responsibilities and yet had affairs with those women. We can go on and on if you want. You are not going to make me believe or talk , or think the way you want unfortunately...
So you come to insult people are you the show head master , woba yinkunzi to your own bitch not me. Awungazi hlukana Lami phansi and for your own information I am not stupid.wsy more civilised than you. Idiot
But Baba makupa gulez responsibilities ivo mainini varipo. On another side, mainini varikuti baba number 3 varikuti mwana ngaende kunababa vake. Saka mainini varipa catch 22. All the best will all parties concerned.
mukadzi wake muhombesa kwaari, muface is younger than the wife, i think it's normal men want younger women, that is why we advice men in their 30's to marry girls who are btwn 18-25
Kungofamba zip yakavhurika at that age nyaraiwo vanhurume Wotoremedza mukadzi ange azvikurura hake akudza vana vake ochitanga kuvata akasvinura nekuda kweupfambi musadero imi, nyangwe maiguru vange vasina mwanakoma vanasikana ivavo vana futi handiti pfuma munodya modii kuti hazvidyiwi zvevanasikana. Kokuzoti dai mai ava vakatadza kubata mwana zvachose bva hameno tongoti Mwari pindirai. Murume aingova neruchiva kune uyo wedhuku ye white kwete zvekuti ndoda umwe mwana mudzimai akura jaachaiti kubereka , izvozvi handiti ndiye akura anobikira achiwachira😭😭😭i bleed for this 1st white. GOD HELP HER Because mai nyakutumbura os not ready to look afyer her child achida mari yemaintanance
Kana mwana akugara nababa, vanogonawo kuenda kucourt for maintenance from the mom. Anyway i think mai hapana chavanofanirwa kuripwa nacho pakuchengeta mwana wavo, asi vaHosi ndivo vanofanirwa kuripwa, baba ava vakakanganisa zvikuru nekuita chipfambi kwavakaita.
Kuva mukadzi kwakangooma veduwe . I pray hangu for maiguru for God to give her strength . Kuchengeta mwana wekunze zvakangooma veduwe every day that child will remind you of that affair. Mwari tibatsirei. Maiguru be strong this too shall come to pass❤
Family from women side must pay child support if child is living with the father. Both parents must take full responsibility of taking care of the child
Baba avavosemesa. Why is he refusing for the mother to have her child? He is disrespectful. He doesn’t want to pay maintenance. Court is great. Mama take him to court.
Baba avo vaakuzeza mashoko kubva kuna mai vemwana hanty manzwa vachiti baba vavo vanoda kuona maresults vagodemanter uredzi ivowo Mai hanzi ndoda something saka ndozvovotya zvebopoto Mai vari bitter avo
Tete vari right kuti mwana achengetwe namai vake.
Baba makupa mai mutoro uyu, mainini dai matora mwana magara naye, achizoendawo kuholiday hake kwababa vake.
“Chinodyiwa nemunhu hachinganzi loss” profound from father
Mwana kuna amai vake pliz, sekuru muda kuremedza gogo nekuda kwemuswe wenyu usinganeti kumira hindava
Kkkkkk muswe here nhasi veduwee
Ko nhasi sei Team muri kuita change the popular slogan? *_Mwana kuna baba wake! Mwana kudzinza rake? Why? Kuda kuzivawo, serious!_* 😮
😂
Asi ngaachrngetwe namai baba supporting@@mberikwazvomachisa2656
Good point but it's tricky because mai vakaroorwawo neumwe murume. It now depends kuti murume iyeye anodawo here kugara nemwana weumwe murume iye ari mupenyu.
Mai Munashe zvazvakanaka dai matora mwana uyu. tete naVahosi avana kufara nesarudzo yaitwa na baba
Kuona kwangu murume waari kugara naye Häafe akach3ngeta mwana uyu zvakanaka.akatoita mistack paakanosiya mwana
@@abigailuzizo6798 ehe, akutorisker mwana waakazvara nekuda kwemjolo
@@abigailuzizo6798b ngaasiye kamerechi kenhema acgengete mwana
Pachirume peiko next time zvichaitikawo pachikadzi tigoona kuti munozvida here. Mikagoti hamutane kuzviuraya
😂😂😂
Imagine
Ayizve😂😂😂😂 hanzi amutane kuzviuraya😂
Kk vnhu rume hazvigashire@@madamdelicious3183
Anozvisungirira pamudomasi
Mai vedhuku rewhite avo ngavachengete mwana wavo vega baba ngavasamanikidza maiguru vatozvichemberera zvavo kuchengeta 5yr old ibasa hombe pazera ravo .tete is ryt
Ndimaikuru suu ini ndikutoti ndiwamwene 😂😂😂😂.yohwe
Chivanhu chinoti mwana kuna baba vake kana usingade mukadzi... simpru. Otherwise ngaroore mai vevana sekuti ibhuru
To us who don't miss any episode, ready to watch, learn and enjoy ❤️❤️
Mai muri benzi moda kubhadharwa chiii ko ari kukuchengetera mwana big wife so humble
Yet watoweterwa ft nemurume wangu
Yuh bvunza woo kanopenga kakadzi aka
Kupenga chaiko sure kuda kubhadarwa kuchengeta mwana wako ko mumwe mkadzi arikumuchengeta uchamubhadara
@@gloriamatsangura9533hapengi, look at it like this!! Kusiiwa une nhumbu and no support at all munhu atadza kuku tendawo ne something? Kushaya zvako this man aifanira kuripa 1st wife and amai vemwana uyu.
Kakadzi aka kanoda mari stereki and baba vake vakuda kuona maredults now. Why vakasiya vedhuku chena vachinosiya mwana kwababa. @@peace6296
Vanhu kadzi tine nhamo shuwa,imagine mukadzi 1st wife had raised all her children by herself and now they re grown up and happily married…now she’s busy looking after a 5yr old,her her husband infidelity exhibit😢..apa she’s voiceless and probably traumatised by this whole drama..damn
Ndine hama arimo mudambudziko iri,akabereka vana 4 asi ane 8 kusanganisa 4 vakabva kunze.Ipapa ane mucheche futi weimwewo gf zvakaoma.Sekuru vatove nevazurkuru vanosvika 10
Since 1st wife yakaita vana vasikana vega and vese vakatoroorwa this child is now her best friend to avoid loneliness. Coz ini as a man handina mwana anonorerwa kwaTezvara saka amai ava pamwe havana kana vazukuru vari kuuya out of her 4 girls. Vakadzi chengetai vana vevarume venyu makanyarara
Bullsh!t nxaa @@Gono77
@@Gono77Gono rehure.
can never be me shame, angatotsvaga maid for mwana wake I wldn't participate.
Ukangonzwa zvaakunzi munongozivawo pachirume wotoziva kuti chihure chakaitwa
😂😂😂😂😂😂😂
Unowaziva ma system acho 😂😂
😂😂😂😂😂😂😂
Sha apa kastatement kanondimara too bad! Pachirume kudii kwacho kuda kunormaliser rubbish bva pachikadzi tichadiiwo😂
zvinenge zvatoendwa🤪
Mainini 30 years maakuita semune 50 years. Musadaro plus chengetai mwana wenyu mega
Hakuna 30 dzakadaro... vanyope mainini.
To us who likes before even watching
Ayiwa mainn hamuna something yamunopihwa ndomubayiro veku hura nemurume vemunhu, hanty mwana ndewako vaichengeta mwana wakozve kkkk murinzenza imi
nhai hako kkkk something yei kkkk
Anopenga ungati haana kudzidza ane udofo ndiani akambobhadharwa pakuchengeta mwana wake
Ah mother imi mari yamurikuda apa ndeyei pakuchengeta mwana wenyu apa makakanganisa marriage yeumwe futi
iii demand yacho haina musoro havanyari
@@ceciliachakamba7378 Nhai nhai apa kuzoisa duke yewhite mumusoro kuda kuzvibisa zita rechurch vachiita zvakaipa
Handi hanzi vaidawo mukomana here 😂😂
Ini hangu handiite kuchengeta mwana ahurwa kunze uko mwana atoitwa ndaroorwa NEVER asi vandakawana waripo handina problem
Handizvikwanise moyo wangu mukukutu. Anoripa mhosva dzamai vake
Taura hako
Child to the mother
Mwana kunamai
Umntwana kumama
She must stop taking advantage
This man is a bully ,he never even asked the wife how she feels about it all.
Ya kunzima.
Ngemphela umnthwana kumamake
A woman has a choice to leave a cheating man. Willing buyer willing seller
Yeah kunzima nyan and impilo ayikho lula guys. Apa baba ava vakuti maiguru vachengete mwana apa vanenge vachizoripwa futi. Apa munhu akungorwadziwa nekuchengeta mwana arikuna mai vake, Tete you are 150% mwana kuna mai vake that's all. Hatidi varume vanotonga chigororo.
But baba ava vane rough havana respect tete vataura chokwadi zvavo cz amaiguru nezera ravo iri kutanga kumuka futy kugadzirira mwana ane 5yrs aaah hazvibude kana kuti sorry zvayo mukadzi wangu or kumukumbira kuti akuchengetere mwana,amaiguru varikurwadziwa avo varikuoneka.
Amai vane kakupusa soo..mrume wese wavadanana naye vanotomutenda nemsoro wemwana 🙄🙌🙌🙌
its not easy kuchengeta mwana akaitwa muchihure mai ava ngavatore mwana wavo damn
Shuwa nhai kutambudza mchembiza nemnwana apa Baba looks poor futhi so zvinu zvacho excuse my spellings kkkk 😅😅
I support yu
Zvinorwadza zvikuru.. ngaazvichengetere mwana wake..kamukadzi ketsambarafuta kuda kushungurudza amaiguru
Wange wayarutsa hako mudhara now two steps back kuti panoti fees, chikafu ummm.
Apa wavekuti mwana haaendi kuna mai vake. Mai vapiwa mutoro mukuru.
Vana baba vharirai zvinhu zvenyu muma bhurugwa .
Inyaya yekusagutsikana kusada kuvhara zip manje wakutorwadzisawo mai avo she is down to earth woda kuti vatange kuvata vakasvinura nemwana weumwe iye akayarutsa vake , aaa Mwari pindirai
School run😂
Mwana mudiki
Mwana kunaMai nyakubereka, kunababa musarwadziwe nekuchengeta mwana wenyu , nekuti mukaramba Dare remaintanance richakumanikidzai
Kana maramba Dare richakusungai nekuti iyi imhosva
Mwana ikodzero yake kuchengetwa naMai kusvika ave ne 18 years
Saka misingadi musingade muchatemerwa Mari yekuchengeta mwana Ari kunaMai vake kana kuti muchapikira nyaya yekusada kuchengetwa mwana
@freserlillyvincent-br6wn dare harisungire Amai kuchengeta mwana... Mwana ikodzero yake kuchengetwa naMai kana Baba vese vaberiki. That man is right to take responsibility fir his son. Mwana wake ogonochengetwa nemumwe murume why,
Ini ndoona sekuti sekuru zvemaintanence havachakwanisi vaakuchengetwa nevana nevakwasha saka Voda kugara nemwana kuti pavashunya mwana oshunyao ,apa 5yrs ukaona opedza chikoro kule dzikamai imi,
Exactly varikuchengetwa nevakwasha chibenzi chemunhu😢. It’s a shame on the first wife she has no say next uchaona vachiigirwa vamwe vana plus chirwere nxaaaaa.
Nhai nhai ...kuramba kukura
In the end the kid suffers- Firstly the mum dumped the kid at the dads workplace then, its quite unclear if the child will be accepted by the mothers new husband. It appears the mother to the child is unsure on whether to take the child or not. A mess for the child. This can easily result in child abuse as the child where-ever he ends up faces an unwilling/grudging guardian-
Mainini kuitira sekuru ine vazukuru mwana mayitembeyi. Chengetayi moga.
Nhai😮
Zvinhu zvacho🙌asi tete ndaona sevataura idi pekuti mumwe mukadzi asachengetere umwe mwana... maybe vatogaya kuti tinozovaripa nei sezvo pachazodiwa chiredzwa
Hapadiwi Chiredzwa please. Know kuti chiredzwa chii
@@cc35506chinodiwa
Mwana wemurume haabhadharwe chiredzwa kana achengetwa nemukadzi wake
@@elphuselvisnyangombe383 ndofunga kusiyana kwemarudzi...ini ndina sis vangu vakachengeta mwana wemurume wavo chakato hadharwa vachitoti zvinozonetsa ramangwana
@@CharityBeremauro Hachisi chiredzwa asi kutendwa. Chiredzwa chinongobviswa kuna mbuya mai va amai kana vakakuchengeta nekuti haaisi hama yako.
Atingatangi kutsvaga dzimwe kodzorero ,kudzero yekutanga bamwana kuziva dzinza rake pamberi neclosure dn show 😊😊
Imagine kuda cash yepreparation yet ukuchengeterwa mwana nemumwe mkadzi hayibo ,zviriko here ,komborerwai Mai mukuchengeta mwana asiri wenyu komborerwai nerudo rwenyu sandi nyore guys
Ndazitadza.woini Mainini ava um
Well yes he didn’t help she shd have. The father should be the one Cari f for his child. He is choosing not to.
why shouldnt she be given money for preparation? hanti its his duty as the father of the child, kana waita mwana shoulder your responsibilities
vakadzi musarwadziwa nekuchengeta vana venyu . unoda kuripwa chii ipapo tidzikamire
Murume ngatanhe dzaanosvikira. DNA test equals zero mwana musango.
Hanzi zvinowanikwa pachirume 😢sis pachirume pekudiii
Before he opened his zip he should have known kuti haakwanise kuchengeta dzimba two. Endai kumetenenzi mainini. Apa yeDNA test wanga usina aaaaa
Baba ava will back again to test baby girl ataurwa na mainini. What a shame two children from different mothers apa you are cheating on your wife. The poor wife has to look after these kids. In this life marry a kind man!
Ayidawo mukomana
The poor wife can leave the cheating hubby.
Asiwo baba ava l hope he asked first wife mukadzi wavo kuti is she comfortable kuchengeta mwana cos yekumanika vanhu iyi zvinokonzera child abuse
Kutozonzi evil step mother
Ko maiguru vawakarwadzisa waidanana nemurume wavo
mainini musaite henyu too many demands makatora murume wasisi ierror iyoyo ndimi hama dzatisina hukama nadzo.😢
Haana kukwana mukadzi uyu,akutora advantage yekuti sisi vakanyarara
Iri ibenzi remukadzi ko kugara kumerechi kutadza kurwadziwa nekupa umwe mukadzi mwana mudiki kudaro apa kune 2 kunze kare
Taura hako shuwa. Kuda kubhadharwa chihure shuwa
Hama dzatisina ukama nadzo chaidzo
@@beatricekayiya9270 Zvorwadza bee pedzezvo she want to give demands gaya hako maiguru vari zii havo but behind that smile there is a broken spirit and a contride heart😓
I salute maiguru avo very humble zvavo. Mainini even confirmed kuti mwana varikuona ari right. God bless you gulez.
To us who never miss an episode
I have never heard a man that cheated saying that to all men out there respect your homes and stoop fathering children all over disrespecting their wives nxa .
Kumanyira kuti tendai kumaDNA kana musingagutsikane nxa why not stop being irresponsible making children that you can't even look after.
Ivo vakadzi vasinga ite fear imba dzevamwe kuzotambuzda vana apa urikutotambura zvako.
Zimbabwe inosiririsa shuwa.
Nhai nhai
uyi sthuphethi indoda yindoda vele. Man are polygamous by nature, ungabililema la.
@@timelessgrooves263 don't call me stupid that's not fair
My opinion can never be favourable to you so stop being a bully , reply with respect and with your opinion not insults. Awulabuntu ,everyone has their own opinion so don't diss me.
Isithembu senziwa ngesintu asibi nje nxa silenhlonipho. If he had done it correctly and properly would they have got this far?? Obviously this second wives would have been at his compound officially under him and all would have been transparent not hidden up to him doubting the child. Wise up yourself and stop targeting people ucabanga nge pipi. Talk maturely. Sihloniphane please. Anyone can be vile when pushed. So let's respect each others option. No one is above anyone or has a right to do wrong because of their gender and bullying.
Siyasazi isintu so don't make me a fool which I am not. Is this about you or this particular couple. Learn to debate and argue using brains not ubunja. Nxa .Be a man enough and address what is at hand and not digress nxa nja yomuntu.
Isithembu esiqotho asibi lehlazo elinje. Lokhu yikuwula which you see as acceptable to you as a man ,but also mostly we see mostly poor men refusing paternity because they are running away from responsibilities and yet had affairs with those women.
We can go on and on if you want. You are not going to make me believe or talk , or think the way you want unfortunately...
So you come to insult people are you the show head master , woba yinkunzi to your own bitch not me. Awungazi hlukana Lami phansi and for your own information I am not stupid.wsy more civilised than you. Idiot
Havatoone kukanganisa pazviri vanototi zvakanaka normalising it God intervene for all married women with unfaithful husbands
Ko mai Munashe munoda kubhadharwei apa imi makaita mimba yenyu muchida ku prover kuti chibereko chenyu chinobudisa mukomana aidiwa nemurume 😢
😂😂😂😂
Mwana ndaagare na amai vake avajaire achiri mudiki 5yrs
Iwo mai avo pa 30 yrs vavatoravira varume vatatu uhmmmm imwe desperation yacho sooka ko kumbokura uchirerawo vana, kungorambotenderedzwa netudhara twekumusha itwotwo at 30,
Kkkkkkk imagine vana 4 pa30years ummmm
Ngaanamate Mwari vadzikamise miiri wake kwete kushaya hunhu kudaro .kuita vana vane 3 different fathers nezera rake iroro
Imajini ndosaka vanhu vschillooker old than their edge vanenge vakakasika kuzvikudza APA netudhara futi
Mainini kana musina mari yekuendesa mwana kuchikoro ,ko kuramba mongobara chii chaizvo.
Thank you tete neku mira nemuroora
Big up tete magona. Imi baba siyai mwana arerwe namai vake. Mukadzi wenyu akura munomupirei mwana mudiki. Amai vemwana rerai moga mwana wenyu
i feel sorry for maiguru,,she looks like she doesnt have a choice ,akungogarira zvekufirapo but arikurwadziwa
Mainin siyanai ne court. Settle this outside court.makaresva .zviisei pasi.maiziva wanj kuti munhu wemunhu.
Munoda something chei imi muri amai vemwana aaah🤦🏽♀️ vamwe vakadzi soo
But Baba makupa gulez responsibilities ivo mainini varipo. On another side, mainini varikuti baba number 3 varikuti mwana ngaende kunababa vake. Saka mainini varipa catch 22. All the best will all parties concerned.
Iye akati man are allowed to cheat ndiyani ko
Kkk ask again
Pachirume
Taurai zvenyu .kujaidza miiri nekushaya hunhu chaiko
mukadzi wake muhombesa kwaari, muface is younger than the wife, i think it's normal men want younger women, that is why we advice men in their 30's to marry girls who are btwn 18-25
Imi baba hàmubike hamigezese mwana Uyo mkadzi ngaagare nemwana wake 5yrs kuomesera Mai vazvikurira havo,inga ivovakachengeta Vana vavo vega
Suskwe lodge is indeed very beautiful and security tight, l will definitely visit.
Kungofamba zip yakavhurika at that age nyaraiwo vanhurume
Wotoremedza mukadzi ange azvikurura hake akudza vana vake ochitanga kuvata akasvinura nekuda kweupfambi musadero imi, nyangwe maiguru vange vasina mwanakoma vanasikana ivavo vana futi handiti pfuma munodya modii kuti hazvidyiwi zvevanasikana. Kokuzoti dai mai ava vakatadza kubata mwana zvachose bva hameno tongoti Mwari pindirai. Murume aingova neruchiva kune uyo wedhuku ye white kwete zvekuti ndoda umwe mwana mudzimai akura jaachaiti kubereka , izvozvi handiti ndiye akura anobikira achiwachira😭😭😭i bleed for this 1st white. GOD HELP HER Because mai nyakutumbura os not ready to look afyer her child achida mari yemaintanance
Iri dhara harina nyadzi, rinoda kutora advantage yekuti mukadzi akanyarara robva ratotadza kuvhara zipi richingomwaya vana pese pese nxaaa.
Koo imi muridzi wemwana mukada kuripwa koo maiguru vamakarwadzisa munovaitirei mainini kwanai imi munyare
Parenthood is 100% both parties. So zvekubhadharana to me kungori kusanzwisisa.
Ndatozvishayawo ini kuti anoda kuripwa 😂😂😂. For what?
@@Malimumkuchengeta ega zve
@@MalimumVarume dai vambogara pasi vonyatsofunga!
Vanopenga mai ava something yekuchengeta mwana wavo ndavatangire ipapa vese and ngavagare mwana mai ava
Aiwa sisi mai Muna amubhadharwe mwana ndewenyu and ku court ratowe drama nekuti amubhadharwi asi mwana ndiye anobhadharwa
Poverty and lack of education that is the main problem in our society
Kana mwana akugara nababa, vanogonawo kuenda kucourt for maintenance from the mom. Anyway i think mai hapana chavanofanirwa kuripwa nacho pakuchengeta mwana wavo, asi vaHosi ndivo vanofanirwa kuripwa, baba ava vakakanganisa zvikuru nekuita chipfambi kwavakaita.
Maiguru vari kutooneka.kuti havadi kutochengeta mwana kunyangwe pavabvunzwa naMr DNA nezvenyaya iyi vashaya zvekutaura mainini torai mwana sekureva kwaita tete plz.
Shua dei vakangwara vatora mwana wavo
Hakuna munhu anobhadharwa kuchengeta mwana wake..Tete mataura idi..nhai mainini munhu wa1994 vana 4 mavawanepi
46:10 Maiguru visibly not happy with the decision made by the father to keep the child and understandably so.
Tete is wise. Shuwa kuda kuti mbuya avo vatange kuchengeta a 5 year old ma1 chaiwo
Very wise
Mukadzi uyo ngaagare nemwana wake..kwete kuda kushungurudza Maiguru iye achizvifarira zvake
Video Quality pa this episode inyanyetsi 💯
Mukadzi mukuru uyu ari munhamo weduwee ......murume uyu anoshusha .....munhu ane vana waroorwa anoita chihure chakadaro
Ndakambosiya mwana kuna baba vake ndichiti ndakaurisa handina kurara veduwee. Ndakazomuka kuseni na5 ndanga ndavako ndichida mwana wangu hazvisi nyore
Kukaurisa baba here kana kuti mwana? Wamunenge muchikaurisa ndeupi apa?
Aikaurisa mwana Otiriya.
Wakagona waka realizer kuti haisi good move chengeta mwana wako dear 😊
Ini vana handimbofa ndakasiya ndochokwadi ishii mimba inogwadza imi
Gutsikanai nevakadzi venyu ana baba. Mozvitsvagira maproblems imi matochembera
Kuva mukadzi kwakangooma veduwe . I pray hangu for maiguru for God to give her strength . Kuchengeta mwana wekunze zvakangooma veduwe every day that child will remind you of that affair. Mwari tibatsirei. Maiguru be strong this too shall come to pass❤
MAIGURU HAVASI KUDA MWANA UYO BABA VAKANGANISA VAIFANIRWA KUTAURA NAMAIGURU FIRST KWETE KUNGOTI NDOGARA NAYE MWANA .
Exactly
Zvagara zvinorema kuchengeta mwana asiri wako kana akura anongoti ndaibatwa rough munhu ngaachengete mwana anouya kumusha ane18yrs akuzviitira vese
Ehee sezvinonzi ndivo vachawachira nekumugeza. Varume havana moyo chokwadi
May be they had already discussed
Vanopenga mai Ava vanodeyi ivovarikuchengetwrwa mwana bhenzi ramai
Tete is right mwana kuna mai vake
Poverty is a problem in my country
Poverty is mostly in the head!
Mukadzi mukuru ari kumbonyikidzwa apa. She is not happy at all.
Otadza kinyima zvekudya nekurova mwana wekumanikidzwa kugara naye anonetsa.
Vatowana mwana anovaraidza pamba hapana kunetseka apa. Mamwe machembere anochengeta vazukuru wani
Varume seiko vachiti "pachirume " asi vakadzi chonzi " chihure"? Nxaa!
Ko vaMugabe avaiti nharo kasi naivo vanoitawo zvinoitwa nevarume here kk
Murume anotenderwa kuita barika asi mukadzi hatenderwi
@@BlaSugarnani ?
@@BlaSugarthere is a difference between barika nechihure
@@thelbabie7703zviriko kuchivanhu chero mumutemo zvaamo
My rural area ncoooh so nice and beautiful.... proudly Samutoko ❤
Kumbirawo kubvunzwa Shona yenyu inonzi chii
Kastatement kekuti munongozivawo pachirume
Ma Doek machena atora mukombe pano 😂😂🤣.Doek Jena to the world
Chero varume verudzi rwezvichena musadherere pabota
@@OttilliaDhaimani zvine nharo shaa ,,Zim yakatakura kkkk.
Ma doek to the people
I wanted to say that too 😂😂😂. Mumatade ana mambo every where and every where.
Kutishatisira maduku edu nechihure
I actually know vanhu ava my home people mwana ngaende kuna mai vake baba vacho supporter finish kwete kupa mama avo basa
Maiguru vari kurwadziwa going through this. Sorry mama.. Waida kuenda pechi 2 wani. Wakudirei kubhadharwa. Kuzviunzira maproblems for nothing baba ava.
Anopenga uyu akadanana nemurume we munhu akutoda kubhadharwa nonsense
Shuwa mbuya ava moyo wangu waenda mudenga😢😢😢
@@tambudzaimuzhuzha6917 imagine and this lady anoita sekunge asina basa nemwana wake. Ende futika..
😂😂 kkkkkkk mainini murimboko newe chidhara urimboko chupeti kuremedza mukadzi unoty ndopangataure kuti haasi kufara hre
Mkadzi wedhuku chena ngaachengete ega mwana wake agh maigru vakazvipedza wotangidzazve here haibooo
😮😮 varume vanobhowa dzimwe nguva
Mwana nemwana kuna mai vake mataura chokwadi tete henyu
Haiwawo akambomusiya wani ngaachingogara namaiguru semagariro aanga achiita kwete zvekuda support izvo Tete.
Ini handibati mashura yakadai. Hure nemwana waro. Kuchengeteswa mwana akahuriwa nemurume ini ndatove nevazukuru haaaaa KWETE
Taura hako anotanga ari 1 yotozoita team yebhora
Iwe ndiwe uyo ndeumwewo munhu
Hazvisati zvaitika kwamuri vakoma
Family from women side must pay child support if child is living with the father. Both parents must take full responsibility of taking care of the child
Warume muri ana kabiyasi unoti azvichagone kumutora ndiwe unowacha hr unobikira hr iwe ....kupa mukadzi basa .....pinda mujeri nekuti hadzifunge kumedza bonzo kutemba mudhidhi
Haaaaaa my sister thanks hako wanyadzisa kamukwasha akoo ska mwana tora sisianofanirwa kuti rooora mufanha uyooo tikuda vekwedu nhai nhai nhai
Mai musaita hasha makaita chihure chenyu nhasi zvabuda pachena imi maroorwa siyai mwana ndokuti imba yenyu igare
Something yeizve sis Mwana ndewamai
Future yemwana might be perfect ari kwababa....Mai vachiri kuita zvevarume
Mai ngavatore mwana wavo vakatumwa namaiguru here dhuku bvisai muratidze hunhu hwenyu chaihwo mainini. Makauta chihure makurwmedza vanoda kuzorora. Makusundira mwana kunge makaridzirwa pito. Unoda rugare kwako umwe usina kumupa rugare nehunhu hwako
Ndini nani tadoubter dhuku chena😂
Vamugabe kunyatsobvunzisa kuti saka pamakumusiya haana kuchema hre😢😢😢😢😢
Mama thatha umntwana umboleka ngesinye iskhat lobaba uyambona akanamusa
Very good tete maivemwanga ngavachengete mwana wavo babes vochengeta
Saka imimi msi mukuti mskakaura ko mhamha avo vapihwa mwana muchawadiii coz haasi wavo.Tete well said mwana mudiki
Varume dzidzai chihure chakarongeka, haaa pfekai protection yacho kana mafunga kuita zvisina basa. Pasi ne chihure
Asi vana mai chii chamunoda kuitwa compensate pamwana wenyu.ko kuzoti mai avo varichengetwa muvapewo dziri mombe
Tete is a good one even mukadzi mukuru is so humble but pakuti vachengete mwana apo havazosvikiwo pana amai vemwana.
Baba avavosemesa. Why is he refusing for the mother to have her child? He is disrespectful. He doesn’t want to pay maintenance. Court is great. Mama take him to court.
Baba avo vaakuzeza mashoko kubva kuna mai vemwana hanty manzwa vachiti baba vavo vanoda kuona maresults vagodemanter uredzi ivowo Mai hanzi ndoda something saka ndozvovotya zvebopoto Mai vari bitter avo
How would the court make this man to pay maintenance whilst he is the one living the child?
@@mikenyembezi nezvama isa, she needs access to seeing her child and not maintenance in response to your statement
@@mikenyembezihe failed to pay maintenance that's why the mother took the child to him
1.9k watching 790likes ...watch n like veduwe
Taura hako people havaise ma likes hameno kuti like inorwadza kubaya here
Avanzwe vanhu vacho
Imi baba imi musapa mukadzi wenyu mutoro. Tsvagai Mari muchengete mwana wenyu Ari Kuna Mai vake. Hamusi imi muchagezesa nekubikira mwana