You dont understand mental health do you? Would any normal person do that? They were not well obviously....lana wapererwa or warwadziwa pfungwa dzinoenda...you dont see any light at all especially vaya vanopomerwa mhosva dzavasina kuita ....tingwarire nekubata mazwi
Zvinoita hre kuti vanhu vaviri vazvisungirire same day nekuti anenge atanga kuremberera anotoita kuti wechi 2 avhunduke aregedze apa panenge pane akauraya umwe first ndobva amusugirira then iyewo akazvisungirira or else vose vakauraiwa ndobva vasungirirwa
RIP guys but zvamaita kuzvisungirira pamba pevanhu here shuwa mweya yenyu modakuti vochii dii ipapo makuhwa ngatiregei mind your own business honai zvazoitika
Pane culprit huru munyaya iyi, murume wekwai charger vashakabvu ava ma phone, ndiye aka simudza nyaya yaakaudza mukadzi mufi ayenda kunoisa maphone ikoko, akamuti " unoziva here murume wako arikudanana nevasikana 5?? " she couldn't take it akanozvipfuudza the husband followed suit , so where ever that gossiping heartless guy is, I hope he got what he wanted now that vanhu vafa , so sad indeed 😢
Interviewer haana kuvhunza kuti mutsmba manga makanzi kudii,makuhwa acho akataurwa nani,axhiti kudii ,kunaani? Dont suspend people, Stella Muusha would do this better!!
Makuhwa agara aripo asi hauzosvika pakuzviuraya ko kana makuhwa acho ari ekunyepa wafitei iye akaita makuhwa awanei zvichamu netsa hupenyu hwake hwese that iz if isiri foul play
Asi vanhu vanopenga here mental illness is really killing people in Zimbabwe listen people kana paita makuhwa just tell people to fuck off hamudye kumba kwavo
My condolences to family and friends 😊😊💔😭😭😭😭😭
Ko akadii kozvisungirira kusango than kuzvisungirira pamba pemunhu zvaida kushapurwa vakazvisungirira kudaro tupenzi twevanhu
nhai henyu zvakautotyisa kuisa mnh pamba pako aah
Murume nemukadzi kuti iwe yako Tambo ini yangu iyi ummm something is fishi fishi
True
Hazvisi ku maker sense zvinhu izvi pane akatozviita hapana vanhu vangarangana kuzvisungirira vose same time
@@frankmoyo7267pabhozhongora pakanzi mukadzi akatanga kuzvisungirir murume paakaona nguva yareba asina kudzoka akabuda panze kwavakuona mukadzi azvisungirira iye abvaazvisungirirawo
@@Wachidopaidamoyoaivepo here bhozh wacho ngaatikwanire
Kana ipo pano zvataurwa wani@@Wachidopaidamoyo
Manzwiro andaita mrume akaita some hrs after mkadzi afa ndiye akauraya mkadzi then ndobva azofunga kuzviuraya akasungirira mkadzi achibva azozvisungirira akaurayira mkadzi makuhwa abvunzwa nemkadzi nyaya dzake akaita hasha akauraya mkadzi... Ndini detective Chinovava ndapedza
Haaa munovava sure 😂😂
Bvunzi vaChinovava kuti Yuna aripi???
0
Uumm tisadaro
@@ColleenChikanya-h5c I think you're right
Vanhu vanozvisungirira ava dai vachifungawo varimuzvipatara varikuda itsvo...moyo...😮😮😮😮veduwee zvakaomawo.....kuvharisa imba here baba namai
Imagine
You dont understand mental health do you? Would any normal person do that? They were not well obviously....lana wapererwa or warwadziwa pfungwa dzinoenda...you dont see any light at all especially vaya vanopomerwa mhosva dzavasina kuita ....tingwarire nekubata mazwi
True@@maiyeukai9346
Chokwadi ichocho my dear
Satan akaipa hama dzangu ndiye akauya nehurongwa uhwu vanhu ava vanenge vatopfekwa vasisafunge
Zvinoita hre kuti vanhu vaviri vazvisungirire same day nekuti anenge atanga kuremberera anotoita kuti wechi 2 avhunduke aregedze apa panenge pane akauraya umwe first ndobva amusugirira then iyewo akazvisungirira or else vose vakauraiwa ndobva vasungirirwa
Murume akasvika mukadzi atozviuraya iye kwakutya kuti mhosva yacho haazoigone kwakuzviurayawo
Iwe kwanzi postmortem yakati kungozvisungirira hapana chimwe saka ndati dai tanzwa kuti mutsamba mainge makanyorwei
Iyezvino havakuroyi kuti urware ufe vanongokudira mamhepo wozviuraya
Gogo vapdzisira kutaura vataura pachikuru. Hanzi imi varume musadaro, vandipawo muono vandanga ndisina. mukadzi paakazvisungirira murume aiva kupi? murume anenge akatanga apfuudza mumwe kwakuzozvipfuudzawo.
Happy to see home...Nyazura ndokumusha ....
@@lorrainemazhawidza6790 hazvinakidze nezvaitika izvi
Nyazura yakuisa paMap....
Mi too ndokumusha kwanguwo sure
Kumusha kwenyu kwaipiswa shuwa
Lodza hesi
16 years ndiye aunoti mudzimai here aaah ita mushe vana ava
Aahhh ndiri kutoti asi ndatesva kunzwa hr😮makore
Pane akauraya mumwe akasungirira apedza ndokubva iye azvisungirira. Kana kuti pane akawana mumwe akazvisungirira akabva azvisungirirawo. Hazviiti kuti mubate tambo mese kuti muzvisungirire.
Hapana zvavataura ka apa, Analyst
Hazvigoni kuti munhu hwani akwanise kusumudza mutumbi oukwidza mumuti ousungirira. Zvinonzi dead body inoremesa
Kana kuti pane akavawuraya vese akanovasungirira azviyite kuti voxvisungirira vese nenyaya dzemakuwha ummm makuhwayi uwayo
@@sausage9806vanhu vaizokwira mugomo kuno rasa zvitunha... Zvitunha zvinotakurwa guys... Kana ari mrume akauraya mkadzi he can do that
@@munyazhawu4317havagoni Kutaura ava zvobhowa
Satan aripabasa vanhu ngatinamatei please 🙏 😭 😢
Ao shem zororai murugare yaaaa dzasimuka nesimba mhepo dzacho 😢😢
Kutoti mudzimai ane 16yrs akomana zvakaoma
Saka akaita makuhwa akunzwa sei right now ummmmmm zvakaoma asi dai vasina kuzvisungirira havo eiiiiiiish
Akaita makuhwa imbwa yemunhu ngaende kwasekuru anobviswa hepo yemakugwa
Atowe nengirozi mbiri kuda zvinhu ikk
Guhwa rimwe roda kutanga wadzeya😢
Nhai..vamwe vanhu vane utsinye..vanoparadza nekurwadzosa vanhu shuwa...muma raini varipo vanhua vanemakuwa asingaite
Murume akauraya mkadzi ndokuona kuti ratova Jeri iri ndokuzviurayawo .Ndavaite post-mortem kumkadzi mufi vachaona kuti haana kufa nekuzvisungirira
Panoda torch apa hapana kujeka, police must investigate this incidents kuseri kunenyaya
So sad
Pliz vanhu bvisai mweya wekuzviuraya
Madiro andinoda kurarama so
Taura hko vanhu Sooo ummmm
Mweya uya guys haisi mhosva yavanhu paya@@ChipoZinyani
Depression amusi kuiziva ukashaya wekutaura naye
Nhai hako iwe umwe munhu achichema kuti Mwari ndipeivo 2 minutes nditaure nanhingi wangu Ivo votamba havo neupenyu
Imiwe ini ndotokumbira zuvarega Rega kuMwari kuti ndoda kusvitsa zana
Asi heyi vanhu kuzvisungirira pamukova pemunhu KO vakadini havo kuenda kudondo asi zvinogwadza hazvo veduwee
That my mother, mai Dekeya
Pane anzwawo self transport here ?
I think gogo vanga vari teacher
Wasu magezi
@lewispanganayikunze2501 😅
Inini hangu paku funga murume ndiye akawuraya mukadzi
Sad story coming from my roots.KwaChakuma is the next village across the river Nyazure from us.Nematambudziko to this family.
Zvakaoma kumusha kwadu taikuenda kumasports ndichibva kumahere
Manzwa sekuru vati murume añga akati ngwareeeiii😢😢😢😢
It's a sad story
Eish zvakaoma 😢
May God help us!!
Hama dzevanhu ava ngaite cleansing pamba pevanhu vabvise mimvuri yehama dzavo dzakazvingirira mumusha mevatorwa ngavabvise mweya iwoyo
WAKACHENA SIMBA
Musha uyo wakutoda vanouchenura chaiko
Chokwadi vasiya mhepo dzakaipa pamusha wevaridzi ko izvo zvipoko
16 yrs ?? Thats a child
RIP guys but zvamaita kuzvisungirira pamba pevanhu here shuwa mweya yenyu modakuti vochii dii ipapo makuhwa ngatiregei mind your own business honai zvazoitika
Eish zvinorwadza izvi😢
Umm chiiko chambonyanyoitika kusvika pakufunga kuzviuraya😢
Depression mwana wamai 😢
Hanzi mukadzi akanochaja phone yemurume panxt so frend yemurume bvaati murume wako anemagirlfrends 3,mukadzi paakabvunza murume bva apindurwa rough ndokunozviuraya murume paakaona mkadzi afa ndokubva afawo
My Condolences to the family and friends
Asi uyu muridzi wemusha akange avatadzireyi kuzvisungira pamusha wake dayi anyway ngaazorore murugare
Hapana mudzimai ane 16 yrs
Mudzima anotangira pa 20 zvichienda mberi
Pane culprit huru munyaya iyi, murume wekwai charger vashakabvu ava ma phone, ndiye aka simudza nyaya yaakaudza mukadzi mufi ayenda kunoisa maphone ikoko, akamuti " unoziva here murume wako arikudanana nevasikana 5?? " she couldn't take it akanozvipfuudza the husband followed suit , so where ever that gossiping heartless guy is, I hope he got what he wanted now that vanhu vafa , so sad indeed 😢
Mhepo chaiyo 😢
Pamwe mukadzi mukuru ndiye akasiya aita magic dzake mumba imomo kuti zvidero, zvinorwadzisa hazvo chiitiko chakadai
Sorry veduwee mhuri dzakashaikirwa....zvinorwadza apa vana vadiki shame. Both families nyaradzwai naMweya Munyaradzi Mwari vari mubatsiri wedu
Kupa muridzi wemusha ngozi dzinozonetsa dzinza rinotevera
Mukadzi here kamunhu kane 16 years
Nhaimi nhaimi veduwe
Yowee muripiko mwari zvotopera nhym yoooo😢😢😢😢rest in peace guys
Aaaah mhepo chaiyo mmmmm
Ummm zvakaoma izvi
Very sorry
Kumusha kwangu veduweeee ko kuzozviuraya hanzi ndiko kupedza nyaya hr.mweya yawo ngaizorore murugare zvakaoma
Munhu azviuraya haanzi zorora murugare Denga haana no matter what that's why asingachemwi haapinzwi mumusha straight from the mortuary to the grave 😢😢
Mapenzi evanhu vachashayisa vanhu mabasa nokuti vanhu vanenge votya kuti vanhu vanozofira pamisha yavo
Interviewer haana kuvhunza kuti mutsmba manga makanzi kudii,makuhwa acho akataurwa nani,axhiti kudii ,kunaani? Dont suspend people, Stella Muusha would do this better!!
😢😢
Mkoma Robert vanhu venyu they are not professional,havana even kubvunza makore evashakabvu uye kuti vanga vane vana vangani nemakore mangani varoorana
Inga ndanzwa panzi mkadzi anga ane16 years
@@kudzaiczenda1884 ko mrume
Mkadzi aive ne 16yrs murume ndiye asina kutaurwa makore
Mukoma Robert neve ZimNews Beat ivo nevanhu vavo vanogona basa.
Mukomana Sylvester ndivo ve Sly Media ma standards avo adzikira.
It's not Robert anymore it's the big brother now.
Mmmmm zvinotyisa izwiii
Kumusha kwangu
Zvakaoma zvinorwadza😢
someone need a gym
Watching right now in Pretoria melody nelmaphius,ex6 pane azvisungirirawo right now haasati atorwa nepolice chii chirikuitika.
Shame mu Zimbabwean here
Imhepo iri kutenderera
@@shumirai-y8y ehe
@@reginagarai9453 haaa pakaipa. Satan aripabasa zvakuda kutsvaga Mwari . Munhu rume or kadzi
@shumirai-y8y murume dear
Mhepo chaidzo..ende kuti pazowana mumwe anoshanda ipapo ibasa chairo
Ummm mhepo yacho
Ndoona sekunge murume ane zvaakaita mkdzi chete aona kt zvaipa kwakuzvi sungirirawo
inini ndirikuona ngozi mumusha memukomana uyu. vabereki vake ngavafambe vaudzwe akapara ngozi. kana kuti vanotoziva kuti mhepo iya yamuka. ripai ngozi otherwise mese muchanyura henyu one one
How is a 16 year old being referred to as mudzimayi. That’s a child
Shame mukadzi wacho under age
Zwinorwadza zwinodziya kuzwisungirira pamusha pevanhu
Ko mukadzi aigoudzwa makuhwa enyaya dzemurume neumwe murume sei. Vanhu ava vane nyaya yavo ava, mukadzi akazoona kuti nyaya yakuda kunobuda yechihre changu saka akabva ati better ndife nekuti ndabvunza murume nyaya yandanzwa neumwe munhurume. Vaitaura nhau iyi pakai, varipai nemurume akataura makuhwa uyu.
Gogo Dekeya mai vangu
Gogo vane chikoro
Ndiwe unenge wakaita hako makuhwa unonzwa sei
Mmmm zvakaoma
Aaah akomana mweya yetsvina, dai takapera munhu anocreator nyaya. Makuhwa haana kusiyana nekuroya kana dzimba dzakaparara
Makuhwa agara aripo asi hauzosvika pakuzviuraya ko kana makuhwa acho ari ekunyepa wafitei iye akaita makuhwa awanei zvichamu netsa hupenyu hwake hwese that iz if isiri foul play
Ummm murume akauraya mukadzi akakusungirira
Umm zvakaoma mhepo chaiyo musha wasviba uyu kufira vatorwa
"Mudzimai ane makore 16"?????
Side effects of COVID Vaccine 😢
😂😂😂😂
@@Angylngumashupa-gt3yz Paipa, pashata 😂😂😂
Yoo matauriro avo Mai ava vari kurwadziwa
Mweya wakaipa uyo
Zvakuri kumusha kwangu nhai
Ummmmmmm video racho ndariona ndinoona sekunge murume ane zvaakaita mkdzi chete aona kt zvaipa kwakuzvi sungirirawoo cz hapana pangati mkdz Tambo murume Tambo padhuze nepadhuze
Mhepo dzacho zvakaoma hazvo.
Ngatikoshesei hupenyu
Asi vanhu vanopenga here mental illness is really killing people in Zimbabwe listen people kana paita makuhwa just tell people to fuck off hamudye kumba kwavo
Kuita hwaAnania naSaphira
Haa satan aripabasa shuwa
Hezvo nhai Mwari chiii nhai Mai chiwo nhai imi
Mumusha umuwo mune zvamowo avawo vaive nezvavo huuuuu
Horait unonzwasei kuti vanhu vaye vafa..nekuda kwemiromo yenyu isingagone kuvharwa
Ahhhh mweya wacho wakasimuka zvakaipa nhaimi nhaimi
Ummm zvakaoma hazvo
Zvakaoma
😢😢😢😢
Next door vadaro nei
Imi veSMTV munhu wenyu uyu wamatuma hagoni basa uyu kutitambisira data
Apa haana kana kuchubvunza kuti mutsamba mainge makanyorei asi anzwa munhu achiri tsamba akadziona
Muchizotuma vanhu vanoziva zvavafambira kana muchida majority
Guhwa rakashata
Kufira mujeri kwaitove nani uye machances ekuzobuda mujeri anenge aripo pane kugurisira upenyu panzira
IMhepo dzinosumudzwa
Rimwe guhwa tanga wafunga kuti ukuputsa here kana ukuvakq
Shame
Mhepo
Ndosaka ndichida Tinashe mugabe. Anobva abvunza kuti makuhwa acho akanzii uye mutsamba makanzii. Zvese bvu
Nhai nhai zvako iwe kungoteerera hapana zvatahwa isu
Kana Stella Muusha