Enjoyed watching it until the Oldman made an laughing stock of Nulawayo woman as if it's only them considering that the one in court is not from Bulawayo am offended honestly thank you so much really liked your vedios keep on 🎉
Chief is hundrend percent correct to ask nyaya idzi .its high time kutaura sezvazviri.Ndozvakaita kuti vanhu vafe neaids because vasada kutaura nezvazvo
They are forcing this lady kutaura zvisipo…. Ndanakirwa newe language yemazuvano.musaise mazwi mumuromo wemwana uyo. Plus the guy z older than mkadzi uyu😅
Makoni unosemesa.Taurawo mashoko anofanira mudare uye mberi kwevanhu please.Kudherera,kureruka here? Even the ministry of justice and local government should do something about it!
Someone needs to educate these elders how to handle such issues. The lady admitted that she was having an affair why forcing her to admit that she slept with the guy. I think this needs to be correct, she is guilty though.
Ndaona pane problem...,murume is much older than the woman,,,Murume seems have other more older wives( polygamist),,,,mukadzi is busy seeing man of her age as this man is not satisfying her,,,saka mutongo kavaparadzane mukadzi azvitsvakire wezera rake murume,,,coz she will continue doing same things....Shame
Ko tsiuraiwo mambo awo palanguage pls sometimes tinenge takagara nevanyarikani tichitoona nyaya dzenyu after all wonzwa kut MAKASVIRANA KANGANI haa no mhan itai sevanhu vakuru
Mukungorebesa nyaya zvisina order dai ari Bishu kana Nyamaropa apedza kare kare mukuramba muchingotaura zvakawanda munhu abvuma kare nxaaa ko kumunakidza zvaasina kuita ndokudii abvuma kty yes taidanana but kurara tese hatina saka musarambe muchimumanikidza munhu
"zvaizoitika hazvo" that there gentleman defines every woman. So, make of it what you will but do not fool yourself, if you do not look after your wife, abuse her or leave her unattended unapreciated for long periods you increase the chances of kuzingoitika kwazvo. Over to you machinda. Ini ndapedza.
Varume makashinga, I won't have time to take someone to courts, there is no payment which can relieve such pain. As soon as yesterday, I don't want to set my eyes on you.
Thanks for watching-Remember to share
Enjoyed watching it until the Oldman made an laughing stock of Nulawayo woman as if it's only them considering that the one in court is not from Bulawayo am offended honestly thank you so much really liked your vedios keep on 🎉
Your camera is not n point and your voices sometymz becomes sketchy
Udza mambo uyo to mind his language as the custodian of the culture he mst lead by example
Chero ku Harare vari easy wani, vakadzi vevanhu varikutoti nyenga wani, respect Bulawayo
Makasvirana kangani heyi Mambo Mambo😂😂 ayaas language
Mambo vatonga bhoo apa! I totally agree! Pakawanda ndowanza kuita zvichemo vavo mambo ava; asi apa vagonavo. Ini ndovapa mavoko vavo ose👍👍👍
😂😂😂😂😂Ndazvi koniwawo
Vanobva kwachenda mbuya mahure vanosvirisa manje ini ndakaita mwana nemukadzi wamukoma apa vanobva kwachendambuya
Mambo muri minister of Justice panyaya dze Mjolo .mukadzi uyu ihure haadi imba .
Iyi nyaya haisi yekuenderwa kudare mhunhu akahura ngaarove pasi
kunakirwa nemunhu hazvirevi kuti makarara mese.Akanakirwa nemunhu pachimiro
Chief Makoni,you must learn kutonga nyaya from chf Mutasa,don't force munhu kubvuma nyaya,,,
Aiwa kutonga zvavo in terms yakusvitsa mukadzi uyo pakubvuma vagonesa hama yangu. Asi, vatadza kubvunzavo kuti; is the chokomba a stranger who wouldn't know kuti amai avo mukadzi wemumhu?
I@@innocenthapazari8699
I agree with you. Plus nyaya dzake dzekungotaura word rekut kusvira hazviko akurasa network
Kamudhara ako kakuda mukadzi wemunhu 😂😂😂😂😂
Only mambo anotaura zvinyadzi he mst be told to mind his language as well the custodian of our culture he mst lead by example
Iye mdara uyu akaroora sei mwana uyu. Too much age difference hence the problem 😂
Aiwa under age saka now akurq
Ini ndandichtoona semwana wake😂
Ndandichida kutozvitaurawo
Mwana arikutsvaga wezera rake😂
oooh! that lady is beautiful.
mkadzi akanaka zvake uyo
Asi ibhishu
Aizvee kutochiva kaa uko
Chief musamanjkidze mwana uyo kna wasina kurara wese its oky
Kunakira mutauro wevanhu vechimhanje manje soo tarisai zera renyu nemunhu wamurikubvudzisisa
Amai ava ndivo vakapusa bcz kunakirana kwetotaura isu vechidiki kureva kt ndafararira chimoko or mufesi not kt takarara tese no.madhara haayiziye slang iyi😂
Dare harina mhosva handiro rakanyenga.
Iwe uri mukadzi wemuridzi unodananirei nechikomba, mabva zera nyaya ndeyekutamba nezviweti.
Bulawayo uyo ndewechihure chete,ngaabve apo.Zvimagirazi
mambo mambo ndipeio grade ramorova
Chief is hundrend percent correct to ask nyaya idzi .its high time kutaura sezvazviri.Ndozvakaita kuti vanhu vafe neaids because vasada kutaura nezvazvo
3:47 ko mari ikuverengwa na chief ndeyeyi iyo 😂😂
Pamberi pevanhu chinobva chaita chi bogus crt chaicho
@@beaulartambwanaye8312 avana tsitsi. la camera patori pamberi penyika
Madhara ane mskanzwa aya 😂😂😂😂😂😂
Kkkkkkkkk team ririkuchiva mukadzi wemunhu 😂😂😂
My best friend wadii wangozvipedzera kumba nhai than kubuda pamhepo
They are forcing this lady kutaura zvisipo…. Ndanakirwa newe language yemazuvano.musaise mazwi mumuromo wemwana uyo. Plus the guy z older than mkadzi uyu😅
Mucha zvirega. Henyu
Hautumwi kusiya mjolo uno surrender
😂😂😂unosvipira pasi
Ummm nyaya dzakadai dzoda vanhu vabatwa vakarara bcz apa panonetsa zvongoita sefungidziro ndosaka vofosa mskana uyu
Asi muri hurewokani
😮 language yaMambo Haina kunaka zvachose .
Kupiwa Simba hazvina kunzi chirasai unhu
Mambo Ava vanenge chi dhakwa even language ndeye kubhawa
Haaa regai mukadzi azobvuma kuchukuchwa nahwindi coz face yezirume iro harina seke kna ratanga bonde unobvubvurudzwa
Haa uyu akatorohwa yeke nahwindi😂
Ummm mazirume aya madofo forcing mwana uyu kutaura zvisipo.mabharanzi kokana vaingotaura nyaya achingokwira bhazi mahara
Kkkkk kamudhara ako Knowledge mukadzi wako akaneka animuedzo kkkk kamdhara aka
Ini ndiri makoni mdhara chajai mukadzi aripe murume akaswinyiwa ne charge anotaura chokwdi coz mukadzi arikuda chikomba uyo
Madhara imi tongai mushe aaah kumanikidza munhu
Makoni unosemesa.Taurawo mashoko anofanira mudare uye mberi kwevanhu please.Kudherera,kureruka here? Even the ministry of justice and local government should do something about it!
❤
hauna nyaya iwe, even kuma courts tinongotaura wani kuti sexual intercourse, sex. zvazoshata coz he speaks in venecular.
Ndokusaka mudare musingadiwe Vana under 18yrs munotaurwa zvese zvinyadzi
Mambo.Remekedzaiwo pfungwa dzedu!
wakapusa,,,mudare munotaurwa zvakaitika wakavata
Ndofarira murume wemagirazi uyo haaa l think anotogara akadhakwa chete
😂😂😂😂😂😂 zvakaitika hazvo mkadzi uyo ngaaregererwe hake kana vachirambana vorambana asi she deserves to be forgiven
Imi chief hamuna nyadzi muri shinye munyika chero kukunyarirai andiite hamuna pfungwa vana venyu varikuti kudii ko iyo nyika
Wakandinakira chii?Good question kkkkkk
Chief and his clowns are abusive. A person can not be guilty of intentions to commit a crime...
Mambo 😂😂😂hanzi makasvirana kangani 😂😂😂😂😂
Mambo ava vane vana her kana varoora nekuti hanyari kutaura zvinyadzi havana kukwana mambo ava
Age ndoinosakisa kudaro.
Hazvirevi kuti mukadanana makurara mese. Frm my experience ndinemunhu wandirikufambidzana naye it's nw 9months hatisati tarara tese
Wambofambidziranei naye kana une murume
Ahakude
Someone needs to educate these elders how to handle such issues. The lady admitted that she was having an affair why forcing her to admit that she slept with the guy. I think this needs to be correct, she is guilty though.
Mahure ayo .Akarohwa mbutu mukadzi uyu
Kkkkk pakaipa
Matare ane basa yoo
It means, it means kudini? Bvunzai mimwe mibvunzi chief woye. Murume uyo haana kuti mukadzi wake akararwa asi kuti arikudanana nemurume.
Kunakirwa kutaura kwamazuvano baba makura ndokwavapo pana mother avo vanoda kuiswa
Ndaona pane problem...,murume is much older than the woman,,,Murume seems have other more older wives( polygamist),,,,mukadzi is busy seeing man of her age as this man is not satisfying her,,,saka mutongo kavaparadzane mukadzi azvitsvakire wezera rake murume,,,coz she will continue doing same things....Shame
😂😂😂😂bata bus iro
But asikhulumen iqiniso Uma uthe uyamfuna asocala Uma bengalalanga lingamfosi coz yokukhuluma kwama windi
Mukadzi ibenzi chete vakadzi vapanduka chete
Muchiri zera rema zepe here😮😮😮
Inzwai kamudhara kari kunyora ako hanzi "haa ende mukadzi wako akanaka" mambo ndokuti aah wakuita ruchiva rwasatani 🤣🤣🤣. Dare iri tonho chaiye kkk
Mambo Makoni hamugoni kutonga nedare renyu why muchigoti munoda mombe plus
Hudyire
Kungobvuma ikoko akatorohwa bota tinofanirwa kurangarira kuti apa ndoopaabatwa asi zvimwe kuda ma-akabudirira munogona kuwanda
Kkkkkk hanzi Bata bhazi😂😂
Muudhara haasi kugutsa kamwana ako,plus kakarohwa pasina protection nahwindi
Ko tsiuraiwo mambo awo palanguage pls sometimes tinenge takagara nevanyarikani tichitoona nyaya dzenyu after all wonzwa kut MAKASVIRANA KANGANI haa no mhan itai sevanhu vakuru
Uyanya wena Shonandini musufaka abantu besindebeleni ekakeni zenu ...amaNdebele alithethi icala lobufebe sikubona kini maShona othuvi
Kkkkkkkkk vatongi ava ma1 kkkkkkkk hanzi mkadzi wako akanaka chaiko rega anyengwe
😂😂😂arikutodawo
Not happy vanhu vakuru mese hamusi kunyara ere kunakirwa Kureva kti akarara naye ere kana kuti anga achizama kti anga amufarira kwanai mhani imi
Mukungorebesa nyaya zvisina order dai ari Bishu kana Nyamaropa apedza kare kare mukuramba muchingotaura zvakawanda munhu abvuma kare nxaaa ko kumunakidza zvaasina kuita ndokudii abvuma kty yes taidanana but kurara tese hatina saka musarambe muchimumanikidza munhu
That's the only way lawful. If not through the courts then ndino uraya munhu
Aya Madhara akawana mukana wekutonga by lucky asi dzaiva mbavha plus ivo vanotohura nevakadzi wevanhu majoki plus umbavha
Nxaa, mambo uyu ngaasataura obcsene kudaro, i dont know why its acceptable.
Varume vanondishamisa vanoda kuripwa mombe hobho iyeasina kana imwe yakaendesa kumba kwenyu...... tongai ipapo madzimambo
Vakadzi vanonyanya kuda zvemahara ndosaka vachingozoiswawo, mibhadharo.
Ivo varume ngavadzidzewo kuti ...bae... hunnie... swty...vakadzi vanozvidawo...maswty sms awo anotodiwawo mumba
😂😂😂😂hezvo kadhara ako zvakakutodawo babe Saka hwindi aiitawo sei
Kune statement dzechimanje manje dzekuti ndanakirwa meaning ndafarira munhu haisiriyo nyaya hr kkkkk😂😂
Mukadzi uyu anenge akangoitwa romance chete
So long akabvuma kumuda I problem vakadzi chiiko
Zvinadhara izvi zvorwadzisa wena kkkk kuti unokotamiswa kumashure kwe bus kkkk back city
VaCHIBANDA tokumbirisawo kuti mukumbire kuna MAMBO kuti vasataurewo mawords akaita sa "KUSVIRA" asi voti kurara mese.
Kakawanda ndichiteerera nyaya dzavo vachitaura mazwi akadzama asingafanire kutaurwa mudare.
Pliz pliz pliz tokumbirisawo musvotse mashoko aya kuna Mambo.
Ndatenda
Plus nhai Ronald mukadzi wemunhu kudanana nemurume what's the intentions kutenga mazepi nekubatwa mazamu iwe
Idhara kairo maida kuti mwana adii😅😅😅😅 im sure hwindi ndewezera rake murume idhara iro vana muchinyanyawo kuda harahwa
Do you know age ya hwindi tho... TSEk
Dzekwa chief bushu
Usati vakadzi vemu bulawayo vari easy urikunyepa, chero vakwenyu vari easy
mkadzi ndewechidiki uyo ndo problem, murume akura
This is not fair justice u need learn how to handle issues
Village Psycology tells me that tumadhara utwo turi kutodawo, mahure ari kutonga rimwe hure
"zvaizoitika hazvo" that there gentleman defines every woman. So, make of it what you will but do not fool yourself, if you do not look after your wife, abuse her or leave her unattended unapreciated for long periods you increase the chances of kuzingoitika kwazvo. Over to you machinda. Ini ndapedza.
Nyorai mutauro wamunogona boss.Apa hamuna chamataura shefu.Revisit school.
Mateachers dzidzisirai muclass, iwe ndiwe waremerwa neEnglish iyo
😂😂😂😂 ndanga ndafunga kuti ndaita Dementia
Joki I joki. Weather waripa att or not
@@HiltonChimbizi-hy2rn ndafunga kuti ndini ndikutadza kunzwa chirungu ka ini kkkkkkkkkk ndashaya meaning yachowo
Mambo vashaya shoko rakareruka here rekubvunza kuti makarara mese here?
Ukatarisa ma video ake ma zhinji anotaura zvinyadzi
😂😂😂😂 hanzi makaita makamira
muchishevedzawo vana vechidoko vabetsere kumatare, kkkkkk kunakira hazvireve kuty warara nemunhu
Makes sense but abvunzwa ka kuti wairevei akatadza kupindura, so do you blame vanozoAssuma havo zvavanenge vada?
Exactly its an issue of language and these old men are outdated.
Imwi vakararana ava
Ndozvazvoreva
Kamudhara ako ngasataura nyaya dzako panotongwa nyaya mhani.
Nhai mwariweeee tiitirei nyasha
Arikumbogusta mukadzi here mu bedroom macho
Varume makashinga, I won't have time to take someone to courts, there is no payment which can relieve such pain. As soon as yesterday, I don't want to set my eyes on you.
Sekuru avo imhombwe vanotaura runako rwemwana another muroora kwavari mudare. Havanyare murume wacho anonzwasei? Nxaaaa!
Murume nyangwe akura runako anoruziva sekungozivawo kunoita vakadzi vanoda varume murume akasvika. Haisi mhosva. Maziso. Anoshanda.
Chibanda toda update yenyaya dzanezuro please 🙏
Haa dare iri so ka. With all the respect for the Makonis, this court has become a circus.
Idofo mambo ava
Kamudhara kane magirazi kanopenga wakadzi weku blues waita sei kanoda mumamiswa🤥
Apa ndiri kupindura iwewe Pardon,age is just a number,mkadzi akatoda murume iyeyu achitoona kuti muhombe kwaari,age yemurume hayisiyo ingaite kuti munhu ahure agara ari hure mkadzi uyu
That's true age is nothing 😂
Haaa mambo ava zvinyadzi vanozvida iiiiiiii
Darerakafumuka vanhu vakuru vanotaura mashoko akadaii😮😮😮
Dare rendururani mahure ese nechimambo chacho. Baba avo kutoganza kuti 33yrs vari bhuruwayo vachifara
Mahure ese madhara ayaHaasatiAbatwq chette nxaaa
@@GladysRumbidzoFrom Byo with nothing
Chief musataura zvinyadzi mudare rinozwika nyika yese vana varikudzidza nyika yese
Mmmmmm mukadzi uyu dare racho rikumunyanyira
Kunyadzisa kwazvo kutobvuma pamberi pemurume akakuroora kuti ndakamuda kkkk kunozogarika here kumba kwacho vasikana
H
Muface arikuda kuripirwa kuti haana kubata mukadzi akabatwa.
Uuuuu kamudhara kaneMa spex ako ngakabude mucomitee yamambo