Ziva zvekungo interviewer vanhu chete nhau yeAge inopinda papi ,wakazomboti kumusikana wemadrugs uya munenge vakoma apa she was younger than you munhu ane body chete .siyana nekuti vanhu vakoma asina kukuratidza chitupa aaaah sies
To all the girls who have faced abuse and hardship as they grow up, know that your pain is seen and your strength is remarkable. Though life may feel overwhelming and everything seems to go against you, remember that you are not alone. May our Lord Jesus, who defends the downtrodden, stand by your side and bring you comfort, justice, and peace. Your story is not over, and brighter days are ahead. Stay strong and hold on to hope.
Exactly she has defence. Where is the friend. Who helped her to take the now deceased to her home. Again i think there is an error in the honourable judge who handled the case
Iwe Pelajiya tsika yako yekudeedza munhu vakoma siyana nayo wanzwa better call munhu nezita rake iwe ukutoita kunge chembere kuna mai avo. Anywhere ndarwadziwa nenyaya yamai ava 😭😭😭😭😭dai kwachiitwawo plan vana vabviswe mumaoko ebinya ra sekuru avo. Dai amai ava vawanirwawo nyasha vagobudawo ne parole kani she went thru a lot already and dai asina kudzorera baba vaye ndiye ayiuraiwa. Asi ma judge anombotongawo sei shuwa haaa ma agent a satani chaiwo
She is overdoing it.Ane dzungu and haana empathy journalist uyu.Very insensitive. Sly media teach your journalist properly and least develop a protocol to use when asking questions. Munobhowa sister imimi,
@@johnnduru8185so very true, so glad i m not the only one that sees this! I also don’t understand what their obsession is with this whole so ndiri mkoma wenyu or so ndiri mdiki kwamuri etc The way the ladies hold these interviews is way beyond par, poor😢 so upsetting
@@kundaimiedzokAnozvida zvekuda kuratidza hudiku....the other time she was saying mukoma to someone who was clearly younger than her but was jus big in size...she has a weird obsession....
I feel for you my sister mhosva makapara henyu asi according to how your narration the boyfriend wasn't supposed to die dai nyika inezvikwanisiro it wasn't supposed to be a murder case
How is that murder not self defense. Maybe she is lying because if you kill someone beating you up even when you try to run away and they pursue to keep attacking that’s self defense. Any lawyer and judge can see that
Mbuya pella mumbori nemakore manganiko amunogara muchingoti ndirimudiki ,you look forties Saka zvemakore evanhu siyanai nazvo
Ndomuziva Pela personally she is young
@@rishonmasvosva If you know her personally mumuudzewo asiye zveku addressa interviewees achiti mai vangu, vakoma vangu.
Amana saka isu vekuma 40s taakutonzi ana mbuya haaaaa kukura hakutani shuwa
Ziva zvekungo interviewer vanhu chete nhau yeAge inopinda papi ,wakazomboti kumusikana wemadrugs uya munenge vakoma apa she was younger than you munhu ane body chete .siyana nekuti vanhu vakoma asina kukuratidza chitupa aaaah sies
😂😂😂😂😂😂😂
Aaaaah paya ndakamunyarira ati vakoma 😂😂😂😂😂😂ndobva azoona chiri chimwana
Uyu agara ahagone kuinterviewer zvake.....i remember akambobvunza umwe futi kut saka waiva mhandara😂
😂😂😂😂😂
I know this lady .... Arikupi need to visit her nditete vangu please
Chikurubi female prison
PliZ
This woman must be out of jail.She went through a lot of abuse.
True
Kkkk she's 29
That is the difference between Natural theory of law and Positivist theory of law
Zim women stop this ageism behavior. Munhu wese mother akoma nyangwe nemudiki kwamuri. Kuda kuzviita vadiki apa zimuviri riri pano nekoko 🙆🏽
Pella sure anozvinyanya heee vakoma heee amai vangu,asati abvunza makore emunhu why??inga iwe unotoita kunge mbuya wani asi tinongo kuti pella.
@@MirriamChinduta kkkkkkk ah ndaseka. Haurevi nhema apa iye fariro yaanoita akanzi sisi asi anoratidza kuti akura chaizvo.
😂😂😂
Mbuya Pella matyiro enyu echando bodo chokwadi,kuzviputira putira kudaro kunge munhu ari ku-Alaska😂😂. Apa wamuri kutaura naye ane short sleeve dress. Murume akapondwa ndozvinonzi chinoda kufa chinovingira, minus 1 abuser munyika medu.
Her dressing for the occasion I rest my case
Please give the numbers I want to come and see this lady
God remember this lady for me ❤❤❤❤
It is well my sister, God will always be in control
Sad story eish 10 yrs dzawandisa anowanda Vana varepwa nehanzvadzi zibenzi iro Vana ngavatsvakurwe hwekuenda kana kuhama dzababa vavo vasikana avo
Heiyy zvakaoma mufunge,Mwari vakuvanire nyasha dear
Tovabetsera sei mai ava😭
So sad dai vana vawanirwa pekugara vabva kumhondi iyo he's going to abuse the girl kids
Sisi Pella siyanai nezvekuti vanhu vakoma izvi zvinondibhowa munokanganisa interview yese aaah
To all the girls who have faced abuse and hardship as they grow up, know that your pain is seen and your strength is remarkable. Though life may feel overwhelming and everything seems to go against you, remember that you are not alone. May our Lord Jesus, who defends the downtrodden, stand by your side and bring you comfort, justice, and peace. Your story is not over, and brighter days are ahead. Stay strong and hold on to hope.
Mmmmm nyaya yakaoma iyi kunyanya pavana vari kugara nemunhu aimborepa mai vacho,panoda kugadziriswa
Ummmm ndarwadziwa munhu iyeye arikutobata fut Shiri ine muririro wayo hairegi
Mai ava vandichemedza shems 😭😭😭😭😭😭may the gud lord see u through
😊😊😊😊😊😊à
Iiii presenter you looks so old zvekuma49 chaizvo .i didn't like the approach yawaita kuna sister ava
Im watching from the farm kkkkk ndri mumunda izvozvi
Magloves here and wool hat is make sure haa makanyanya
Please help me ndarwadziwa hangu it was abuse since young
Very sad shem. Be strong mwari vachapindira hako uchabuda angave makore 10 achakwana unobuda zvako
Zvakaoma ndarwadziwa hangu
Pelagia Lodge and appeal for her .She is not guilty
Iyoooo nkosi yami zehlazodwa inyembezi sorry dadewethu
Shm madzimai mhepo yakakukurirai😢
Watching from malawi
Iwe pela nyaya yako yekuona age yevanhu ne maziso usiyane nayo
Haaaa ukaratidza kutambura utori mother oro cc
Worse poverty hoodoo
Ehe zvakubhowa ,why not just ask age and then take it from there.
Vanobhowa journalist ava, kuda kuzviita mai chisamba apa haana experience,very insensitive.@@shinelikestars2759
Ihure iro
Kkkk and anozvifarira chaizvo kuda kuziva how old yemunhu kkkk so funny
I wish you’d put subtitles in your videos for those who don’t understand Shona. Please.
Pellagia umbori nemakore mangani. Why uchingozviita mudiki always ..yu even look older than this lady
Ko kuzoti makadii mai vangu kutoti munin'ina better
Anobhowa zvaanoita
😂😂😂
😂😂😂
Yes Pellagia looks much older than this lady apa ndo paanoti maivangu😂😂😂 she could have said mnin'ina
The whole world i never seen a reporter anopfeka ma sun glasses kana nevarungu tokumbira uchinje maitiro kana kuti rega vamwe vaite basa iro
Zvinokubatawo hazvina basa
They're not sunglasses, ndeemaziso . Akaiswa sun vlock zvekuti ukamira panze anoshanda futi se sun glass to protect your eyes. Munogarepiko
Iiiiiii ko reporter how far ne dressing... Kkkkk kunge motosema musungwa, matozotadza kupfeka mask. Kkkll
Ko kungeti munhu wese vakoma zvezera zvinei nebasa dofo
Maglass emaziso ayo I'm also bullied nekuda kwemaspecks
This is heart breaking
Watching from SA
Ehe watching from sa. Saka?
@@shingiraitrevormboto2105😂😂😂😂😂😂 iwe kaa😂😂
Nxaa zvine basa rei....????
😂😂😂😂😂😂
Kuda kungozviita mudiki ndatoseka paati mai vangu kkkk mbuya kana makura chingobvumai
Gaborone Botswana live and direct..Tiripo takamirira tichisapota your shows..Musatinyanyirewo pama advert
Taura hako nedata racho rinotopera neavo varikushambadza zvinhu zvavo😂
Kk zvobhohwa shuwa vnomanynya isu hatinei nawo tikuda kudzwa nyya zvedu@@ELLENMukwada
Watching from Botswana
Kwauri kune basa? Asi content ikusvika yachinja?
Kwauri kune basa? Asi content ikusvika yachinja?
@@shingiraitrevormboto2105ndiye ega hre ataura nezvekunzvimbo kwaari verenga mu comment section uone kuti vangani vataura nezve kwavari
@@BravoChanaka nekuwanda kwavo ikoko hazvina basa kut varipi kkkkk
Watching from Syria....
Ngavaitwe appeal ava
She must appel please hurumende ngaibatsite THIS IS SELF DEFENCE
True
Exactly she has defence. Where is the friend. Who helped her to take the now deceased to her home. Again i think there is an error in the honourable judge who handled the case
Again musikana anoita interview anoda kutombodzidziswa nzira dzekuita interview
Aaa pelagia unozoita makore mangani kana uyu aine 32 urimunhu mkuru
Iwe Pelajiya tsika yako yekudeedza munhu vakoma siyana nayo wanzwa better call munhu nezita rake iwe ukutoita kunge chembere kuna mai avo.
Anywhere ndarwadziwa nenyaya yamai ava 😭😭😭😭😭dai kwachiitwawo plan vana vabviswe mumaoko ebinya ra sekuru avo. Dai amai ava vawanirwawo nyasha vagobudawo ne parole kani she went thru a lot already and dai asina kudzorera baba vaye ndiye ayiuraiwa. Asi ma judge anombotongawo sei shuwa haaa ma agent a satani chaiwo
Zvakaoma very sorry mainini kudai Mwari vakuwanirai nyasha
Sorry love
Very sad a victim becomes a villain.
I'm watching you from ku dam rine fish dza madzibaba 😅ishue
Woolen nemashades is make sure komagloves mother munedrama pakupfeka
She is overdoing it.Ane dzungu and haana empathy journalist uyu.Very insensitive. Sly media teach your journalist properly and least develop a protocol to use when asking questions. Munobhowa sister imimi,
@@johnnduru8185so very true, so glad i m not the only one that sees this! I also don’t understand what their obsession is with this whole so ndiri mkoma wenyu or so ndiri mdiki kwamuri etc The way the ladies hold these interviews is way beyond par, poor😢 so upsetting
@@johnnduru8185 anobhowa uyu toda Eliza isu😅
@@kundaimiedzokAnozvida zvekuda kuratidza hudiku....the other time she was saying mukoma to someone who was clearly younger than her but was jus big in size...she has a weird obsession....
@@kundaimiedzokit's actually embarrassing how she stresses ages. Zveebasa rei, ihure iro
So sad kurarama upenyu hunorwadza chaiko
Mmmh sis ava vane nyaya ava
Why is this lady in jail? She did the right thing.
Noise ku back ground
Joumalist ngaasati vakoma kumunhu wese aaaaa iye mudiki zvakadiiko
It's better kuti auntie
Pela ungaidza mai avo mhamha? Pela haun hunhu iwe, une chijoki joki chauinacho so.
Anoda zvekuita mudiki chaizvo
@@FaithBamhare-id1qjkkkkkk haa hudiki anohuda shame pese pass paasvika hameno chinoshamisira pakuita mudiki iko kuchembera chiri chipo
Ende unoona kahubhishu bhishu karipo kunge arikuuya pacamera kuzotsvaga nyengo
Guyz zvakwana 😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Ndivo ana plus 1 ava musocial media. Iye akamunyepera kutu u look young akatiparira
Kurikuratidza kutonhora apa munin'ina wangu haana Jersey akatogerwa chando chichirova hacho nzeve. Mwari pindirai.
😢😢😢
The interviewer kitted as if she is in Alaska.
Government why isina self defense
mmmm haaa life inorwadza sure.It shall be well sis
I feel for you my sister mhosva makapara henyu asi according to how your narration the boyfriend wasn't supposed to die dai nyika inezvikwanisiro it wasn't supposed to be a murder case
I think aifanira kutongerwa culpable homicide
Zvimwe zvimaboyfriend zvine ngozi
Mhepo chaidzo ndati
Koo kubva pane noise??? Msati jairire data rkudhura.. Tonzwa sei muri panhu pane ruzha
Sister imbomirai kuita Chimai Chisamba.Siyai munhu atsanangure kwete kumujambisa jambisa kwamuri kuita.And please be sensitive with your questions....
Zvakaoma hazvo dai mwari mapindira abuda ariritire vana vke
But 2 years uchingochema usingakwanisi kutsanangura zvakaitika. I think she had enough defence to mitigate her sentence
Slymedia go and look for the kids that are safe
😢😢😢😢😢😢😢😢Ndarwadziwa why but
Shame 😢😢
Ndarwadziwa
Iwe presenta siyana nekungoti vakoma kuvana vadiki kwauri
Vana vachabatwa but it was self defense inoita 10 yrs here yooo
Uyuwo uyu kuda kuzviita mwana hanzi ndiri kutaura namai vangu kumhunu ane 32yrs. Iye ambokura zvakadii?nekuti zita rekuti Pelagia hatina zera naro.
😂😂😂😅😅😅
Pamwe akaripiwa raive ra tete kana gogo
Kkk ndatozvi shawano
Ndatozvi shawano haadi kukura
Ndamunyarira. Akambozviita futi kuti vakoma kumwana mudiki
Kuti my sister kuri nani pane this mother mother thing
How can she be convicted though?
Its really sad
😅😅😅sorry my sister but murikindisetsa nekakunoza noza 😂😂😂😂
Kkkkkkkk
Sorry dear
@ Tafadzwa Chidawa huya tidzifambire
10 years here veduwe
This is not murder the courts of Zimbabwe are just not fair
Culpable homicide
Zvinorwadza hazvo be strong for your kids mutongo unongopfuura
Uuuuuu mmmmm zvakaoma veduwe it's sad
Mukadzi uyu dai Mwari vamurangarira abuda mujeri ndarwadziwa chose nekushungurudzwa kwaaisangana nako kubva arimudiki
Haaa usina mari unonyura yoh
Mumajail koda sisi Elizabeth Nyaguyo ndoanonatsa kugona uyuwo uyu anongwarira kuona kuti mukuru hre kana mudiki kumunhu agoni kutaura nevanhu ngaabve uku Eliza auye iye woenda kuna kumwe uku hkugone tosara tine mibvunzo.. brother yaivabata vaive same mother hre,baba vavo varipi parizvino....vaive vangani mumba mavo
Very sad story
Very sad story uyu mukadzi life yake yakaoma shame
Shame ey zvakaoma zvenyika yeka teapot iyi unogodorwa namwari
Ndarwadziwa veduwe mwari ndipeiwo mari ndikwanise kubatsira vamwe
Aaaah ko kuzoti vakoma
Ndakavaudza kare kut vasiyane nemakore havanzwe
Kkkkk kuti muzive kuti vachiri nhanha zve nhy
Mwari chengetai vana vake
Sorry mntanami ingathi uNkulunkulu angakukhulula kubekuhle njengabanye abantu ntombi yami
Pellagia dressed like a team yehuruwek n bosh 😭
😂😂😂😂
Kkkkkkk chiri hot regai ndichibate ne dish towel 😅😅😅
How is that murder not self defense. Maybe she is lying because if you kill someone beating you up even when you try to run away and they pursue to keep attacking that’s self defense. Any lawyer and judge can see that
inhau yenyika isina kumira zvakanaka muzvipatara macho hamuna chinhu munhu angadai akararama uyu dai akawana help nekukasika
sisy vangu makaramba barika mobva matanga kuita zvema boyfriends zvino honai kwazvazokusvitsai
Ndarwadziwa moyo dai ivo mwari vapindira kuvana vake vasarepwa
Pella usiyane nekuita age shame vanhu. Utori mbuya as compared to that lady. Ukwane
i was waiting for this comment i thought ndini ndega
Aaah thank you someone had to say this .unongotanga kuti heee munenge vakoma chii ichocho vebasa rei ngaatore nhau asiyane nemaAge Evanhu
Yooo mwari honai vana vana vari kumhondi iya but dzimwe hama soka
Zvakaoma weduwee
Comment section 🙌🙌🙌🙌
self defence she is innocent
Shame zvorwadza 😢
Zvinorwadza veduwe sorry dea
Iko kuitwa mudiki unokuda..munhu wese ndi akoma vako..zvimwe muchatinyepera imi..bvumai kukura vanhu..hausimbori weku 90s iwewe utori wekuma late 80s
Huhure😂😂😂
Zvakaoma kani