Akaregererei kupedza kuroora idzodzo 22 years ago? Ngaasatinyaudze mukwasha uyo, anochajwa according to the prices emazuvano. Mukwasha anozvichaja makambozvinzwa kupi?
Mukwasha wakadii kunge wakabhadhara mari kare , 22 years chokwadi vana 4, pa 22 years weduwe, mukadzi achingoshandiswa nekubariswa pasina kana mari ye roora. Masabhuku tongai musina kwamakarerekera. Chokwadi musadaro.
@JosephineKutama Ndizvo zvandawonawo. Chero panzi nekamurume kake ndiye arikundiramba haana kana ku react!! Ndihwo hunonzi HUNHU saka anekodzero yekunzi MUNHU chaiye! Kana ariiye arikuramba murume zvinoreva kuti murume wacho aihura zvisingaite. A self-respecting woman doesn't tolerate such behaviour even if the man is rolling in cash. She earns my respect!!
Nyaya yatadza kutingwa...mukuwasha azvichaja....original bill ranatezvara was around $6000...reduced nedare nemukuwasha to $4200 ...then further reduced to $3500....payable over 3yrs..haaaaa what injustice.... Kana iye mukuwasha Achiltibuie akachajwa z$ asinabasa aka dining kubhadara ipapo? Hapana ambofungawo kuti there is time value of money Uyu murume dai achajwa intrest over thec3 yrs he is going to take to pay Ndaona arikuita advantage yekuti and tezvara varombo they can't argue naye uye afunga kuvapa mari asinfatengi chinhu Anofamba nemota ngaatengese ape vanhu nari yavo Dare haraifaira kuti iye azvichaja nari yaanoda...oibgadhara nguva yaanoda .. Thus is terrible justice...failure of the community court
Kkkkk mdara imi interest Pa roora manje? Munoti original bill ko yaakambobvisa pekutanga? And mambo anekodzero yekutoitonga coz ndivo wavinga mambo nenyaya dzayo
Uyu mukwasha ane hutsinye too much pride unga zvichaja roora plus 22yrs uri kuti nguva iyoyo mari yanga iri zim dola tanga tisinga shandisi usd ,mmmm mukwasha mukwasha mukwasha God wl surely humble u , murombo munhu ndarwadziwa zvangu.
Makaona kupi munhu anochaja ega puma chief ava ndovekubvuta huchief vaya big up chief Bushu nyamaropa,makope,dotito hazvaimbodaro kudherera nxa matoto achief ava
ndarwadziwa for you my sister ,that guy is very arrogant,i respect you waramba wakanyarara hako,Mwari ngavakurangarirewo mukunyadziswa kwawaitwa even vamwene vako havasi bhoo
Guys don’t u have better things to do that to call others bastards??!! Have u finished your own roora. Many if not most have not. Roora hariperi kubhadharwa! That’s our proper shona way!
Chidare ndechekupenga ichi mukwasha anozvichaja wega here imi Ko dai aida zveZim dolar akadii kupedza kuroora time yacho yema Zim dolar I feel for vanhu venzvimbo iyi chief uyu kaaa chinonzi kuroora anochiziva here ko zvechivanhu anozviziva here y kutapudza mari yamai 😮
Abvuma kubvisa yechimanda kureva kuti akaroora musikana akakwana.. wonder why they are breaking up? The chief seems to be biased?? Mkwasha is very pompous
Hallo i come in peace humble and contrite 🙏🏽Nhai Zigo is it a must kutonga nyaya dzemhuri pasocial media or kurecorder woposter pa youtube like this.vanhu avo vanenge vachiziva here kuti zvichazoonekwa nevanhu vese?
A big man. She was a killer when he met her but after 22 yrs, 4 kids, fat pocket, he is now a different man, but big and flamboyant. Repent, don’t loose her.
Baba ava vanepride veduwee ndabatikana mukadzi uyo arikutorarama muabussive marriage kunyarara zvake kuonekerwa vabereki vako sevanhu vasina basa shure upenyu ndehwa mwari tese tiri makuva bba venyu vana ndovanokosha kuenda kumaprivate school uyo mushandi akadonha kubva kudenga ukubikirwa kuwachirwa kukwira baba respect inodiwa vanhu atiwane zvakafanna dont see yourself as better pane vamwe ,ndabatikana and l take it personally
Mukwasha arikutiza nyaya cz arikuti currency yachinja but iye ndiye akatadza kubhadhara nenguva, this deserves to be charged $5000 he's got too much pride
Right - sometimes vabereki ndivo vanoramba kuti mkwasha abvise pfuma yese at one go... kwedu that's what we do. Things like danga, we will demand it after mwana wedu magarisana for at least 5 years- once we are sure kuti muri kugarisana mushe
Chero akasazvi charger asi ozorega kuroora then what. This is exactly what roora must be, ku chargerna zvinobvumiranwa by both parties. Kwete kungoisa mazinonsense numbers without any restriction. Haiuyi ka mari yacho chero tezvara vakaisa million
Ko Madzimambo ndivo vano charger pfuma here? Murume uyu arikutaura what he want to pay as lobola. Dare iri rine vanhu vane corruption and also mambo afonerwa kuti ape phone munhu arimudare mukuwasha akutoiita show off kuti anozivana naMambo. Mambo uyu haaa worst and corrupt. We don't need such leaders in society. Vabatirwa vana tezvara ava.
Mukwasha Haana respect natezvara nemukadzi wake. Anozvidza uyezve ane nzungu anowonera vamwe pasi. Chinoshamisa the wife is quiet akanyarara hake. The guy he is playing big man in a small town.
Zigo is building a bridge between modern day Zimbabwe and cultural tradition, 2 very important layers that give structure to our society and community. Keep up the work mukuru!
Ava mambo ava vanonzani, shuwa kuudzwa zvekuita nemukwasha havasi kuona sisi uyo vange vagere nechikara. Ko sei mai vemukwasha vafona direct kuna Mambo mmmm ini hangu hapana kundiitira. Mukwasha aratidza kudheerera dai tezvara vari brother yangu vaizviramwa izvi votora sisi wavo toenda kumusha
The chief handled the payment part with wisdom, maturity and fairness. Pane kumwe kubhadhara kwekutsvinya. Mukuwasha anga achiitawo kakudherera nekutsvinya although he is a gentleman hake. Well done chief.!!!
Mukwasha na Mambo asi munozivana here 22yrs hadzisi dzekutamba Mukwasha ngaabhadhare mari yese pasina kuchemachema $4200 . Iwe mukwasha ucharoorerwa mangwana uri kudadira mukadzi wako
Chief vari kudivi remukuwasha. The guy said all figures achiti ndizvo zvaanogona. Whats all this. Amai vake even called chief direct something is not right
Ukatotarisa Musoro waChief ne Mukuwasha unotowona kuti vanoenda kwaBarber mumwe chete.
😂😂😂😂 phone yemukuwasha yasvikira kuna Chief
@@RegisChakanetsa imajeni vatengwa😂😂😂😂
@@RegisChakanetsavanozivana imbwa idzo
Kkkkkkk sure
Mambo mune nhogwa ayiva 😂😂😂😂😂😂😂 modawo nyaya
This guy too much pride soon achadonha......God will humble him soon
Aita pride papi? Ini handina kupaona ini
Don’t mistake pride with confidence please!
Zvakaoma gentleman,too much pride. Mudzimai ari zii hake nyarara hako Mwari vanoona
Taura hako
haisi pride but,vanhu ngavasade kukorera pane umwe munhu , akutaura chokwadi
Mkwasha anototaridza kuti ndiye problem in the relationship
Ende zxakaoma zxenyu
Anojairira uyu,Anoda kurohwa vana 4 woti 3500 kana yakawandisa nguwa yese kuzoita vana 4 waidii kubhadhara anoshaya anopamhadza kabhibho Kari mumusoro ikako
Respect to the guy putting on sunglasses… you are a real man
Mukwasha arikudherera uyu bhadhara zvatarwa nedare wakadii kubhadara kare hauna chawanga wakaroora Ska wakuramba mukadzi
Waakurasikavo iwe hasha dzobva papi futi wangonzwa atonga achiti zvinhu ndopazvakatanga kunetsa wani KO Seiko newewofuti
Pfutseki gentleman rinopedza 22years risina kuroora dai ndirini ngaagare zvake nemari yake kutsvinyira. Vanhu kudaro ungazvi charger mari yeroora chokwadi mambo itai mushe muri mboko
Ende kutaridxa KT akusikshaay a Mari ksatoda kuroora mnhu akakuzxarira vana 4
Mambo izungairwa chairo
😂😂😂 mboko chaiyo
Hakuna mambo akadai nekuti vanhu ava vanozivana ckokwadi kuudziwa zvekuita nemunhu wavari kutonga here
Apa mambo ndiye ave kutoroodza mwana wemunhu
zvoita here ngabatwe asungwe
Akaregererei kupedza kuroora idzodzo 22 years ago? Ngaasatinyaudze mukwasha uyo, anochajwa according to the prices emazuvano. Mukwasha anozvichaja makambozvinzwa kupi?
Dzimwe nyaya dzoda chief Nyamaropa handisati ndamboona mukuwasha anozvichaja pfuma
Kana Chief Mutasa vanògona kutonga nyaya dzakadayi
Nyamaropa haatongi chinhu. Ndiro rimwe dofo, apa ndiiSenator.
Imagine he's an arrogant bastard nxaa
😂😂😂😂😂😂@@TheChekas
Shuwa avavatadza kutonga ngavaende kune mumwe chifi. Mukuwasha azvichaja chifi ava bodo. Ngavabve pachigaro
That woman is so humble ❤❤. Kunyarara zvake murume achizvichaja achipfipfinyika. God bless you lady you don't deserve such an arrogant man.
Huuu mambo vanenge vabhadharwa nemurume uyu huu anemari ndiyemukuru yoo
Mukwasha wakadii kunge wakabhadhara mari kare , 22 years chokwadi vana 4, pa 22 years weduwe, mukadzi achingoshandiswa nekubariswa pasina kana mari ye roora. Masabhuku tongai musina kwamakarerekera. Chokwadi musadaro.
Mukwasha namambo ndivamwe. Atombofonerwa paphone yamambo. Haina kutongeka zvakanaka iyo.
@JosephineKutama Ndizvo zvandawonawo. Chero panzi nekamurume kake ndiye arikundiramba haana kana ku react!! Ndihwo hunonzi HUNHU saka anekodzero yekunzi MUNHU chaiye! Kana ariiye arikuramba murume zvinoreva kuti murume wacho aihura zvisingaite. A self-respecting woman doesn't tolerate such behaviour even if the man is rolling in cash. She earns my respect!!
Mkwasha nachief memunozivana 22 yrs mnhu asina kuroora oda kubhadhra mari ykare iyyo apa kuzvichaja une pride fty remmber wakabarrwa vana 4
Uyu murume ari kuroora mwana wake here kutaura zvaanoda pamwana wevanhu aaaah dare musadaro. Respect vabereki vemukadzi
Pasi nedare iri,muridzi wenyaya dziye anozvitonga ega
Taurai zvenyu rakadhakwa dare iri nxaaaa
Mai vemukuwasha kufonera chief ,ko foni call akapinda behind the scenes mangani
Taurai henyu
I need that attitude yamukwasha
Yes bt dare rakafamba zvakanaka
Chidare ichi matuzvi chaiwo ndakusemai mambo nemhuri yamotonga nayo yose mhino ungati uburwa rakadziya zuva, endai kwanyamaropa kana kwamutasa munodzidziswa kutonga
Kkkķķk
😂😂😂😂😂😂😂😂
This mukuwasha is too proud and his pride will humble him
Mkwasha Na Mambo vanozivana haasi kutonga nyaya se nyaya
Uyu ndomatongerwo Ake anotonga akadhakwa dzimwe nguva
Ichokwadi ichocho
Adhiza ko phone call maion sei
@@JenipherNyika 😂😂😂😂 haaa zvatondinetsa. Hanzi ndimai varikuda kunzwa kuti wafamba sei
Ichokwadi mambo uyo hagoni kutonga anouya kubasa akadhakwa nemutoriro
Respect that guy ane sunglasses. He had a point.. mukwambo mwari achamutorera zvaanodada nazvo.
Haa Mambo Ngezi zvekutonga hazvisi zvavo
Amen havangoni
Chief imi zimhono rakakura zveuchife hazvisizvenyu ndarwadziwa hangu
Chii avo pliz muzukuru wenyika ngaamubvise Hana zvasnoziva . Mudungwa anocharger zvaanoda
Hapana chotombozikanwa na mambo awa . Wisdom zero
Anorohwa nedombo uyu
May God abundantly bless you Gire. You are a humble, sensible woman of inner and outer beauty
Nyaya yatadza kutingwa...mukuwasha azvichaja....original bill ranatezvara was around $6000...reduced nedare nemukuwasha to $4200 ...then further reduced to $3500....payable over 3yrs..haaaaa what injustice....
Kana iye mukuwasha Achiltibuie akachajwa z$ asinabasa aka dining kubhadara ipapo?
Hapana ambofungawo kuti there is time value of money
Uyu murume dai achajwa intrest over thec3 yrs he is going to take to pay
Ndaona arikuita advantage yekuti and tezvara varombo they can't argue naye uye afunga kuvapa mari asinfatengi chinhu
Anofamba nemota ngaatengese ape vanhu nari yavo
Dare haraifaira kuti iye azvichaja nari yaanoda...oibgadhara nguva yaanoda ..
Thus is terrible justice...failure of the community court
Kkkkk mdara imi interest Pa roora manje? Munoti original bill ko yaakambobvisa pekutanga?
And mambo anekodzero yekutoitonga coz ndivo wavinga mambo nenyaya dzayo
Zvimota zviti panze apo atori maface amambo ato ndiye anotakuraka Mambo nezvimota
Ra business here rinoiswa interest
Ava chief Ava vanondisembura ini vanobhowa matongero avo
Amai vemukwasha vafonera mambo pafoni ya mambo. Ndipo pane nyaya.
Aewa apo 4n dzinobatiswa mambo sekuona kwangu
Haaa panenyaya
Ndashamisika huori
Imagine
Ndazvionawo mukwasha ane support ya mambo
Uyu mukwasha ane hutsinye too much pride unga zvichaja roora plus 22yrs uri kuti nguva iyoyo mari yanga iri zim dola tanga tisinga shandisi usd ,mmmm mukwasha mukwasha mukwasha God wl surely humble u , murombo munhu ndarwadziwa zvangu.
Hanzi lam a gentleman kkkkkkk unosvika 20 yrs usina chawabvisa
Pane anoziva umwe pakati pa chief nemukwasha kana kuti chief is being diplomatic havo.
Mkwasha imboko chaiyo
Mukuwasha anehutsinye uyu
Kuroora akuratidze how gentle you are its stupidity sometimes
Gentleman 20 years achipakura mahara
@@NobbyRumbidzaiRuzande akaroora aana kupedza
Mambo vekupi vakadai vanoudzirwa zvekuita. Zigo usashoreswe nevanhu. Udza mambo vambodzokera kuchikoro. Mukuwasha wekupi anotaura zvaanoda kudaro. Magirazi well done.
Ndipei hoyo mukadzi musvinu ndiroore hangu mhaiyo. Siyanai nevakuwasha vasina respect. Ndipei mwana ndomubata sa queen.
Seyi usina mukadzi
Haana mkadz aitomirira akaita seuyo arikutambiswa
Mapudzi anowira kusina hari zvagara ndo zvatinosangana nazvo vanhukadzi
Pfutseke iwe kwana wamuziva sei Kuti anetsika.Urichidhori chemunhu how can you judge someone from the social media.
@@nicholasfungurani9677 kutoshaya wako it's a sign yekuti uri pŕoblem
Makaona kupi munhu anochaja ega puma chief ava ndovekubvuta huchief vaya big up chief Bushu nyamaropa,makope,dotito hazvaimbodaro kudherera nxa matoto achief ava
Aaaah munoshura chaiko mukwasha angazvichanja here itai muchitya mwari imwi
Haaaa dare rakadhakwa iri, chief vakatodya kare yemukwasha
Hayii hayii mambo imi mashoko angu ekupedzisira kwamuri ndeekuti mambo muriduzvi godzva chairo ndanzwa neshungu shem mkasha uyo akawana ana tezvara vakanaka uuum
Kamukono ketsambarafuta katsotsi 😂😂😂😂😂
cndanguri ndichifunga zita iri waita hako .kamukono ketsambarafuta
Dambudziko haasi mkwasha paita chief vane nzara
ndarwadziwa for you my sister ,that guy is very arrogant,i respect you waramba wakanyarara hako,Mwari ngavakurangarirewo mukunyadziswa kwawaitwa even vamwene vako havasi bhoo
Wanga wakaroorwa nezibenzi remurume ranetumari rakukanganwa akamusimudza bastet
Guys don’t u have better things to do that to call others bastards??!! Have u finished your own roora. Many if not most have not. Roora hariperi kubhadharwa! That’s our proper shona way!
Imbwa yemunhu chief ava kutongwa ndivo vakutotongwa ava
Sisi wakashinga kuita 22 yezi uchigara ne gentleman rakadai kkkkkkkkk😂
Chidare ndechekupenga ichi mukwasha anozvichaja wega here imi Ko dai aida zveZim dolar akadii kupedza kuroora time yacho yema Zim dolar I feel for vanhu venzvimbo iyi chief uyu kaaa chinonzi kuroora anochiziva here ko zvechivanhu anozviziva here y kutapudza mari yamai 😮
Saskaam gentle man akambogara nemwana wevaridzi for 22 years usina kuroora hre rombe rekupedzesera dutye😊
Corruption mambo avo
Vadyiswa nyaya isati yatanga
Also musungwa kupiwa freedom ye phone ichibva kunambo
That was low of him
Kkķkkķkk huri hanzi mukanditarisa an a gentlemen vanhuwe ......iwe wauya kudare kureva kuti hauna huni
Mukuwasha Giribheti ane mari anonetsa,better Giribheti asina chinhu haashungurudzi.mukaddzi ziii zvake ane anoziva kt Giribheti idhemeti chaiyo
Wamboti mari harisi dambudziko waniko ndafunga kuti unesaga remari nhasi kkkkkkkkk
Abvuma kubvisa yechimanda kureva kuti akaroora musikana akakwana.. wonder why they are breaking up? The chief seems to be biased?? Mkwasha is very pompous
I think this man has been abusive all the while and mukadzi achingoschingirira until now she can't hold it and hence they go separate ways
I thought ndanzwa kuti mukadzi ndiye akuramba murume or ndanzwa zvisirizvo
Tarisa maziso. Kamuhure kamurume ako. Mukadzi akati haangazvigone.
Chief ava mmm why the accusatory tone kumukadzi mmmm something is wrong
Heeee munhu haatengeswi , uyoo aripaMarket uyo arikuchaajwa zvake
Hallo i come in peace humble and contrite 🙏🏽Nhai Zigo is it a must kutonga nyaya dzemhuri pasocial media or kurecorder woposter pa youtube like this.vanhu avo vanenge vachiziva here kuti zvichazoonekwa nevanhu vese?
ChiCourt chekuNkezi ichi imboko mambo uyo,haone zvinoitwa kwevamwe
A big man. She was a killer when he met her but after 22 yrs, 4 kids, fat pocket, he is now a different man, but big and flamboyant. Repent, don’t loose her.
Mambo ndavabenzi mari yaamai aina negotiation yekwa baba ndiyo ingatochemwa chemwa. Mambo is Naboth. A fool hapana wisdom.
Mambo havagoni kutonga only nyamaropa unotonga zwakanaka
Chidare chematuzvii ichi mukwasha ndiye atochaja pfuma oga chief ava nemukwasha vanozivana
Gentleman my foot !
Kutadza kuroora mukadzi in twenty years wazvarirwa vana four .
The lady is humble.It is well my sister. ❤
Mudhara uyo ane mashades ataura zvine musuro dare harifaniri kuterera mukwasha
hahaha mambo uyo hapana zviripo apa wakutopinza musangano munyaya hahaha junk idzo
Tinohwa shungu nanamambo vakadai musatipewo dambudziko
Baba ava vanepride veduwee ndabatikana mukadzi uyo arikutorarama muabussive marriage kunyarara zvake kuonekerwa vabereki vako sevanhu vasina basa shure upenyu ndehwa mwari tese tiri makuva bba venyu vana ndovanokosha kuenda kumaprivate school uyo mushandi akadonha kubva kudenga ukubikirwa kuwachirwa kukwira baba respect inodiwa vanhu atiwane zvakafanna dont see yourself as better pane vamwe ,ndabatikana and l take it personally
Mambo munofavour imi
Chief maona ka chief now hamugonikutonga Ini mune fufuro imi
Uyo mambo ndiye anoenda kudare necooler box yehwahwa uyo, apa akagerwa bhibho, kkkkkk hakuna mambo akadai sooooo😊
Mukomana wemagirazi urimunhu kwaye ❤
22 years no cent. Mwari Ave naye mukwambo asina respect..
I fast time yangu kunzwa mukuwasha anozvichaja veduve zvakaoma
mkwasha anoita seakaromba 😂😂😂😊
Vry starborn . Akadii kubvisa ipapo . Ko maintrest plz . 22 yrs imika .ngaabvise zvipere. Anoda ku bulla ane kushora . Udzai nunhu zvazviri
Nyaya iyi yaida chief Bushu ndivo vanogona vanhu vanoda kuzvitonga semukuwasha uyu
Taura hako
Shuwa
Mkwasha imboko
Hamunyepi
Very true chief avo nemukwasha vanozivana
Yes kurorerana kutsvaga ukama. Chief asi apa pave nekurambanaka iye. Pavana vake anocharger hr according nenguva yekazvarwa. Mwana
Mukwasha arikutiza nyaya cz arikuti currency yachinja but iye ndiye akatadza kubhadhara nenguva, this deserves to be charged $5000 he's got too much pride
Right - sometimes vabereki ndivo vanoramba kuti mkwasha abvise pfuma yese at one go... kwedu that's what we do. Things like danga, we will demand it after mwana wedu magarisana for at least 5 years- once we are sure kuti muri kugarisana mushe
Go and work hard and have your own money kwete kuda kutengesa vana. That was very fair
Rava business here??
Kkkkkk mabva mapinda personal here chibaba? Ko dzimwe dzakambobviswa kare
@@kevzamsl think hausati wambozvarirwa vana . 4 kids it’s not a joke
Mukadzi uyu haana hanzvadzi here coz dziri dzangu ka haaaa kanoona moto kanhu aka😂
Mambo ava idako chairo mukuwasha anozvichanger here, atezvara endai kwamutasa or kwanyamaropa avo vatangwa kare, azvichanger wopedza azvibvisira that's nonsense wamambo
Taura hako
Imbiti yeZanu iyo
Chero akasazvi charger asi ozorega kuroora then what. This is exactly what roora must be, ku chargerna zvinobvumiranwa by both parties. Kwete kungoisa mazinonsense numbers without any restriction. Haiuyi ka mari yacho chero tezvara vakaisa million
Ko Madzimambo ndivo vano charger pfuma here? Murume uyu arikutaura what he want to pay as lobola.
Dare iri rine vanhu vane corruption and also mambo afonerwa kuti ape phone munhu arimudare mukuwasha akutoiita show off kuti anozivana naMambo.
Mambo uyu haaa worst and corrupt. We don't need such leaders in society. Vabatirwa vana tezvara ava.
Kkkkk hakuna mambo vakadaroo aktotora side zviripachena
Uyu mkwasha anopenga. Nxaa. Kutaura here ikoko, anodheerera zvisingaiti. Ngaaripiswe nashe.
Mambo wangu muriDuzvi chairo rinobuditsa hutsi zvese neMkwasha uyo kumhata kwenyu Mese . Mune hutsinye asi munomama chete.
Chief Mutasa vanotonga neuchenjeri .....kwete matuzvi aya aaaaa
Mukwasha Haana respect natezvara nemukadzi wake. Anozvidza uyezve ane nzungu anowonera vamwe pasi. Chinoshamisa the wife is quiet akanyarara hake. The guy he is playing big man in a small town.
Kamambo aka kamhata aka,munhu arikuzvitonga egaka uyuyu
This is so saad.zim yakaoma.hakuskutonga uku
kumhata kwake everyday paanomuka chief uyu
😂😂😂😂😂
Ndamuvenga chief uyu dai vazviitra mwana wangu hamenowo havo
😮😂😂
Ndaita kunge ndichatsemura phone
Zigo is building a bridge between modern day Zimbabwe and cultural tradition, 2 very important layers that give structure to our society and community. Keep up the work mukuru!
Chief ngezi apa matonga nhema apa zvamaita hazvisi fair
Bedzi raChief
Zvakaoma. Mwana airoodzwa neMkwasha uyu ndewani hamawee😂. Musazodaro
Hanzi I am a gentleman yet he has not paid roora for how many years. Too proud for nothing nxa
Ngaapondwe haana respect. Chero mambo muri benzi. Mazitama enyu 😂😂😂. Ari ku side remukuwasha nokuti anemari
Anodada mukusha uyu mmmmmmm zvakaoma
Dai vanhu vachizvi charger vega zvaifamba here demeti wako nehu gentle man hwako pfutseki ndini ndadaro
Gentle man ipiko
Haiwawo ndatsamwa mhani
Kutitambisira data
Marara mhani
This man ane blue jacket mune wisdom dzidzisai ana bhangu vedu ava
Kadare kane huori aka. Unotoshaya kuti arikutonga ndiyani, dare here or mukuwasha. Kamambo kanongozvikudza mahara kudaira phone mudare apa chozikanwa dhololo
Hapana chozikanwa mukwasha ndiye otonga dare achizvidza dare
Dare iri rizere huori vanotonga vakatarisa kuzotonyorerwa kuseri
Nxaaaa makazvionepi kty mukwasha anozvicharger pfuma😢😢
Ava mambo ava vanonzani, shuwa kuudzwa zvekuita nemukwasha havasi kuona sisi uyo vange vagere nechikara.
Ko sei mai vemukwasha vafona direct kuna Mambo mmmm ini hangu hapana kundiitira. Mukwasha aratidza kudheerera dai tezvara vari brother yangu vaizviramwa izvi votora sisi wavo toenda kumusha
Kana ndimiwo ndazvityawo ava vanhu vanozivana naMambo wavo ende arikunyatsoda kuita kuti zvimubve hake
Vanozivana vanhu ava kuda kungotsikirira mhuri irikuda kuroorerwa
Yooo chidare ichi ngachivariswe
Mash west ndyn kandi munhu uyu gyz ndobva kwa zvimba ini mambo iwe uriduzvi putseki ahuna kana kupawo mkadzi uyo mkana wekutaura
Wanoziwana haagone kutonga mambo uyu
Mambo vakatopihwa mari nemukuwasha kare ava
True definition of mkwasha mboko. Nxaaaaa
Mambo is also biased munhu aifanirwa kuroorwa nemari dzemazuvano uyu. Vana 4 aaaaah
Kambavha kaChief Saka zveSenate zvinebasa rei...chiii chamaita ipapa
Yehumai inodiwa inotsika kwete mari
Siyai abvise mari. Pazvichazomunetsa anowiisa mombe. Apa cash inenge yarohwa kare. Akakotsira uyo.
Uyu wemagiradzi ngAchiita chief uyu haagone😊
Mambo ava hagoni kugadzirisa nyaya mkwasha anokoshesa mari kudarika munhu akamuitira vana
Koivo tezvara vanokoshesa mari kudarika chikoro and welfare ye vazukuru
Hi there. Ndingaite sei kuti ndikwanise ku advertiser paplatform yenyu. Thanks for the respinse
+27789342663
Musazviita maGendurman musina mari 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 matauriro acho tanga tichiti mutori nebag remari isu
Taura hako
Mambo murume uyo arikukudzikisirayi pasi akutonga imi haana respect
The chief handled the payment part with wisdom, maturity and fairness. Pane kumwe kubhadhara kwekutsvinya. Mukuwasha anga achiitawo kakudherera nekutsvinya although he is a gentleman hake. Well done chief.!!!
Mambo ava ngavadzidze kuna chief bushu kutonga nyaya
Mambo ngezi vatengwa chte natsotsi uyo
Chengeta vana vako munin'ina Mwari vanokupa simba. Do not seek revenge. Uyo murume uyo chinobhururuka chinomhara
Mukwasha na Mambo asi munozivana here 22yrs hadzisi dzekutamba Mukwasha ngaabhadhare mari yese pasina kuchemachema $4200 . Iwe mukwasha ucharoorerwa mangwana uri kudadira mukadzi wako
Roora harisi business
Zim law currently says lobola is discretionary and subject to negotiation.
Kablaz ako panekuti atongwe ndiye akutotonga
Chief vari kudivi remukuwasha. The guy said all figures achiti ndizvo zvaanogona. Whats all this. Amai vake even called chief direct something is not right
Chief akaresva panyaya iyooo mkwasha kana akanuna akanuna haaenzaniswi nemkwasha murombo mabhachi ababa haana kukwana Rutsambo haruchemwichemwi. Haaaaaaaa zvakaoma hazvo matongerwo acho emuno ndeekuti wabuda mumba mani. Murume uyu ane maglass aneruono ashaya surport chete. Inobviswa seiiiiiko iyo yange isina kubhadharwa.Dare rakapera kare iroo Nhaiwee Chief urikunzwa kuti varipakurambana woti mkwasha muonde sei.
Mambo imi makadhakwa imi
This guy ndoda ayite munyayi wangu. Number dzake plz
Kamukwasha kanotoshamisira Dai ukafa kamukono ketsambafuta
Why chief vadaira phone ikutsvaga mukwasha padare something fish