ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Tinotenda nedzidziso sekuru ,Nyikadzimu ngaikuchengetei nekuvandudza njere murambe muchitipa dzidziso dzinobatsira umwe naumwe wedu 👏👏👏👏👏
Dzidziso yanhasi yauya panguva yakafanira kwandiri ndatenda zvangu va Sekuru 👏👏👏👏nyikadzimu ikuchengetei murambe muchitipa gwara re pasi chigare. Ndatenda hangu
Mmm powerful taeching i wish i had known this ndisati ndatanga kufambira nyaya dzangu ahhh ndakafambira mahara and hapana kana chirikufamba .Thanks sekuru ndichatanga ndabvunzira kunevangu
Pamberi nemi sekuru Makoni munopedza uye munonyatsa kurondedzera nemo nemo 👏👏👏 ndaidawo kana kumbogara nemi pasi muchindipawo gwara rekufamba naro rakajeka
Sekuru munotigonera nedzidziso 👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾
Tinotenda nedzidziso sekuru 👏 👏 👏 👏
Ndinotenda sekuru nedzidziso .ndamirira kunzwa dzidziso inotevera.
Aww masithokoze mtomdala👏👏👏
Thokoza
Murisei sekuru. Thank you nedzidziso dzenyu .kana mudzimu yapeta maoko kana kuti isiri kufara unoona sei please help
👏🏾👏🏾👏🏾
Tinotenda nedzidziso. Rambai makadaro Sekuru.
Ndinotenda zvikuru sekuru nedzidziso yamatipa ine hudzamu.👏👏👏
Ko kana uka kumbirira kune vako, asi vasingazo kupindure. Hope hadziuye
Dzidziso ine hudzamu Tinotenda Sekuru Makoni
Dzidziso dzenyu dzakanaka sekuru zvakawanda zvandandisingazivi asi nezvirongwa zvenyu zvirikundinetsera zvikuru ndatenda
Sekuru ndinotenda munotaura chokwadi chaicho
Sekuru munowanikwa kupi ndokumbirawo number. Tinotenda nedzidziso dzenyu tiri kukurawo muchivanhu❤
Totenda nedzidziso ko yenherera isinga dzive mutupo
Tinotenda sekuru nedzidziso
Makadii sekuru tinotenda nedzidziso sekuru ichokwadi chamurikutaura nekuti vamwe vanhu vanoita basa rekutaura nevanhu vanovabatsira pafoni vachitaura paWhatsApp everyday wotashaya kuti zvichiri zvekubatsirana here izvi kana panezvimwe😂😂😂
Vekwako vano kubatsira sei kana vakatsipikwa???
Ndopanodiwa makwenzi kubetsera midzimu.
@@tsikadzevatema1381 pakanaka tinotenda, munowanikwa kupi