Uri wega unenge Uri a fish in the aquarium. You are in water you agree comfortable but you are limited une paunogimira. Even science will tell you kuti fish iri mupond will grow according to the size of the pond. With vadzimu u are a fish swimming in the ocean zienda Na kuenda no limitations. You live in abundance and stability. Zvinhu zvinongozviita zvega so uye kana Hondo yauya mune mapako ekuhwanda👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾
Ndinotenda netsananguro iyi Chirombowe. Nzira yamakafamba inorwadza. Ini ndirikuifambawo. Kana ndikasvika kuChiredzi ndichakushanyirai Nyati timbokurukura.
Sekuru makadii,Ini ndoda kuziva Kuti ko wabvuma Kuti ndakutora mabasa anambuya nemadzitateguru asi pasina chirikubuda chero ukakanda fodya Pasi hapana chinobuda zvinoyitwaneyi,ndave ne 2 yrs asi zvirikuyita worse kuvharika hupenyu ,kushaya nepekugara asi ndichishanda but Mari iinongopera , hupenyu hapana zvinoyitiwa nekuti unenge uchiresva papi,uye midzimu kana ikati irikumvura and uchirota urikumvura always zvinoreveyi sekuru,ndiri Ku south Africa
Sekuru Makoni zvamurikutaura zvinoita kana mudzimu uripauri kwete kana mudzimu uripana cousin hazvibudi ndakazviita asizvirikuramba parikushanda godo ndakadzidza kuti cousin will always be a cousin.
Uri wega unenge Uri a fish in the aquarium. You are in water you agree comfortable but you are limited une paunogimira. Even science will tell you kuti fish iri mupond will grow according to the size of the pond.
With vadzimu u are a fish swimming in the ocean zienda Na kuenda no limitations. You live in abundance and stability. Zvinhu zvinongozviita zvega so uye kana Hondo yauya mune mapako ekuhwanda👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾
Deep and enlightening. Thank you Sir.
Mudzidzisi wangu..Ndinotenda chose sekuru👏👏
Siyabonga mkhulu ngemfundiso
True sekuru even healthy ino chinja
@@catherinewoodend-fs1xs ndochaizvo muchembere
Mataura sekuru. Asi vazhinji vedu hatizivi kuti kudzinza kwedu chivanhu chacho chinoitwa sei. Nekuti vamwe nhoroondo havaizivi saka gwara rekufamba nevadzimu vacho tinoriwana sei.. Shungu dziripo asi unotoita 10 years uchitenderera kumasahwira pasina chabuda
Apa mari ichiperera kumadzisahwira zvinorwadza zvakaoma
Tinotenda sekuru
Fambai Sekuru!!
Ndinotenda netsananguro iyi Chirombowe.
Nzira yamakafamba inorwadza. Ini ndirikuifambawo. Kana ndikasvika kuChiredzi ndichakushanyirai Nyati timbokurukura.
Sekuru makadii,Ini ndoda kuziva Kuti ko wabvuma Kuti ndakutora mabasa anambuya nemadzitateguru asi pasina chirikubuda chero ukakanda fodya Pasi hapana chinobuda zvinoyitwaneyi,ndave ne 2 yrs asi zvirikuyita worse kuvharika hupenyu ,kushaya nepekugara asi ndichishanda but Mari iinongopera , hupenyu hapana zvinoyitiwa nekuti unenge uchiresva papi,uye midzimu kana ikati irikumvura and uchirota urikumvura always zvinoreveyi sekuru,ndiri Ku south Africa
Panogona pachidiwa chenuro maybe panenge paine mbereka dzinoda kubviswa nemaSahwira akaita saSekuru ivava ndoona sekuti vakanaka havana godo. Zvakakafanana kuti ukaenda kumapfugamo unogona kunamata kutsanya nekutsanya asi pasina chabuda panenge paine mhepo dzoda kubviswa.
@@CindyMhlanga-l3u kuwedzera zvataurwa pamusoro, chimbotarisa kurikuperera mari yako, mari haingoperi
Dzidziso ine simba, ane nzeve anzwa Sekuru.
Tinotenda Sekuru
ndokufarirai sekuru dzidziso yenyu iri clear
Sekuru Makoni zvamurikutaura zvinoita kana mudzimu uripauri kwete kana mudzimu uripana cousin hazvibudi ndakazviita asizvirikuramba parikushanda godo ndakadzidza kuti cousin will always be a cousin.
@@Chines1970 vadzimu havapo pakukomborera munhu mumwe chete, homwe chete. Vakawanda varikubudirira vasina mudzimu asi vachiita zvevadzimu.
tadzidza sekuru
Dzidziso dzenyu nemashoko ane udzamu..
Totenda nechirongwa sekuru
@@catherinewoodend-fs1xs tinotenda nerutsigiro
Tinotenda
Tatenda Sekuru. Inini hangu handisi parutivi rwerwizi asi kuti ndiri kufamba ndichitevera Munhu arikufamba ari parutivi rwerwizi!!! Sei? Nokuti kwandiri kwacho handina mukana wekunge ndiine zvinhu zvinoita kuti ndivambe ndiri pakati perwizi. Izvozvo ndizvo zvandirikugadzirira kuti ndiite. Mazwi enyu anobatsira zvikuru kuti ndizviite nokuti ndinozvida. Kusaziva chete. Ndaifunda kuti kuramba chiristu nekutaura nezve Vadzimu zvaitoreva kuti unozvitevedzera. Zvirongwa zvenyu ndizvo zvinobatsira kuti tivhure maziso!!