- 122
- 325 412
Tsika Dzevatema+
เข้าร่วมเมื่อ 31 มี.ค. 2022
African culture and customs are greatly misunderstood not only by foreigners, but even by most africans themselves. Most people look at african customs as inherently evil, thus africans are viewed as people with a nefarious culture.
Thus there is every need to tell the African story from inside. A need to separate myth from reality.
This is an attempt to present an African story and an attempt to educate each other on what constitute African culture, and customs.
Thus there is every need to tell the African story from inside. A need to separate myth from reality.
This is an attempt to present an African story and an attempt to educate each other on what constitute African culture, and customs.
Tingakwanisa Kubudirira Here Tisingatevedzi Zvevadzimu
Munhu anogona kushandisa simba rake chete here kuti abudirire
มุมมอง: 1 229
วีดีโอ
Tinokumbirira/Kusuma Chinhu Rungani?
มุมมอง 1.3K19 ชั่วโมงที่ผ่านมา
Tisatora chikristu kuchipinza muchivanhu
Fuko ReRetso Harifambi Riri Rega
มุมมอง 1.1K14 วันที่ผ่านมา
Pane zvimwe zvombo zvinofambidzana nefuko reretso
Shavi Renhamo- Ngwavarira
มุมมอง 1.1K21 วันที่ผ่านมา
Kune shavi renhamo rinodaidzwa kunzi ngwavarira. Rinogona kuwanikwa zvekare pamunhu ane mudzimu.
Haasi Ose Marudzi Anovhara Matare
มุมมอง 1K21 วันที่ผ่านมา
Marudzi akasiyana siyana, ane zvaanotevedza zvinogona kusiyana. Nhau yechiyera chemwedzi wambudzi haiko kune mamwe marudzi
Kuvhara matare - mwedzi wambudzi unoyera
มุมมอง 1.3Kหลายเดือนก่อน
Chii chinoita kuti mwedzi wambudzi ukoshe mumatare edu.
Tinokwanisa Kudyidzana NemaKristu Here Tichiita ZveChivanhu
มุมมอง 698หลายเดือนก่อน
Mzilikazi and Robert Moffat
Kusanganisa Chivanhu nechikristu
มุมมอง 1Kหลายเดือนก่อน
Kusanganisa Chivanhu nechikristu- Mutapa and Christianity
Tsime Renjuzu KwaChivi- Nzvimbo Dzinoyera
มุมมอง 1.8K2 หลายเดือนก่อน
Nhaurwa yenzvimbo dzayiyera yaimbofamba sei
Mhepo Dzinosimuka Nekusadzora Vafi
มุมมอง 8573 หลายเดือนก่อน
Kune minyima yatinogona kusangana nayo nepamusoro pekusadzora Vafi
Nemhaka Yei Tichidzora Vafi
มุมมอง 7013 หลายเดือนก่อน
Kurova guva/kuita magadziro itsika yedu vatema. Asi ndezvipi zvikonzero zviripo zvinoita kuti tidzore vafi
Kuti “Mwari NeVadzimu”, kubatanidza ChiKristu NeChivanhu here?
มุมมอง 1.5K5 หลายเดือนก่อน
Kuti “Mwari NeVadzimu”, kubatanidza ChiKristu NeChivanhu here?
Mhepo Dzinobviswa Pachenura Dzinoendepi
มุมมอง 1.9K5 หลายเดือนก่อน
Mhepo Dzinobviswa Pachenura Dzinoendepi
Independence Message - Origin of the word Shona
มุมมอง 8857 หลายเดือนก่อน
Independence Message - Origin of the word Shona
Dzidziso dzenyu nemashoko ane udzamu..
Fambai Sekuru!!
Deep and enlightening. Thank you Sir.
Tatenda Sekuru. Inini hangu handisi parutivi rwerwizi asi kuti ndiri kufamba ndichitevera Munhu arikufamba ari parutivi rwerwizi!!! Sei? Nokuti kwandiri kwacho handina mukana wekunge ndiine zvinhu zvinoita kuti ndivambe ndiri pakati perwizi. Izvozvo ndizvo zvandirikugadzirira kuti ndiite. Mazwi enyu anobatsira zvikuru kuti ndizviite nokuti ndinozvida. Kusaziva chete. Ndaifunda kuti kuramba chiristu nekutaura nezve Vadzimu zvaitoreva kuti unozvitevedzera. Zvirongwa zvenyu ndizvo zvinobatsira kuti tivhure maziso!!
Makadiyi sekuru
Ndinoisa manja kwamuri SEKURU MAKONI 🤝
Tinotenda sekuru
Siyabonga mkhulu ngemfundiso
Sekuru Makoni zvamurikutaura zvinoita kana mudzimu uripauri kwete kana mudzimu uripana cousin hazvibudi ndakazviita asizvirikuramba parikushanda godo ndakadzidza kuti cousin will always be a cousin.
@@Chines1970 vadzimu havapo pakukomborera munhu mumwe chete, homwe chete. Vakawanda varikubudirira vasina mudzimu asi vachiita zvevadzimu.
Tinotenda
Mudzidzisi wangu..Ndinotenda chose sekuru👏👏
tadzidza sekuru
Ndinotenda netsananguro iyi Chirombowe. Nzira yamakafamba inorwadza. Ini ndirikuifambawo. Kana ndikasvika kuChiredzi ndichakushanyirai Nyati timbokurukura.
Sekuru makadii,Ini ndoda kuziva Kuti ko wabvuma Kuti ndakutora mabasa anambuya nemadzitateguru asi pasina chirikubuda chero ukakanda fodya Pasi hapana chinobuda zvinoyitwaneyi,ndave ne 2 yrs asi zvirikuyita worse kuvharika hupenyu ,kushaya nepekugara asi ndichishanda but Mari iinongopera , hupenyu hapana zvinoyitiwa nekuti unenge uchiresva papi,uye midzimu kana ikati irikumvura and uchirota urikumvura always zvinoreveyi sekuru,ndiri Ku south Africa
Panogona pachidiwa chenuro maybe panenge paine mbereka dzinoda kubviswa nemaSahwira akaita saSekuru ivava ndoona sekuti vakanaka havana godo. Zvakakafanana kuti ukaenda kumapfugamo unogona kunamata kutsanya nekutsanya asi pasina chabuda panenge paine mhepo dzoda kubviswa.
@@CindyMhlanga-l3u kuwedzera zvataurwa pamusoro, chimbotarisa kurikuperera mari yako, mari haingoperi
Tinotenda Sekuru
True sekuru even healthy ino chinja
@@catherinewoodend-fs1xs ndochaizvo muchembere
Totenda nechirongwa sekuru
@@catherinewoodend-fs1xs tinotenda nerutsigiro
Tinotenda nedzidziso.Ndokumbira kubvinza fuko iro riripadivi reretso padivi rinorevei ndinorirota asi ririreblue ndanga ndichifunga mafuko ekuSwaziland.Ndokumbira tsanangudzo
Sekuru may you post a videos demonstrating maitirwo ekuvhura matare kune vamwe vakavhara mid October. Thank you
Ko mudzimu unogona kugara usingabudi he
Ko mwana ananga Mai uroyi asina mudzimu ane mudzimu asina kunanga Mai uroyi zvinovhara mudzimu hr
🙏👏👏👏
Thank you sekuru
Makadii sekuru? Ndinotenda nedzidziso pamusoro pemwedzi waNovember. Muvhunzo wangu unoti matare anovharwa tichishandisa November wepa calenda here kana kuti mwedzi kugara kwavo nekunyura kwawo?
Mashuma sekuru nemashoko makukutu ❤❤❤
Ndadzidza maita basa
Ndatenda zvikuru sekuru, ndadzidza.👏👏👏
Mazvita sekuru vangu. Mazvita Nyati tirikudzidza.👏👏👏
Chokwadi
Tinofanira kukumbira tiri pakati pekushanda
Ndizvozvo sekuru.
Masibonge 👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾
Kukumbirira zvisingapere kupererwa, hakusi kuda. Mamwe madziSahwira anoda mari apa hapana chinenge chichifamba, Dzimwe nguva hupenyu hunovava Pfumvu, Gwavaira, ziTateguru renhamo rakakuti dzvi varoi vachikuita mubikira
@@TN-zx2yi zvinovava zvehupenyu ndakapfuura nemo, jeri, hurombo, kusemewa nehama… asi pane zvandakadzidza mazviri zvandinozamawo kutaura
Sekuru murikubata basa
Chokwadi
Tinotenda nedzidziso sekuru
The heading and what is being said hazvisi kuenderana
@@tarryngwere8960 mangwana tichaita zvinoenderana. Chiri sei chiKristu
It's tally wani. Pedzai kuteerera yose vakuru uye shandisai third ear munotoona zvichienderana.
Well said sekuru. Christianity yauraya vatema
Well said 👏
100%
Ndipo Sekuru!!
Sekuru Makoni munepfungwa dzakadzama! Dai Vanhu tese tiine chikomborero chekunge tiine chidimbu chidikidiki chefungwa dzvenyu Vanhu Vatema tingadai takapfuma zvikuru. Zvinhu zvamataura izvi nadave bnemakore anodarika makumi maviri ndichizvitaura. Ndinogara ndichinyora kuti ku Europe ivi varungu vacho vakauya nechikiristu havaende kumakereke acho. Vanhu vanozadza makereke ku Europe Vanhu Vatema!! Kunamata kwacho kwanyanya. Psati paitwa chinhu chese chese Vanhu Vatema vave kutanga vanamata!! Kana kumatare emadzimambo anofanira kunge ari iwo anochengetedza tsika dzedu kunotonamatwa zvisingaite!! Ndinotenda nemadzidzisiro amurikuita ndiine ruvimbo kuti vechidiki vanoona ma video enyu vachatanga kufungawo zvakadzama!!
@@rascocky6366 chokwadi ndinoshaya kuti kudare ramambo kunoitwa chikristu, nemunyengetero wechikristu nemhaka yei
Ko vakaita ma rituals for more years and money. Then when they are old and struggling to die vanoenda ne mwana ari below 3 years. Why does that happen?
Titende
Sekuru vakakubatsirayi
Vanowanikwa sey
👍🏾💯🏆🥇
Ndokumbirawo whatsapp number yasekuru Makoni
Wow
Tatenda neruzivo rwamunotipa. Ndine mivhunzo isingaenderere nenhau yamabata. Ko mitupo yedu yakauya sei? Yakaitirwa here kuti hama dzisaroorane (in order to avoid inbreeding)? Ko munhu akadya mhuka yemutupo wake chii chinomubata? Pane mitupo isiri yemhuka here? eg miti!!