ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Ko kuvashona kune mhando ngani dzemashavi uye nezvaanoshanda. Ndatenda Sekuru Makoni Our African Teacher
Tinotenda Sekuru!!Musamire basa
Sekuru makadii 👏👏taikumbira episode yamavimbisa mutiitirewo iro vhiki rino kana zvichikwanisika 👏
@@chipokanoyangwa9261 zvakanaka chose, imi manga muchinyatsoda kuti tibate panhaurwa ipi chaiyo tigobva tapinda mairi
sekuru ndinokutendesai nedzidziso zvakanyanya ,vanhu warikupembedza mashavi akaipa kunze uku
Tinotenda Nyathi 🎉
Tinotenda sekuru ndaisa maoko
Sekuru chii chinoita zvinhu zviome wabva kugamuchira vari pamapfudzi
Munotamba ere sekuru, zvinoita ere kusenzesa mascud emu shop
@@Zimbabwedread8698 tinotamba yambo, ma scud pakurapwa anogona kubatira asi kwete pakupirisa. Tichiita mutambo wekupembedza panotoda hwematanda
Tonotenda nedzidziso tirikukura pachivanhu sando dzenyu sekuru
Muricy sekuru ❤❤❤❤❤
@@MunorweiMhlanga kuno tiri vatsvene
Sekuru makadi,thank u nedzidziso
@@Missroyalcourt tiri vapenyu, seiwo kurarama
Sekuru makadii kwakadii kuTsovani, , tino tenda nekudzidzisa, , ndinogaro rota ndiriku mvura madeko ndakato rota ndirimo murwizi mune Tsanga
@@moreblessingmoyo8067 tirivatano, kurota muri murwizi rune tsanga zvinedudziro yemashavi ekumvura
@tsikadzevatema1381 zvino ndodii sekuru
Tinotenda sekuru nedzidziso
Makadii sekuru zvinoita here kut unzi une shavi rekumvura asi uchirota uchitotya ukaona mvura yacho ingava ruri rwizi kana gungwa nekutotya vasikana vacho uchitorota uchitiza...nekutotya mvura yacho chero palive usiri kurota
@@layleemtage3979 ini ndaisirota ndichitya mvura, hongu zvinoita chaizvo
@tsikadzevatema1381 Ndinotenda sekuru 👏🏾