Been waiting for this well detailed story not zvima 3minutes zvataioneswa Thank you Drewmas, been wondering if you had not heard about that story,been regularly check updates with no luck,thank you so much guys.
Wakanyura masikati then mukawana help at 12 midnight.... Muri mhata n'anga imi and u still voting for zanu pf..... What a foolish gvnt.... Yu spent hours kut muno helper wanhu
Hosea 4:6 my people are destroyed from lack of knowledge. "Because you have rejected knowledge, I also reject you as my priests; because you have ignored the law of your God, I also will ignore your children.
Thanks Drewmas for the work you are doing. Very detailed and accurate updates. Apa Mweya Mutsvene paapasina apa kubva pakatsudzwa rwendo chaipo. Maporfita ngavasatamba nevanhu VaBaba.
@@sabhukuchoko263 imi ka only God knows 🙄regai kutaura zvamusinga zive or kwamusina kuswera ma churches ese anoita zvinhu zviri different pls let God be the judge.Thank God that God is not a man dai ari munhu dai tisina rugare 🙄🙄🙄
@@natashayakubu7996 I have been there leading one of the branch. Sorry to say this kusaverenga bible, mbiya, kusabhabhatidza, nhombo and much more zvinechirango vakawabda hamuzvizive
@@shamisomatsvaire5925 I agree, ngoni hadzibate pakati pe hosanna nekuti hosanna munhu wese anotoita still kugara pauri ipapo. And zveshuwa varoti varatidzwi kana maporofita pakashaya kana 1 akaratidzwa sangano rese?
Thank you Dremas media vanhu ngatizivei kuti pachine nzvimbo dzinoera full stop tinoti matambudziko kune vakashayikirwa nehama ne shamwari dzavo...tatodzidza muchiitiko icho
This is a lesson to the world GOD is telling the world in a simple way kuti lam not with these People. People should read the Bible so they can have an understanding.
Andrew...you may need a drone or go-pro camera to fully investigate some of these events. This will help remove any doubt and take your programme to another level!
@@valeriemashoko808 That's great then. I think it will help get some angles where suspicious activities may be difficult to capture with the regular camera....just to add detail and confirm or confound some of the observations he makes.
Fact is, God made rivers in such a way that if they are deep enough, a human being is going to drown in them, even if he thinks he is a prophet. Another fact is that God created humans with the brains to know this, and just not go into deep rivers.
Correct but these people are the Antichrist they don't read the Bible so who are they worshipping (God is the one who killed them so the world will see that he is not with them)
@@lamecknicodemusmawelankomo2724 No, God allowed them to die because he set rules for all humanity and for water. Every human being, whether you read the Bible or not, if you spend a certain amount of time in water, you will drown. It is quite simple.
Hadzisi Ngoni it is a demon that pushed them to the waters of death. Mune Nharo mapositori why machienda pane dziwa rinoyera.Kueresa mvura kuita seiko. he must say the truth. Ari kusiya magaps this narrator. Hazvisi kubatanaba.
1 Corinthians 14:33 "For God is not the author of confusion,but of peace,as in all churches of the saints." With the chaos and confusion that happened at this pool it's safe to say God was not involved.Acts 19:32" Some therefore cried one thing and some another,for the whole assembly was confused,and most of them did not know why they had come together. I can see the similarities between the false church at Ephesus and these mapositori. They can't tell you why the prophets jumped into the pool,some are saying vakabatwa nengoni,others they were going after the holy stick or a rod like what Moses used,and others are saying they jumped because they saw others jumping. Brothers and sisters the devil comes to steal kill and destroy.
@@gracesiziba1671 True, they say they follow the leadership ye mweya. Asi if the leader is blind he or she leads others into a ditch. Ndozvataakuona pano apa.
Thank you Drewmas for that detailed information about what transpired. Chivanhu chedu hachina kuipa, vanhu ngatisati kana tave vatenderi toti chivanhu chakaipa. Nzvimbo dzinoyera ngadziyereswe, it's as simple as that. Vatungamira vesangano iri havana kunge vakatora matanho akakodzera kuyeresa nzvimbo yavakanga vari and it became difficult to control the large number of people at the place at that time, in fact precaution measures were not taken chete
Andrew Neshamba and team munebasa chairo, i believe you pray before going munenyaya dzakadai uye after. Asi handiti muchivanhu, nguva/ month of November ndiyo inoitwa chivhanhu. Saka vaiiteyi kudziva. Zvataurwa nemurume number two naa amai vapedzesera kutaura mapotofita makuru anoziva nyaya yavo. Baba vatanga kutaura ndiye wevamwe vevakuru vemaporofita here? Vanga vachitiza mivhunzo, sezvo vari vanhu vemweya handiti vanotanga vanamata uye kuvhunzira kuti kwakajeka here vasati vaita zvinhu zvavo izvi. Zvichireva out of all the team hapana chakaonekwa. Baba ivava vanyepa. Kunzvenga chokwadi chaiko.
Thank you Andrew and your team, I'm one of the people who doesn't skip ads ndipeiwo ma likes🤔
Mweya iyi mweya mitsvene here kana yetsvina ,,, kuromba toomuch vanhu vachida ma powers
I do not see mweya wa Mwari apa
Unongonzwa nemazita acho password
@@BensonMpapa hatizivi zvedu asi manzwiro andaita vakamhanya kupinda mumvura vasina kupedza Hosana vaimhanyirepi isu toziva kuti hakuna anofamba kakusimuka kana Hosanah ichiimbwa
So sad the way these Prophets has gone thru rest in peace
VeDrewmàs munogona...kip it up 👏👏👏👏
Thank you Drewmas, Maporofita enhema awanda kudarika vanamati
Vaporofit Ava vanyepi vakuru ndokusaka pakashata kana 1 wakarota kana kuratidzwa chiitiko ichi ,zviripachena kut sowe iri nderemahara vanoita basa rekuporofita vanhu nemusoro wegora vachifembera kudai vaipiwa kusenga paifanira kuit mumwechete akataridzwa ,kana kurota
It's painful
Respect nzvimbo dzinoyera please.
Rather do it in swimming pools than kuenda kumadziva anoyera
I think so too
Been waiting for this well detailed story not zvima 3minutes zvataioneswa
Thank you Drewmas, been wondering if you had not heard about that story,been regularly check updates with no luck,thank you so much guys.
Kkkkk tese
Drewmas media, taking you to another level. Thanks mkoma Neshamba and crew..tanga taneta nekungonzwa zvidimbu. Apa mapedzera
I was waiting for this bcz musvika panzvimbo pane nyaya kwete makuhwa
Thanks Mkoma Andrew with this forum, pakafamba mhepo apa,kuera kunodikanwa pabasa ramwari,
Teverai kune vamwe vakafirwa tidzwe chokwadi uuuummm thanks drewmas good Job
Names of the so-called prophets are very suspicious, Madzibaba Password na Madzibaba Nice. Vanhu ityai Mwari.
😂😂😂😂Madzibaba Nice
Zvakaoma zvemazita acho
😂😂😂
Thanks for updating us Dreamas Media.
Thank you mukoma Andrew VekwaNeshamba for always taking us to another level..watching from 🇿🇦
Tava kurarama pamazuva ekupedzisira,let's repent tinamate pachokwadi tirege kuhwanda nemazita emakereke nekuti kudenga Kuna Mwari kwavari Hakuna chakavanzika,most pple dzave n'anga asi vachihwanda nezvitendero
Nematambudziko kumhuri dzevafi
Thanx drewas media tanga tanzwa ne speculation....kip it up...seems to be a ritual thing...nguwo tsvuku...heya
Remekedzai madziva anoera…Madzitateguru edu aremekedza nzvimbo idzi.
Ndipo muchembere
Ichokwadi
Fuseki Satanism inoremekedzwa pakudii
Drewmas tsvagai muprofita wekwaEdwin kuNyatsato akarama mutipe interview please
Was waiting for this thanks mukoma Andrew drewmas will never disappoint
@jemedza tv ok
It was time for sacrifice
Ngoni chiiko its high time people should see the lies of these people. How many people lost their lives through the beliefs of these sects.
Nhai zvako munyaradzi
Nhai nhai... Nonsense!!! Mass brainwashing....It's so sad kufira mahara...
Nhai, zvimwe zvacho hazvirevi chinhu
Kana zvisiri kwenyu hazvireve kut hazviko. Siyai vanotenda mazviri vaite. Zvichida mune zvenyuwo zvamotenda bt umwe achipawo comment seyamapawo pamusoro.
@@shingiraitrevormboto2105. Tinotenda kuna Mwari mupenyu
Zvamakaita mapostori ndezva Kerstry Coventry izvo vamwe vose don't try it at home please ✍️.Thank you Drewmas for full info🤝
Senita Madembo wandisetsa hangu.. you're on point 🤣🤣🤣🤣
Ayas Kkkk
Kkkk kerstry hr 😃😃
was looking forwad for this from u Drewmas media,u never disappoint
Same here
Drewmas inodzifambira
All of us were looking to this from Drew
Mkoma Andy yu ur a doing wonderful job!
Much Appreciation!!
Iweee
Vanhu ngatimire pachokwadi chamwari.
Drewmas media motigonera ...I like the song yamotanga nayo
Well versed , investigated information , more thanks to you bro Andrew ❤️🙏
Tisu ana manjuzu,,,tipirei towirirana then toonesana ,,,rest in peace my beloved brothers ,,,,mhondoro dziriko
Thanks Andrew Moto Neshamba for this program 👍
Vakomana ngavazorore havo murugare zvinorwadza vasara
thanks Drewas Media
,ngoni dzipiko imi dzinouraya vanhu here. Ongororau dzamunofunga kuti ingoni idzodzo. Mweya unotiza munhu osara achifa mweya wei. Ndewarigioni
At least we have full details , thanx mkoma Andy
Kkkkk ndandakaimirira nyaya iyi kubva kuDrewmas , hezvo matodzifambira . thanx team.
Ndokubva vakunyuriwa vakukwatikiwa 🤔🤔Apa ndiri kunyora docket nechirungu. Ndotii nechirungu kukwatikiwa
Shona yemapostori ma1
Kkkkk chikorekore.
Language yekuvharana chete ... twisting and turning kuti zvityise 😅
Chipositori at best is a confused religion!
Hamureve nhema changamire
i think its christanity as a whole
Musatuke mamwe masangano. Paridzai shoko sezvariri
Vanosanganisa Kani zvinhu zvacho
🤣🤣🤣
Yes drewmas munogona basa tavane zvinobatika good job
drewmas you are the best media in the country
Wakanyura masikati then mukawana help at 12 midnight.... Muri mhata n'anga imi and u still voting for zanu pf..... What a foolish gvnt.... Yu spent hours kut muno helper wanhu
Hosea 4:6 my people are destroyed from lack of knowledge. "Because you have rejected knowledge, I also reject you as my priests; because you have ignored the law of your God, I also will ignore your children.
Thank u Drewmas media was really waiting fo e full story from u
Kurasika kwacho kuri legendary
Thanks Shato for the in-depth coverage of the story
Endeka, zvakaoma🙌🏼
So sad yaz people die while they act like are profects
Thanks Drewmas for the work you are doing. Very detailed and accurate updates. Apa Mweya Mutsvene paapasina apa kubva pakatsudzwa rwendo chaipo. Maporfita ngavasatamba nevanhu VaBaba.
Welcome November mwedzi wemhepo sure mungade kuita mashiripiti enyu nguva imo church iyi puu
Kusanganisa ndo problem yema porofita echivanhu.......
It's the work of the same spirit- Marine spirits.The same spirits that they serve are the same spirits that claimed their lives.
Satan has no friend.
I thought I'm the only one who knew who they serve
@@sabhukuchoko263
🙆 If they could have their eyes opened to know what we know.Deceptive spirits are real.
@@sabhukuchoko263 imi ka only God knows 🙄regai kutaura zvamusinga zive or kwamusina kuswera ma churches ese anoita zvinhu zviri different pls let God be the judge.Thank God that God is not a man dai ari munhu dai tisina rugare 🙄🙄🙄
@@natashayakubu7996 I have been there leading one of the branch. Sorry to say this kusaverenga bible, mbiya, kusabhabhatidza, nhombo and much more zvinechirango vakawabda hamuzvizive
@@sabhukuchoko263 please enlighten us tisarasike
Chihera muripi musachirukwa tokudai neshort hair iyoyo muchitiisa panext level from Bedfordveiw Jozi Mwenezi nekuzvarwa
Maporofita chaivo vanoratidzvwa b4 a week vasati vaenda
Vakamhanya kupinda mumvura vasina kupedza Hosana vaimhanyirepi isu toziva kuti hakuna anofamba kakusimuka kana Hosanah ichiimbwa
@@shamisomatsvaire5925 I agree, ngoni hadzibate pakati pe hosanna nekuti hosanna munhu wese anotoita still kugara pauri ipapo. And zveshuwa varoti varatidzwi kana maporofita pakashaya kana 1 akaratidzwa sangano rese?
Shame zvinorwadza ko mweya wcho mweya rudziii wakanga uripi vanhu vachifa hanzi iJowani masowe yeJerusarema
@@rojamillerover hanzi pane mudximai akataura asi havana kuzviterera ndofunga kuti vakazvidza kana kumhura mweya
Nonsense hey mapostori anonyangadza vanhu.
No prophets man hey.
People still go to that foolish religion.
What is a prophet??? A prophet is a person who can foresee future. But apa manje zvondinetsa kuti vanorevei kuti vanga vari maporofita
Nhai zvenyu also kuziva kwangu Johane masowe haibhabhatidze vanhu.Mweya mutsvene wakauya kuzobhabhatidza vanhu nemashoko ekuti tife tichiyenda kudenga. Hukuru hwanyanya kudiwa saka church dzacho kuwandisa apa kuromba too much idzo church dziri kungonyuka kunge nzimbe dzemu sewage
@@lindahmatunga2343 zvinoConfuser shuwa Mwana waAmai .
Hezvoooo soweeee riya vanhu vaparara🤔
Hapana akaona pamweya fullstop madziva anoera anoda chivanhu muchaperera mumvura mapositori kuda kuzviita vaziva honai manje makaurayisa vanhu
Stop promoting demons
Drewmas Media you are the best 💖😍
Madziva ava anoera aane akurru ayo anogara. Imomo. Anhu zivai kuti chivanhu chiriko
Very interesting BossBabytalk I see 👀 you ...May the soul of the died 💔 😢 rest in peace
Mike na Shame vakabudirira kuisa vana mugona
Just want to say this guyz must respect tsvimbo dzinoera vanopera shuwa vakaita zvekutamba
Thank you Dremas media vanhu ngatizivei kuti pachine nzvimbo dzinoera full stop tinoti matambudziko kune vakashayikirwa nehama ne shamwari dzavo...tatodzidza muchiitiko icho
This is a lesson to the world GOD is telling the world in a simple way kuti lam not with these People. People should read the Bible so they can have an understanding.
Mweya mutsvene waivepo pakunyorwa kwebible uri matiri saka kumasowe kusingaverengwe bible asi mweya hauna kuti bible rakaipa.Kumasowe hakubhabhatidzwe vanhu nemvura. Mweya wakati bhabhatidzanai nemashoko ekuti tife tichiyenda kudenga. Satan ari pabasa saka postori dzekuuraya nekurasisa vanhu dzawanda. Mweya wekuda hukuru ndiwo wakaita Satan adzingwe kudenga nanhasi urimo mumasangano.

Kumasowe mweya mutsvene unoti ndaivepo painyorwa bible nanhasi ndiri mamuri kutungamirira muzuva ranhasi.
Madzibaba vechikuru ava itsotsi vanhau vakarohwa vanotaura chokwadi
Yah thanks and much respect drewmas media,, haa njuzu ndoyaka kinzera izvi, bt pane pandanzwa kuchinzi kune akazobuda after 2 hrs, arimupenyu hake,, pataurwa nambuya avo, ngaatiudzewo
This was a cult straight....
Mmmmmmm
Andrew...you may need a drone or go-pro camera to fully investigate some of these events. This will help remove any doubt and take your programme to another level!
He does have a drone
@@valeriemashoko808 That's great then. I think it will help get some angles where suspicious activities may be difficult to capture with the regular camera....just to add detail and confirm or confound some of the observations he makes.
Henry pamwe ndopekutio Andrew ndakutengera drown ndorisenda sei lol 😆
@@talliaramjee8969 taura hako sahwira
Fact is, God made rivers in such a way that if they are deep enough, a human being is going to drown in them, even if he thinks he is a prophet. Another fact is that God created humans with the brains to know this, and just not go into deep rivers.
Correct but these people are the Antichrist they don't read the Bible so who are they worshipping (God is the one who killed them so the world will see that he is not with them)
@@lamecknicodemusmawelankomo2724 No, God allowed them to die because he set rules for all humanity and for water. Every human being, whether you read the Bible or not, if you spend a certain amount of time in water, you will drown. It is quite simple.
@@MasimbaMusodza do you read the Bible?
@@lamecknicodemusmawelankomo2724 Yes I do.
Water finds its level, that’s how rivers are created.
Tanga takakumirirai mukoma neshamba thank you so much
Thank you so so much mukoma you never disappoint
Hadzisi Ngoni it is a demon that pushed them to the waters of death. Mune Nharo mapositori why machienda pane dziwa rinoyera.Kueresa mvura kuita seiko. he must say the truth. Ari kusiya magaps this narrator. Hazvisi kubatanaba.
Ngoni apo kwanga kusina
Taura hako madhomoni chaiwo mweya wetsvina
Kueresa mvura sure here mapositori nhema nxaaaaa
Taking us to another level,thank you Drewmas media for covering my home episode.you are in track to greatness
Vanhu ngavatende kuti chivanhu chiriko ende nzwimbo dzinoeera dziriko. Asi nharo chete dzine vamwe ve mapositori
Chiriko chivanhu it's like ukuti let's agree Satan ariko and he can kill u if u are not holy enough
Zita rangu ndinonzi Andrew Neshamba, Drewmas Media taking you to another level.
You are the best Andrew 😍
Good work
Murikusvoresa chipositori . Nekuda kurarama neropa revamwe. Makachekeresa anamadzibaba
Thank u Mr Neshamba n ur team thumbs up guys
Thank you dremas media for giving us a full detailed story about the incident
Chivanhu chiriko and chakasimba kupfuura zvimwe zvitendero zvevauyi izvo.
Mmmmmm zvinorwadza machira matsuku nemabakatwa anga achitsvagei....iyo iri jeruslm....
Saka zvekukandwa kwetsvimbo zvinebasa rei😄, mazipenji aya
Is this a church or a ritual practice …i dont even hear him achiisa mwari mkati
This belief people must becareful about these people
Kkkk varoyi ava
1 Corinthians 14:33 "For God is not the author of confusion,but of peace,as in all churches of the saints." With the chaos and confusion that happened at this pool it's safe to say God was not involved.Acts 19:32" Some therefore cried one thing and some another,for the whole assembly was confused,and most of them did not know why they had come together. I can see the similarities between the false church at Ephesus and these mapositori. They can't tell you why the prophets jumped into the pool,some are saying vakabatwa nengoni,others they were going after the holy stick or a rod like what Moses used,and others are saying they jumped because they saw others jumping. Brothers and sisters the devil comes to steal kill and destroy.
They don't read the Bible
Murangarire vana vaScebah.
Amen
Only God knows
@@gracesiziba1671 True, they say they follow the leadership ye mweya. Asi if the leader is blind he or she leads others into a ditch. Ndozvataakuona pano apa.
The only journalist who give us as it is...zvizere..tatakatokumirirai
Thank you Drewmas media camera 📷 perfect 100%
Mukoma Andrew tokumbirawo muti tsvagire uyo anzi akabuda mumvura after 2 hours achifamba timbonzwawo side rake. Tatenda
I was waiting for full information from drewmas
Me too!!
Panoera parwizi apo I think so vazorore murugare from SA
Idzo dzekurova mushakabvu ma mbama, dzakanyanya.
Thank you Drewmas for that detailed information about what transpired. Chivanhu chedu hachina kuipa, vanhu ngatisati kana tave vatenderi toti chivanhu chakaipa. Nzvimbo dzinoyera ngadziyereswe, it's as simple as that. Vatungamira vesangano iri havana kunge vakatora matanho akakodzera kuyeresa nzvimbo yavakanga vari and it became difficult to control the large number of people at the place at that time, in fact precaution measures were not taken chete
🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Andrew tipo🙏 "CUT" yawabvisa yepakapinda vanhu. From the second guy akataura nyaya yebakatwa ne tsvimbo. Pliz
Drewmas Medea murikusei big up ,ko yekwamusami ke maapapi
Thank you Full explanations #
Zvakaoma sure ,, thank you drewmas media
People must trust their relationship with God direct by prayer not earthly mediators
Amen
Ndopinda masowe varikutaura zvisina basa mweya wanga urikupi hakuna qnorota or kurakidzwa that same day postori iyo vwkaromba
Varoti varatarzwi vanoratidzwa b4 imi makachekeresa vanhu tsvimbo ipi imi ngavnyararae ana satan
Mweya wanga uripi imi
Zvorwadza bt mhosva inopihwa ani apa
Joridani rotadziswa nekuera kwenzimbo hr. Mukazvitarisa nguva yakwana yemwari yekuzviratidza ega it's only started gospel rechokwadi ratanga kuparidzwa nekuparadza mashrines. Hama mwari mupenyu zvekuti arikuvhura meso evaanoda kuti musasvikirwa nerufu musati mamuziva but nemashoma mashoko aya tinochema nevanochema
Johwane masowe yese zvayo mupanda wezvigure chaiwo Mwari haana kuvata hope izvezvi makutaura kuti changamire ko mweya wamunawo ndewani
Chenai mapositori and koshedzai zvimbo dzevanhu
True ivo vangaita kudhaivhira hre mumvura
Thank u for telling us zvizere 💔
Andrew ndanga ndakakumirira ufunge l knew kut Drewmas will never disapoint me much love 😍😍
Same here
Thanks for the latest
Voluntary drowning,none to blame apo.
Mukoma matiregere panhau yemoto pliz update
Takatoimirirawo shuwa
Senzvimbo dzakatosiyana kwekure, vati vambomhanya kutipa itsva idzi , ndinofunga vachadokako zvavo
Nhasi kune zvemvura kwete moto
Please interview the guy who is said to have emerged out of the water after two hours by the lady interviewed at from 23mins
But moms avo vaita kunge vange vakunyeba about that
These guys will pass as MOVIE ACTORS
Good work Neshamba
Andrew Neshamba and team munebasa chairo, i believe you pray before going munenyaya dzakadai uye after. Asi handiti muchivanhu, nguva/ month of November ndiyo inoitwa chivhanhu. Saka vaiiteyi kudziva. Zvataurwa nemurume number two naa amai vapedzesera kutaura mapotofita makuru anoziva nyaya yavo. Baba vatanga kutaura ndiye wevamwe vevakuru vemaporofita here? Vanga vachitiza mivhunzo, sezvo vari vanhu vemweya handiti vanotanga vanamata uye kuvhunzira kuti kwakajeka here vasati vaita zvinhu zvavo izvi. Zvichireva out of all the team hapana chakaonekwa. Baba ivava vanyepa. Kunzvenga chokwadi chaiko.
Saturday date raiti 30
Am happy that ordinary people didn't die but those who will be lying to followers
😂😂😂
😂😂😂Let's hope havana kunge vachipomba futi cz vanhu ava mabasa avo anotyisa chokwadi kuzviita vatsvene ivo vachitadza
Thank you Drewmas
Havasi vose vanoti mwari;; mwari vachapinda muhushe hwekudenga.