Thanks Andrew for giving us this update from those who were present when everything happened bcoz third part information inosvika yavenedifferent explanations
watching from cptwn thnx andrew for updat mapositori aya apn nezvekunamata ba how com unorwa,negemenzi kokuremekedzaw gemenzi rako nhyi iiii ,,,,,,anoimba uyo I lke rht sng
"Nhau iŕi kuitika pakufamba kwataita..pafamba mota. Inhau yekuti...!" I have picked 2 traits dzamadzibaba avo (a) he wants to confuse people by being too elaborate achiita include too much details (b) he does not want to be part of a problematic situation... in the first video he was far away to see tsvimbo kuti yakakandwa here...now pavacheuka havana kunyatsokuona coz he was a bit far away.
Mkoma Andrew and Team your calling is Journalism...musamire guys...love you alot...i always give my like and watch the whole video or premiere...Made in Zimbabwe.
This is what we call journalism, kwete zvimwe zvima journalist zvinouya nenyaya zvoti hatina kuiwana information yakazara, unoyoshaya kuti munhu anotaurirei nyaya yaasina info yakakwana kana uri journalist
Vanhu ava vane a very important point. They know their area and what should and should not be done. Mapostori ouya ofunga kuti they know better. Work with the locals and you don't create friction and you gain their respect. These pools are home to most of the evil spirits and do not trouble trouble before trouble troubles you- let the sleeping dogs lie. Ndivo vakanozvibvoronga vakauraisa vana vevanhu. Health and safety musangano umu,inoda kutevedzerwa. Zvinokuvadza kana kuuraya MUST BE AVOIDED!!!! Gemenzi haripinde apa Mwari havapinde apa cz He is a gentleman. He respects our choices. Unfortunately one or 2 idiots made a choice on behalf of those who just follow without being critical. And the tragedy happened- 8 lives!!! Lesson- Every move or turn Mapostori have made is wrong, ill advised leads to death 1- Mapostori akanyura kuChivero 2- Vanasikana vari kuroorwa vari vadiki vofa during labour 3- Mapostori (idiot leaders, followers) who dangerously unwittingly set up a 'Holly, Spiritual' competition that killed 8 people. This is too much and mafarisa. 🗣🗣🗣🗣💥GO AND ROT IN JAIL. GO AND ROT IN JAIL!!!
Mweya wekurova vanhu wakaipa nyangwe parufu musinganyare. Havasiri vakanyurisa vanhu ivava? That guy in blue had a spirit working in him that's why he fainted after.
Thanks Andrew for giving us this update from those who were present when everything happened bcoz third part information inosvika yavenedifferent explanations
# vote for change Chamisa chete chete
DREWMAS MEDIA TAKING US TO ANOTHER LEVEL 👏👏👏
Mukoma varipa 8 minutes apo vakapenga, hanzi exactly, handina kurohwa asi ndadzosera munhu anga achida kurova vanhu , ndaseka hangu. Thanks Drewmas !
Kkkkk
Thnx Drewmas Media taking u to another level 🔥🔥🔥
And after all Zimbabwe is Africa and we believe in our African culture these Mapositori have taken over our dignity as people
Thanks Drewmas Media taking me to another level coz ndikutoita kunge ndirikowo kuRushinga
Mkoma Andrew and crew taking us to another level 👏🏽👏🏽👏🏽
My favourite channel,, watching from Pretoria,,thanks for the update
Mapositori its a marine spirit Cult
Ndapedza hangu ...
Varoyi chaivo ...mmmm thank you drewmas media
True, you wonder why they are always drawn to the water, dirt, and bushes
Amen
yaah mweya yerima inoshanda nemvura yavanonyepera Mweya Mutsvene vachiti ndiMwari, vachanozvidavirira nezuva rekupedzisira pamberi pechigaro chaMwari.Chero church dzapera Masowe handiindiko
Who are you to judge?
@@tariroboniface8947 zvinhu zviri obvious
Drewmas Media taking us to another level....thank you so much nekutipa nyaya iyi zvizere...
Bro Andrew Neshamba taking us to another level🙏
watching from cptwn thnx andrew for updat mapositori aya apn nezvekunamata ba how com unorwa,negemenzi kokuremekedzaw gemenzi rako nhyi iiii ,,,,,,anoimba uyo I lke rht sng
Watching from Capetwn thanks mkoma Andrew nekutitaridza zvirikuitika munyika yedu yeZimbabwe
Haaa ko mupositori sei kurwa asi muporofita wenhema
Mwari pndirai...watching from SA Capetown
Thanks Drewmas crew
Ko gogo vekwaMusamhi vakazodeedza here Madhuve(nyoka) wavo
uye kurisei mazuvano
Enjoying the episodes
Thank you drewmas team
Aah kusarohwa chaiko muporofita uyu chii chavanoyeresa ivo vakauraisa vanhu mukoma Endrew ko akakanda tsvimbo yacho mudziva ndiyani
Drewmas Media always taking us to another level 💖💯
"Nhau iŕi kuitika pakufamba kwataita..pafamba mota. Inhau yekuti...!" I have picked 2 traits dzamadzibaba avo
(a) he wants to confuse people by being too elaborate achiita include too much details
(b) he does not want to be part of a problematic situation... in the first video he was far away to see tsvimbo kuti yakakandwa here...now pavacheuka havana kunyatsokuona coz he was a bit far away.
Luka taura hako mupositori uyo itsotsi zvese zviri kungoitika ari kure ende haatokwanise kudzoka .mupositori anenyaya yake yaasiri Kuda kubuda pachena
Taura hako pese panopisa haasi kuda kunzi anga aripo
Andrew we thank you for taking us to another level
Vanoziva zvavakaita vanhu ava imbotitsvakirai anonzi mike wacho ndiye anenyaya dzose idzi
Thank you Dremas media I follow you all the way from Australia. Good job Andrew Neshamba . Keep good works going
Thank you for taking us to another level
Thanks for the update watching from Sandton Jhb
Dankie Drew media as it happens you will be there shuwa🙏🙏
Ooooh maporifita hamuagone hawagone kuti takadza.hokoyo vorova madzibaba but kurova hakuchabatsire akafa haachamuki.ngatizivei kuti chivanhu chiriko kana zvodai hazvichanakidze
Blaz uyo chibaba😂 *Mupostori uyo* ano tryer kuzvichenesa😂 akaramba futi nyaya yetsvimbo
Mkoma Andrew and Team your calling is Journalism...musamire guys...love you alot...i always give my like and watch the whole video or premiere...Made in Zimbabwe.
Mungade kunobhabhatidza vanhu pakanyura chigeredha kupenga kwana madzibaba,Chihera wanzwikwa many thanx
Watching from BedfordVeiw Jozi taking us to next level musadzosa tsvimbo
Im also Bedfordview, morninghill
Tank you weDreeeeeeeeeeeeeeeeeeeeewmas madia nekutipakurira zvikuiti makona mana ose.dreeeewmas taking you to another levol
Thank you Dremas media hurumende ngaipindire madzibaba opedza vanhu
Kuchishanu Jordan rakarambwa asi zxakanzi vanhu vanobhabhatidzwa nemazwi kwete nemvura asi ve Jerusalem makaitirana naro nevekuchishanu
Best channel ever munogona basa ko moto uya wakazopera here
My favourite channel watching SA Pritoria keeping it up Andrew
Jesu chaiye arohwa akapa another side munhu wa mwari u can't fight be nguo dzekunanatisa ashoresa sangano
Mapositori anoda kurohwa chaiko ,, thank you drewmas media
Ini ndiri mupostori ndakuita sei. Kana wazogara unodzidziswa rudo kuchurch kwako. ....unokurudzira kuti munhu arohwe...isu todzidzisqa rudo netsitsi
Vanhu ava vanorwadzisa rest in peace
Postora haisanganisi nechinganga
saka taurai kuti munhu uyu ndewenhema. Mukazoti mapostori anonyeba munenge maakunyepa ndaa isussu tinofamba naMwari Mwanakomana naMweya Mutsvene
Kurowerwei ive
Muno mujoni mapositori akamhanyiswa haaa vanga vazviona
You will never disappoint me drewmas
Hanz masatanist
Mafiro evanhu ava anorwadza ummmm zvakaoma hazvoo mweye yavo ngaizorore murunyararo
Thanks Shumba nachihera vanhu vanotamba nehupenyu yooo
Thank you Andrew for the update
I was waiting for you Drewmas media kt mutipeiwo full infor ndaingocheka notification
Ndiri kutsvagawo song yaridzwa pokutanga
Drewmas Media the best channel ever
Enjoying matautiro enyu vaNeshamba
This Apostle Sect needs to be regulated,zvanyanya pese pese,nevari kuSA vaoneswa ndondo nefake so called prophets
It's not easy kurasikirwa nehama 😭😭😭zororai murugare ,mhuri yasara ngainyaradzwe naJehovha
Thank you so much ko Mike neTsvimbo varipi
Taura hako cz ndiye arikuziva zvaakaita
This is what we call journalism, kwete zvimwe zvima journalist zvinouya nenyaya zvoti hatina kuiwana information yakazara, unoyoshaya kuti munhu anotaurirei nyaya yaasina info yakakwana kana uri journalist
Drewmas!well done...
So painful may their soul Rest in peace
Baba vayeresei vanamate
Good job team on top fo the rest
I imagine Andrew achidaidzira kuti Chihera mhanya kuno necamera ndokune fight yose kkkkkk
Thank you Drewmas Media
Thank you chikara chesango
Zvinorwadza izvi veduwee💔
Iwo mapostori dzidzai kuvaka tujorodhani twenyu pasangano renyu siyanai nekuenda kumadziva,munoona ana magaya nana makandiwa vachivaka tudam twavo twejorodhani pachurch pavo havana kupusa
Rambai makadarooo👏👏
New technique, kudzosera usina kurohwa.👊🏿
Anders wakabata graft, wozodzekera kumusikana uye wenhuzu😁
Thank you drewmas
Keep on drewmas
Vanhu ava vane a very important point. They know their area and what should and should not be done. Mapostori ouya ofunga kuti they know better.
Work with the locals and you don't create friction and you gain their respect.
These pools are home to most of the evil spirits and do not trouble trouble before trouble troubles you- let the sleeping dogs lie. Ndivo vakanozvibvoronga vakauraisa vana vevanhu.
Health and safety musangano umu,inoda kutevedzerwa. Zvinokuvadza kana kuuraya MUST BE AVOIDED!!!!
Gemenzi haripinde apa Mwari havapinde apa cz He is a gentleman. He respects our choices. Unfortunately one or 2 idiots made a choice on behalf of those who just follow without being critical. And the tragedy happened- 8 lives!!!
Lesson- Every move or turn Mapostori have made is wrong, ill advised leads to death
1- Mapostori akanyura kuChivero
2- Vanasikana vari kuroorwa vari vadiki vofa during labour
3- Mapostori (idiot leaders, followers) who dangerously unwittingly set up a 'Holly, Spiritual' competition that killed 8 people.
This is too much and mafarisa.
🗣🗣🗣🗣💥GO AND ROT IN JAIL. GO AND ROT IN JAIL!!!
It's so painfull.may their soul rest in peace
You are working hard like karanda macdom neiza boom uri ku mira mira keep it up
People stop judging hapana ari perfect panopasi kunamata postori izita rechurch Mwari mumwechete
@@marthadzonga2745 a jaja ndiyani uri kungo humana uka nyarara hatiti waka pusa
Madzibaba ava vanonyepa veduwe kuramba uku ndikwo kwavaita panyaya yetsvimbo futi
Thanks for updates . mumusha hamuna haranga here umu. But chii chinonzi haranga.
Ndachema zvangu💔💔💔
Vadzosera brother vangu
Keep it up 👍
Very heart breaking zvakaoma
PaDrewmas media paye ponakidza zvino ummmm
Vanofarisa takakura tichiudzwa panoyera
Zvinorwadza 😭😭😭
Idzo church dzekumazezuru dzemumakomo idzi
@jemedza tv okay hama Rega tiite
Ndarwadziwa zvangu
Dhuku jena rakutonyadzisa kusunga ndatenda hangu
i like the song who is the musician
Ahh vakatorwa nenjuzu vanhu avo
Munodhuva vanhu vekuDarwin nharo, ndimi motiisa pavice nezanu pf, after that menharo mopinda panoera, muchingoti tine mweya zvemadhimoni izvo, matinyanyira menharo dzenyu, mapostori imi
Mweya wekurova vanhu wakaipa nyangwe parufu musinganyare. Havasiri vakanyurisa vanhu ivava? That guy in blue had a spirit working in him that's why he fainted after.
Spokesman vaifana kuita gweta kkkkk
hapana nyaya apa.mvura yagara inouraya kana yakawandisa,uye vanhu vanongofa
Mkoma Andrew musakanganwa kutevera nyaya yemoto iya Takaimirira kuda kuona achapedza moto, nekuziva moto waikonzerwa nenyoka yambuya here kana nemushonga wa sekuru
Thank you Shumba
So painful may their soul 💔 rest in peace
Mdara atanga kutaura uyo mupostori atanga kutaura itsotsi pese anongotaura zvisinganzwisisike
@jemedza tv Panoitwa nezvei papage pako
Drewmas 😍😍😍
Mweya yavo ngaizorere murugare ,anzi andina kurohwa ndatodzosera
Hello mkoma Andy nevamwe,ko song iyi yekuti good bye my friend yakayimbiwa nani,uye song title.
Thanks kune vachabatsira
Mukoma Neshamba kuri sei ne term renyu thanks nekutipa chimwe chirongwa guys kunamata mukakuda nenzira dzakadai mava kurasika mapotsora please ngatiremekedzi chivanhu chedu masango nemadziva zvinoera let's respect those places kunamata azvirevi kuti tinongofanira kuita zvatinoda nekuti tinofamba naJesu izvi zvamava kuita zvafanana nemunhu anopinda red robot uchivimba nekuti unaJesu mwari uku ndokwava kugutisa nekufarisa at the same time madirei kuera nyoka negavi musafarisa to this extent
Inga zvakaoma
Comment section never disappoint kip it up drewmas medea..
Akomakana vanhu vakatofa kungahuku
Thanks shumba
Yah zvakaoma
Mapostori mutye Mwari imi. Makuurayisa vana manje
Pakanyura chigiredha munhuwo zvake oti ndave kupindapo umm unofira mahara
Kkkk madzibaba fight muri mugemenzi raka ereswa yaa mapostori dondo