I am not saying madzibaba Ever is innocent but kuva muporofita doesn't mean unotaridzwa everything. Muporofita haasi Mwari wekuti angaziva zvese. Chero Dai vakakanda tsvimbo, munhu nemunhu aizvisarudzira kunotora tsvimbo yacho. I am glad he came to apologize and to answer to people's questions. He is also human.
I can not say madzibaba is clean but the last episodes vana madzibaba ava vaidaidzwa nesvikiro, saka svikiro racho riri kupi ndiro ngaritiudze zvakaitika 👏
Drumas media you are the best in the country , musvikewo kwedu ku Beitbridge , last month pane vakomana vakauraiwa ne chimbambaira vachinunga musango chikano putikira pamba chikauraya vanhu imomu mu Beitbridge
Thank you Drewmas taking us to another level I think hondo iyi kuti ipere vabereki vakafirwa ne vana vavo ngavachigamuchira tsaona iyi nekuti hondo iyi haichamutsi vanhu vakafa tarisai kuti mumwe wavo mumwe chete akabuda achifamba uyu Shame uyu acharangwa na Mwari kana ariye akauraisa vanhu mukati dziva iri harina Njuzu dzaka va dzapondera vanhu pasi
I don't understand Ndebele, yes people say that Chihera has poor Ndebele, I do not know. What l can safely confirm is that she has a very good sense of humour. She has ability to create jokes and laugh them out. What a strength!!
I can see kuzvininipisa nekurwadziwa from that madzibaba. Arikutirwadziwawo uyo. Vanhu vave kungotsvaka pekupedzera shungu. Instead of accusing a person better find a way forward.
Amen. Vabereki vari kuchema nekupa mhosva muporofita. People were there and saw what happened so what do they want prophet to say. Hanti shemhu akutorwadziwawo here veduwee. I know death inorwadzo hayo. Ngatirwgererei baba avo hapana kutadza kwakaitika. Vanhu vakafa nguva yavo yainge yakwana.these parents should actually be happy kuti hama dzavo dzakafa dzakapfeka nguo chena vachinamata. Vatori kudenga vachifara namambo Jesu. Ndimi muchaita kuti hama dzenyu dzidzoserwe kunyika kune zvitadzo. Farai nekupemberera hama dzenyu dzakafa dzichinamata. Baba ava kutoti hee inin handinamate..chokwadi kutoshaina nekusanamata
Madzibaba varikutorwadziwawo Ava veduwee I accident yakangoitikawo Hama dzangu zvaakungoda kunzwisisa chete by itsaona iyi vangu vaakungosungirira madzibaba ava
thank you Drewmas media for the job well done..you're really making tougher issues to be tackled in a smooth way in a bid to maintain peace in Zimbabwe hats off to you guys🤗
Unexpected death is so difficultyto accept but dai mhuri dzakashaikirwa dzatambira zvakaitika. Apa blame game ahichashanda and as much as it hurts zvitambirei and let the dead rest
Uyo mfana ane white verse re New york arikuite segurwe... Kuita hasha wobva wadambura makumbo.Atonyara vanhu otherwise aikonzeresa big time. Thank you Drewmas for being the mediator, magona basa as always.mhosva haibvumike ndochokwadi but vanhu vakachekereswa avo ndozvakaitika.
Apo Andrew wakashanda zvinodadisa it's not easy ku controller vanhu vane shungu.. but at end ndaona kuti tsaona iyi yakaitika zvayo but panenge pasina akakonzera it's kudyiwa nekuera kwerwizi chete.. it's only hazvigamuchirike kufirwa munotowana amunongedza
It's high time as Zimbabweans we learn from a lot of these incidents. Madzi baba and masvikiro are in the same WhatsApp group. Vanhu verengai baiberi muwane hukama na ivo Jesu Christu pachavo naivo Mwari pachavo. Hama dzangu this was meant to be, kangoma kana koririsa kanenge koda kuparuka. These white garments so-called churches are not churches at all. Vanhu ityai Mwari, people think that if they do the same wrong for a long time it is still good. I am very sorry for those who lost their lives in this incident. Ityai Mwari timunamate muweya nezvokwadi, sekunyorwa kwazvikwaitwa mubhuku dzwene.🙏🙏🙏
Garment it's a uniform like yeroma salvation army or n hembe yaunoendesa kuchurch.chimwe chinhu believe what u believe usatuke zvausingatende.its only kuti vakawirwa nedambudziko iro thus why zvakuita kunge chipositori chakafumuka ..l believe kut iyi tsaona yakangoitikawo pasina watino blamer.problem ndeye kuti hazvigamuchirike kufirwa but at the end ndaenzanisa matauriro evanhu ava vese ndiri kuona kuti vakangodyiwa neuera hwemumvura.vanhu ava ngavataurirane vanzwisisane chete rufu runouya nenzira dzakasiyana
thanks drewmas ne update,madzibaba ava vanoziva zvavakaita sei vatanga vamboramba kuti vaita zvetsikamutanda ,hanzi andisati ndambobataushonga ,,😀 asi vazobvuma havo kuti ndaiita asi ndakazvisiya ,vanhu varikurwadziwa sure mwari ngavakunyaradzei
Chokwadi it was just an accident pple shld not take it semishonga hapana mishonga apa vanhu vakanyanya kupinda nemoyo too much faith yakashandiswa of wc zvese zvaiitwa apa ndezvenhema chete
@@masbaekatanda6987 the incident is irreversible. Chero Dai vanga vafirwa nevana five they still had to move on. Moving on hazvirevi Kuti havasi kurwadziwa but they should accept Kuti ndozvatovapo. Hapana chavachaita chichadzisa vafi. This is why l am saying they should move on.
Vanhu vamwari as I can see baba ava is being honest. Havana mhosva things happens ngatiregei kuda kutsvaga mhosva isingazomutsa vafi. Pese pafa munhu tinotsvaga muroyi that is it our problem.
I like the way Andrew Neshamba maintained his own composure and managed to control the rowdy crowd, including that disrespectful young man who insulted him (Andrew). Sando dzenyu Bro Andrew!
thanks drewmas for everything dnt listen to what pple saying Chihera is pure Ndebele only she get confunsed when she want translate Ndebele from shona Keep it Mampofu love u
Handiriya! Handiriya! Shumba! I now ordain you a conflict resolution practitioner! Getting people to vent with no blood being spilt was no mean feat. You have put many conflict resolution practitioners to shame with the crowd anger control you exhibited pana Mazowe. God bless.
Drewmas media to da world ,dai Neshamba waiva politician qaigaro wina because sweet tang iripo Haa ndapa kutenda ,you gut people's voice vanoteerera , maturity plus crowd control vanhu vakashatirwa but u did a well done job more like a king
Kikkkkkkkk I have learnt that I have to choose a good friend with good communication skills. Hahahah hanzi ndasiya basa kuti ndiwuye kuno....zvinorovesa izvo!
I really hope that this incident and the Mapanzure one will provide lessons to draw from for these churches to avoid similar accidents in the future. This is very sad and unneccesary, approach water with humility and respect, mvura inevaridzi vayo, protocols must be followed.
Maporofita vane dzungu yakawandisa madzitateguru edu ndovaridzi veDarwin we don't recognize zvemaporofita pamadziva nemaninga nemakomo edu akavigwa madzitateguru edu
@@gingerwingerful problem with Christian s they hate chikaranga chedu ,vanotokuti hauzi munhu urimuroi Guys l go to Pentecostal church but our prophet he believes kuti chikaranga chedu vanhu vatema chinoda kuremekedzwa ,kunamata church yaunoda vadzimu hunge vakutendera
Haa mkoma Andrew muri murume, that's conflict management. You were the man of the day
I am not saying madzibaba Ever is innocent but kuva muporofita doesn't mean unotaridzwa everything. Muporofita haasi Mwari wekuti angaziva zvese. Chero Dai vakakanda tsvimbo, munhu nemunhu aizvisarudzira kunotora tsvimbo yacho.
I am glad he came to apologize and to answer to people's questions.
He is also human.
Shuwa iyoyo
Ukangotanga chiporofita uchisanganisa nekubhadharisa nehutsikamutanda chasara kudeura ropa...
Chokwadi chaicho vakomana vakachekeresa nekuda mari
I agree with you, alexios mother as a prophetess should have seen it as well, throwing stones doesn't help
N'anga dzinodeura ropa
Well said munyori. I think it was just an accident
Mbuya vachema vana vavo. Ndarwadziwa May God comfort her.
Zvinorwadza shuwa
Ndarwadziwawo .am feeling her pain
Zvinorwadza veduwee
@Mah Afrika ndarwadziwawo mfunge 😭😭😭
Kana neni ndabatikana.
I can not say madzibaba is clean but the last episodes vana madzibaba ava vaidaidzwa nesvikiro, saka svikiro racho riri kupi ndiro ngaritiudze zvakaitika 👏
Hhehehe havadi macamera nemuzere chaunga! Vakatsamwa panoita mheni !
Welldone Andrew and team, this is beyond journalism murikugadzirisa nyika nekunyaradza mhuri dzirikurwadziwa.
Honestly sekuru neShamba u ar doing a great job.Murikuunza peace panenge pane bopoto.👏👏👏👏👏👏
Ndokuti Shumba, makaita professional uye mukono chaiwo. Well done vene vemasango, you handled the situation very good. 👍👍
Drewmas you are dedicated mukatanganyaya munoipedza hamusiye vanhu varimurima
Ndamunzwira tsitsi madzibaba ava shem
Haana mhosva munhu uyu ndezvemudziva zvakauraya vanhu finish
@@fortunatemaibvise8426 true.
Haa well done Drewmas. You really managed to keep the peace yemhomho inehasha. Great job guys, and thank you for the update
A .Neshamba you are a star. Wanunura madzibaba uyu from death . Welldone Draumas media.
Vanunurwa shuwa asi muromo urikuoma nekutya
Anofa madzibaba uyu ne bp how is he gonna face the world
Ndongoti Zororai murugare Mwari wekudenga vachaburitsa chokwadi kana kurikufa nekuda kwekuera kwenzvimbo kana hushereketwa kuti mweya yenyu izorore murugare zvakutotukisa chinamato imagine vamwe vakutonwadoro vakangevachinamata vasviba moyo nezvakaitika
@@nakai5772 hi name sake
Thanks Andrew and team for covering this sad story. People want the truth, otherwise hazvipere mushe apo.
Drumas media you are the best in the country , musvikewo kwedu ku Beitbridge , last month pane vakomana vakauraiwa ne chimbambaira vachinunga musango chikano putikira pamba chikauraya vanhu imomu mu Beitbridge
Vakachinhonga musango hrw
Inga zvakaoma
Thank you mukoma Andrew with wise words big up Drawmasi Media Crew 👌👌👏👏💖
this is just more than journalism,, i dont know what to call it but well done mukoma Andrew Neshamba honestly you are taking us to another level
Uyu munhu arikuziva zvakaitika you can jst tell nemaziso ake kuti arikunzvenga nyaya...
Great job Andrew, You are the Real G.O.A.T ❤
Thank you Drewmas taking us to another level I think hondo iyi kuti ipere vabereki vakafirwa ne vana vavo ngavachigamuchira tsaona iyi nekuti hondo iyi haichamutsi vanhu vakafa tarisai kuti mumwe wavo mumwe chete akabuda achifamba uyu Shame uyu acharangwa na Mwari kana ariye akauraisa vanhu mukati dziva iri harina Njuzu dzaka va dzapondera vanhu pasi
Justice, real talk , thank you Drewmas 🤝
Madzibaba awo Ummm vakundisiririsa Mmmmm zvakaoma pamwe handiwo
Ko vaisvetukira mudziva vasinga gone kushambira vaifunga kuti vachabuda sei chero zvazvo iri nzvimbo inoyera
Hie Andrew you must be strong these pple are very angry keep it up by guiding this prophet protect him wanhu wakatsamwa awa
I jst feel sorry for him, mheno iye neMwari kana ane Mhiko yaakaita zvichamutevera
Mmmm ndaterera nyaya iyi inorwarwadza vanhu ngavarege kudaro shuwa😭😭😭😭
Well done Drewmas media,Andrew and your team, great job
Haaa vanhu ngavaite steady,madzibaba uyo arikutonzwisao tsitsi hake. Haana chaanoziva uyo,team rakatambira kunonyudza finish n klaar
This guy is a good talker and he can win the case even if ari ne mhosva, anogona kuita lawyer murume uyu
You mean madzibaba
Andrew wakashinga chokwadi vanhu ava vakatsamwa zvisingaite
Anemhosva yeyi iweka dzidza kuyananisa vanhu
Thanks drewmas for mediating and organising a question and answer! Well-done!
Muchinda uyu haana chokwadi wawana vanhu vane moyo murefu ungadai arohwa kare
Memory Chinzara I
Vaporofita vatatu awa vakarombesa vanhu vakafa awa munhu ngarohwe batai munhu Kani iro guyz usapedze nguva nekutaura
Tb Joshua akafa wani achibva muchurchh wanii
I don't understand Ndebele, yes people say that Chihera has poor Ndebele, I do not know.
What l can safely confirm is that she has a very good sense of humour. She has ability to create jokes and laugh them out.
What a strength!!
Her ndebele is not fluent yah its true
No she's not bad . She is toomuch on learning shona
Not people lam the one who said so
Sometimes we focus on petty things
If u stay for years among Shona people,speaking only Shona daily,u may end up losing touch with some of yo Ndebele language
I can see kuzvininipisa nekurwadziwa from that madzibaba. Arikutirwadziwawo uyo. Vanhu vave kungotsvaka pekupedzera shungu. Instead of accusing a person better find a way forward.
True
Amen. Vabereki vari kuchema nekupa mhosva muporofita. People were there and saw what happened so what do they want prophet to say. Hanti shemhu akutorwadziwawo here veduwee. I know death inorwadzo hayo. Ngatirwgererei baba avo hapana kutadza kwakaitika. Vanhu vakafa nguva yavo yainge yakwana.these parents should actually be happy kuti hama dzavo dzakafa dzakapfeka nguo chena vachinamata. Vatori kudenga vachifara namambo Jesu. Ndimi muchaita kuti hama dzenyu dzidzoserwe kunyika kune zvitadzo. Farai nekupemberera hama dzenyu dzakafa dzichinamata. Baba ava kutoti hee inin handinamate..chokwadi kutoshaina nekusanamata
Madzibaba varikutorwadziwawo Ava veduwee I accident yakangoitikawo Hama dzangu zvaakungoda kunzwisisa chete by itsaona iyi vangu vaakungosungirira madzibaba ava
Mazita emapositori ndiwo anongokuzivisa kuti vanhu ndivana mambara ava. Madzibaba evhajeni,madzibaba Temineji,madzibaba Gabhureji,madzibaba Password,namadzibaba Nice😊😊😊😊😊.
Password 😳😳😳
😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Kkkkkkkkkkkkkkk
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 wakanyanya
Kkkkk
well done Dremas media, you took us to another level. Shem iwe waka chekeresa vana iwe
Thank you so much Mukoma Neshamba nekuchengetedza Mukuru weChurch
Thank mukoma neshamba makaita maenzanise chaiye be my chief for Darwin I will vote for u
thanks Andrew,we need solutions for the mourners,keep it up ,
Keep it up Andrew Neshamba lot's of love
thank you Drewmas media for the job well done..you're really making tougher issues to be tackled in a smooth way in a bid to maintain peace in Zimbabwe hats off to you guys🤗
Unexpected death is so difficultyto accept but dai mhuri dzakashaikirwa dzatambira zvakaitika. Apa blame game ahichashanda and as much as it hurts zvitambirei and let the dead rest
People who can not swim should not play in deep waters full stop. You will drown. It's not rocket science. Stay safe.
Drewmas keep up the good work 💯
Thank you Drewmas media 👏👏
Shame I wish this guy is telling the truth ,so that the dead can rest in peace,and he also can have peace
inga Andrew une basa mwari ave newe uumm
NdevemuHarare ava matsoti matorai mari ayo....he is lying to tooth!
Uyo mfana ane white verse re New york arikuite segurwe... Kuita hasha wobva wadambura makumbo.Atonyara vanhu otherwise aikonzeresa big time. Thank you Drewmas for being the mediator, magona basa as always.mhosva haibvumike ndochokwadi but vanhu vakachekereswa avo ndozvakaitika.
Achauya Messiah kuzopeta basa rakaimba kudaro izwi...Mwari ndiye achatonga saka ngatizvisiyeyi kwaari musiki Amen
Let's watch all the adverts guys kuti dzidziso ienderere mberi. Don't skip adverts
Apo Andrew wakashanda zvinodadisa it's not easy ku controller vanhu vane shungu.. but at end ndaona kuti tsaona iyi yakaitika zvayo but panenge pasina akakonzera it's kudyiwa nekuera kwerwizi chete.. it's only hazvigamuchirike kufirwa munotowana amunongedza
Akanga aenda kunogadzirwa kuti muregedze kumunetsa
Drewmas media thanks nebasa ramukubata keep it up 🔥🔥🔥👌😍😍😍
It's high time as Zimbabweans we learn from a lot of these incidents. Madzi baba and masvikiro are in the same WhatsApp group. Vanhu verengai baiberi muwane hukama na ivo Jesu Christu pachavo naivo Mwari pachavo. Hama dzangu this was meant to be, kangoma kana koririsa kanenge koda kuparuka. These white garments so-called churches are not churches at all. Vanhu ityai Mwari, people think that if they do the same wrong for a long time it is still good. I am very sorry for those who lost their lives in this incident. Ityai Mwari timunamate muweya nezvokwadi, sekunyorwa kwazvikwaitwa mubhuku dzwene.🙏🙏🙏
Musashore magarment , inhumbi yokunamatisa sezvonongoita masoja anoenda kuhondo nepfuti zvinobva nemashandisiro araitwa or ayaitwa pfuti yacho that's why wakublema garment , zvagara kumasowe kwazara vanyengeri ndokwakatizira n'anga nemasvikiro vazhinji vanyengeri nekushandisa mushonga naivo vanotevera madzisvondo munashandisawo pfungwa plz maiona bhemba pachurch pakazoshanda Banga riini tisatsvage mbiri plz
Garment it's a uniform like yeroma salvation army or n hembe yaunoendesa kuchurch.chimwe chinhu believe what u believe usatuke zvausingatende.its only kuti vakawirwa nedambudziko iro thus why zvakuita kunge chipositori chakafumuka ..l believe kut iyi tsaona yakangoitikawo pasina watino blamer.problem ndeye kuti hazvigamuchirike kufirwa but at the end ndaenzanisa matauriro evanhu ava vese ndiri kuona kuti vakangodyiwa neuera hwemumvura.vanhu ava ngavataurirane vanzwisisane chete rufu runouya nenzira dzakasiyana
Musashore mamwe masangano. Isu ndimo matakaponera tikaziva Jesu. Ndapota zvangu ngatiparidzei shoko raMambo Jesu vana vaba vangu
Chipositori achina kuipa chinoda kururama not zvehide and seek
@@beautyshonhiwa2408 tsura hako. Mhombwe nevaroyi havadi chipostori ndaa zvinoonekwa naMweya mutsvene. Vazhinji vanoita chipombwe nekuroya muchurch. Haa reururai please coz kuseri kweguva hakuna munamato
Drewmas media makanyanya, 🙏 ndatenda hangu , muuyewo kwedu kwachecheche kuna baba varikugara nenyoka mubhurugwa , and Vanoishandsa Kuita nubobo nayo kuma dzimai evanhu
THis is sad heyyyyy
Well done DM maratidza kuti mhondoro mkoma Andrew keep it up 🤙
thanks drewmas ne update,madzibaba ava vanoziva zvavakaita sei vatanga vamboramba kuti vaita zvetsikamutanda ,hanzi andisati ndambobataushonga ,,😀 asi vazobvuma havo kuti ndaiita asi ndakazvisiya ,vanhu varikurwadziwa sure mwari ngavakunyaradzei
Thank you for maintaining the situation calmly that was professional brother Andrew hats off to you
Ndosaka ndakasiya Masowe nekuti vakunyanya Kuromba maporofita ava & wekukanda tsvimbo nembiya ngaabvunzuridzwe ataure chokwadi .
At first ndainzwira hasha Madzibaba but now that vatsanangura ndakuona kunge vasina nyaya bcaz kana dziva iri richiera zveshuwa vnhu vanogona kufa
Thank you Andrew & Drewmas
Zvinopisa tsitsi izvi anoziva ndiMwari chete wakatadza ndiye achatongwa naMwari vake
I just wonder if these young man were good swimmers..never underestimate the power of water especially underwater currents
If u hv followed the program if I'm nt mistaken the river was so shallow it was not the matter of swimming
Thank you Drewmedia, makashinga chokwadi. Kutungamirira such a very sad story full of challenges. it is very sad.
Excellent Andrew plus Drewmas Media
Mr Neshamba u are a shining star,keep up the good work
This was just an accident which l think people should just accept and move on.
It wasn't bro,these things are real
Chokwadi it was just an accident pple shld not take it semishonga hapana mishonga apa vanhu vakanyanya kupinda nemoyo too much faith yakashandiswa of wc zvese zvaiitwa apa ndezvenhema chete
Move on???wafirwa nevana two how do you move on asi????
@@masbaekatanda6987 the incident is irreversible. Chero Dai vanga vafirwa nevana five they still had to move on. Moving on hazvirevi Kuti havasi kurwadziwa but they should accept Kuti ndozvatovapo. Hapana chavachaita chichadzisa vafi. This is why l am saying they should move on.
Very true.
Thank you 🙏 Drewmas 💕💕💕
Job well done Drumas
Vanhu vamwari as I can see baba ava is being honest. Havana mhosva things happens ngatiregei kuda kutsvaga mhosva isingazomutsa vafi. Pese pafa munhu tinotsvaga muroyi that is it our problem.
Musanyepa vanhu baba ava vanenyaya .musavarambire
Yu are a star 🌟 Andrew
Drewmas makanyanya keep it up,basa munogona ,well done pa this situation
big up drewmass media munodzifambira I salute u
Drewmas media thank you very much
Hongu pafiwa panotaurwa uye kufirwa kunorwadza asi chokwadi ndechekuti vakapinde mumvura vaive vaprofita vakadini kuonawo plus havana kusundidzirwa vakapinda vega munhu wese une firo yake tsaona dzakasiya siyana
Taura hako vanhu vakaenda vega kujorodhani vakapinda vega mumvurua and vaive maporofitawo vakatadzawo sei kuona kuti mune rufu
Thank you bro Andrew nekungodzikamisa vabereki .
Andrew you're a real man ndakupai sando dzenyu Shumba mabata basa guru kudzikamisa vanhu vese avo
You played a very dangerous game Andrew, munhu anourawa wakatarisa.
Apa nyaya vanamadzibaba ngavabude pachena nyaya ipere dzivo haripedze nyaya thanks mokoma Andrew manyaradza ruzha.
Seriously ,eish
Taking you to another level for sure....
Thank you Andrew 💖
Thanks Andrew and Drewmas
Thanks drewmas media taking us to another level.
Sando dzenyu vaneshamba tinotenda may God bless ur work u a doing and lift u up
Amen
👏👏👏👏 well done keep it up.
Love u mkoma Andrew😍mabata basa chokwadi
Thanx drewmas media for taking us further with this sad story
This is sad shame
well done on your crowd control Andrew
Hello Drewmas team wachting from SA
Love you Mr Neshamba n Chihera👏💕💕💕💕💕💕💖💝💝💝💝💝💝💃💃💃💃👫
I like the way Andrew Neshamba maintained his own composure and managed to control the rowdy crowd, including that disrespectful young man who insulted him (Andrew). Sando dzenyu Bro Andrew!
Iwe dai zvaibvira yakaimbiwa nani
@@natashatanaka8957 Pane yakaimbiwa naCynthia Mare hameno kuti ndiyo here
@@marionmachona2641 thanks cwt
thanks drewmas for everything dnt listen to what pple saying Chihera is pure Ndebele only she get confunsed when she want translate Ndebele from shona Keep it Mampofu love u
Yes it's very hard to interpret shona to ndebele but she's very good u mapho
Madzibaba Everjourney vanzwisa tsitsi veduwee.
Job well done drewmass media
Handiriya! Handiriya! Shumba! I now ordain you a conflict resolution practitioner! Getting people to vent with no blood being spilt was no mean feat. You have put many conflict resolution practitioners to shame with the crowd anger control you exhibited pana Mazowe. God bless.
Well done drewmas 🙏🙏
Mkoma Andrew for president
Drewmas media to da world ,dai Neshamba waiva politician qaigaro wina because sweet tang iripo Haa ndapa kutenda ,you gut people's voice vanoteerera , maturity plus crowd control vanhu vakashatirwa but u did a well done job more like a king
True
Aah shame akunzwisa tsitsi asi from now makuziva kuti madziva anoera and chivanhu chiriko musatambire mumvura veduwee.
Zvinorwadza vanhu vasatongere munhu .Mwari vanoziva chiyi chakaitika kuvafi
Pamberi nerunyararo tinotenda mkoma Andrew nokuedza kuyananisa vanhu.
Kikkkkkkkk I have learnt that I have to choose a good friend with good communication skills. Hahahah hanzi ndasiya basa kuti ndiwuye kuno....zvinorovesa izvo!
Thank you very much andrew 🤔
I really hope that this incident and the Mapanzure one will provide lessons to draw from for these churches to avoid similar accidents in the future. This is very sad and unneccesary, approach water with humility and respect, mvura inevaridzi vayo, protocols must be followed.
Q0
Vanhu ava vaakungopomerana mhosva asi vese vaiziva zvavaiita vese haungapinde church yausingazive zvinoitwa ikoko vese vari wrong paakungonongedzanwa zvapo nkt pafiwa
You are talking sense apa hapana akamanikidzwa kunamata uye kupinda church yaunoda l hate pple u dont take full responsibility of their actions
Maporofita vane dzungu yakawandisa madzitateguru edu ndovaridzi veDarwin we don't recognize zvemaporofita pamadziva nemaninga nemakomo edu akavigwa madzitateguru edu
@@gingerwingerful truth
@@gingerwingerful problem with Christian s they hate chikaranga chedu ,vanotokuti hauzi munhu urimuroi
Guys l go to Pentecostal church but our prophet he believes kuti chikaranga chedu vanhu vatema chinoda kuremekedzwa ,kunamata church yaunoda vadzimu hunge vakutendera
Kule is the best drewmas taking us to another level
Job well done Drewmas media. You managed to maintain peace