MT DARWIN........... AKAITA BONDE NECHITUNHA

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 5 มี.ค. 2023
  • KUCHENESWA KWENZVIMBO KURIKUENDERERA MBERI
  • บันเทิง

ความคิดเห็น • 211

  • @mukosijeremiah389
    @mukosijeremiah389 ปีที่แล้ว +2

    Thanks for drewmas media to give us a great idea .I am watching this a very day in TH-cam in South Africa

  • @vimbaibhokoro5439
    @vimbaibhokoro5439 ปีที่แล้ว +10

    Andrew batisisa sekuru kkkkkkkk vanatso kusuka nzvimbo mmmm haaa pane zvikukutu pasi pano unonatso kuona kuti ndiko saka nyika yedu isinga budiriri tinobudirira sei mweya yevamwe usina kuzoora shuwa😢😢😢

  • @cleofay9346
    @cleofay9346 ปีที่แล้ว +9

    Gore rino tichadzidza zvakawanda shua, thank you Drewmas media team👏👏👏

  • @socialmucheni6428
    @socialmucheni6428 ปีที่แล้ว +7

    Sando dzemu Dremas Media yakanyanya. Take us to another level.

  • @anikanemaz2737
    @anikanemaz2737 ปีที่แล้ว +5

    Love you drmas ndokudamhani anasekuru avo ngavambopinda muguta zvakazara zvikwambo guys

  • @talechipunza7846
    @talechipunza7846 ปีที่แล้ว +7

    Vaneshamba ,Chihera and Sokostina thanks for taking us to another level

  • @silibazisomahunger6833
    @silibazisomahunger6833 ปีที่แล้ว +6

    Apa pakaipa thank u Dremas ndadzidza zvesure vana tinofira mhosva dzedzinza

  • @tracygwashawanhu7142
    @tracygwashawanhu7142 ปีที่แล้ว +4

    Thank you Shumba ana mainin vangu Chihera mbuya vangu ASoko .tinotenda nebasa guru ramurikuita👏👏taking us to another level

  • @shebbatsikai1374
    @shebbatsikai1374 ปีที่แล้ว +4

    One day is one day this drama will stop yekungoti munhuwese akubudirwa

  • @graciouschigwida9009
    @graciouschigwida9009 9 หลายเดือนก่อน +1

    Ende mamuri pedyo nekuvillage yekwedu dai makangoti gogo nepedu pamwe taibatsirika semhuri drew media shuwa

  • @stanelychishabwa8246
    @stanelychishabwa8246 ปีที่แล้ว +2

    U r doing a good job team,network ma1,

  • @hilarykhumalo6132
    @hilarykhumalo6132 ปีที่แล้ว +7

    Thank you team Andrew taking us to another level

  • @patiencekarambamuchero2623
    @patiencekarambamuchero2623 ปีที่แล้ว +2

    Enjoying the mount Darwin episodes

  • @ruvachazika1223
    @ruvachazika1223 ปีที่แล้ว +9

    Ndazoguzsikana chivanhu chiriko chokwadi 🙏

  • @user-ri7vw9ct8v
    @user-ri7vw9ct8v ปีที่แล้ว

    Thank you 💕 mancue ,and I like your voice

  • @slauschannel
    @slauschannel ปีที่แล้ว +3

    Uyo mudhara uyo akaita mhosva dzakawandisa ,kurara nemwana ,kurara nechitunha zvikutaurwa nemhepo oramba . Uyo ngavasiye vangosota chete amukirwe nemkadzi nemwana bcz akuda kunyepera kuzunguira . Apa hembe dzemukadzi hadzina kugovewa ,ngozi yaaparira dzinza

  • @brendaziyenge207
    @brendaziyenge207 ปีที่แล้ว +2

    Ana sekuru vano batsira avo ndaiwona basa ravo kubva pavakatanga unonyatsoona kuti hazvisi zvema pipi zvekungoti tabata nyoka tabata nyoka idzo dziri dzavo,ende chakanakira mhepo ndiyo inotaura so hapana marambiro

  • @ellykaziee8944
    @ellykaziee8944 ปีที่แล้ว +1

    Chokwadi vana baba vabatwa ava ngavaburutse magondwe ezvikwambo zvavari nazvo avo kusanyara kuzvishandisa kuchurch idzo n’anga dzavharwa ngavapuhwe zvimagondwe izvo vanhu vasununguke

  • @brightnesschiweshe7912
    @brightnesschiweshe7912 ปีที่แล้ว +5

    Its the songs for me 💃

  • @rambochauke710
    @rambochauke710 ปีที่แล้ว +7

    Arikuti musandivhare varikuda kumuvhara nemushonga

  • @lydiamusarapasi8316
    @lydiamusarapasi8316 ปีที่แล้ว +1

    Kurara nechitunha , kurara nemwanasikana oita mimba odeura ropa , vanhu vanoporonga kuda hupfumi. Musha ngaucheneswe.

  • @isabellachigumira5165
    @isabellachigumira5165 ปีที่แล้ว

    Drumas take us to another level
    Thank u guys neh

  • @mphoomlilo4882
    @mphoomlilo4882 ปีที่แล้ว +2

    Morning Drewmas media taking us to another level hw a u

  • @user-sh1yc1ko9o
    @user-sh1yc1ko9o 8 หลายเดือนก่อน +1

    Baba ava varikuramba zvavo asi hurombwa vanawo and mwana vakarara naye uye mkadzi wavo akafa vakarara naye ava haaa vanoroya baba ava

  • @mightychitiyo6482
    @mightychitiyo6482 ปีที่แล้ว +2

    Shumba rambai muri pachokwadi. Imboendai navo kwa Sekuru Tasvu vacheneswewo vanyanya kubira vanhu

  • @fantamalez3323
    @fantamalez3323 ปีที่แล้ว +2

    Guys we follow u but Dai machingotio makadiiko mhuri yeafrica nekuti a asi voga varikuzim anonga vachikutarisai most mukatarisa masbscribers enyu vose vanhu ivavo haasi kuzimu coz Zim team kuisa data rekutarisa video iri munhu anotonga a kutoti beta anotenga mavegetable kkkk pagarisei guys

  • @sekaimashaira1655
    @sekaimashaira1655 ปีที่แล้ว +1

    Amwe ave mahumbwe dzimu remuchembere rinodei pakati pehombarume kubvuta tsvimbo yasahwira imika imi zvikwambo zvr pabasa zvotonga zvino chikaranga hachidero

  • @janezimunya188
    @janezimunya188 ปีที่แล้ว +4

    🤣🤣🤣🤣🤣zviri normal here kuti ndirikunzwa kuzuzumara kumerera pachiimbwa nziyo idzi zviriko here

    • @bridgetngirazi8050
      @bridgetngirazi8050 ปีที่แล้ว

      Bikirwa doro 🪘🪘

    • @tsitsimunzwangewenyu8074
      @tsitsimunzwangewenyu8074 ปีที่แล้ว +1

      Enda unobikirwa doro vadzimu vamuke 😅😅😅😅😅😅😂😂😂😂

    • @tanyarue
      @tanyarue ปีที่แล้ว

      Putai bute muone zvizere kkkkk

    • @estheresther1963
      @estheresther1963 ปีที่แล้ว +1

      Kkkkl ende futi

    • @bhoki9296
      @bhoki9296 ปีที่แล้ว

      Haisi orgasm here yauri kuita

  • @bridgetoparmoyomabulawa5519
    @bridgetoparmoyomabulawa5519 ปีที่แล้ว +3

    Thank u Drewmas media ndadzidza zvakawanda shuwa ndazoona chimunya but ndadzidza

  • @nyaraisvova7639
    @nyaraisvova7639 ปีที่แล้ว +1

    VaNeshamba totenda nebasa.ramuri kuita asi ichokwad dzimwe mhepo dzinonyeba.saka Kare muchinzwa kuti.vanhu.vauenda kutatu voona kuti zvafanana here

  • @loicedembo8923
    @loicedembo8923 ปีที่แล้ว +2

    Drewmas media 😮take as to another level

  • @ruthmbire-hd7fp
    @ruthmbire-hd7fp ปีที่แล้ว +2

    Ndoshuvira mkoma neshamba vambochinjana Ivo vombotaura ndebele ndimboseka kkkk

  • @nickywulffen552
    @nickywulffen552 ปีที่แล้ว +2

    Imboendai ku Ndebele side uko mumbowona kut kunonyatso roiwa vanhu uko

  • @dohmareva7343
    @dohmareva7343 ปีที่แล้ว +2

    Machrist vatyei ayiwa kana .... ndotenda hangu handisi mukirisitu mmmmm kuhwanda najesu ivo vaei varoyi mxm

  • @rozinanyamukapa4013
    @rozinanyamukapa4013 ปีที่แล้ว +2

    Mukoma Neshamba makadii zvenyu ndine chikumbiro kune machembere amunoenda navo kunobàta kunyanya kune zvechivanhu ngavangotakurawo Zambia kana chekumonerawo

    • @enlighten729
      @enlighten729 ปีที่แล้ว

      Ndeupi asina Zambia?

    • @rozinanyamukapa4013
      @rozinanyamukapa4013 ปีที่แล้ว

      @@enlighten729 sokostina ndazviona kuti wanga wakavhara nesomething handina kutaurira zvazvino pane pamwe panenge pasina

    • @neliarubacha4056
      @neliarubacha4056 ปีที่แล้ว

      Inga vakapfeka vose wani hapana asina zambia

  • @sheillahchakanyuka1260
    @sheillahchakanyuka1260 ปีที่แล้ว +2

    Thank you drewmas media nekutipa zvinoera kudai

  • @memorymazivanhanga9665
    @memorymazivanhanga9665 ปีที่แล้ว +1

    Its ndiri wechurch for me😂😂

  • @rahmchenje5874
    @rahmchenje5874 ปีที่แล้ว

    Ok sei matauriro acho angora erough

  • @juliaherbet2063
    @juliaherbet2063 ปีที่แล้ว +26

    This is why I always tell people to listen to their dreams.

  • @user-gv6kg2xt6b
    @user-gv6kg2xt6b 4 หลายเดือนก่อน

    Aewa murikubata basa Dai marasikirawo Midlands Gweru tashupika veduwe

  • @Rumbie_Mamoyo_Omuhle
    @Rumbie_Mamoyo_Omuhle ปีที่แล้ว +1

    Iyo mishonga yelucky nekuda kudiwa nema boss uku.Zvakawoma 🙌

  • @muchenyuradorcas4538
    @muchenyuradorcas4538 ปีที่แล้ว +5

    Yaaa amumamisha umu makasenga ndatenda hangu

  • @vhuranjero
    @vhuranjero ปีที่แล้ว +1

    Murikufamba nevakuru vepasi mr neshamba

  • @MonalisaHabroad-zt4ye
    @MonalisaHabroad-zt4ye ปีที่แล้ว

    Vaneshamba makadii sekuru Havana gone kuti batsirawo here isu tatamburra nezvikwambo izvi veduwe tibatsireiwo

  • @evidencechisvuvure2614
    @evidencechisvuvure2614 ปีที่แล้ว +3

    NdiripaCapetown apo munotigonera basa always I'm watching you Andrew,Sokositina naChihera murisei

  • @funwellmkandla9757
    @funwellmkandla9757 5 หลายเดือนก่อน

    Hi everyone,,,Drewmas media, please give us updates from Mutoko area like Nyakuchena ,Makosa and other places around there

  • @tarymajaka7215
    @tarymajaka7215 ปีที่แล้ว +2

    Drewmas media the best

  • @user-ib8qq3gy5u
    @user-ib8qq3gy5u ปีที่แล้ว

    Thnk you Drewmas
    Kwedu zvirikowo izvi tatambura

  • @tarirodziva
    @tarirodziva ปีที่แล้ว +2

    Muti vanasekuru ava vafambe Zimbambe yose vagadzirise nyika

  • @patiencemakoni353
    @patiencemakoni353 10 หลายเดือนก่อน

    Ngoma khulungile ngawe Jehovah nkosi yami EMNANDI EMHLABENI NJENGOKWAMUKELE ISIMO SAKHA BESE UPHILA IMPILO ELINGANA NAMANDLA AKHO AMEN NGISIZE NKOSI NGINGASUKU ENDEARING YAM but yeah Zimbabwe ndiyo nyika iri kutemesa mwari musoro surrender ummmm😢😢😢😢

  • @mimimimi-kh5bk
    @mimimimi-kh5bk 10 หลายเดือนก่อน

    Dandanda robva ranyatsoita ndinzwe kuve mukorekore azere "vana vangu ndanga ndichiti magarika, ndimi munahwo huranda"

  • @acmfirst5481
    @acmfirst5481 4 หลายเดือนก่อน

    Kurwara fungwa kwawedzeresesa mu Zimbabwe. Zvoita sokuti vanhu vakawandisa vava kutopenga vese.

  • @user-by5vo3mj3j
    @user-by5vo3mj3j 10 หลายเดือนก่อน

    Ummm Elo baba vano nyadzisa avo umm

  • @nnnsandra
    @nnnsandra ปีที่แล้ว +2

    why is it that women are the ones varikungosvikirwa --- hysteria chaiyo. I think panekufeka kurikuitika plus vanhu vemumusha umu vanga vatogara vachiziva wavanga vachida kunanga. What a shame drewmas media. Mukuputsa ukama please.

  • @senzenikahari7330
    @senzenikahari7330 ปีที่แล้ว +1

    Nyamasvisva vagona apo kuti nyaya iende kwamambo nokuti pakaitwa makuna kuna apo saka musha haunga chenurwe pasati paripwa makuna kuna ayo akaitwa gore rino tichadzidza zvakawanda

  • @atinetimhlanga4585
    @atinetimhlanga4585 ปีที่แล้ว +3

    Zvakaitei ko andisi kunzwisisa hangu, ko sey avo vadaidzwa vasiri kutaura vega nyaya dzacho izvi azvizokonzeresi hr, it's lyk mkadzi uyu akutaura zvaanoziva mumusha ini ndoda varapi vataure vega. Mmm it's dramatic. Chivanhu ndochiziva bt apa andisi kugutsikana

    • @chrisnyamaparo3616
      @chrisnyamaparo3616 ปีที่แล้ว +2

      Taura hako zvine kunyepa nyepa varikutaura makuhwa avakangokura vachinzwa mumusha ndobva kuMt Darwin chivanhu ndochizovawp zvekudaro fake at its worst level

    • @nataliamurambinda1544
      @nataliamurambinda1544 ปีที่แล้ว +2

      Chero ini mai avo ummm vanenge vanonyepa aaaa vamboti vakarara ne mudzimai akafa zvakunzi mwana musashungurudze vanhu ummm

  • @hillarychareka9429
    @hillarychareka9429 ปีที่แล้ว +1

    Zvanzi pa Drewmas media panodzvova shumba

  • @happy-rf6pg
    @happy-rf6pg ปีที่แล้ว +5

    Really ? Is this not magic. Ndaifunga kuti chivanhu chakapera kare but this seems to be real

  • @MrJohnchipara
    @MrJohnchipara ปีที่แล้ว +4

    Pfee kumusha kwangu

    • @masychabs2324
      @masychabs2324 ปีที่แล้ว

      Kukakeza here apana wandaziva

  • @lucykurangwa1600
    @lucykurangwa1600 ปีที่แล้ว +1

    Thank you Drewmas Media

  • @mphoomlilo4882
    @mphoomlilo4882 ปีที่แล้ว +3

    Amwe hasisiri hr ma drama ini panozongo chema vakadzi chete vakadzi to much drama

  • @conveniencemutema2257
    @conveniencemutema2257 ปีที่แล้ว +1

    Ko musondosi ihope here

  • @giftalutadosipani3637
    @giftalutadosipani3637 ปีที่แล้ว +2

    Mweya yetsvina izere munyika chokwadi

  • @aidynkwakwa6768
    @aidynkwakwa6768 ปีที่แล้ว +1

    Hi T K ngiyakubona sebenza lo Mr N

  • @mandlasbu7267
    @mandlasbu7267 ปีที่แล้ว +4

    Siyabonga Thando Klasi but nextime you must be given more time to interpret siyabonga shuwa

  • @thembinkosimananga1455
    @thembinkosimananga1455 ปีที่แล้ว +4

    Failing to follow up

  • @njabulobhebhe7145
    @njabulobhebhe7145 ปีที่แล้ว +2

    Thank you Neshamba that you Chihera

  • @preciouszuze8528
    @preciouszuze8528 ปีที่แล้ว +2

    Nhaimi zvakaoma tiri kuendepi senyika

  • @sekaimashaira1655
    @sekaimashaira1655 ปีที่แล้ว +1

    Wauyirei kn uri mutete chikwambo ichi pink blouse dzikama

  • @natashanyoni2498
    @natashanyoni2498 ปีที่แล้ว +1

    Nhasi rarimwe zuva

  • @netsaimandizvidza231
    @netsaimandizvidza231 ปีที่แล้ว +1

    Ko mhepo ichitaurwa inobatirwei siyai iyende inobata vanhu vairi kutaura

  • @monicagwasha8185
    @monicagwasha8185 ปีที่แล้ว +4

    Mount Darwin and drewmas media taking us to another level 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥

  • @tendaigumbo2608
    @tendaigumbo2608 ปีที่แล้ว +1

    Thank u Shumba and Soko. Apa kaoma haa

  • @juliaherbet2063
    @juliaherbet2063 ปีที่แล้ว +3

    Saka mweya unganyeperei sure

  • @PridePromise
    @PridePromise 3 หลายเดือนก่อน

    Haaa ukaona vanhu vanoita zvekubatsira vanhu ivo vakapfeka black black chete ziva kuti mukutungamirirwa nerima.

  • @normanmudavanhu4132
    @normanmudavanhu4132 ปีที่แล้ว +2

    Drewmas muchahkira muzvinhu izvi mmunenge munozvodawo

  • @lilianchabvumbwa5015
    @lilianchabvumbwa5015 ปีที่แล้ว +4

    Vanhu vachanyepera mudzi nekuda kwekuvengana

  • @josephmusara9163
    @josephmusara9163 ปีที่แล้ว +2

    24:24 the two ladies have communicated something

  • @Seamusmtepa
    @Seamusmtepa ปีที่แล้ว +3

    Mr Neshamba ndakutodawo Ava shuwa coz ndakaiswa mubhodhoro or Hari nehama dzemurume wangu akafa a yr and half ago Hama dziye dzakutora property yandakashanda nemushakabvu zvakaoma. Dorcas mutepa muroi mukuru nemasiblinhs Ake vachazvionawo one day life hairamve yakadero but zvirikukudzokerai

    • @Jo-mf2bm
      @Jo-mf2bm ปีที่แล้ว +2

      Unoenda kuma courts coz hazvitenderwi kutora property yemunhu iye mukadzi nevana vari vapenyu

    • @enlighten729
      @enlighten729 ปีที่แล้ว +1

      0714903747👏

    • @Seamusmtepa
      @Seamusmtepa ปีที่แล้ว

      @@enlighten729 maita basa solo APA mune mutupo wavanwene vangu vari kundishungurudza futi kkkkk zvakaoma. Asi maita basa

    • @Seamusmtepa
      @Seamusmtepa ปีที่แล้ว

      @@Jo-mf2bm thank u so much ndakaenda vakabhadhara judge saka ndaka appealer kuhigh court. Ndopavabva vatanga kuba zvimwe eg diesel ⛽ tanker rangu 40000ltrs vakatiza naro zvakaoma APA ndanzwa nekuroiwa navo

    • @Seamusmtepa
      @Seamusmtepa ปีที่แล้ว

      Soko*****

  • @Erube-pr7bb
    @Erube-pr7bb 6 หลายเดือนก่อน

    🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 haaaa varoyi muchazvirega izvi

  • @tariroreza8356
    @tariroreza8356 ปีที่แล้ว +1

    Ko midzimu inotaura chirungu 😅😮😮😮😮😮

  • @jerryjerry7681
    @jerryjerry7681 ปีที่แล้ว +2

    Ndiri Canada Ndokuonai murikutifadza

  • @isaacpinielo
    @isaacpinielo ปีที่แล้ว +13

    I've never been this confused... what the heck is going on???

  • @wondergondokondo
    @wondergondokondo ปีที่แล้ว +3

    🙌 surrender

  • @natashanyoni2498
    @natashanyoni2498 ปีที่แล้ว +2

    Hanzi nasahwira ndakanginzwa zvichitaurwa kkkkkkkk vanotya kusara vachidzipwa kkkkkk

  • @auntymamoyo
    @auntymamoyo ปีที่แล้ว +1

    Yuwii mashura akagochwa

  • @stumiachingoriwo-hy9um
    @stumiachingoriwo-hy9um ปีที่แล้ว +1

    Tirikudzidza ank yu

  • @andgivemuchacha8933
    @andgivemuchacha8933 ปีที่แล้ว +1

    Ko sei vakadzi variivo vakawanda vanosvikirwa nezvizvi

  • @hwanlove
    @hwanlove ปีที่แล้ว +1

    Avo sisi veka short kana vave kutozvi marketer🙆‍♀️

  • @nthabisengmofokeng3725
    @nthabisengmofokeng3725 ปีที่แล้ว +1

    Tinopa kutenda kunevaera shumba sando dzenyu

  • @wondergondokondo
    @wondergondokondo ปีที่แล้ว +3

    Muturukiri anocker

  • @alexmatutu6168
    @alexmatutu6168 ปีที่แล้ว +2

    Ku Mashona kune zvimwewo neh

  • @kellylincolnkwaramba1374
    @kellylincolnkwaramba1374 9 หลายเดือนก่อน

    So chivanhu hachidi kugezq

  • @pardietaurai4683
    @pardietaurai4683 ปีที่แล้ว +2

    Chivanhu chirikooo shuwa

  • @thembinkosimananga1455
    @thembinkosimananga1455 ปีที่แล้ว +3

    Is that Mozambican language iri kutaurwa neavo mai vakasvikirwa

  • @ttimmonycha3271
    @ttimmonycha3271 ปีที่แล้ว +1

    VaneShamba vanobvepi kumusha nhai veduwe

  • @andgivemuchacha8933
    @andgivemuchacha8933 ปีที่แล้ว +1

    KuMt Darwin kutori serious nehungwandqngwanda

  • @nnnsandra
    @nnnsandra ปีที่แล้ว +2

    I don't understand what's going on. However is it possible that van vemumhuri vanenge vatogara vakaronga zvavachataura newavachananga kana n'anga yauya.

  • @soulmurambinda1747
    @soulmurambinda1747 ปีที่แล้ว +1

    kunyepauko idrama ririkuitika apa

  • @tariroreza8356
    @tariroreza8356 ปีที่แล้ว

    Sekuru vekare kare vakutaura chirungu aaaaa chivanhu chacho ndaita muvhunzo