Imagine if Mr Neshamba was the head of ZBC. No one would have wanted to watch foreign shows. Zimbabwe has its own stories. We have our own culture. We have our own way of doing things. Tiri vanhu vatema. Kana tapedza kutamba foreign religions, we always find ourselves back to the roots. Take us to the next level Drewmas Media
Ndimi munotipa news dzechokwadi uyezve muripo panzvimbo kwete vaye vanotipa zvinenge zvave zvakare kare plus vachinyepa .Drew Mas u take us to another level.Thank you Mkoma Andrew
mapostori have a story to tell . vanofanirwa ku banwer kuitira ma church avo pane nzvimbo dzinoera . kungo onekwa vachiitira ma church avo panzvimbo dzakadai ngavaripiswe pakuru, zviva rwadze vasa sibise nzvimbo dzinoyera.
Imagine if Mr Neshamba was the head of ZBC. No one would have wanted to watch foreign shows. Zimbabwe has its own stories. We have our own culture. We have our own way of doing things. Tiri vanhu vatema. Kana tapedza kutamba foreign religions, we always find ourselves back to the roots. Take us to the next level Drewmas Media
Why SABC? He should be head of ZBC programming
Makadii mkoma Andrew Neshamba.Taking us to another level. Iye zvino mava kumberi kwekumberi.Keep up the good work god is in it .
Morning Andrew kwaziwai kwaziwai mhuriyezimbabwe kusangana zve kwatirikuita panechimwe chirongwa I just love it shame well done Andre
I lyk the song ... Good bye my friend
Taking us to another level that's Drewmas media for us 👌👌👌HURUYADZO 🦁 🦁
Salute to you mkoma Andrew one journalist ane degree perfect thumps up to you
Roving reporter many thanx wasiirei Opah,Shemhu imbavha yemombe mhiko yake haafanire kusvika parufu rwevanhu vevakachekeresa
Good morning drewmas team ndimi mega munotipa nyaya dzechokwadi uye nekutipa dzidziso yajeka big up to you
True.wamwe wanonyepesa
Ndimi munotipa news dzechokwadi uyezve muripo panzvimbo kwete vaye vanotipa zvinenge zvave zvakare kare plus vachinyepa .Drew Mas u take us to another level.Thank you Mkoma Andrew
Taura hako vanogona basa ravo
Taking us to another level .We salute you
Its surprising that river looks so simple ...ndowanzo ziva nzvimbo dzakadai dzakasvibira chaizvo
Today today I have subscribed.This channel is full of information
Uuuuuu pakaipa weduwe pane anehurombwa kutora mwenje wemaporofita ese akafira mumvura aushandise iye sechiporofita onzi anoona maningi pazara mamwe maporofita hurombwa hwegahwega mike na shemu kana murimi makakonzeresa ndinoti motoooooooo. Kwamuri
Shame anowanikwa here pakadai thanx Andrew munotipa nyaya dzechokwadi chiyera varipiko tavasuwa
Nhasi rarimwe zuva, ndirikuona ndega hangu. Nhau yekutsakatika kweMapostori inorwadza veduwe mmmm.
African magic. It’s all about Jesus guys and all other gods are the works of men
Jesus too is man made
I luv Drewmas media channel aiwa munotigonera Kani 💪💪💪
Drewmas thank you for your hard work 🤝
Drewmas media taking us to another level of understanding and revelation much respect to you
Mukoma Andrew Opha na Mahomu homu kwakadiikoko thank you murikutipa mutakunanzva
Tinotenda vaneshamba rambai makadaro muchitipa zvirikuitika mu zim take us to another level
Awesome 😎 keep it up...... good job
Just subscibed🤗 mkoma Neshamba, thanking you for taking us to another level
Another level zvazvinhu keep on going mkoma
Eishh , mune basa team, ndinoda kungokutendai nebasa guru but uyuwo mkuru wesowe aisafanira kutiza. Tinoda chaizvo kuzwa divi rake
Mapostori mazhinji ndeyefake.Hapana kuporofita kwaayita munhu uyu.He was fake .
Thnx Andrew nebasa ramurikuita
Thanks for updating us
Ka music ako I like it
Tkng us to another level thanks Andu
Mike mike mike 1 dae kharma will present justice uchaoona hako
Haaa murikudzifambira zvedi
For me its 👇👇👇
“On the way to come”
😂😂 i love zimbos shame
Kikkkk chipositori chachepa makubikirwa doro kikkk chipositori chemangamanga! Shem ngawuye hake!
Big up mukoma Andrew I salute you
Nzvimbo idzi dzinoyera hadzipinde vanhu vanehurombwa kana vakabatabata...vakadzi chaivo varikunguva vanotonzi havafanirwe kunge vachitsika nzvimbo idzi nekuti kunonzi kusviba ...vana vaye vakakuvadziswa nehushereketwa hwevakuru vesangano vaivepo ....mapostori hurombwa vanohunyanya fani ....mbiya ndeyavo inemishonga its just an indirect way yekufumurwa nemhondoro dzinogara mumvura imomo .....vaona kuti vabatwa vakuramba ...vanondibhowa vanhu ivava mwari ngavandiregerere zvangu ...order chaiyo muzvichurch izvozvi hamuna
Edit..8 vanhu😢 mapostori nyarai vanhu mutye mwari ...
Wapedza😂😂😂😂😂
Kana vachiita zvemishonga hapana zvaMwari ipapo.
Rightly said, my grandparents used to stay in this region. Some places dzinoera. I grew up not very far as well
Chokwadi chamataura mapositori ,kuromba vanonyanya , vana Wimbo uyu weva dzidzi yanga iri nyanzvi ,pakuromba apa
Drewmas Media take u to another level
Awesome job
NdiSoko yedu yakatibatira camera hr.muri sei drewmas madia take us to another level
Thanks Dreamers media good by my friend chinondinakidza chimbo ichi
Good good dear rambai makadaro
Enduru kkkkķ makuhwa arikikubhadhara wakufamba nezimota remaMinister nyc job mkoma Endu
Thanks Drew Team for the follow up 👌
Mukoma Neshamba ndimi mune chimuti
drumas media the best of all
Mukoma Andrew you never disappoint 🙏
Waa kuwedzerao futi havapo havapo kwete kuti myb vatiza isu ,, anyways thanks for keeping us updated
Pane zvatinemge taona
Am trying your WhatsApp number vaneshamba irikuramba asi makacjinja
Makanyanya guys thank you
Haaaaaa picture kwalaz on point
I just subscribed ☺ 😊
Welcome to the family
Shemu ndiye muroyi mukuru.
Makadiii Mr Neshamba and chihera
Yoo zvinotyisa
Umm Drewmas media is the best
Haaa dzavanhema manji vanhu ivava vaakda ktsvaga kupomerana nyaya
Where is Chihera? She is missed
hit the like button
iyo mbiya iyi ahisiriyo yainzi Mike aizopinda mujorodhani imomo ozobuda akaidziga.zvemushonga zvega zvega apa anenge afanoiisa mvura
You are very correct, planted thing varombi ava
Thanks ne update asi Ummm zvakaoma masowe aipa
Ngava chenure dziva & I knew it kuti panga pane ane mushonga wehurombwa .
Thank you mukoma Andrew
Taking us to another Level
Yaaaa pakaipa andrew
Vanhu vakauraiwa vaya neurombwa vevakuru vanhu ava vakauraya vanhu vakavaka sowe ravo nemisoro yevanhu
Kana vakachena vanotizei ngavarohwe or kusungiwa
Best of the best
Eish pakaipa umm murisei guys pano
Thanks drewmas wero done
Zvakaoma dai Mwari atibatsira
Mkoma Andiriya ndikwazisireiwo mai vangu paRushinga apo pfurai nepo mubikirwe sadza remhunga nechimukuyu nemukaka wakakora chihera apihwe bhagidhi renzungu dzedovi ,ndini ndadaroo
Iweeee usagovera zvausina kusakurira
Andrew Matepatepa Neshamba
Thank you Drewmas Media
mapostori have a story to tell . vanofanirwa ku banwer kuitira ma church avo pane nzvimbo dzinoera . kungo onekwa vachiitira ma church avo panzvimbo dzakadai ngavaripiswe pakuru, zviva rwadze vasa sibise nzvimbo dzinoyera.
Kana kuripisa mombe dzakawanda
Taura hako
Asi kuri kunaya here coz paya fut pamakaenda mvura yacho yaibuda ichiratidza kunge kukunaya
@Memory Goche hakusi kunaya ,ndozvinoita mvura mudziva,mawaves anokonzerwa nemhepo
Taking us to another level but guys am complaining are am from Mwenezi but guys let's go t o Matebeleland pliz guys 😭😭😭😭
👌👌👌👌👌💃
Andrew topinda cy mugroup reApp
0714903747
Chokwadi
@@drewmasmedia3856 Dankie
Endy muri sei zviri sei tinotenda nenhau dzamunotipa zuva nezuva
Andrew please go back kwa mai nyasha wmana ari rowa zvisingaire
That's why I hate mapostori, ndonamata ndoga zvangu ndoyambuka☹️
Thank you mkoma Neshamba
Thank you drewmas midia ndimi munotipa nhau dzechokwadi munosvika panzvimbo
Zvakaoma
Ko kunamata na masvikiro zvopindirana papi?
haaaa rambai makadaro
veDrewmas hamupinduri mamessage epa whatsapp nei
Pachipamwe🤝🤝🤝🤝
I want to see you in Khayi Luphane Tsholotsho Gwanda by doing that we can say that the channel of the people l beg
And Mapostori ayaka
Makorokoto drewamas taneimwe mota
Hie Andrew
Mkadini vaNeshamba?but l am missing someone,where is Chihera?
Hello Drewmas media
❣️❣️❣️
Andrew Nembasha tinokudai tose
Greetings to you guys
Umm zvakaoma
Mrng guys
Basa mur kufamba naro DREWMAS MEDIA rambai makabatana ❤️
These people are not Mapostota but Nganga. Kunamata nembiya azvisangani
Drewmas ndimi mune yese
Muporofit wekuharare ndiye anenyaya asi achafawo naye zorwadza
Team redarwin vanomusota sure munhu ungauraise vana vevanhu wakutiza. Munhu oroiwa zvonzi atadzirwa ha mubairo wake urimuroad
Amai Chihera naAndrew uko bhora mberi nebsa
Prince