Uzumba: Mwanakomana Odzinga Baba PaNhamo YeMwana Wake Achiti Vanoziya Chakauraya Mwana

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 3 ต.ค. 2024
  • By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849

ความคิดเห็น • 70

  • @HiltonChimbizi-hy2rn
    @HiltonChimbizi-hy2rn 2 หลายเดือนก่อน +3

    Chief nzwisisai mhani kuti action speaks louder than words.Kutotaura kwakaita uyo kuti usauye panhamo uye kupisisa mbira zvinotoreva kuti vanzi varoyi.Chief you are far from Chieftainship wisdom.I propose Bhachidown.Makadhakwa changamire.

  • @tmatz6467
    @tmatz6467 3 หลายเดือนก่อน +4

    Watched from Uzumba

  • @AliceSobantu
    @AliceSobantu 3 หลายเดือนก่อน +4

    Masekero aita sekuru avo pavabvunzwa nachief kuti munorarirei mumvura means a lot

  • @tracychiumba1436
    @tracychiumba1436 3 หลายเดือนก่อน +3

    Ko sekuru vanorarirei mumvura a big sign yehuroyi handiichenure hangu

  • @elvismagumo3065
    @elvismagumo3065 3 หลายเดือนก่อน +4

    Team maguruvada murip team iri ndoriziva

  • @FebieChari
    @FebieChari 3 หลายเดือนก่อน +3

    Mukoma Robert udzai Nyadava vamboendesa vanhu veuzumba avo kwa Tasvu

  • @frankmakaure1163
    @frankmakaure1163 3 หลายเดือนก่อน +3

    Uyu chief akadhakwa musamuburitse futi pamhepo anoshoresa machief uyu

    • @sandrazhakata8106
      @sandrazhakata8106 2 หลายเดือนก่อน

      😂😂🤣🤣🤣😂😂🤣🤣 haaa coment yandipedza power

  • @masclinemaposa4600
    @masclinemaposa4600 2 หลายเดือนก่อน +1

    Chief ava imboko chaiyo .renge rotoroyawo iri,miromo yatsvuka nekudya nyama dzevanhu .nxiim

  • @Khundai
    @Khundai 3 หลายเดือนก่อน +3

    Apa kufanana baba nemwana.gadzirisanai mugare zvakanaka

  • @tafadzwangamurani3468
    @tafadzwangamurani3468 3 หลายเดือนก่อน +4

    Kumhanya kumatare mangwana amuzonyare hre mudhara

  • @RodneyGore-yd7gd
    @RodneyGore-yd7gd 3 หลายเดือนก่อน +3

    Watching 4rm S.A❤❤it

  • @LilySibs
    @LilySibs 3 หลายเดือนก่อน +1

    Watching from South Africa ❤❤❤

  • @beekays436
    @beekays436 2 หลายเดือนก่อน

    So sad. The country has no hospitals/ medical facilities. Yowe huroyi hwacho hwaivepi during Smith's time. Mnangagwa ndiye Muroyi wenyu😢🇿🇼

  • @roderickmushaya8296
    @roderickmushaya8296 3 หลายเดือนก่อน +6

    KuUzumba kunorema uko kunorirapfene kunobatiwa tusvinuba kkkkk

    • @MichelleRunyowa
      @MichelleRunyowa 3 หลายเดือนก่อน

      Kunokamiwa tukono😅😅😅

    • @eljayjay7884
      @eljayjay7884 2 หลายเดือนก่อน

      Uri weko zvedi😂😂😂😂

  • @Faith-vc4vc
    @Faith-vc4vc 3 หลายเดือนก่อน +4

    Kamdhara aka katsotsi kari kuda kuripwa chete..asi kasuspect🤔

  • @BarlettNcube
    @BarlettNcube 3 หลายเดือนก่อน +2

    Kayibuye sibone siyabonga Robert ta

  • @elvismagumo3065
    @elvismagumo3065 3 หลายเดือนก่อน +4

    Robert chimboisa vanhu kwatasvu vanhu veikoko vanoroya ndoyaziva

    • @FebieChari
      @FebieChari 3 หลายเดือนก่อน

      😂😂😂😂

  • @emelykapita4181
    @emelykapita4181 3 หลายเดือนก่อน +4

    Song iyi irikunzii veduwee ini ndanzwa kunge varikuti mukdzi wababa vangu nyobvo

    • @SarahNcube-ie5lr
      @SarahNcube-ie5lr 3 หลายเดือนก่อน +1

      😂😂😂😂😂

    • @preciousmatenzenichatukuta7288
      @preciousmatenzenichatukuta7288 3 หลายเดือนก่อน

      I really love the song, could you please narrate it to English. It takes my breath away.

    • @RumbiChikonye
      @RumbiChikonye 3 หลายเดือนก่อน

      8:32 ​@@preciousmatenzenichatukuta7288

    • @beverleymadamombe5772
      @beverleymadamombe5772 3 หลายเดือนก่อน

      😂😂😂

    • @nomsanyika151
      @nomsanyika151 2 หลายเดือนก่อน

      Mudonzvo wababa vangu

  • @lizyncube
    @lizyncube 3 หลายเดือนก่อน

    Sanibonani.... Makadii pano... Watching from Port Elizabeth ❤

  • @mandlashumba6107
    @mandlashumba6107 3 หลายเดือนก่อน

    Watching from SA

  • @TheresaMaps
    @TheresaMaps 3 หลายเดือนก่อน +1

    Baba vanoroya sei vanhu vachifa every 6 mnths anorarirei mumvura

  • @marychigumira6419
    @marychigumira6419 2 หลายเดือนก่อน

    Kufamba kwakaipa here kana vanhu varikupera

  • @TanyaMuridzo
    @TanyaMuridzo 3 หลายเดือนก่อน +7

    Muroi wemudzinza annge achitozivikanwa nyngwee akada kurmba rmba annge achigwadziwa kty vnhu vapore muroi tinnge tichimuziva kunyrra zveduu muroi akangwara kumhnyira kwavashe kuty asatangirwa kty tifambe titsvge chri kunetsa chief vekumama uhwre hwawanda asi varoi vawanda kudarika urwere mumadznza umuu

    • @TheChekas
      @TheChekas 3 หลายเดือนก่อน

      Ndimi vanhu vakaipa mumhuri nekupumha vamwe zvenhema, unoziva muroyi uri n'anga here.

    • @gloriamarvellousmutindivar5349
      @gloriamarvellousmutindivar5349 3 หลายเดือนก่อน

      ​@@TheChekas😂😂😂

  • @Patricia-z7b
    @Patricia-z7b 3 หลายเดือนก่อน +3

    Vanenyaya dzavo baba ava😂

  • @PaulPahle
    @PaulPahle 3 หลายเดือนก่อน +5

    Kamudhara aka katsotsi kkkk

  • @JessicaMukora
    @JessicaMukora 3 หลายเดือนก่อน +3

    Sekuru iyo haina kuchena zvachose mwana afa wokwirira munhu dare apa akafirwa futi kuvhara uroyi

    • @mildredmharira8764
      @mildredmharira8764 3 หลายเดือนก่อน

      Saka kana akanzi muroyi inoda kuti aite sei?

  • @EulitaMagaisah-gt9wv
    @EulitaMagaisah-gt9wv 3 หลายเดือนก่อน

    Watching from SA nhoroondo yenyu mdhara????

  • @maryagneskaingwe6286
    @maryagneskaingwe6286 3 หลายเดือนก่อน

    Alleluia mambo

  • @annanyamugudza1327
    @annanyamugudza1327 3 หลายเดือนก่อน

    Mambo huroi huriko mudhara vanhu vanopera mumusha msmbo vanhu avo ngavafambe mumusha murikufiwa kamudhara ako kanoroya ko sei kachimhanyira kuti ndsnzi ndiri muroi

  • @nomsanyika151
    @nomsanyika151 2 หลายเดือนก่อน

    Imi mambo mukada kuita kunge mambo Mutasa panhau dzehuroyi muchakuvadzisa vanhu imi nekupedza dzinza mashandisirwa mugaran'anga here imi kuti mutaure zvisina basa vanhu avo ngavafambe period.kadhara ako kakabata kuvhunduka chati kwatara hunge pane katurike.

  • @pardonmahowa131
    @pardonmahowa131 3 หลายเดือนก่อน +3

    Mambo vatonga havo but he's not on point. Iyewo haafanire kuita speculation yekuti mwana akatapurana nehurwere kuSA haana kuroiwa. Mdara uyo is a suspect and I believe zvataurwa about machira and kurara mumvura. Mambo should actually address that issue rather than saying hapana muroi.

    • @InnocentNdemera
      @InnocentNdemera 3 หลายเดือนก่อน

      Mudhara sunungurai vana imi

  • @shingiraikambarami1274
    @shingiraikambarami1274 3 หลายเดือนก่อน

    Mambo kana nemi munorwara imi , saka moda vanhu warambe wachifa here,haaaa matongero enyu akadhakwa

  • @nostachazengera6525
    @nostachazengera6525 3 หลายเดือนก่อน +1

    Ko sei akati musauye panhamo yemwana wangu

    • @treotv2793
      @treotv2793 3 หลายเดือนก่อน

      Nokuti vakaramba kuburitsa machira probably pakanga panzi machira akabviswa mwana anobva apora iwe woramba kumaburitsa wamboti unawo mu family zvinobva zvanetsa

  • @shingiraikambarami1274
    @shingiraikambarami1274 3 หลายเดือนก่อน

    Baba pa real makaremerwa imi chete kutaura zvenyu mogona saka mambo awe kutoona sokiti makachena

  • @TheresaMaps
    @TheresaMaps 3 หลายเดือนก่อน

    Kufanana mwana na baba

  • @LovenessKamunhukamwe
    @LovenessKamunhukamwe 3 หลายเดือนก่อน

    😂😂😂kababa aka kanongo zvambarara pamusoro pemubvunzo

  • @youngcee8121
    @youngcee8121 3 หลายเดือนก่อน +1

    Kkkkkkkk um mudara uyo 😂

  • @phendukanidladla9123
    @phendukanidladla9123 3 หลายเดือนก่อน +1

    Face yenyu sekuru ine90% dzekusarara usiku 10% dzekurara mumba.ngatifambei

  • @MichelleRunyowa
    @MichelleRunyowa 3 หลายเดือนก่อน

    😂😂😂😂😂😂 murikufungira ani mambo 😅😅😅😅

  • @MichelleRunyowa
    @MichelleRunyowa 3 หลายเดือนก่อน

    Wakanzi unoroya nani 😅😅😅😅😅😅 dzungu too much😅😅😅😅😅

  • @FebieChari
    @FebieChari 3 หลายเดือนก่อน

    😂😂😂😂😂 Nyakutira aripo kkkkkkk haisati yapera here yake nyaya

  • @JessicaMukora
    @JessicaMukora 3 หลายเดือนก่อน

    Kwasekuru aka ndo kakauraya arikureurura

  • @LindaMoyo-w6p
    @LindaMoyo-w6p 3 หลายเดือนก่อน

    Zvine nharo life

  • @frankmoyo7267
    @frankmoyo7267 3 หลายเดือนก่อน

    Kuita mapatya zvavo baba nemwana

  • @OrripahNdarande-wg1jp
    @OrripahNdarande-wg1jp 3 หลายเดือนก่อน +2

    Sekuru vanomuka avo kkkkkkkkkk vamwe tiri kuti kurikutonhora vamwe vari kurara mumvura

    • @FebieChari
      @FebieChari 3 หลายเดือนก่อน

      😂😂😂😂😂

    • @MichelleRunyowa
      @MichelleRunyowa 3 หลายเดือนก่อน +1

      Imagine kuita kagwaya 😅😅😅😅

    • @gloriamarvellousmutindivar5349
      @gloriamarvellousmutindivar5349 3 หลายเดือนก่อน

      Imagine ndichitimbojamba kugeza kutya mvura 😂😂😂

  • @MichelleRunyowa
    @MichelleRunyowa 3 หลายเดือนก่อน

    Kumvura urikurarireiko mabiyeangu 😅😅😅😅😅

  • @PaulMaposa-yx3un
    @PaulMaposa-yx3un 3 หลายเดือนก่อน

    Nothing has been solved here

  • @JosephPhiri-h8e
    @JosephPhiri-h8e 3 หลายเดือนก่อน

    Mambo vagona ktunga

  • @shingiraikambarami1274
    @shingiraikambarami1274 3 หลายเดือนก่อน

    Kutaura chokwadi soko muromo iwoyo hauna kubuda kkkkkkkkkk,ndapanzwa asi zvaiitika zvaiwe nemunongedzo chete,mudhara waremerwa

  • @JessicaMukora
    @JessicaMukora 3 หลายเดือนก่อน

    Kutonga kwacho sooo

  • @simbarashelloydgonye
    @simbarashelloydgonye 2 หลายเดือนก่อน

    This chief rubbish don't broadcast this nonsense again hapana chozivikanwa apa