Vana Voisa Dombo paGuva paBaba Zvisina Mvumo yaMai. Mai Vojamuka Zvakasimba. Nyaya Yopisa muDare

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 29 ก.ย. 2024
  • Amai vounza mwanakomana wavo mukuru kuDare nenhau yeDombo rakaiswa paguva rababa ravanoti ivo havana kunge vasumwa. Mwana auya nehumbowo huzere kuDare ngationei nyaya izere paNhimbe TV.

ความคิดเห็น • 158