The boy with white t-shirt narrated well anogona kutsanangura zvinonzwikwa and haatenderere I like paabvunzwa kuti musikana wacho akanaka here iye apindura zvine wisdom
So sorry mommy and family zvakaoma hazvo, sorry to the wife and child Mwari akunyaradzei,yatove ngozi ku vakomana ava ummm , Mwari pindirai muvana vedu ummm🙏.
Kutaura chokwadi youth yakushaya zvekuita muzimbabwe. Kare kare nguva ya Smith hakuna youth yaigara muruzevha unless arikuschool. Iye zvino idle hands chete chete saka basa kufunga zvakaipa. Kugara nemapanga ekuuraya. Haha nekuti hapana chekuita. No money saka ndozvavanoita. Government has no care about these youths. Gold raifanira kuita basa ririkubiwa. Youth should register and vote for change so that vaone mabasa kwete kungoita vanamachaya nyoka. Satan anoshandisa maoko asina chaanoita.
Mubvunzo wangu ndewekuti , vanhu panokuvadzwa munhu munotanga kudaidza Hama here Musina kutsvaga Kuti moraramisa munhu Sri. Munotakura munhu abaiwa nebanga kumuendesa Kumba here or kuchipatara ....,,😭😭😭 Ndarwadziwa nemafiro akadai mweya wako uzorore murugare hanzvadzi
The boy with white t-shirt narrated well anogona kutsanangura zvinonzwikwa and haatenderere I like paabvunzwa kuti musikana wacho akanaka here iye apindura zvine wisdom
Apana arikutaura zvonzwika apo
Ruth and Andrew shumba you're taking us to another level
Ngava takwe nematombo kujeri vanoenda vachibuda dayi kune mutemo wechi Moslem dayi kusina zvakadayi may his soul rest in peace. Pamberi nekumuka ngozi nokuti jeri vanopika vobuda kuurayiwa kwevanhu hakuperi munyika
That true wakaenda kujeri wanonofara wachidya sadza munhu hamuke ngawauraiwewo
Hanzi naPresident vana ngavarangwe chaiko kana twuchinetsa itai zvenharo twupinde mugwara ....imagine a 15 year boy katova kamuka nxaaa
President my foot iwe tseki
love you Drewmas Team keep up the good work❤❤❤❤❤
Ndatya hangu banga.Drewmas media took me to another level.
I think we still have a death penalty in Zim , its only that there is a shortage of hangman. You can apply for the job
Don't rest my bro 😢,woke up and fight back 😪i don't know why m chopping onion I'm in tears😭😭hmmm comforts n hugs to the family
Thanks Shumba nahumba muzimbàbwe ngavaise mutemo aura ngaurawe
Ma sunglasses akanaka kudaro mukumawanepi u guys, those r nice shades 😎 😎
So painful..mhuri yarasikirwa chemai netariro mwari vakunyaradzei😭
Yatove ngozi yapinda mumusha vanaka fungayi musati maita zvinokupinzayi Muna taisireva kusataerera vabereki manje Chave chivi kaichi
Mudzimai wacho akashinga chokwadi kana kuchema
Ndazvi onawo
Kuona maziso evanhu unombovaraidzwa achachema hake vanhu vaenda aaaaa xem zvorwadza
People grieve differently she will be in pain but kutoshaya zvekuita
Tikaverenga vanhu vaurayiwa 2023 zvakanyanya, iwo maunder age aya anofarisa ngavarohwe chaizvo kuRemand Dunlop yakasimba
Inga zvakaoma munhu wakungouraiwa sehuku .
😢Yaa nyika yedu yaoma ndarwadziwa rest in peace my brother
Not suppose to rest let him fight back before he rest
Nhayi Shumba sheedza mai vako tirangane 💃🕺💃🕺💃🕺💃🕺💃
Akutikoo mukomana uyu ane hat 🙄kudhakwa here chiikoo
This is Sad iye akaunza tulitemo twekuti mwana haarohwi kana atadza pasi naye .
Zuro uno zvakazonzi rovai vana vati tasaaaa
Dreams nedia taking yu to another level
Hanzi zvekunaka zvinozvivikanwa nemi kana mamuona.
Hanzi zvekunaka zvozivikanwa nemi kana mamuoma kkkkk
So sad,may his soul rest in peace hiii zvorwadza hama dzangu
Ummmm zvinorwadza izvi💔💔💔shamwari yake yarwadziwa kani, 😭😭😭😭😭
😭💔Shamwari yacho yandichemedza zvangu. Makoti azvisat zvasinker kana kumboratidza kubatikana
These boys must rot in jail even if it's underage now they are dangerous in the community
Very Painful! MHSRIP; and may mabhinya get locked up till jesus/god comes back again
❤❤ keep fit
"Ndonoda kuenda KuChurch, asi ndonomira vamwe vangu pabhawa apo". I like this one: Hanzi doro harina chitema.
Hanzi anga atombonwira nwira hake aitoda kuenda kuchurch akatokoriwa
KuChurch musanyanya kukutevedzera mainzi musachema nekuda kwei
Kna ndiwewo chii chainzi musacheme ndohunhu hwemapositori wanongoti musacheme zvisina basa
Kana uchibereka mwana wako urikutarisira kuti azokuviga iwewe semubereki zvinorwadza mubereki kuviga mwana wake.... RIP hanzvadzi
Hakusi kuna mapostori kwega kunonzi musacheme zvine zvikonzero zvazvoitirwa ne vakuru asi kunenge musati mazvisangana badzi
Shamwari yacho inochemedzawo 😢zvakaoma arwadziwa mujaya uyo so sad😢😢😢😢😢
Zvakaoma hazvo zvivindi zvacho zvekusimudza Banga ma age acho Soo hmm😢
Imagine vatoisa ngozi mumhuri
ndachema zvangu
Muroora muroora muroora muroora kunge uri kuverenga book
Uuù muka ngozi iwe vanhu vazive 😊
Zvakaoma hazvo varume mune basa guru mweya uyu urikubva kupiko nhai mwari pindurai munyika yezimbabwe
Zvinorwadza chaizvo asi vabereki vevakauraya ngavaripe
Problem iry munyika medu munhu akauraya munhu hapana zvanoitwa ndosaka wasisatya kuuraya bt ngozi kana yakuzouya hama kusiya mwana wake mudiki ummmm
Sad😢 😢😢😢
Yaa that's why Zimbabwe isingabudiriri vanhu wakafira mahara wakawandisa hawasi kufara shemu
Rest in peace my brother😢😢😢
Shamwari yarwadziwa iyi veduwe kani Mwari 😭😭😭
Hanzi zvokunakazvozikamwa nemi kana mamuona kkk ende wagona kupindura
Young boys as them what were they doing at the pub and outside at that time of the night
Uuumm zvakaoma nhai,rip brother
Ummm zvakaoma
Zvinongorwadza hazvo kuurairwa mwana sehuku 😭😭
😢😢😢 Rest in peace my brother
😢😢zvotyisa
Hallo Drewmars
So sorry mommy and family zvakaoma hazvo, sorry to the wife and child Mwari akunyaradzei,yatove ngozi ku vakomana ava ummm , Mwari pindirai muvana vedu ummm🙏.
Zvinorwadza veduwe
So said
Makombe special
Zvinorwadza chokwadi .ngasugwe agare kujeri upenyu hwese mabhinya ayo
😂😂mukongodia😅😅
Vanhu siyai zvimukongo dea Mwari chengetai hanzwadzi dzedu kunze uko
Tokumbirawoo kut kuiswe mutemo muzim wekut auraya munhu ngauraiwewo haikona zvokut akandwa mukti, ngafewooo
Vana avoo kujeri straight hatidi kunzwa zveunderage ngavasungwe
Zvakaoma iiiiiii
Humba ndevapiko avo
Hey very sad story rip
Rest in peace my dear ndarwadziwa hangu 😢😢
Nyaya ngaitongwe sezvazviri Mhondi ngadziende kujeri zvachose Ngozi ngaibhadharwe otherwise murikupera Dzinza rose
Yes, mhondi imhondi despite age...
Ko why vanhu vasingamhanyi kutsvaka help yekuendesa munhu ku hospital first nhai veduwee😢😢😢. This is sad 😔 😟
Zvekunaka zvozikanwa nemi kana mamuona mukoma Andrew , mutoriro itai mushoma vapfanha.
Zvakaoma, vana vacho kuda kungonzi handinzwarwo nekutora zvinodhaka vachirivadiki kudaro ummm zvkaoma
Vanhu ava kana kuchema zvavo
Mukadzi kn kuratidz kurwadziwa
Mkomana we hat kana chaataura chobatika hakuna. Ane akato rekenwa ne zvibhu hake
Murisey pano😊
Makombe Humba tisu...
Its so sad
RIP
No to drugs ❌❌❌❌❌
Drewmas Team ndokuda mundipa mutakunanzva sando ndedzenyu ndoda kuzonzwa nyaya yasekuru pamausha wababa vekuramba kugeza nvura kuti yakazoita sei tipeiwo update mukoma Andrew
Haazi ma drugs here
Mweya wekuuraya wakunyanya muZimbabwe mwari pindirai
Yakuita kunge SA
Eishy ndarwadziwa hangu mwana mudiki kudai huri yake yatosara
Very sad
Iyooh this is very bad hey mmmm may he's soul rest in peace shame
Rest in peace my brother
Rest in peace
Ma1
So sad😭😭😭😭
Topei tinzwe
Madrugs atiparira kuvana
Kuita kunge kuSouth Africa kudaro, Zimbabwe is becoming a crime haven.
Akanonokerwa
Very sad may his soul rest in peace 😭
Zvinorwadza izvi yooo..R.I.P
zvekunaka zvinozivikanwa nemi kana mamuona manzwa here vaNeshamba
Zvakaoma shuwa
Nguruve amai vangu
Vabereki vacho, wife wacho kana kumbochema zvavo, hamheno kuchema kunosiyana
Ndikutoona kuti ava vanenge vechirungu kkkkk vachatopfeka ma hills musiwe funeral
Havasati vakunzwisisa Kuti chii chiri kuitika vachazonyatsochema vasara wega
But mai vacho varikuratidza kurwadziwa zvakanyanya
Ndiyo iyi yakarohwa mbira zvechokwadi
Zvakaoma chiiko ne vana
😢😢
Muzim hamuna juvenile prison here
Kutaura chokwadi youth yakushaya zvekuita muzimbabwe. Kare kare nguva ya Smith hakuna youth yaigara muruzevha unless arikuschool. Iye zvino idle hands chete chete saka basa kufunga zvakaipa. Kugara nemapanga ekuuraya. Haha nekuti hapana chekuita. No money saka ndozvavanoita. Government has no care about these youths. Gold raifanira kuita basa ririkubiwa. Youth should register and vote for change so that vaone mabasa kwete kungoita vanamachaya nyoka. Satan anoshandisa maoko asina chaanoita.
Rip mwana wamai
😢😢😢😢 zvinorwadza izvi
Vanhu kujerii
So sad mumwe akafa sartaday mufiro iwoyu zvekare pa SA
25 anotovawo mwana shame. 😢