God please grant me strength and courage kana zvichibvira to help your people at large, ndarwadziwa zvangu nemwanasikana naamai vanoshandiswa vakarara. God l know you are able and simba renyu ndiro rega rinogona kurwira vanochema siku nesikati.
Maporofita anonyepa veduwee vari kukonzera mhirizhonga mumhuri vana madzibaba ngavadzidze kti iyi ndaitadza iyi pane kunyepera vanhu veduwee nekutozocharga mari refu fti
Mmmm mi home village eiiish I know ths family ndakadzidza pa Bumbe asi ndichikura nyaya yengozi yekwa Vasco yaitaurika back kuma 90's vana aya watii ukaita noise navo hondo yacho haiperi kusvika vaona ropa ndoshuvira kuti dai mawana betsero zviitiwo zvakanaka nyaya yenyu inoda shumba yengozi , imbwa Ya Tangwena Dr.Mukotsanjera kumwe kwese mungapedza henyu nguva ndatenda hangu.
hanzi bamnini Tinashe vakati hapana kwaanoendwa naye sakani baba vakatora decision yekuti kutange kuyenda ava vaviviri iye wozotevera saka vaimhanya kutsvaka mapiritsi veduwe vaitira marwadzo ayite mashoma pakazouya mota ichitakura vana Tinashe i think vanhu ndipo pavakatanga kuendawo kuna Manu
Drewmas media itai basa renyu. Asi iyi ingozi iyi irikuda kutanga yauraya yozobuda pachena hayo ngavanyatsozvitsvaka kuti zvirikubva papi chaipo asi innge ngozi iyi!!
Drewmas media itai basa renyu makasununguka zvinorwadza izvi Asi iyi ingozi iyi irikuda kutanga yauraya yozobuda pachena hayo ngavanyatsozvitsvaka kuti zvirikubva papi chaipo asi innge ngozi iyi!!
Ivava vanongoti prophet miracle ndivo vanhu vacho vanotengwa ivava anoiteiko mirako wenyu uyu
Handei kwaProphet Miracle Paul anhuwe
😂😂😂
Nhai zvako
Vamukotsanjera mhanyai kumhuri iyi muibetsere
Vabetserei nemari yokupa mukotsanjera kuti vabatsirwe
Prevalence has been set in this family. Plus pakaita futi zvidhakwa zvisingadzoreke could aslo be contributory factors
Drewmas ndaidzai Soko Mukanya Gudo Guru ambofemba pamba ipapo👏👏👏
God please grant me strength and courage kana zvichibvira to help your people at large, ndarwadziwa zvangu nemwanasikana naamai vanoshandiswa vakarara.
God l know you are able and simba renyu ndiro rega rinogona kurwira vanochema siku nesikati.
Maporofita anonyepa veduwee vari kukonzera mhirizhonga mumhuri vana madzibaba ngavadzidze kti iyi ndaitadza iyi pane kunyepera vanhu veduwee nekutozocharga mari refu fti
Chokwadi.dzavambavha idzi hezvo wonaimanje
Ikozvinoakuchinavanhuvacharomba.
Maporofita dzave mbavha hakuchina maporofita kunze uku haiwawo
Pave kudiwa Doctor Mukotsanjera vagadzirise mhuri inopera Shumba
Iya haidi vanodzidzira kubatsira panoda shasha
Umm vanhu ava vane ngozi yavakapara zvemushonga hazvipo apa ngavambire nyaya iyi
Neshamba hauna kuzosenda kunamadzimai Vaya vekuuraya mwana waidadana nemuzukuru wavo
Veduwe l know this place ndakambogarako kuBumbe village 9 eish .Mr Vasco ndovaziva
Kusaziva kufa veduwe, maitsvaga mapiritsi eyi
Vaendesei kwasekuru mukotsanjere shumba yengozi
Mhondoro kumusha kwangu neshamba
Zvarwadza veduwee ndimai vamaiguru vangu vakashaika avo chii chapinda vanhu 💔 nyaya yevekutemana ndatoinzwa ndafona kumusha nhasi😢
I'm sorry zvakawoma chokwadi😢
@@TrishyMutovoni zvakaoma ndafona kuti ndinzwe kuti vakafamba mushe here kubva kunhamo ndakutonzi ndakudzokerazvee kwafiwa so painful
@@TendaiTafirenyika-y3mvery sorry veduweee zvakaoma
Baba Ava ndakambovaona iwe Ku Ashton mhani
@@tafadzwatafirenyika7742 zvakaoma dai vawana rubatsiro mhuri inopera veduwee zvinorwadza
Baba ava vane mubobo ndiye apedza dzinza❤❤❤❤❤
Kana vako vachanziwo vane mubobobo one day ugonzwa kurwadza kwazvo
Moroya baba musati manyeperwa kuromba ndozvakoita kotambudza vana kuvavatisa nezvikwambo nxaaaa hapana muroi anobvuma
Mmmm mi home village eiiish I know ths family ndakadzidza pa Bumbe asi ndichikura nyaya yengozi yekwa Vasco yaitaurika back kuma 90's vana aya watii ukaita noise navo hondo yacho haiperi kusvika vaona ropa ndoshuvira kuti dai mawana betsero zviitiwo zvakanaka nyaya yenyu inoda shumba yengozi , imbwa Ya Tangwena Dr.Mukotsanjera kumwe kwese mungapedza henyu nguva ndatenda hangu.
Ndarwadziwa vanhu vekumaraini ava Bumbe ndiko kwandaka kurira😢😢
Mune ngozi mumusha uyu chokwadi eish im.so sorry baba for your loss
Shumba manga muripiko zii zii. Mauya 👏👏👏
😢😢zvinorwadza weduwe kuti vana vanyamunhu vanopondana ,dai pawanikwa wabatsiri vechokwadi vabatsirawo mhuri iyo
ndanzwa kudzimbwa kwazvo kuona vana vanyamhunhu vachichekana namapanga 😢😢😢😢😢😢
Ngozi ndoyakukonzeresa ..hazvidi Mapfofita
Hama dzangu chenjererai maporofita, haagoni kuyananisa plus kazhinji kacho vanotaura manyepo ega ega.
N'anga mdovana mazvikokota chaiwo. Handichadi kuona chiporofita pamberi pangu kubva nhasi.
Mwana sikana akazvinakira zvake uyu nyaradzwai hama dzedu
Vana Daikoro ava ahhhhhhh tingatiii Mese munozviziva
Vana madzibaba zvamunenge musingagone taurirai vanhu chokwadi pane kuvapedzera nguva apa vari mudambudziko
Problem vanamadzibaba vongoita zviporofita without approval government ngaivaite approval bcs ma tsotsi aya
Vanamadziddy vanozonyanyawo nhema imboko dziye
😅😅😅😅😅😅😅haunyepi madzibaba kupesanisa chete no result s
Ngozi dzinogona dzakawanda mumusha umu.
Drewmas Media taking us to another level 🎉❤❤
Takamirira reply YaTSOKA Kuna madziBaba vadzungu vaye
Vanhu ava ka mungaisa munhu mumba motomusiya iye atemwa temwa kudaro motadza kuendesa munhu kuchipatara
hanzi bamnini Tinashe vakati hapana kwaanoendwa naye sakani baba vakatora decision yekuti kutange kuyenda ava vaviviri iye wozotevera saka vaimhanya kutsvaka mapiritsi veduwe vaitira marwadzo ayite mashoma pakazouya mota ichitakura vana Tinashe i think vanhu ndipo pavakatanga kuendawo kuna Manu
Mukotsanjera ngauye
Drewmas media itai basa renyu.
Asi iyi ingozi iyi irikuda kutanga yauraya yozobuda pachena hayo ngavanyatsozvitsvaka kuti zvirikubva papi chaipo asi innge ngozi iyi!!
Vaendesei kwa Dr Mukotsanjera
Haaaaaaa vakomana vekwa Vasko vanemamhepo team racho rototyisa
@@TawandaMatonga so sad vanotoda kubatsirwa nemunhu anerudo zvinopera
Haaaa baba vataura chokwadi kuti vana vake ndeve noise and ndotoriziva boys iroro rinemhepo
Sure? Saka pane nyaya chaiyo
Musapedzerwe nguwa nemapostori endayi kwamiracle Paul ,mukotsanjera
Ndiyo mhepo iyi yaimbobvunzwa neDrewmas ,
Ko Nyaya yengozi iya asi makadzingwawo here
mudhara uyo anoziva zvaanoita nevakuru vake vakashaya
Ummm ndarwadziwa hangu, mhuri ikuda rubetsero iyi zvakaoma
Ngavaende kwa prophet pull miracle ku unit L
Kwa Televhizhani things
Saka Nhamo serugare
Aiwa regayi kuleader vanhu mudondo askna kuenda kuchivanhu better
😢 waste of time
Ngozi yomboda zvechurch hre imi
Dremas media taking us to another level ❤❤
Uuuuuuuuu ma1 chaiwooo zvakaoma
Imika munodenha weduwe kkkk Ngozi yamandi yakakuonesai kambo kkkk
Mhuri iyi yakaremerwa
Aaah baba handivachenesi isvinu avo
Drewmas
Asi iyi ingozi iyi irikuda kutanga yauraya yozobuda pachena hayo ngavanyatsozvitsvaka kuti zvirikubva papi chaipo asi innge ngozi iyi!!
Haaaa just like that mmm ripai ngozi yachozve
Baba mmuroi awo wanoziva mafire ari kuita vanhu
Ngavafambire mhuri igare zvakanaka baba awa
Mmmm zvakaoma veduwee😮
Mmmmm zvakaoma veduwe
Maporofita maporofita chombomirai umwe akazocheresa vanhu yard yose kwa chief Mutasa achiti mabonzo evanhu ariapa vachinyepa dai chief Mutasa akamuripisa nxaah
Aah ingozi baba mukai, muripe, pakunzi makabata mushonga kuda pane vedzinza renyu akabata, zvinotevera ropa renyu. Mukai munpera hey.
Mumusha umo mune ngozi zhinji n ivo dzinza rose rinozviziv, baba avo ndovakasairirwa ngozi mumba mavo.. Vamwe vakavhara kuside kwavo
Chokwadi wataurisa ipapo
Havangaende kwaMukotsa vasina mari ukaona munhu ozobuda pasocial media kushaya nokupererwa demo vainayo vakadzifambira kare nyaya dzacho sandinyore kubuda pasocial media
Ko endaika kwaNeuso munotora Gusvi pfacha pamadziva😂
😅😅😅😅😅vaya vanoona havazogoni kipedza dambudziko
Kazhinji varoi ndovasingadi maporofita
kkkkkk tezvara vanekakutya vakungoda kuvinga mnhu vaende kumba kwavo
Ngavatsvakwe Ava vabatwe mukwasha anoziva kwakayenda mhondi mukwasha mukati
Ingozi iyi
Aaaaah zvavari vekuziva
hapana kana kutaurwa kuti takamhanya nemunhu kuchipatara zvakaoma
Meaning kt vanga vasna mari yekunomurapisa since nhamo yaamai ichangobva kuitwa so ts obvious kt mari inenge yakashanda panhamo
Yaaaa zvakaoma guys chii
Mudhara uyu kaaa anoziva hake nyaya chete
Haaaa team rekwa Vasko makorokoza haaaa vane noise vakomana ivava imhondi ukavadenha unenge wairasa vakambondirovera Enock asi ndakafara because Enock aizvita mbimbo
@@TawandaMatongaayizve kuti ndiseke ndazvibata chose
Vanamadzibaba ngambomira hawo hapana chinozikanwa Danai sekuru mukotsanjera ndovanozvigona
Saka akasungwa here nyakuponda uyu
imi matove vana baba chifambi mega makura vana baba avo hapana chavachaita kana mafamba munovatira vabatsirwe
❤❤Drewmas media taking us to another level
Taking us to another to another level
Nhai Shumba akaponda wacho akasungwa here nhai veduwe
Hanzi akatiza
Vakomana vekuma village vairova ma teachers ayenda kubhawa ku bumbe
Vana madzibaba vapesanisa mhuri dzakawanda dai vambomiswa kuporofita munyika honai kwazvava kuenda
mapiritsi haashande kumunhu apondwa baba!
Pamwe vaida pain eeze yemarwadzo munhu achienda kuchipatara
Drewmas munodzifambira
Panotoda one anochangamuka, ungavamwana , asi ukaona anobatsira zvinoita
AVO HANZVADZI AWO PATORI NEMHEPO YENGOZI APO VAMUKOTSA NJERA VAKASVIKA MUCHAONA ICHIBUDA PLUS MUNE HUROMBWA MUMUSHA
Vavakidzana vedu kumusha ngavafambe varikufa so scary
Iiii udzai Mukotsanjera abate bass apa,bcz hapadi munhu ane nhema
Mari dzavanoda vanhu ivava kaaa
Nematambudzik sekuru
ngavaende kwa prophet miracle Paulvanobatsirika kna kwa kule mkotsanjera
Ndaimbomutemba Paul iyeye ndikazoona kuti anotenga vanhu vaanenge achiti arikuporofita
@@TrishyMutovoni L stand with you mufunge anotenga vanhu kuti vaite drama vanhu nekuda zvinhu vakutoti papa vanogona shame
@@TrishyMutovoni😂😂😂 team repa Harare hamusi kuriziva mushe same same na fredy I same WhatsApp group
Zvakaoma shuwa
Drewmas❤❤❤❤
Pane umwe wavatosiya kutaura asina 3 yrs afa nekupfurwa nepfuti mukomana mwana wavo 💔ngavafambe veduwee
Eeee zvakaoma....mwana uye akafa zvorwadza chokwadi...kuCourt yakazonzi chiii
Ummm haisi ngozi here iyi
Drewmas media itai basa renyu makasununguka zvinorwadza izvi
Asi iyi ingozi iyi irikuda kutanga yauraya yozobuda pachena hayo ngavanyatsozvitsvaka kuti zvirikubva papi chaipo asi innge ngozi iyi!!
Zvinoda chihwanhu kwasekuru tasvu vsnzvibata
Hasha hadzina chadzokupai mugare muchizviziva mnje chionai zvaitika nekuda kwehasha
Gona ana gona wakewo
Mukuru akuratidza kupererwa 😢maporofita musadaro soo zvino kn vanhu vatemana nezita renyu zvinobuda here nhai 💔💔
Shem Mwari Pindirai
Ummmm iyi ngozi yapinda mumusha iyi
How are u Drewmas media fans
Good and you
@PetronellaDlamini as you can see I'm happy
Good @ you
Fine and u
Good thank you how are you all Drewmas FANS. Sekuru wanga waripiko anhu weehhh 😂😂😂 kana kuti zvimwe ndini ndanga ndarova 😂😂
Imbodzokerayi kudzimba mozouya ayitwa postmortem
Vakambotimhanyisa nematemo tiri pachurch paGaranewako takamhanya veduwe team iri ma1
Endai navo kwamukostonjera ndokwandaona kunoita
Mhondoro iya yatanga
Zvakaoma hazvo
Zvinosiririsa Dr mukotsanjera vabetsereivo pane zviripo pamba apo ngozi