Ini I think these kind of videos dzinoda kutorwa nevemutemo especially the police during training so that havazopari mhosva inokanganisa mhuri dzavo nekukanganisa reputation yenyika pamutemo pavanezenge vakuita basa ravo. I think ine message yakakura video iyi. Maonero anguwo.
Ndakazvitaurawo ini ndazviona kwaBhozhongora apa ine penalty ka vanhu dai vazodzidziwo kuti munhu hauraiwe zvingaite sezvinosekesa bt zvichirwadza takumirira kwamambo.
Ummm sarender ngozi iyi kuseri mombe 30 pmunhu saka vese vari7 pkudiwa 210 mombe ava vabreaker record kuurayiwa korwadza sure ngavaripe vese vanhu vkudzidza thank u dreamas media
Dare iro raida Dr mukotsanjera Dr Zimbabwe vaiperekedza ngozi nemazvo iyi kana varipa vega vacharipa futi varikutamba make sure voitirwa nyasha kuti dare ridairwe
Ndadzidza kuti mnhu haarove ,chinofa inyama ASI Mweya wemnhu haukanganwe akamuuraya ,Wakagona Tencen lesson kune vese vnouraya vnhu kuti one day is oneday
Haa Drewmas ndikasaona notifictaion of your new post every day, ndakutoziva kuti i will be on the same level the whole day😞 pa TH-cam. Thank you for taking us to another level❤.
God have Mercy🙏🏽, Saka Misha yose ine Ngozi saka🥺, kuti Varaya Neva Rairwa, nekuti Kuuraya Mweya waMwari, neMaoko kudeura mhondi,neMuromo kutaurisa zvaka dzama ,neMaziso kuona apondwa,Nenzeve kuudzwa zvekuraya koitwa ,nekuva weRopa rimwe kucheukira Hama muMusha yapondwa,yaaah😮🙏🏽lwe usina chawakaita Ndiwe wochi tambudzwa muuiti nemhuri game vachifara havo mmmh, Mwari Pindirai Titendeurikire Kwamuri.Acts 2:38 Repent be Born again Revelations 21:8 Murderer shall not see the Kingdom of God. 🙏🏽
Aiwa gud lesson kumhondi
Ndozvatirikuda kuti Bee ayende kwana mandi kunopupura ega soo
😂😂😂😂😂
Sure
@@MaslineNyakujara-i3e bee hana kuuraya munhu
@@chingombedaries howo
@@chingombedaries akauraya mandi
Mudhara wakauraya munhu, maimuroverei. Mombe hauna kurora here.
Ini I think these kind of videos dzinoda kutorwa nevemutemo especially the police during training so that havazopari mhosva inokanganisa mhuri dzavo nekukanganisa reputation yenyika pamutemo pavanezenge vakuita basa ravo. I think ine message yakakura video iyi. Maonero anguwo.
Vane Shamba muri rudadiso. 🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Nyaya idzi dzinoda Dr Zimbabwe shumba yegorangozi tsoka
Dr Mukotsanjera charges. This one is straightforward because Ngozi iri kutaura zvainoda and vanhu vari kubvuma mhosva dzawo vachibva vatoripa.
Uye ahasiye oga anoita nezvengozi muzimbabwe vakazara asi havazvishambadzi seiyoyi yakatomutswa nemumwe muporofita wechurch yekwa mugodhi
@@StellaBanda-u8vexactly
Achidei panyaya ikufamba zvakanaka and iri straight forward like the other person mentioned
@@TapiwaDhliwayo-b1f true kwete kunhoti ngozi direct to mhondi haaa kubatisana madhaka
❤❤❤❤BIG LESSON ❤KUPEDZA MASPORTS KUTI DHUUUU😂YEAAA DREWMAS MEDIA TAKING US TO ANOTHER LEVEL
Ngozi inopedza ma sports yega
Ukaona vanhu vakubvuma kuripa ummm panenge paoma
Ngozi iyo irimberi 😅😅😅inemafunies
Drewmas we love you murirudadiso
Ndakazvitaurawo ini ndazviona kwaBhozhongora apa ine penalty ka vanhu dai vazodzidziwo kuti munhu hauraiwe zvingaite sezvinosekesa bt zvichirwadza takumirira kwamambo.
Musikana uyo babamudiki avo nemusikana uyo havachatombowirirane kurwariswa nengozi yeumwe munhu
Imi mambo munhu akaurayiwa anotoita hasha ka cz anenge achirwadziwa apa mhondi inenge ichinyepa zvimwe ndosaka ichizoita hasha ka.
Soko haingourayiwa hokoooooyo🎉🎉
😂😂 Haaa Tenson wacho itori basa hahahaaa ndapa kutenda
Rusape nesango zvinoyera tikuzviona nokuda kwenyu chikara u the best ❤❤❤❤❤
Chibaba chinoda mombe ichi ah ah
Nhasi ndatamba jiti rataitamba tiri vasikana
Introduction song ❤
Thought l am.the only one enjoying the music 🎶 🎵 aiwa inofaya shame
Maswera sei mhuri ye Drewmas media
This man aisafanirwa kufa
Nyaya iyi yakataurwa paBhozhongora zvochitonzi pa7 vakauraya umwe aive mupurisa umwezve aive Sabhuku
Chokwadi umwe wevnhu vkauraya akatobvisa mombe 27
@@evernicegondo429yowe
Ehee ndakainzwawo kwaBhozho
@evernicegondo429 mombe 27 ndokugona vanhu ngavazive kti munhu haaurayiwe... I think 7 ndedzake dzavakaba uye dzakatobereka dzikazadza matanga aifanira kutora dzese kusiya vasina kana imwe nekuti dzese ndedzake varume ava ngavatange from scratch mhondi dzevanhu
Ehe sabhuku akatopedxa kuripa ndiye akatonzi mombe 30
Ummm sarender ngozi iyi kuseri mombe 30 pmunhu saka vese vari7 pkudiwa 210 mombe ava vabreaker record kuurayiwa korwadza sure ngavaripe vese vanhu vkudzidza thank u dreamas media
akaurayirwa mombe 7 imagine kuti right now dai dzave chii , so pane mhosva mbiri munhu ne mombe
Dare iro raida Dr mukotsanjera Dr Zimbabwe vaiperekedza ngozi nemazvo iyi kana varipa vega vacharipa futi varikutamba make sure voitirwa nyasha kuti dare ridairwe
Taura hko ngozi inoda kuperekedzwa
But kare kare dzaingoripwa zvichifamba mushe panga pasina tangwena but chandoziva mukateedzera zvirikuda mhepo yacho nemazvo munoyambuka.
Why Mukotsanjera yet ngozi iri kutaura yega zvainoda aka uraya achi tenda ega?
@@nomsanyika151zvako iwe
@@nomsanyika151ndichochokwadi iyi ngozi iroro nachiremba wayo akatopedza masports kare zvaitika zviye ndezvekuda kuonekwa plus anotoshandisa hurombwa uye tsoka aripakutotsvaka maclients
Nice song what’s the name of
Good job neshamba munhu haauraiwe se huku ndatenda zvangu.
Haa zvakaoma, nhasi muri kwedu kwa Chief Chiduku. Akapondwa wacho ndewe kumaraini kwangu chaiko.
Ko Patso mamuona hre 😂
Ndadzidza kuti mnhu haarove ,chinofa inyama ASI Mweya wemnhu haukanganwe akamuuraya ,Wakagona Tencen lesson kune vese vnouraya vnhu kuti one day is oneday
Ngozi iyi irikumberi heyyy aaaah munhu haauraiwe hama dzangu ngatitsvage Mwari.
Ngozi manyama😂
Asi vagonanga.kujeri zvavo murder kaiyi 😮
@afronews7034 hanzi ngaasasungwe
Anowanikwa kupi?
Mwari akahwanda kupi kwaunoti timitsvage....Mwari arimauri..you are the express image of the Creator...hausati wazvinzwawo here..?
Ve mob justice mazvinzwa here? Usaise ruoko pamunhu
Nhasi murikumba kwedu Shumba padare revaRozvi
Hazvina Jere mukati here izvi coz kuponda kukuita kunge pakapondwa mombe
Hamusati maiwona nhamo yachoooo singing hangu
Haaa ngozi iyi ikunakidza
😂😂😂 ngozi yacho inotaurisa kkkk
kuita kunge fake kudaro ngaidzikame uko ndopanoda Mukotsanjera apa inotaurwa nayo mukaita zvekutamba munoudzwa 40 nxaaaaaaah
Imbodzvinya huro iyo kani Tensen tione achigomera😅😅😅😅😅😅😅😅
Vakaurawa south africa ngavamukewo
Maswera sei pano tichangopindawo...kuricei kunobviwa timboona zvedu vanouraya vanhu sehuku ava😢
Rusape Rusape voye
Tensen akaoma veduwee ndiyo ngozi manyama manje iyo..hamiri kutaura apa he is so funny😂😂😂.nyakuponda akafitwa nekutoponda face iyo ummm
Akagi handimirire kuitwa cranking ndouya ndomene kkkkkkk munhu haauraiwe vaimbovhara vhara but chazotsvuka.
Murisei ko nhy mbuya Tsokaaa 😂
😂😂😂😂 mbuya Tsoka takuvaziva@@thekisonomsa2826
Akati ndozvimirira tsipikai henyu ndinodzoka😂😂
How can i put more than 2009 likes on this video ❤
Mukotsanjera uripiko ❤❤❤
nhai kupedzerwa nguva nechipoko
Ngozi yacho zvaine drama 😂😂😂😂😂
Nhaimi vanhu yatangira papi koo nyaya iyii😢😢😢😢
Idzosere back
27 mombe and matauriro engozi yacho uuuuuu mmmmm 😊
Aitofanira kupihwa dzakadarika ipapa because vakaita mombe dzakawanda mombe dzinoberekana just imagine mombe 7 dzikabereka dzinenge dzave ngani apa vakaita makore mangani matanga avo akazara vanhu ava
Vanhu ngavadzidze sure Kuti minhu hayisi huku unongodimburwa huro
Apa inenge ichitaura nechirungu zvese, hanzi anyway
Hamusati mafirwa
Ngozi yacho the way it speaks tjoo 😅
Apai paida chiremba padhuze oyananisa vanhu
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 ndofunga mushabvu wacho panga ari mupenyu waitonakidza hake ngenyambo 😅😅😅
Saka mombe dzese idzi.dzpswepk 25 pamunhu
Gaya
Haaaaa uyu Dai ariye akabuda kwana B aimugadzirisa yaaaa guy's Ngozi yakaipa munhu haauraiwe guy's unoparira vanhu
Haa Drewmas ndikasaona notifictaion of your new post every day, ndakutoziva kuti i will be on the same level the whole day😞 pa TH-cam. Thank you for taking us to another level❤.
Ngozi manyama,dai ngozi dzese dzichidai🤗kosei kwamambo Mutasa ngozi ichirambirwa zvainenge yati irikuda😢
Shumba murisei zvenyu nemhuri yose yezimbabwe chirongwa chenyu chinotisvitsa kure , fambai fambai nacho ❤❤❤❤❤
Thanks shumba ndaona kumusha kwangu 🎉🎉
Nice1 ngozi ngadziripwe purizi #ndokumbirawo zita resong iyo please
Ngavaripe.... Kuparira mhuri nhamo nematambudziko
Ndoda hangu kajiti keshoko rava mushowani zvichingodaro daro.kunyanya ipapooo🎉🎉🎉🎉🎉🎉
😢vanozosungwa here vanhu ava justice must prevail
Policing is being driven by social media vanosungwa
Haasungwe aramba ege
Handisati ndambonzwa vanhu ivava vachizonzi vasungwa ini
@@tariromagwazahavasungwe vatonungurwa vanga vakasungwa vangakaiswa mujeri neuyu wavakauraya ndiye avasunungura ndiye anoita kt vashande kujeri renyu renyika iri
@@ChipoMpofu-hl2ll Okay aChihera
Ndokwedu chaiko
Drewmas murirumamiso pfacha hedu isu madrewmas addict, tinoliker tisati tawona ,,
Pliz guys like so dat panouya like notification ndodzoka futi pano
Kkkkkkkk iyi Ngozi inosekesa
Ndivo chief wedu ndimhoreseriwo hama dzangu
Zvatanga seiko
ini ndakazvinzwira ku chimuti chedare asi kwava kusina mavedio ndichiri kutsvaka part1
Yaaah mweya wemunhu Hayriver zvenhuwa
ndiyo ngozi chaiyo iyi munhu anouya achibvuma ega
Mumwe anoramba asi achiziva chokwadi. Painozopinda mumba make munomunyarira chokwadi
Dai ngozi ichibata zvese nevaroyi,tanzwa nekuroyerwa hama dzedu
Uuu ngozi inoshaina shuwa
Ende munhu wacho akauraiwa anenge aitonakidzawo zvake 😢😢😢
Im in love with this song
drewmas munodhuruma❤
😂 ngozi iyi inokunyadzisa😅😅😅😅
Neshamba thnx Shumba madzifambira dze kumba kwangu chaiko pindaipose
Iyaaa ngozi manyama😂shuwa
Ndafara ndaona sekuru vangu
Ini ndafara ndaona team rekumba
Following from the Uk.Andrew wakapenga.You keep us informed.Well done 🎉
God have Mercy🙏🏽, Saka Misha yose ine Ngozi saka🥺, kuti Varaya Neva Rairwa, nekuti Kuuraya Mweya waMwari, neMaoko kudeura mhondi,neMuromo kutaurisa zvaka dzama ,neMaziso kuona apondwa,Nenzeve kuudzwa zvekuraya koitwa ,nekuva weRopa rimwe kucheukira Hama muMusha yapondwa,yaaah😮🙏🏽lwe usina chawakaita Ndiwe wochi tambudzwa muuiti nemhuri game vachifara havo mmmh, Mwari Pindirai Titendeurikire Kwamuri.Acts 2:38 Repent be Born again Revelations 21:8 Murderer shall not see the Kingdom of God. 🙏🏽
eish yah pakaipa saka ngozi irikubudira panani uyo this is scary eh
aaah mazisimba 😂😂😂😂😂 mukoma vainakidza zvavo
Ndine mazisimba angu kkkkkk iyi ngozi yakaoma
Drewmas media taking you to another level
Ngozi iyo mangwana zvinongodzoka futi panodiwa Doctor Mukotsanjera chete apo
Very true kwete izvi zvonetsa mangwana
Ha uye anogona chose
Hayimbodzoki kwedu yakangoripwa pasina chiremba zvikatopera
Kuti vaite sei vakangoripa chete zvaari kutaura zvinenge zvatopera.
Ngozi yaive yaba mombe iyi😂😂😂😂😂
Wabuda dikita uchidzitinha 😂😂😂😂.. Ngozi iyii ayiii mmmm😅😅😅
Andrew please potai muchinyora kuti part 1 kana kuti episode 2 so that we can be able to make a good follow up,yekutanga yacho yakanzii
Shuwa
Iyo ngozi ndomanyama manje, vachapfidza zvavo vese vakauraya, ndokuti vanhu vadzidze kt munhu haarovi
Akauraiwa rinhi akutoziva zve social media?
Homwe yaakagara inozivawo zvimwe handi akagara pamwana wake mudiki
2008
Kana kuti ndimbomudzipa😀😀 Ko vakaurairei munhu anonakidza kudai
KwaChoduku kumusha kwemwana wangu
❤Drewmas media taking us to another level
Mambo vanenge vane mubobobo😂
Pagumbo apa 😂😂😂😂😂 Ari kubobodza vanhu vese nevarume
Mombe dzakawandisa idzo eish pamunhu 27
Murikumhatso kwangu shumba
😂😂😂😂 Kuseka hangu nekuda kwenyambo dzemweya vengozi ..asi ndatisadeura ropa hama munhu ngaafe nenguva yake.
Asi ndarwadziwa shuwa .kuuraya munhu anga achida kunoroora nekuchata
Vanhu hanana moyo shuwa😢
Ukaona wasvika pa retirement basa rechipurisa usina ngozi yawapara tenda Mwari. Miyedzo inoparisa mhosva dzakadai pachipurisa yakawandisa. Mapurisa zivai chivanhu, munosiira vana matambudziko mukapusa.
Kana uchiita corruption unobatwa
Yaa ngozi iyi ma 1 kuita kusimba mukutaura kudai tajaira kunzwa dzinoita zewe zewe nekumbotomuka tomuka kana kuzvongonyoka kunge irikunzwa mudumbu iih ndataurisa (well done Neshamba Shumba)❤❤
Thanks Drewmas Bhozhongora akatipa nzwisa chete
Drewmas media muri rudadiso❤❤
Munhu achimbo urairwei
Mapurisa muriyo here, torai henyu matomatoes evanhu kumisika muchivabhutsura henyu
Ngozi inoda kuripwa nenzira chaiyo chaiyo
Ngozi iyi ine ma one ndati. Vanhu ngatichereyi chokomba tsika yekuponda vanhu imika?😮😮😮😮😮😮😮
Chnga chandijambaa but ndanga ndchiuyaa
Mushonga WeNGOZI Kuripa chete
Mambo ngozi ainei nepeace saka ichinzi Ngozi haina peace