Akatorwa neNjuzu kwemakore 46- questions answered

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 5 ก.พ. 2025
  • More Njuzu pictures

ความคิดเห็น • 860

  • @l.a.t.dm.d.w5582
    @l.a.t.dm.d.w5582 3 ปีที่แล้ว +153

    Let's contribute £10 all of us for these amazing guys honestly this is out of this world seriously ndakamirira zimbabwe this is amazing station irikudzidzisa vanhu takawanda chirungu change chanyanyisa hapana zvatanga tichiziva nezvemagariro netsika. Now I know a lot about our culture netsika dzedu sevanhu vatema. Mukoma Neshamba thank you a million times I repeat you deserve a huge reward.👏👏👏👏

    • @lucybrokenbro7565
      @lucybrokenbro7565 3 ปีที่แล้ว +2

      Let's do it

    • @lucybrokenbro7565
      @lucybrokenbro7565 3 ปีที่แล้ว +1

      Dzimwe nguva vanotadza kufambira nyaya iyi nekuda kwefuel

    • @l.a.t.dm.d.w5582
      @l.a.t.dm.d.w5582 3 ปีที่แล้ว +3

      Totanga sei I am serious let's help them guys apa vanoda kudya as well just doing this for us surely let's show them our appreciation

    • @l.a.t.dm.d.w5582
      @l.a.t.dm.d.w5582 3 ปีที่แล้ว +3

      They must open PayPal account toisa mari ikoko every month we send £10

    • @godalmightyismyeverything7031
      @godalmightyismyeverything7031 3 ปีที่แล้ว

      Vanhu ve dremas don’t even reply back to me. I have asked a few times.

  • @EdnaMugwanira
    @EdnaMugwanira 9 หลายเดือนก่อน

    You are awesome

  • @goal5767-e8n
    @goal5767-e8n 3 ปีที่แล้ว +51

    I love how Drewmas media work... You guys deserve more million subscribers...ZIMBABWEANS let's make this happen...

  • @eniachdakwa4105
    @eniachdakwa4105 3 ปีที่แล้ว +84

    Can't even spend the whole day without checking out if you guys post something Drewmas media you're the best we love you guys

    • @ethanyesh9941
      @ethanyesh9941 3 ปีที่แล้ว +1

      Ndokumbirawo mundibvunzire kuna gogo kuti ndine mainini vangu vasingazvare vangavaitira sei kuti vagone kurapwa

    • @wellingtonmachisa2758
      @wellingtonmachisa2758 3 ปีที่แล้ว +1

      @@ethanyesh9941 mubvunzo wangu unoti vanhu ava kubva zvavakabuda mumvura pane chachinja hr pamuviri wavo

    • @tsitsinyakunu4142
      @tsitsinyakunu4142 3 ปีที่แล้ว +3

      Same here dear

    • @eniachdakwa4105
      @eniachdakwa4105 3 ปีที่แล้ว +1

      @@ethanyesh9941 ask vaneshamba pawhatsapp number inobuda apo iyo I think they'll help you dear

    • @masbaekatanda6987
      @masbaekatanda6987 3 ปีที่แล้ว +2

      Hausi wega shaa

  • @PurpleRoseAcademy
    @PurpleRoseAcademy 2 วันที่ผ่านมา

    Njuzu hadzidi munhu anoda mari kukunda kurapa, Nzuzu dzinotsvaga mari dzoga uye zvirikuita vanagogo vachidemba havafi vakaiona mari,ngavanyarare kana njuzu dzoda mari yadzo inouya ,gogo avo varikuzvishaishira chipo chavo ngavamire vega avo ngavafambe vega,Njuzu dzakasiyana saka munhu aufaniri kungoti wawaona anenjuzu takarasima

  • @vimbaigertrudemaocha3146
    @vimbaigertrudemaocha3146 3 ปีที่แล้ว +7

    Ava vanonyatsoziva zvemadziva nekuti hazvisi zvese zveku mvura zvinotaurwa pajekerere 🤞🏼🤞🏼🤞🏼🌊🌊🌊Gogo Shumba muchengetwe muri pachokwadi .

  • @schi683
    @schi683 ปีที่แล้ว

    Drewmas media u are number 1 of all the stations mune a huge potential may this station reach millions of likes and subscribers musatye tiripo tisu vanh vacho

  • @tsitsidzumbunu2149
    @tsitsidzumbunu2149 3 ปีที่แล้ว +1

    Yaaa njuzu yakaoma for sure mai vangu vakatorwawo vaive chamangwiza chaicho vanhu vanorapa avo

  • @comfortdondo
    @comfortdondo 3 หลายเดือนก่อน +1

    Mai vangu vanobva❤ Mt Selinda ndakatorwa ndiine 11years kwaSawe Bechebough saka ikozvino ndinoita mabasa anoshamisa nemadzimai. ZveNjuzu❤dzanetsa Harare hazvisizvo ba?Matare eNjuzu anofanira kuyereswa kwete zveurombwa zvatirikundoona

  • @PrayerNinja
    @PrayerNinja 3 ปีที่แล้ว +7

    Drewmas Media you are the best reporters in the world. I have learned a lot of things now from you guys. Murambe makabatana makatikoshera mufunge.

  • @adammajid4843
    @adammajid4843 3 ปีที่แล้ว +5

    Thanks mukoma Andrew nebasa hombe ramukuita munyika mwari nevadzimu varambe vachikutungamirai to another level👍

  • @matemeramatemera2789
    @matemeramatemera2789 2 ปีที่แล้ว +3

    Well done for educating us.
    Chivanhu chiriko asi, sei gogo vasiri rich ivo vane manjuzu anonzi mashave emari. Pane zvava kashaisha here? Kana kuti dzimwe I pfungwa dzedu vanhu vatema Hati gone kushanda kuti tibudirire, ndopa muenzaniso, kuvaka chako pamusha hakufanire kupera, unoramba uchigadzirisa apo ne apo kuti utaridzike zvakanaka. Kana kuti chinotinadaro kushaya exposure here handizive. Ko ivo vanjuzu vanodii kutsvagira gogo vanhu vane mari. Uye gogo Dai mabatsira vanhu vobudirira maiwana vanhu vakawanda vanouya. Uye muno dhura zvikuru saka vanhu vasinga kwanise kubhadhara

    • @SmigleSmigliatic
      @SmigleSmigliatic 8 หลายเดือนก่อน

      Hanzii mariii uye varikupi

  • @julietmukunda728
    @julietmukunda728 3 ปีที่แล้ว +1

    Yaaaah ava ndivo vakanyatsotorwa nenjuzu ava I salute you muchembere

  • @TraceyMakumbirofa
    @TraceyMakumbirofa ปีที่แล้ว +1

    Well-done guys. Tipeiwo number gogo wanoziwa chinyakare awa. Ndochinyakare icho ndiri kutsvaga. Gogo ndoda kwaona awa. Thank you machembere

  • @victormahlangu6266
    @victormahlangu6266 ปีที่แล้ว

    Drewmas media thanks alot todawo kutenda gogo

  • @rangacharumbira880
    @rangacharumbira880 3 ปีที่แล้ว +3

    Zvinhu zvacho hazvinzwisisiki , Mwari ndivo vanoziva havo,,, Thanks Drewmas media matiendesa kure kunge Tinashe Mgabe.

    • @lenso3757
      @lenso3757 9 หลายเดือนก่อน

      kunyepa uku

  • @winstonmanjo8925
    @winstonmanjo8925 ปีที่แล้ว

    Woow paBoomGate apo panoperera tara takunanga nyangambambe tapudzai Mashoko

  • @Zimaestro
    @Zimaestro 3 ปีที่แล้ว +14

    Kkkkkk there is now a commotion btwn vana gogo ava

  • @LifeHappens1111
    @LifeHappens1111 3 ปีที่แล้ว +7

    Thank you! These questions answered all my childhood questions!

  • @carolkimberly9069
    @carolkimberly9069 3 ปีที่แล้ว +12

    Shuwa kana usati waziva Drewmas media wakasara 😌🔥🔥🔥🔥🔥

  • @ugonnampofu8467
    @ugonnampofu8467 3 ปีที่แล้ว +8

    Thank you Drewmas media, Mkoma Neshamba taking us to another level 🙏🙏🙏

  • @talentbox3454
    @talentbox3454 3 ปีที่แล้ว +1

    Wow ndashaya mashoko asi ndinongoti zvinoyera izvi,

  • @paulinejindu4711
    @paulinejindu4711 3 ปีที่แล้ว +2

    Drewmas media you are the best guys, koo Chihera vange varipi apa

  • @masbaekatanda6987
    @masbaekatanda6987 3 ปีที่แล้ว +4

    Haaa pakuti unongodemba woona anouya achikupa very true have seen people like that!

  • @samanthakuyeri7485
    @samanthakuyeri7485 3 ปีที่แล้ว +1

    Taking us to another level thank you A.Neshamba ndirikudzidza zvakakosha,

  • @shareenjack8878
    @shareenjack8878 3 ปีที่แล้ว +3

    Well doneDrewmas you are taking us to another level we luv you team tiri kudzidza zvakawandisa Pano keep doing good ende hamunete kudzifambira nyaya dzacho lots of 💞💞💞💞

  • @nomatterdavira5443
    @nomatterdavira5443 2 ปีที่แล้ว

    Ini ndapindurwa hangu thanks gogo

  • @maslinemagejo5365
    @maslinemagejo5365 3 ปีที่แล้ว +7

    Thank you Drewmas media, you keep on taking us to another level

  • @senitamadembo9054
    @senitamadembo9054 3 ปีที่แล้ว +5

    Thank you Drewmas, tirikudzidza🤝Ndoda kubvunzawo kuti ko dzinozoyanika manapukeni kunze kwemvura, ikoko hakuna pekuyanika here, hakuna zuva here zvainonzininyika yakazvimiriria

    • @jescamahove1902
      @jescamahove1902 3 ปีที่แล้ว +2

      Kkkkkkkk zvatsurwa ingawani hanzi hazvionekwi nemunhu wese wese zvinowanzo kuonekwa nevane mashavi enjuzu

  • @bjorosi5050
    @bjorosi5050 3 ปีที่แล้ว +22

    handichadi kuswera ndisina kunzwa nyaya from you guys kkkk ndinitonetseka pakapfuura day ndisati ndaona drewmas media you guys makapenga

  • @swemarichardmakonope1532
    @swemarichardmakonope1532 3 ปีที่แล้ว +5

    Tikaona boom gate tikati mashinga kuendera sekuru vaEva kwaMutare🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣.Drewmas Madia take us another level

  • @nakai5772
    @nakai5772 3 ปีที่แล้ว +3

    Thank you mukoma neshamba ne team yenyu asiwo gogo shumba havasi kufara nhasi ko indava muchembere vaitweiko

  • @praisemasvinge9032
    @praisemasvinge9032 2 ปีที่แล้ว +1

    I wish all presenters are mature and proffessionnal like Mr Andrew Neshamba.

  • @teemanteeman9640
    @teemanteeman9640 3 ปีที่แล้ว +46

    100 000 subscribers knocking…I am counting down everyday and feel excited like it’s my own channel

    • @beautyshonhiwa2408
      @beautyshonhiwa2408 3 ปีที่แล้ว +1

      u sweet

    • @maiwalee
      @maiwalee 3 ปีที่แล้ว +3

      Me too shaa. I'm excited for them. I hope TH-cam will pay them well and fairly

    • @Lucas-se6in
      @Lucas-se6in 3 ปีที่แล้ว +1

      @@maiwalee Sad to tell you that he won't be able to receive enough money from TH-cam since most of the views are coming from Zimbabwe and S.A, to earn more money his channel should be viewed more by people in European countries. Hazoshaiwe hake ma 200 usd

    • @maiwalee
      @maiwalee 3 ปีที่แล้ว +2

      @Lucas but that's not fair, views are views init. That is discrimination indeed, are African views not views. Anyway I'm sure there's more of us now watching in Europe. And we need to write a petition to TH-cam then. 🤔😥

    • @Lucas-se6in
      @Lucas-se6in 3 ปีที่แล้ว +2

      @@maiwalee thats what it is and ma views ake mashoma zvakare. I think he should start using subtitles to attract international views. There is a youtuber who was paid 500usd for more than a million views simply because most of ma views ake aive from Africa saka youtube inonetsa pama payments apo thats why you see vana Mai Titi and Madam Boss vasinga nyanyi kushandisa youtube pushing most of their work pa Facebook. But zvichaita he will be there its not easy step by step

  • @Amarie077
    @Amarie077 3 ปีที่แล้ว

    Mwari vakukomborerei va Neshamba nebasa rese ramunoita. Tanzwa chichemo chaana gogo vedu tichakubatai pa nhare.

  • @pheobiehakutangwi9203
    @pheobiehakutangwi9203 3 ปีที่แล้ว +9

    Gogo she's very beautiful and I like her behavior but assistance have jealous zvavo anyway let's watch an see 🙄😂😂🙏🙏

  • @sharonmfembi9993
    @sharonmfembi9993 3 ปีที่แล้ว +5

    Whenever i turn my youtube on.... Drewmas media takes me to another level❤️❤️❤️❤️❤️

  • @masbaekatanda6987
    @masbaekatanda6987 3 ปีที่แล้ว +1

    Drewsmas Media yedu!
    My favourite youtube channel...ndipo patinoona gwara rehupenyu...Tendwai Chikara chesango neteam yenyu yese!!!

  • @freedommagwaza3005
    @freedommagwaza3005 3 ปีที่แล้ว +31

    Gogo is cooperating bit by bit mapics akujeka zvishoma zvishoma thank you drewmas crew

  • @linnetzizi2688
    @linnetzizi2688 3 ปีที่แล้ว +13

    Thank you Drewmas for taking us to another level.

  • @pamelachitenga8718
    @pamelachitenga8718 3 ปีที่แล้ว +1

    Thank you Drewmass for meeting ana gogo again and educating us

  • @nobuhlebanda9108
    @nobuhlebanda9108 3 ปีที่แล้ว +17

    When Gogo said ngachiende kwa assistance wangu uyo anogona 😅u could cut the tension with a knife .Havana kubatana vanhu ava mmm

    • @llions5633
      @llions5633 3 ปีที่แล้ว +1

      Ndazvionawo mnnnnnnn 😅😅 hapana unity apa .

    • @Journ_eywithbrenda
      @Journ_eywithbrenda 3 ปีที่แล้ว +1

      Ndazvionawo pane makakatanwa

    • @liniahc
      @liniahc 3 ปีที่แล้ว +1

      Ndazvionawo. Kune anoti anogona kudarika umwe.

    • @archfordmatienga9066
      @archfordmatienga9066 3 ปีที่แล้ว

      Ndapaona hangu ipapo. Pane asiri kufara nema side jobs apa.

    • @Erube-pr7bb
      @Erube-pr7bb ปีที่แล้ว

      Ndazvionawo ini kt pakaipa apa pane nyaya Havasi kuwirirana vanhu ava panoti hukuru apa

  • @AnthiaGwazani
    @AnthiaGwazani 10 หลายเดือนก่อน

    Ndafara nebasa ramunobata ndadzidza zvakawanda rambai muchiyenderera mberi nebasa rakanaka❤

  • @wisdomshopera7510
    @wisdomshopera7510 3 ปีที่แล้ว +4

    Neshamba nyaya iyi inoshamisa ..its unbelievable

  • @michaelmoyo8901
    @michaelmoyo8901 3 ปีที่แล้ว +2

    Excellent report guys tx for keeping us updated

  • @sheltermukamba8577
    @sheltermukamba8577 3 ปีที่แล้ว +2

    Thank you Andrew nekuigira ana gogo food

  • @PreciousNyashaRujuwa
    @PreciousNyashaRujuwa ปีที่แล้ว

    Kumbirawo # dzagogo shumba

  • @perseverencemoyo2464
    @perseverencemoyo2464 3 ปีที่แล้ว +1

    Kuthiwa ngamajuzu yini Mampofu kumbe yi njuzu😗

  • @millary01
    @millary01 3 ปีที่แล้ว +4

    May God bless u drewmas media

  • @lucyliza5752
    @lucyliza5752 3 ปีที่แล้ว +9

    Good work Drewmas media 👏 I don't mind giving a small contribution to this lovely channel

    • @l.a.t.dm.d.w5582
      @l.a.t.dm.d.w5582 3 ปีที่แล้ว

      Let's do it guys am on it waiting for the PayPal they are sorting out

  • @langelihlesam5895
    @langelihlesam5895 3 ปีที่แล้ว +1

    Thank you for the updated information.We appreciate

    • @Akim-o6l
      @Akim-o6l 9 หลายเดือนก่อน

      Wakanaka

  • @faithmapfumo4437
    @faithmapfumo4437 3 ปีที่แล้ว +1

    u're the best mkoma Andy

  • @starwellchimuka3415
    @starwellchimuka3415 3 ปีที่แล้ว +1

    Wow amazing Drewmas kuseri👏👏 kuMukwasini 👆

  • @BlessingKapirima
    @BlessingKapirima ปีที่แล้ว +2

    Mukoma Nheshamba ini mandibvunzira mubvunzo vakanaka inini ndrimumwe anedabudziko rekudhakwa mugandibatsire sei ndirijoni asi ndinokwanisa kutumira muripo wacho kuti ndirege doro

  • @chezidiaries322
    @chezidiaries322 3 ปีที่แล้ว +1

    Tiri kudzidza thanks vaneshamba.

  • @tawandachishatoofficial
    @tawandachishatoofficial 3 ปีที่แล้ว +1

    good bbye my friends yakapenga iyoooo kkkkk

  • @Kingdomcityzen
    @Kingdomcityzen 3 ปีที่แล้ว +4

    The very best. The cremora

  • @gladysmoyo6368
    @gladysmoyo6368 3 ปีที่แล้ว +1

    Dremas media makumberi ndimi munechimuti ❤ Keep it guys.

  • @officialfaychi7941
    @officialfaychi7941 3 ปีที่แล้ว +1

    Thank you Drewmas 😊very informative

  • @MildretTapfuma
    @MildretTapfuma 3 หลายเดือนก่อน

    Ndevekup vana gogo avo

  • @Yeuliz
    @Yeuliz 3 ปีที่แล้ว +1

    Hey tirikudzidza wena nedrewmas media 👏👏👏👏👏👏👏

  • @ednashumba8326
    @ednashumba8326 3 ปีที่แล้ว

    Pano ndopandinotandarira.happy kti mapfuura nepaNyangambe apo.mapaon here paUjiji shopping center.

  • @19leki77
    @19leki77 3 ปีที่แล้ว +1

    Thank you so much Drewmas👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾

  • @nicholastsakatire8744
    @nicholastsakatire8744 3 ปีที่แล้ว

    Ndoona kunge pane kakunyepa pekuti njuzu dzinozowatora kana dzikaona wachitambudzika ipapo kunyepa maonero angu vanenge vanhu wemuraini wakapfekedzwa mawigi wachazongoshaikwa zvonzi wakadzokera

  • @monalisakaetano8083
    @monalisakaetano8083 3 ปีที่แล้ว +9

    Drewmas Media u are more than amazing and a blessing...Taking us to another level forevermore..💖👏👏🎆💕

    • @melodychitunhu4223
      @melodychitunhu4223 3 ปีที่แล้ว +1

      Yaaa a nagogo havasiiufara nhasiii chiiii,ko kune njuzu dzemusuweji here

  • @angelinaballerina5203
    @angelinaballerina5203 3 ปีที่แล้ว +4

    Drewmas Media always on point 👌💖💖

  • @swemarichardmakonope1532
    @swemarichardmakonope1532 3 ปีที่แล้ว +1

    Gogo avo Ndivo vanopindura chete ko avo vakanyarara ngawataurewo

  • @rofhiwamillicent7284
    @rofhiwamillicent7284 3 ปีที่แล้ว +1

    Chivanhu chiriko n ndinotenda Drew ma's Media nebasa ravo. 🥳🥳🥳

  • @memoryremayi8320
    @memoryremayi8320 3 ปีที่แล้ว

    Keep it up guys nebasa ramurikubata

  • @patiencechimhanda3734
    @patiencechimhanda3734 3 ปีที่แล้ว +8

    Hanzi njuzu dzine rudo they're nice how true is that I mean ukaita half munhu half fish or snake kuve nice ikoko kkkkkkk this magogo just called a marine spirit very nice

  • @francischimusasa8314
    @francischimusasa8314 3 ปีที่แล้ว

    Kkk vanagogo kuenda mberi avazonyasi kushandidzana vakuitirana godo.thanks drewmas tadzidza aripi chihera ndasuwa kuseka kwake

  • @juniorkenneth286
    @juniorkenneth286 3 ปีที่แล้ว

    Vaneshamba magonesa esh mandiratidza kumba kwangu bhumu gate re green safari 👏👏👏👏

    • @merjurynjaravani5781
      @merjurynjaravani5781 3 ปีที่แล้ว

      Kumba kwangu wo shas ndafara

    • @juniorkenneth286
      @juniorkenneth286 3 ปีที่แล้ว

      @@merjurynjaravani5781 kkkkkk handi muri mainini vangu here pamasunga apo

    • @merjurynjaravani5781
      @merjurynjaravani5781 3 ปีที่แล้ว

      @@juniorkenneth286 ndini mwana wangu urisei

  • @Beautifulchihera
    @Beautifulchihera 6 หลายเดือนก่อน

    Gogo ava vane shavi reNjuzu chairo. Varikunyatsotsanangura nemazvo. Kwete zvataakunzwa thesedays.. Vataura chokwadi, havana mwana, nekuti vane manjuzu kazhinji havabereki nekuda kweshavi irori..

    • @beehrsolutions9315
      @beehrsolutions9315 3 หลายเดือนก่อน

      You misheard her. She has children and she was married. You lie and you don't know anything

  • @thabangjobeth3202
    @thabangjobeth3202 3 ปีที่แล้ว +1

    Big up to you guys for the coverage and the publication of such stories. You guys have taken us to another level

  • @malvernchipaza4521
    @malvernchipaza4521 3 ปีที่แล้ว

    Thank you drewmas media, ndatowanao zvandabata contribution handinao hanku but to those wakabatsira Tinotenda, vanokwanisa zvechokwadi ngavabatsire.

    • @enocksibanda3031
      @enocksibanda3031 2 ปีที่แล้ว

      Am very interested with drewmas media God bless you

  • @annanyamugudza5658
    @annanyamugudza5658 3 ปีที่แล้ว +3

    Aaa mimwe mubvunzo yacho ndashaya basa rayo vanhu kuda kuziva here

  • @thomasjames4138
    @thomasjames4138 3 ปีที่แล้ว +44

    There's is jealous between senior gogo and assistance

    • @karenmusaerengera7727
      @karenmusaerengera7727 3 ปีที่แล้ว +8

      Ndaona sekunga assistance vanototya senior gogo ivavo

    • @fredahama3957
      @fredahama3957 3 ปีที่แล้ว +7

      Kkkkkkkk assistance havasi kupihwa mukana wekutsanangura

    • @annamaphosamaphosa3233
      @annamaphosamaphosa3233 3 ปีที่แล้ว +5

      @@karenmusaerengera7727 lnyaya yemari chete umwe nemumwe arikuda kupiwa mari

    • @kwarummond77
      @kwarummond77 3 ปีที่แล้ว +6

      Senior gogo vakutofinyima. Body language yavo says it all

    • @sharonnyamandenyamande2614
      @sharonnyamandenyamande2614 3 ปีที่แล้ว +2

      @@kwarummond77 yaaaa ndaona kuzopesana kwavo mberi nekut mumwe nemumwe akurwira zvake

  • @tinashemoses6440
    @tinashemoses6440 3 ปีที่แล้ว

    Ndirikudawo kuwona gogo Shumba ndingavawinewo sei

  • @acmfirst5481
    @acmfirst5481 2 ปีที่แล้ว

    Vanhu vaya vari kunzi vafira mu Mediterranean Sea vachizama kuyambuka kuenda ku Europe, muchanzwa zvonzi injuzu dzakazara mu gungwa iri uye umwe musi muchaona kubuda vanhu three million pazuva rumwe chete. Chief Njuzu anobva ati training yevanhu ava yapera saka tavabudisa.
    Kana ane hama yake kana shamwari yake yakapinda mu gungwa iri kana muLimpopo River kana Save, ngaakasire kunditumira mari ndudze Chief Njuzu kuti unokumbira kuti hama yako ibude pa first batch. Mari yacho 15 USD

  • @constancematsika4758
    @constancematsika4758 3 ปีที่แล้ว +1

    Ndokudai ana gogo

  • @caciousmoyo745
    @caciousmoyo745 3 ปีที่แล้ว +3

    Thanks so much I love u all I stay in Zambia rambai muchishanda

  • @hillarychitumba213
    @hillarychitumba213 3 ปีที่แล้ว

    Ndafunga kanyi. Turwi chirinda gwindingwi chipingeyo

  • @swemarichardmakonope1532
    @swemarichardmakonope1532 3 ปีที่แล้ว +3

    Haaaa ini ndakadirwa mvura ndina gogo vangu kwamurehwa.kubva ipapo handifarire kutambira kumvura nekuti zvandakazonzwa through church nekuchivanhu.hope dzandorota dzinondityisa zvekuti handichafarira pedyo nemvura

  • @christophermthethwa
    @christophermthethwa 2 หลายเดือนก่อน

    Mukukhuzi ndi baba vangu

  • @ruvarashechinyanga9149
    @ruvarashechinyanga9149 3 ปีที่แล้ว +1

    Thank you drewmas ne chirongwa chamunotipa

  • @indramakumbirofa162
    @indramakumbirofa162 2 ปีที่แล้ว +1

    This is a mystery and will remain a mystery I don't know what to think or believe...

  • @muchi313
    @muchi313 3 ปีที่แล้ว +2

    zvinoita here gogo vaite Chamisa aite President please

  • @MitriMason
    @MitriMason 2 ปีที่แล้ว +2

    Thank you nebasa guru ramurikuita kutizivisa zvatiri.We are black Africans ...we can not runaway from our culture .

  • @GraceMugomo-e5s
    @GraceMugomo-e5s 12 วันที่ผ่านมา

    Koo munhu akafa aneshavi renjuzu
    Koo dzinodii njuzu anozomukira kumvura ere

  • @normanhlungwane343
    @normanhlungwane343 2 ปีที่แล้ว

    I always do that zvekutoti ndotya kutoyambuka rwizi uye ndinoona chamupupuri mumvura ngyva dzese ndagara hangu ndinoyera dziva zvekutoti kana kubhaguja chaiko handigone ndotya mvura veduwe zvekutoti dzimwe nguva ndosemeswa nevanhu rume

  • @lucybrokenbro7565
    @lucybrokenbro7565 3 ปีที่แล้ว +12

    As always we can't thank you enough Drewmaars👏👏👏👏

  • @newtonmavondo8400
    @newtonmavondo8400 3 ปีที่แล้ว +1

    Dramas media you are the best

  • @rudzichief6207
    @rudzichief6207 2 ปีที่แล้ว

    Ini ndinofarira kudaya daka remuchitubu chemvura kana sand ingava shavi renjuzu here

  • @rumbidzaimarthamariwo4682
    @rumbidzaimarthamariwo4682 10 หลายเดือนก่อน

    Gogo makadini munobhats ta mahara here ndinonzwa kufambwa nechinhu kumusana kwangu uku

  • @fridayhaji-di9bj
    @fridayhaji-di9bj ปีที่แล้ว

    Saka njuzu inogapayi

  • @alcatelthree
    @alcatelthree 3 ปีที่แล้ว +6

    Assistant smart 🤓 iripo Boss vanenharo 🤣🤣

  • @omegamazodze7864
    @omegamazodze7864 3 ปีที่แล้ว +3

    Machembere akapenga aya wish to visit them one day

    • @omegamazodze7864
      @omegamazodze7864 3 ปีที่แล้ว +1

      Ko vana gogo vanozoshaiwa chikafu sei ivo vachirapa vanhu zvakadai?asi avabhadharise

    • @tannahannah2956
      @tannahannah2956 3 ปีที่แล้ว +1

      Maihwe wanobhadharisa ndaqa ndriko ndakadzoka nezuro

    • @ellenveremu7569
      @ellenveremu7569 3 ปีที่แล้ว

      Tannah Annah where do I get them

    • @faithchikukwa6348
      @faithchikukwa6348 3 ปีที่แล้ว

      @@tannahannah2956 kwakurisei mari

  • @geegee8763
    @geegee8763 3 ปีที่แล้ว

    Gogo chiii chavari kuisa mkanwa....

  • @memorymangwere4101
    @memorymangwere4101 3 ปีที่แล้ว +1

    Avo ana gogo avo ndivo vakatorwa nenjuzu vacho plus ndivo vane mapics atatanga kuratidzwa hre nhai vakapfeka mawig ndiudzeiwo ndinzwisise

  • @Mbegabulawe
    @Mbegabulawe 3 ปีที่แล้ว

    Team iri rodikitira manje. Kuchitonhora vanodikitira. Thus how powerful their spirits work through them...