If anything like this happens to my child I'll show them God is stronger than any mountain, I'll face that spirit with one powerful prayer ipapo ipapo I believe in the blood of Jesus no prophet is stronger than a mother's prayer
Mapurisa aya ngaasadaro shuwa kurova mwana kusvika pakuputika nzeve😢😢😢😢 haaaa no mhani and they are clearly protecting The Head and the Teacher, no no no
This people must get justice mkoma robbie please help them ndarwadziwa..nxa zvimapurisa zvenzara zvisina jere izvi zvinenge zvapihwa bribe mbwa dzevanhu
Kuno kuMozambique mapurisa haachina remuromo. Mupurisa munhu seni ane mhuri. Kuno kunopiswa dzimba dzemapurisa nekurohwa abvisa uniform. Zimbabwean police iri kupfuuridza. Sungai asi hapana need yekurova vanhu as long as ari cooperative.
God Will Shame Your Enemies Declare In Prayer 🙏🏽 Micah 7:8-10 > My Enemy, don’t laugh at me. I have fallen, but I will get up again. I sit in the shadow of trouble now, but the Lord will be a light for me. 9 I sinned against the Lord, so he was angry with me, but he will defend my case in court. He will bring about what is right for me. Then he will bring me out into the light, and I will see him set things right. 10 Then my enemies will see this, and they will be ashamed, those who said to me, ‘Where is the Lord your God?’ I will look down on them. They will get walked on, like mud in the street.”🙏🏽
community justice vanhu dai maiziva the power of unity,vanhu ngavabatane as a community makagara nemhandu muraini mapurisa ava they need to respect the laws
But Minister of Police does it really mean to say nyaya dze mabatirwo arikuitwa vanhu nema purisa hava dzibzwe. Or else constitution ye zimbabwe yava kubvumidza mapurisa kushungurudza vanhu. Ndo ma 5 o levels here aya. Guys after abusing tinoda futi kurarama. Wambozvi bvunzawo here kuti waoedza basa unienda nei kumba Dai vari Mai vako, baba vako, hanzvadzi yako, mukoma wako, mivakidzani wako woona a shungurudzwa kudaro unonwa sei. Vana vako vanidzidza ne vana vamai vawakuvadza. Do you guys as police officers really know your duties. Rangarirai kuti kudenga Kuna mwari. Zvimwe zvamunizoona zvichinetsa mumhuri dzenyu misodzi ye vanhu. Unishnda hupenyu hwese kusvika ufe usina cahunacho asi uchitambira vana vako vagova marombe. Basa renyu kuchengetedza vanhu Nekuyananisa vanenge vatadza kunzwisisa a. That's muchinzwa zvichinzi municipality police. You working and live with the community.
Kumusoro meaning the ministry of education however they do not concern with these type of spiritual issues so vanoisa kwamambo mambo voisawo kumaporofita, n’anga or mhondoro. Get in touch with with the ministry ndovanokupai mhinduro or vochikupai bvumo yekupinda paSikuru.
Ko police yakungorova vanhu here nekubata vakadzi mazamu? Instead of helping the situation yevana iripo vana varikugara musango vanobatsira vemweya batsirai vanhu vatambura ava Ko ma teacher na head why are they being not investigated.? Vemweya batsirai
@@jamespandehuni9154Taita dambudziko rekuda kuitirwa zvese for free after that totaura zvakawanda zvakadhakwa. The most reason why vanhu vachizoramba kupa help.
Kumusoro meaning the ministry of education however they do not concern with these type of spiritual issues so vanoisa kwamambo mambo voisawo kumaporofita, n’anga or mhondoro. Get in touch with with the ministry ndovanokupai mhinduro or vochikupai bvumo yekupinda paSikuru motaura naHead/D. Head. Parizvino you can only call the Head Master wonzwana kuti mofamba sei
Nyakuchena haisi ku Mudzi iri ma Mutoko aanyakuchena yaa mumudzi isu takakura ichingonzi iri mamutoko mudzi ichitangira panonzi pa Suswe passzvichidzika
Ko nhai anaMakandiwa ndopamungadai muchiratidza rudoka apa batsiraiwo vana avo ndopamunowana support chete zvonetsa vanhu vave nemar havachinei nevamwe mambo imi munesimba mapurisa asingaite mushe ngavadzingwe basa
Police musaita dzungu imi, solution kukurovai chaizvo, makauwana kupi mitemo yekurova vanhu, moda kurohwa, kana kukupengesai, ndosaka vasingapiwe mari coz you are not educated, rubbish, if i was me ndaikutyorai tyorai
Zvikurwadza izvi vana wedu hawachaendi kuchikoro apa muchibhadhara school fees ,,,maticha kurwira kuba mari dzechikoro kuromba nzara yanyanya thanks kune vese vari kubatsira vana wedu
If anything like this happens to my child I'll show them God is stronger than any mountain, I'll face that spirit with one powerful prayer ipapo ipapo I believe in the blood of Jesus no prophet is stronger than a mother's prayer
Mapurisa aya ngaasadaro shuwa kurova mwana kusvika pakuputika nzeve😢😢😢😢 haaaa no mhani and they are clearly protecting The Head and the Teacher, no no no
God have Mercy upon our children guide them with your Holy spirit 🙏🙏
This people must get justice mkoma robbie please help them ndarwadziwa..nxa zvimapurisa zvenzara zvisina jere izvi zvinenge zvapihwa bribe mbwa dzevanhu
Nyaya inorwadza mapotofita haadzidzise vangu kunamata anovapa nhombo oti shandisayi , vuduwee batsirwayi asi pfungamayi munamate veduwee.
Munoziva here kuti Ivo ve satanism vacho vanoita miporo sei havarare , siyai hope idzi mabvi pasi murwisene nerima iri hazvebve nhando zvinodawo nharo , asi hatirwe nenyama neropa asi nemweya let's pray.
🙏🏻🙏🏻🙏🏻🙏🏻🙏🏻🙏🏻🙏🏻Ameen munhu vaMwari kutoitawo nharo uchinamata
Eish pasi rino harisisina kumira zvakanaka
Zvoda kunamata pachavo nekutodavo vabetseri
KO shandaika namadam vacho vasunungure vana
Iwe yindava kutaura chokwadi rese kudai,why vasiri kudzidzisa vanhu kunamata varikuhla kuti the fame they have inozofa,sometimes I think varivese ini
Mapurisa ngaasungwe
Haa kana uchizviona zvirikwewamwe unoti isocial media ndezvekunyepa ndazobvuma manji zvapinda kwedu chaiko mwari pindirai
Zvakaoma dear ini ndiri wekwakaitano
Mambo varismart vanenge vakafunda chaizvo🤦♀️💥💥💥💥
This is sad indeed 😢
Kuno kuMozambique mapurisa haachina remuromo. Mupurisa munhu seni ane mhuri. Kuno kunopiswa dzimba dzemapurisa nekurohwa abvisa uniform. Zimbabwean police iri kupfuuridza. Sungai asi hapana need yekurova vanhu as long as ari cooperative.
God Will Shame Your Enemies Declare In Prayer 🙏🏽
Micah 7:8-10 > My Enemy, don’t laugh at me.
I have fallen, but I will get up again.
I sit in the shadow of trouble now,
but the Lord will be a light for me.
9 I sinned against the Lord,
so he was angry with me,
but he will defend my case in court.
He will bring about what is right for me.
Then he will bring me out into the light,
and I will see him set things right.
10 Then my enemies will see this,
and they will be ashamed,
those who said to me,
‘Where is the Lord your God?’
I will look down on them.
They will get walked on, like mud in the street.”🙏🏽
Officers from the ZRP are fingered again for the wrong reasons here.
Why beat up suspects before they appear in a court of law?
Ma Human rights Lawyers ngavabatsire vakadzi avho zwimapurisa zwenhamho zwirangwe zwakaoma, zwima purisa zweku Zimbabwe zwino jairira vanhu zwakafanana ne chihurumende chacho
Idambudziko hombe ...Mukoma Roby huyai na Sekuru Tasvu pazvikoro apo ndinovimba zvinopera
community justice vanhu dai maiziva the power of unity,vanhu ngavabatane as a community makagara nemhandu muraini mapurisa ava they need to respect the laws
Mupurisa wese akaita moyo wakaoma iwoyo zviendewo kuvana vake
Mapurisa aya varipamwechete ne team ririkushandisa vana,,
Mtoko here hamusati maiziva imi inehondo
Shame so sad im so heartbroken
Hi, which Karumazondo are you?
Mapurisa indava chi satanism kudaro.
Ngaca kwane..they need reporting haaa..so painful
Ma headmaster aivepo ahana kurombera ma sports here
Cover our children ooh God
But Minister of Police does it really mean to say nyaya dze mabatirwo arikuitwa vanhu nema purisa hava dzibzwe. Or else constitution ye zimbabwe yava kubvumidza mapurisa kushungurudza vanhu. Ndo ma 5 o levels here aya. Guys after abusing tinoda futi kurarama. Wambozvi bvunzawo here kuti waoedza basa unienda nei kumba Dai vari Mai vako, baba vako, hanzvadzi yako, mukoma wako, mivakidzani wako woona a shungurudzwa kudaro unonwa sei. Vana vako vanidzidza ne vana vamai vawakuvadza. Do you guys as police officers really know your duties. Rangarirai kuti kudenga Kuna mwari. Zvimwe zvamunizoona zvichinetsa mumhuri dzenyu misodzi ye vanhu. Unishnda hupenyu hwese kusvika ufe usina cahunacho asi uchitambira vana vako vagova marombe. Basa renyu kuchengetedza vanhu Nekuyananisa vanenge vatadza kunzwisisa a. That's muchinzwa zvichinzi municipality police. You working and live with the community.
Sekuru Kanengo zve Satanism vanonyatsozvigona.plus uya hana hudyire anogona kubatsira chikoro chese pachena
Moyo wangu varwadza semubereki
Pakudikwa Kanengo apa hama dzangu zvinopera izvi
Thats my Chief
Zim hachadi zvekupeta maoko tiri kutongwa na satani chaiko why are they abusing vabereki😢😢😢
Unfortunately world over and nyaya yekutsvaga mari is our worst enemy. As parents hationi ma signs at early stages nekuti tinenge tisipo.
Yowe Zimbabwe garai mega kuwengana pachedu hre dayi Mwari watibatsira
Parikudiwa Zinatha apa
Zvinoda vechurch. Satanism inoremera zinatha
Itai vakanengo vasvikepo zvinopera izvi
Government ikagona kusunga zijembere riye rinozviti bishop rinobuda richitamba zvinonyadzisira vanenge vabatsira chaizvo
Pa school pangu😢
Mkoma Roby pliz ngatiitei zvevana vechikoro izvo zvomobvunza hazvina basa izvo vavekungoita chihure chazarisa sekwaBushu uko
Nyika yakuguma madam ngaasungwe hurumende ngaipindire
One madzibaba vataura chokwadi kuti hatigoni kubvisa
Ichokwadi madzibaba vanotaura chokwadi havagone Mwari ngaavapewo simba
So sad
Kumusoro meaning the ministry of education however they do not concern with these type of spiritual issues so vanoisa kwamambo mambo voisawo kumaporofita, n’anga or mhondoro. Get in touch with with the ministry ndovanokupai mhinduro or vochikupai bvumo yekupinda paSikuru.
Ko police yakungorova vanhu here nekubata vakadzi mazamu?
Instead of helping the situation yevana iripo vana varikugara musango vanobatsira vemweya batsirai vanhu vatambura ava
Ko ma teacher na head why are they being not investigated.?
Vemweya batsirai
Ko Ari kupa vana Mmba ndiyani futi
ndafarira madzibaba vati tinokwanisa kuona asi hatikwanise kubvisa, zvinoda vamwe
Huyayi mugani secondary school zhombe kune same story izvozvi,
Imi saMambo munoti wani munesimba sehurumende dzingai mateachers modzingisa police yasatani iyo papinde vanhu vanehuMwari Zimbabwe yonetsa nekuda kwehurombo asi
Mapurisa atowemo muchirongwa but hamusi kuzviziva
My former school 😢😢
Uuummm ihorra bba zvirisei
@kennethchipurirokenso8696 bhoo madii haa zvakutyisa
E ndai kwaSekuru Tasvu zvopera😮😮😮
Hanz vakadeedzwa Havana kuuya
@@jamespandehuni9154Taita dambudziko rekuda kuitirwa zvese for free after that totaura zvakawanda zvakadhakwa. The most reason why vanhu vachizoramba kupa help.
Vakanga vakavhara matare mumwedziwaMbudzi
😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭
Kohoko naimi wanamudzidzisi kuita moyo tema ukadai .????Rekerai Wana wamabiyenyu wararame
Amai vatanga kutaura, handina kunzwisisa zvavari kutaura, kutadza kutsanangura here, weduwee
I think its a problem of editing by Robert ari kubvisa information ichisara yave unclear
@@cleopaschariga3306Yes wataura chokwadi nekuti handina kukwaniswa kuzvibatanidza
My former school
Kumba kwedu😢
Pangu panyamatawa apo
Ndakambo ticha panyamande secondary,
@@NetsaiTaulo horaiti
Makosa pfachaa ndekwedu uko
Ko vanodii kudzinga mateachers acho
Kumusoro meaning the ministry of education however they do not concern with these type of spiritual issues so vanoisa kwamambo mambo voisawo kumaporofita, n’anga or mhondoro. Get in touch with with the ministry ndovanokupai mhinduro or vochikupai bvumo yekupinda paSikuru motaura naHead/D. Head. Parizvino you can only call the Head Master wonzwana kuti mofamba sei
Aiwaba imi Dzingai Ma Teacher yo imi Nxa Satanism ndedzavo idzo Nxa👿😡👹👎
This mambo's explanations of the issues faced by these students.He is not much bothered. He is not showing much interest pane zvirikuyitika.
Veduwe kaaa. Zvonzwisa tsitsi izvii veduwe mwari pindirai
Idihwi ndahadziwa idi chiiii chakadaro choooo naimi wanyai .?????Inini buja ribodzi ririkuhwadziwa .Zvinotuma wanhu huroyi.Mozambique kureba idi unenge uchauraya matichayo nomaHeadmaster yoo??
I think pakutoda bato rinorwisa mashandiro arikuita mapurisa they are so abusing our innocent people.
Muzvikoro akutyisa zvakuda kusimba pana mwari pane nyaya futi yemwana akaona madam vapachikoro mutoilet vachidya mapads aneropa akaitwa chimumu
55:04 vabereki avo ngavadzore speed pakufamba apo vakukwadza mwana nekumhanya
Nyika yaoma weduwe, ndakadzidzapo pachikoro pangu .Tsitsi Chimedza , Angela Chimedza huyai munzwe mashura aripano
Apa mwana uye weKwaMtare akafa nenyaya idzodzi
Ndi Vanesa . Mudare raMambo Marange
Eeeeh Vannnesa
i feel sorry for my communities kujairirwa kwacho kwakapfurikidza
Nyakuchena haisi ku Mudzi iri ma Mutoko aanyakuchena yaa mumudzi isu takakura ichingonzi iri mamutoko mudzi ichitangira panonzi pa Suswe passzvichidzika
Endai kwaProphet Miracle paul zvinopera
Ngavanamate ivo vabereki
Ko nhai anaMakandiwa ndopamungadai muchiratidza rudoka apa batsiraiwo vana avo ndopamunowana support chete zvonetsa vanhu vave nemar havachinei nevamwe mambo imi munesimba mapurisa asingaite mushe ngavadzingwe basa
Police musaita dzungu imi, solution kukurovai chaizvo, makauwana kupi mitemo yekurova vanhu, moda kurohwa, kana kukupengesai, ndosaka vasingapiwe mari coz you are not educated, rubbish, if i was me ndaikutyorai tyorai
Kuvaita kafira mberi chaiko nxaa vanodherera
I know that guy madzibaba Lloyd
Mapurisa aita huori
Aaaa Inga zvakaoma
Zvikurwadza izvi vana wedu hawachaendi kuchikoro apa muchibhadhara school fees ,,,maticha kurwira kuba mari dzechikoro kuromba nzara yanyanya thanks kune vese vari kubatsira vana wedu
Robert
Enda nekumba kwangu unotore nzungu
@@NetsaiTaulopapi pacho kkkk
Heee
@@robertapfumaneyi pasuswe apo unongobvunza surname yekuti Chaipa jus near 22 infantry battalion.
Tiratidzeyi kwairi nzvimbo iyo
Mapurisa aya ngasadaro weduwe
Mwari pindirai.
Zvima teacher zve satanism no one has named and shame them..why.are they so powerful..or pane deal roripo.
This is getting too much mhani
This is not real trained police,nonsense
Pahurumende hatina zvatinotarisira asi dai vaMugabe vaivepo zvaisavapo izvi ukaona mukuru wenyika p asina kana paunonzwa kuti vadonata kuzvikoro kana kubatsira bofu rimwe chete zvaro hazvina betsero munhu akashaya Mwari anoshaya nyadzi oita hake zidla vanhu hutsinye
Zvorwadza
Mapurisa akaita zvakaipa kudai ngaasangane nematambudziko akadii
Mapurisa nekatengesi avo ngavasungwe
Zvinorwadza izvi Dai vana vabatsirwa
Ma teacher ari kudeedzewa nevana mgavadzigiwe nhai vari kukonzeresa varoi vevanhu xaaa
Dai zvaenda kudzimba dzeapurisa zve satanism zvacho thats my prayer
😢😢😢😢😢😢uuuummm ma one
Nhayi mwari kumusha hwangu
Mamboo vedu
Nyakuchena imudzi cz mudzi inotangira pamhiri paester hunyani
Madii kudaidza ana sekuru kanhengo
Mapurisa rudzii anobata zamu zvichiri zvebasa here haa mupurisa iyeye ngaatsvage basa rekupfudza mombe ndiro chete richiri kuwanikwa nyore iroro rechipurisa handione vakaenderera mberi
Nhayi vedu vana varwadziwa ava nemutemo wacho buzy kurova vanhu zvino totizirepi
Sekuru matakanure hero basa
mambo vangu kizito nyakuchena
1 madzibaba wandanzwa achitaura chokwadi varikuzviona asi kuzvibvisa havakwanise
Apa hapasikuda zvemari guys mari tatonzwa kubuda mari takukumbira help kun'anga
Mapurisa anoda kuroiwa chete
Mapurisa nevabereki varikufamba nemapurisa moyo vekubereka makaisepi nemi murivaroyi nesatanisim iyoii
Mapurisa havachaite zvepamutemo .vanhu vemutemo batsiraiwo ndizvo here zvinoitwa
Ko kwaKaitano vakazodii kwakaendwa neDrewmas havana kuzodzosa feed back
Sei vakawanda vakamitiswa 😂