Apa mareswa mambo. Chete kutadza kutaura kunokusungisa. Madam vapinda vaine ma emotions, but murume asisina basa akagara pamba asina mari muniziva here imi negodo. Insecurities of kushaya mari KWAKE iye, inovamhosva yevamwe heeee unohura....😂😂😂😂 ha ha da! Insecurity varume 😝
Zvakoma suwa mai avo ka vachatambura kunze haakuna chiiriko mambo..ma single tiriko haakuna zvirikubuda ...otherwise baba avo vakazvibata 9 months pasina mukadzi.
Mambo ava magara mune divi kubva kare munoti munhu ihure makambohura naye. Naiyewo mukadzi wange uchiti uri kuendepi kuno reporter. Wadzidza chidzidzo don’t come back to this kangaroo court you have been judged already.
Kana akanzi hure iye achiziva kuti haasi chii chinomunetsa ipapo. My sister stay mumarriage yenyu. Kunze uko kwakaoma mufunge. Don't be too big headed. Basa rinopera. Ungade kusiya imba tako uchiti ndanzi hure uchienda kunze kwaunozonyatsonzi hure chairo even usiri. Abuse apa ingavapo but zvimwe zvacho you stand your ground.
This lady is being oppressed. She was insulted by being called a prostitute and was rightfully offended and hurt. Sex is not robot movements and women need to feel loved for them to be warm in bed. The male dominated court don't see the husband's insecurities and inadequacies!! When she started speaking at the beginning she was stopped then the chance given to the husband to give his side. She was NEVER afforded that privilege. She also has a disadvantage as she seems to be Ndebele which presents a language barrier. She is asked questions where by the mambo demands one word answers - Yes or NO - all based on what the husband says. There is ABSOLUTELY NO WISDOM in this chiefs handling of this case. He could have asked them to both go back and live together After hearing the wife's grievances and asking the husband to address them and apologise to her. NO!! As a man I feel offended by this court's male chauvinistic conclusions!!
Asi Muno ziwa hre Kuti bota rinoitwa nevanhu wane mufaro chokwadi vakadzi Tino dzinyirirwa vatukwa mupe bonde,vanzi hure mupe chero iye afara zvatenderrwa nedare
Varume komborerwai nekuti munogona kugara ne jobless woman till death asi mukadzi kungoshanda mwedzi vanhu vose vanozoziva kuti uri rovha kana ukatambira less than her mamwe ma 1. Usafe wakatemba vana va Eva
Mukadzi uyo iconfused cockroach chaiyo arikubvuma zvose haaa dzinobuda manje but Mambo vataura dimikira paari eve face yake itarisei kutyisidzira vanhu mudare nekuchema
Mkadzi anotori ne i don't care attitude and munhu anotori nema answers age kare kutaura naye kupedza nguva paachaziva kuti magindagori ekubasa anokuda une murume wava wega vanotiza ndopaachadzidza
Chinhu chichatiuraya takavarairwa varume umm😢😢😢😢 nambo apa matonga zvisiri fair dai mambotererawo mukadzi side rake
Big up wise chief Bushu u have my respect sir
Mambo uyo ane wisdom haa mhanyi kungo paradza ma marriages evanhu keep up the great work king my king.
Zigo always deliver every video we are learning...its educational and entertainment at the same time
😂😂😂 hanzi chindururani murikuita yes Chief say it as it is
Zvinhu izvi zviri practical,akangoshanda bonde anenge akutotonga,ukatokundwa Mari anotokuratidza kuti hausi chinhu,akatowana ane Mari anotomupa bonde,iwe uchinyimwa
Thanks,totende nyaya dzamunobudisa,todzidza zvakawanda uye comment section tobatsirana ne advice , keep up the good work
Well done chief 🙏🙏🙏
Basa racho akapindwa nemakumbo saka rochengetedzwa nemakumbo futi.
Akamupinza basa aakuda unlimited access saka aakufanira kuchibva pamurume.
Tinavo mumabasa umu vakadzi.
Dzimwe indururani idzi!!!
Chief of justice,
Favourite mambo magona makadzi zviri pachena akudyiwa bota kunze
Chokwadii ....aka nyeperwa
big up chief
Kkkkk kuchema kweTsotsi
Hi zigo . Thanks for the work. Increase your brightness
Bushu you are doing the best
Much respect to Chief Bushu....Magona Chief
GOOD mambo mapedzera malabishi
Chief vazvitadza zvachose.You did not listen to my Tino. Haasi kuteererwa ari kumbunyikidzwa.
Kuteererei ipapa? Hanty murume ati haachada?
NGAAENDE!!
Ihure mkadzi uyo
Hure iro ngariende, runako rwuri pabenzi henyu baba tino, farai mabvisirwa Lucifer mulife menyu
wazvionawoka chief was just listening to the defendent mai tino hawana kunzwikwa kana kupiwa mukana.
Apa mareswa mambo. Chete kutadza kutaura kunokusungisa. Madam vapinda vaine ma emotions, but murume asisina basa akagara pamba asina mari muniziva here imi negodo. Insecurities of kushaya mari KWAKE iye, inovamhosva yevamwe heeee unohura....😂😂😂😂 ha ha da! Insecurity varume 😝
Chief vabata zvakanaka mukadzi ngaauye nehama dzake oramba pajekerere kuti mangwana pakaitika anything murume uyu anosara Ari safe
Mukadzi uyu zviri pachena arikushutisa beans kubasa uko magona kuibata boe nyaya iyi vakadzi ava ma right avo aya ummm
Problem yatinayo vakadzi kanatakushanda tinenge takutsvinyira varume koshesai mukadzi
Ayewa mai avo vakatonzi nechikomba ndoda kutokuroora,uye pamuviri pavo pane mweya yemadzinza
Amai Tino avo, vanenge ndovasina kunira bhoo. Kuchema zvavo nhema, ivovo vakatobata zvavo Dr wavo kuHospital
Amen Mambo
Tseki unotinyadzisa unochema nhema iwe uri hure mapudzi anowira kune vasina hari uchademba mangwana unot usingle inyore
Amai ava vakuti vanobikira murume,apa voti haavape mari,saka varikuti ndivo varikutenga chikafu here,ko kuzochema kkkkk crocodiles tears 😅😅😅
Why did they not allow her to speak. They keep interrupting her. It's all assumptions.
dai vanzwa wo nyaya yemukadz uyu vamwe varume vanonyepesa
Mukadzi ane chihure takashanda kuzvipatara manight duty kunoitika zvakawanda .kune mubedroom amuzingazivi
@@SarudzaiZishiriNhay it’s clear some people kuda kungonzi
Taura zvako
😂😂😂 kudhinda macard muridhururani mother ko madoctor ozodii
Team nursing rimwe rozviketa sugar zvaunomboda here!!
Zvakoma suwa mai avo ka vachatambura kunze haakuna chiiriko mambo..ma single tiriko haakuna zvirikubuda ...otherwise baba avo vakazvibata 9 months pasina mukadzi.
Usazvifurire zvekuiita hundururani kune vakadzi out there varikutodawo dzimba idzi
Mahure anongochema for divetion and pitty, nxaa. Ihure iro dare...😮
Zera racho mhani wese inhubu mambo mamhanyisa
This is not fair , mambo you need to listen to both sides
Chokwadi imba hainyoreswe kuvana true
Kkkkk vanoita basa rei l repeat
Mai awa ipfambi anziko nevakadzi vekushamva kudai varume
Ko iko kudhidha macard ndokwaangarambire murume,,aaa uri hure iwee enda kubhawa,,mapunzi anowira kusina hari,,,,uchazomufunga nguva iyi
Tipwiwoo # dzabba avo titore mukana uyo
Pihwa hako
😂😂😂😂 Piwai
Pihwa sure
The thing is mkadzi uyu arikuhura,ndobva ashandisa mkana wekut murume anditi ndiri hure saka handichamude
Usazoti une mukadzi mumba ari nurse, ziva kuti urikudanana wega coz anytime unosara
Mai avo vakatobuda kare,inzenza iyo
usapote uchitora bhutsu dzamambo iwewe kkkkk, next time tichakuripisa
My Favourite chanel ❤❤
Ari kuona varume vakawanda oona sekudiwa
Zigo musi va19 utipewo conclusion yenyaya iyi pliz
Twuvakadzi utwuu twakangoinda kumabasa problems my brain dzatwo
Murume uyu anoshungurudza mukadzi uyu kabisira. Dai matare anaMambo vashandisa maLie Detectors. Dzimwe nyaya dzinoda chokwadi
Amai vanohura pafair, kana kuri kutaura pachena vaibudirana pachena kumba kuna Tete or elder kwete kwaMambo. Dai hake atoti handichada murume.
Aida kuti arambiwe agowana kupomera kuti ndiwe wandiramba
amai vakawana COS avo hamusi kuiona game racho rese
Mai ava ihure mambo
I think ma kangaroo courts aya ane discrimination yevakadzi kodzero dzaMai Tino dzambunyikidzwa namambo nemachinda avo vese ava
There is no credible evidence yekuti arikuhura.
Thanks vana sekuru. Hapana evidence. Chief vakundwa nevadhara. Thank you vana sekuru😂.😂😂
Kutonyima murume bonde is more than evidence enough. Murume akawanikwa nechikonzi chamambo achiwacha hembe dzake ega. Isnt that evidence again?
Murume ari pamoto uyo.
Ngaasiye marujata auye timuridze zvedu muroad isu.
Tatomumirira so. Torova makumbo toenda kumhuri dzedu iye achienda kwake kusina murume.
Anoti achawana jaya at 40 dzake idxodzo?
Kkkkkkkkk!!
Amai avo vane chikomba chete kaitiro kavo Suspect
These guys are fighting for gender supremacy not rights... Ko isusu ma rights acho as men takamapuwa Nani....
Chief musadaro
Bota rinoitwa nemaoko here
zigo tipe cha 19 icho kkkk
Mambo avo vanehudzvinyiriri why vasirikunzwa side remukadzi
Iwe zigo dzoka kuno ku PE iwe kkkkk
Nations went to war over words taura nemukadziwako zvakanaka ,dzidza kudzora munhuwako warasa mukanwa in time ....
Ko part 2 yacho ZIGO wakadii nayo?????
Tipoo part 2 yemusi wa19
Aah iwe zigo unouya nemunya wenyaya neiko
Mambo makanyanya
Mbuya iyo ipfambi
Murume uyu ari kurwadziwa mkadzi uyu ihure chairo
itwo twudhara twunodaidzira taurisayi taurisayi twunokanganisa dare raChief Bushu.ngavamboita vachidzikama.kushedzera kwacho kwakanyanya
Panekanondisvota so hakagone
Ukangoona mukadzi akashanda murume usingashande, ZVADHAKWAAAA!!
Mukadzi akatambira mari yakawanda kupfuura yemurume,
ZVADHAKWAAA!!
Bvisai maphone enyu padhuze nema mixer nema mic. Better yet, put it on flight mode to avoid that irritating sound.
Mr Zigo are yu Ralated naProhet WMagaya
Madzimai emazuvaano iiii ndanzwa kunyara chaiko.
Varume onai vakadzi sevanhuwo
amai awo ndiro rinonzi joki remandiriri ngaanochiise rukawo chimame zvipere
Hanzi vakadzi hamufanirwe kucomplainer ummm maone ukajamuja hanzi vahure tikuendepi senyika
Bububu bushu bushu musandipikise huyai mumbotongewo kuno kuma vitori
Mkadzi uyo ndakahura naye pachakonda achit haana murume
Hiiiiiiiii vanhu muchanyepa veduwe
A man does not die if he does laundry once in a while.
Chief manyama avo mukadzi uyo ihure ngaenda zviripacheta pane akutorava zvinhu and murume arikuvadya bota arikurovera svoto
I just feel it was not fair this mambo never gave her chance to talk
What chance why would you support this haana nyaya haachada murume ane mumwe
Nyaya yacho inotongwa nevarume , biased
Chief magonesa panyaya Mai vakuhura ava
Mambo ava magara mune divi kubva kare munoti munhu ihure makambohura naye. Naiyewo mukadzi wange uchiti uri kuendepi kuno reporter. Wadzidza chidzidzo don’t come back to this kangaroo court you have been judged already.
Karikusvirwa husiku paduty na mabharani we night shift pamubhedha we hurumende munzvimbo ye Mashonaland Central
😂😂😂 Kai pamubhedha wehurumende
Nematombo apo magona chizinga
Kana akanzi hure iye achiziva kuti haasi chii chinomunetsa ipapo. My sister stay mumarriage yenyu. Kunze uko kwakaoma mufunge. Don't be too big headed. Basa rinopera. Ungade kusiya imba tako uchiti ndanzi hure uchienda kunze kwaunozonyatsonzi hure chairo even usiri. Abuse apa ingavapo but zvimwe zvacho you stand your ground.
Mukadzi uyu avenechikomba . Ave kusema murume wake
Kupusa uku achaifunga imba iyi . Ndatombofunga kuti ndi registered nurse nyamba ano dhinda macards.
Dare riri kutatamudza dovo nembambo! Hapana nyaya apa; amai avo ndovakaramba murume kudhara. Ko; kana munhu apiwa gupuro anonzi enda nemunhu kumba unogara naye semukadzi wako sei futi?
Zvimwe zvine mweya yemaramba musha kuomarara kwacho kunotyisa regai mambo vazoti iwe idya chawaona iwe kureva kuti hokoyo
Mukadzi anenge akaguta saka asingade kudyiwa bota kumba🤣🤣🤣. Sure kudhinda Ma cards konetesa here???
Zvakaoma
This lady is being oppressed. She was insulted by being called a prostitute and was rightfully offended and hurt. Sex is not robot movements and women need to feel loved for them to be warm in bed. The male dominated court don't see the husband's insecurities and inadequacies!! When she started speaking at the beginning she was stopped then the chance given to the husband to give his side. She was NEVER afforded that privilege. She also has a disadvantage as she seems to be Ndebele which presents a language barrier. She is asked questions where by the mambo demands one word answers - Yes or NO - all based on what the husband says. There is ABSOLUTELY NO WISDOM in this chiefs handling of this case. He could have asked them to both go back and live together After hearing the wife's grievances and asking the husband to address them and apologise to her. NO!! As a man I feel offended by this court's male chauvinistic conclusions!!
Mukadzi ihure. Itsosi satana
Ibhishu mkadzi uyu
Asi Muno ziwa hre Kuti bota rinoitwa nevanhu wane mufaro chokwadi vakadzi Tino dzinyirirwa vatukwa mupe bonde,vanzi hure mupe chero iye afara zvatenderrwa nedare
Varume komborerwai nekuti munogona kugara ne jobless woman till death asi mukadzi kungoshanda mwedzi vanhu vose vanozoziva kuti uri rovha kana ukatambira less than her mamwe ma 1. Usafe wakatemba vana va Eva
Sekuru avo vagona kubvunza Zvikonzero
Apo paresviwa