Amai ava hadzimo idofo remunhu vakazviwanipe zvekupa ma Nigeria Mari through phone aaaa zidofo hapana chakadzidzwa baapa ndoo vanhu gamofoirisa vana vedu kuzvikoro ava makamuonepi mudzidzisi akazungaira kudaro🤣🤣🤣🤣🤣
@FebieChari Ndinobvumirana newe asi wasiya one major point which she mentioned that helped and helps her make decisions. Hanzi takanovhunza kumasowe kuti tichabudirira here!!! That's the major problem not only with Zimbabweans but generally with Africans/Blacks!! Islam or xtianity rules their lives. Once some church leader says something their logic evaporates. They are so brainwashed that they can never doubt what they hear in church. Education plays no part because there are scientists who while their own experiments say something contrary to their beliefs but they still insist on what some bible says!!
Investors from *NIGERIA* .....aaayas smh! Zvopisa tsitsi izvi. The moment you hear the name Nigeria 🇳🇬 people must run 🏃♀️ 💯 with their lives and everything they have, otherwise they'll be scammed.
yes amai vakavharwa but its true kuti munhu haarambirwe izvozvo. Nhai iwe murume, wakambomudireiko wakumurambira madhonza. Are your perfect yourself? munhu wese anokanganisa. People have feelings. haungangogare nemurume for several years worambwa sesadza. kusakwana ikoko
Chikoro makasiira kuroorwa, mombe makapedza kupa ma Nigerians. Mkadzi mharadzi chaiye
Haasi kurambirwa mombe 2 , arikurambirwa lack of trust and misrepresenting the truth 😂😂😂😂
Kana munhu asisade musatraye kumumanikidza 💪💪
Mukadzi uyo akadzida hake asi pfungwa ishoma
Tenzi?? Zvichiriko hre veduwee murume ungatodaira kunzi tenzi ?? Musadaro guys 😂😂😂😂😂😂
Amai shandisai chipo chenyu chekusona mounganidza mari mozoita maproject siyai zvekukwereta Chimbadzo chinobrokesa
Very wise chief ❤
Asi amai Siyanai nezve scammer izvo itai zvekusona zvishandirei uko kwamoda kutambira uko makuzvinyanya siyana nezvema Nigerian izvo scammer ndeyokubira vanhu mari
Tenzi wangu🔥🔥🔥awa mai ndowakurarama saSarah mukadzi vaAbraham
Mai wakapfimbwa pa Facebook she was promised kuroorwa bvawanzi senda marii 😢😢😢ma Nigerians atina zera nawo
Chief ndinotenda nekutonga kwamaita murume akatora mumwe mukadzi zvakaoma. Chepiri mainini teacher handioni chamakasiira basa uye Mambo vati dzokerai munogara asi chidhara icho chati hachichada munofa nebp muchaitirwa zvinorwadza muchasvoteswa nemurume uyo nemukadzi wake mudiki plus insecurity yekuti makafunda kupfuura chidhara namainini. Dai ndirini ndaikumbira kuti muchekerwe stand yenyu neminda pafarm ipapo nutange Independent projects and business
Akabvaauya achiti ahhh NDATORERWA NEMATSOTSI mariiyaya😂😂😂😂😂😂😂 haah mandipedza mdhara I repeated more than 5 times kkkkkkk zveipapo makanyanya chibaba
Magona mambo. But mai ngavasazungaire next time. Facebook yakazara mbavha. Better still ngavadzokere kunopedzisa chikoro kuteachers' college.
Kkkkk hapan chakabuda cz takatadza kuita meet the target😂
Imi mai makamboonepi ma investor ma nigerians mungware imi
Apa mambo mukutiiko saka ndikarwara ndorambiwa makajaidzwa varume
Hanzi investors ma Nigerians manje 😂😂😂😂 momz murikurarama world ipi . Thanks mambo mavaka musha but momz vakabaiza havo chimbadzo hachitorwe unoparadza zvamakashandira nazvo izvo worse murume asingazive madhiri acho achitsotsi tsotsi
Haaa haaa maNigerians ndeve ma scum zvinozivikanwa pasi rose.
Amai ava hadzimo idofo remunhu vakazviwanipe zvekupa ma Nigeria Mari through phone aaaa zidofo hapana chakadzidzwa baapa ndoo vanhu gamofoirisa vana vedu kuzvikoro ava makamuonepi mudzidzisi akazungaira kudaro🤣🤣🤣🤣🤣
@FebieChari Ndinobvumirana newe asi wasiya one major point which she mentioned that helped and helps her make decisions. Hanzi takanovhunza kumasowe kuti tichabudirira here!!! That's the major problem not only with Zimbabweans but generally with Africans/Blacks!! Islam or xtianity rules their lives. Once some church leader says something their logic evaporates. They are so brainwashed that they can never doubt what they hear in church. Education plays no part because there are scientists who while their own experiments say something contrary to their beliefs but they still insist on what some bible says!!
@rascocky6366 Yeah wataura point chaiyo ndanga ndasiya aaaa muporofita akangoti itai chakati zvinoita vanhu tototeedzera xaaaa kuitiswa nemunhu asinawo hake zivo ndoo pane damnudziko redu vanhu vazhinji
Tenzwi wangu ini hangu ndichidana murume wangu😂😂
Musamanikidza munhu mambo imi hapasisina rudo apo 😢 muchainda kunomu svira here
Investors from *NIGERIA* .....aaayas smh! Zvopisa tsitsi izvi. The moment you hear the name Nigeria 🇳🇬 people must run 🏃♀️ 💯 with their lives and everything they have, otherwise they'll be scammed.
Amai vavo ndavasiyi zvekutora zvimbadzo .ndavagutsikane nezvavanazvo ..kupenga kuda kufamba nemari yechimbadzo
yes amai vakavharwa but its true kuti munhu haarambirwe izvozvo. Nhai iwe murume, wakambomudireiko wakumurambira madhonza. Are your perfect yourself? munhu wese anokanganisa. People have feelings. haungangogare nemurume for several years worambwa sesadza. kusakwana ikoko
Changamire batsirai mukadzi uyo kuti adzidze kuremekedza murume wake arege zve kutora zvikwereti without knowledge yemurume
Nhaimi kugwara kunosiirwa mnhu hre kna kupenga ndidzdzseio guys ndasara mashure
Pressure kubva kuna mainn dzinga mkadzi wako or adzose mombe
Chokwadi mambo ndakusupportai apa.madhonza haarambisi vanhu
Kkkkk ma investor 😂😂
Mateacher mazhinji akazungaira kkkk
Ella Sizwe weku Nigeria 😅😅😅
Dhee nhanhaaa dhee nhanha dhee, dhee nhanhaaaa dhee nhanha dhee😂😂
Teache teacher teacher shuwa ungascamiwa nema nigerians zvekudaro futhi ka, yako mari sei isina kubiwa
Kana kupusa chaiko munhu paapp . zvakaoma
Nigerian investors my foot, vanhu shandisai pfungwa musadyirwa mari nematsotsi.
Nhai zvako 😳😳😳 muno hamuna business here
Ma Nigerians imbavha
Handina kumboona chituta chakadai.Investment nemunigeria ?
Amai avo musoro wakazara mvura, vanoita madhiri behind the back, kusagutsikana nelife kunoparira
Chituta chamai
Murume ndiye Tenzi yoweee
Good chief ❤
Tonga kwazvo mambo imw aaaah
Inga zvakaoma veduvee
Imi Mambo itai mushe munhu anorambirwa kurwara?
Imi makamuputsa kumusiisa basa
Vavakuti tenzi vangu murume wavo asikana sorry henyu vatete
Arikuridza mupururu kunge akadzipwa
Mai vari pa pressure murume akuda mukadzi mudiki
Hongu ndizvo bt mai iva itsots guru
Mai iva inzenza too much
Vakangwarisa mai iva
🔨🔨🔨🔨 dzenyu mambo
Mother makavharwa 😅😅😅😅😅😅 ma investments munomada , you're living way out of touch with reality...look now makurambirw madhonza manje
Murume uyo zidofo chairo havana nyaya
Mai ava vane brain dzenjuga vacha pinyoresa musha
Yaa vanoda quick money
Kamukadzi aka kambavha aka guys
Amai avo kumusha kwavo havana kukwana
Tenzi ndokutiiko
Kudzidza kugere pabenzi
😂😂😂😂😂