Mutendi we ZAOGA anovhara muchembere mari zhinji

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 3 ก.พ. 2025

ความคิดเห็น • 343

  • @manasschibanda
    @manasschibanda  3 หลายเดือนก่อน +10

    Thanks a million for watching
    Get in touch with us @👇
    +263 718 992 800
    +263 771 257 515

    • @StephenChidzemwe
      @StephenChidzemwe 3 หลายเดือนก่อน +1

      Mbuya vanenharo kkkkkkk

    • @emazhetese9624
      @emazhetese9624 3 หลายเดือนก่อน

      Aifunga kuti mbuya vanofa from advanced age zvipera zvakadaro.

  • @SifelaniNyamandi
    @SifelaniNyamandi 3 หลายเดือนก่อน +27

    Ndachema hangu misodzi yechembere munyama kwauri elder.

  • @EmmaMugwagwa-o2g
    @EmmaMugwagwa-o2g 3 หลายเดือนก่อน +28

    Mbuya vanotaura nemaactions very good mbuya

  • @JudithMaregana
    @JudithMaregana 3 หลายเดือนก่อน +20

    Haaa sei vanhu vachita soo vanhu vakuru kushaya respect

  • @tracychiumba1436
    @tracychiumba1436 3 หลายเดือนก่อน +9

    Gogo smart girl🥰Dai ndirini mambo nekuda kwekutsanangura kwaita gogo handaizomboda kunzwa side rababa ava cz hazvingaite kuti gogo vangatambisa nguva kunyepera zibaba iro nxaaaaaa ndimi vanhu vanoita kuti vamwe vazovenga machurch ipa girlie wedu Mari yake azvitengere shuga amwe tea achiri mupenyu

  • @chipiwachifamba3404
    @chipiwachifamba3404 3 หลายเดือนก่อน +21

    Gogo has got a good heart, may God bless you gogo❤🙏🙏🙏

  • @shungupenyayi1052
    @shungupenyayi1052 3 หลายเดือนก่อน +25

    Ndidzo nyaya dzinodiwa kwa Mambo Mutasa, Mahindra inenge yakamirira

    • @robertmuzungu2400
      @robertmuzungu2400 3 หลายเดือนก่อน +2

      you can say that again, Mambo Mutasa havaite zvema funnies

    • @sheillahchakanyuka1260
      @sheillahchakanyuka1260 3 หลายเดือนก่อน +1

      Haunyepi inenge iri tiii Mahindra 😂😂

    • @GogoMusta
      @GogoMusta 3 หลายเดือนก่อน +1

      😂😂😂

    • @monkeyplayvr
      @monkeyplayvr 3 หลายเดือนก่อน +1

      Mudhara iwe pfidza kutora mari dzechembere gogo havanyepi ko sei usina kubhadhara ye fertilizer unonyanya kukumbira

    • @tracychiumba1436
      @tracychiumba1436 3 หลายเดือนก่อน

      Aifunga kuti gogo vachakasika kugemuka zvorova zvakadaro manje Mwari haasi wekumba kwake​@@monkeyplayvr

  • @RayMarume
    @RayMarume 3 หลายเดือนก่อน +2

    Well-done Chief Makoni apa l salute you baba avo vasadaroso 20 years nemari yechembere iyo handizvo mhani munosvoresa machurch amunopinda

  • @theresamaturure8404
    @theresamaturure8404 3 หลายเดือนก่อน +17

    The money must be paid with interest for that long period. All her expenses must be accounted for and he must pay her! He went to Buluwayo instead of paying the this lady!

  • @berthasautalenjoyed2552
    @berthasautalenjoyed2552 3 หลายเดือนก่อน +6

    Granny is very intelligent havakanganwi madates

  • @LeeroyChipare
    @LeeroyChipare 3 หลายเดือนก่อน +6

    Gogo she is very intelligent and well educated ❤❤❤❤🎉🎉🎉 mambo panotoda kuti murume uyu abhadhare mombe 4

    • @GogoMusta
      @GogoMusta 3 หลายเดือนก่อน

      Very intelligent indeed

  • @tetelestai4004
    @tetelestai4004 2 หลายเดือนก่อน +1

    Mbuya ngavapiwe zvese, mapadza avo, tambo yavo, masagi avo, mari yavo yose, huni dzavo, ku rent munda. Kubatira shirikadzi uye mukweguru.

  • @EdinahKambanje
    @EdinahKambanje 3 หลายเดือนก่อน +2

    Thank you mambo nekubvunza anoodirei ku kumbira Mbuya vakura kudaro and ivo vechurch vaisambofanira kusvika pokuti pakuti mbuya ngavaderedza kuti zviite sei munhu mukuru varikuti vakazodzorera munhu akanga avachengetesa mari.

  • @julietsaumba8355
    @julietsaumba8355 2 หลายเดือนก่อน +1

    Munonyadzisa church imi hutsotsi kudaro

  • @annanyemba7552
    @annanyemba7552 3 หลายเดือนก่อน +3

    I love this chief he got Wisdom. Kunotonga kwavo kuno humwe huchengeri

  • @EdinahKambanje
    @EdinahKambanje 3 หลายเดือนก่อน +4

    Mbuya ava iş very intelligent seyi murume uyu achifunga kuti kuchembera kupa she narrating everything apa vakasvika ku ZAOGA vochema ivo vakabvisa mari yambuya se offering mu church havana kana respect nemunhu mukuru akadai so haanyari.

    • @Samanyanga3022
      @Samanyanga3022 3 หลายเดือนก่อน

      Dai matare achitendera vanhu vekuti vanombotora murume uyo kuseri vombonomushanda ruff vozodzoka naye ngabhadhare x7

  • @eppahsinzamala6541
    @eppahsinzamala6541 3 หลายเดือนก่อน +3

    Baba ava vanoda kubatanidzwa matama,bhadharay gogo mari yavo zibenzi remunhu

  • @lovenessmuchirahondo4909
    @lovenessmuchirahondo4909 3 หลายเดือนก่อน +2

    Musawande ne church ma Elder e Zaoga denga mychaita reku Googler

  • @shingiraitrevormboto2105
    @shingiraitrevormboto2105 3 หลายเดือนก่อน +6

    Kana uchida kudya zvemarema ita mufundisi kupentacostal church.
    Unotengerwa nepant nepant chaiyo wakagara kunge ndiwe muridzi wedenga.

  • @conniejam5575
    @conniejam5575 3 หลายเดือนก่อน +3

    Uuum kudheerera ka uku nxaa kunamata satan pfutseke zaoga kushaya hunhu uum munyama mukuru chaiwo mbuya avo mari iyoyo handiti vakati ndeye umwe here haa ndarwadziwa nenyaya iyi vakuru ve Zaoga musadaro

  • @mawaraTonde
    @mawaraTonde 3 หลายเดือนก่อน +4

    Dai ndiri Baba Ava ,vabhadhara yese zvayo.yese

  • @lovenessmuchirahondo4909
    @lovenessmuchirahondo4909 3 หลายเดือนก่อน +1

    Bhadharai Mari dzewanhu. Imagine wanhu wangani warikugunungina wakapa ma Elder e Zaoga Mari wachito wanodzorera magwana

  • @Previous-kg3xs
    @Previous-kg3xs 3 หลายเดือนก่อน +1

    Gogo vane gd memory ava ndanzwa tsitsi she remembers many things with dates & time

  • @Blessedhop
    @Blessedhop 3 หลายเดือนก่อน +5

    You under estimated gogo uchifunga kuti havazive mari. Gogo is very intelligellent

    • @beatricekayiya9270
      @beatricekayiya9270 3 หลายเดือนก่อน

      Apa gogo waakubvunzwa zita remunhu waakuti akafa ko haana zita here, yaiwe mari yawo gogo wapei

  • @gladyskushamba8506
    @gladyskushamba8506 3 หลายเดือนก่อน +1

    Gogo is very consistence in her narrating a person who lies changes and forgets. He is taking advantage of old age, but gogo remembers everything.He must pay everything .

  • @EdmoreMasekesa-y2c
    @EdmoreMasekesa-y2c 3 หลายเดือนก่อน +3

    Baba Ava Havana kufambisa zvinhu kwazvo!!

  • @colouritdesignszim7186
    @colouritdesignszim7186 3 หลายเดือนก่อน +9

    Every church ine vanhu vanoita zvisingaenderane nezvino dzidziswa ndosaka even Jesu akati siyai zvikurirane. Munhu aita zvaaita hazvireve kuti ndozvinodzidziswa kuChurch ikoko. Siyanai neZaoga. Munhu one haasi Zaoga

    • @douglasjiri2404
      @douglasjiri2404 3 หลายเดือนก่อน +1

      Maitaura chokwadi

    • @EdwickT.horomba
      @EdwickT.horomba 3 หลายเดือนก่อน

      Navo veZaoga why vakati kumbira mbuya iyo kudzikisa mari yava kabhadhara muridzi wemari. taka kwana hutsinye rudzii maZAOGA

  • @EmmaMugwagwa-o2g
    @EmmaMugwagwa-o2g 3 หลายเดือนก่อน +6

    Munhu rudzii anobhadharwa namai vake kupfurira imba yemubereki.Baba munonyadzisa imi

  • @melisamaphosa2395
    @melisamaphosa2395 3 หลายเดือนก่อน +6

    Uchafa uchitambura misodzi yagogo iyo

  • @nyati3613
    @nyati3613 2 หลายเดือนก่อน

    Well done Gogo very smart. Ne demo zvese. Vana ityai Mwari please. Sad

  • @juddykarambo1048
    @juddykarambo1048 3 หลายเดือนก่อน +3

    Gogo is very smart vanogeza

  • @jimjames9305
    @jimjames9305 3 หลายเดือนก่อน +1

    Nharo ndedzei nhai elder zaoga ndeye mbavha hatizvirambe

  • @sharaidzivami33
    @sharaidzivami33 3 หลายเดือนก่อน +2

    uuum kubva 2006 hre anhu woyeeè.....musadaro elder

  • @VirginiaMagadlela
    @VirginiaMagadlela 2 หลายเดือนก่อน

    Baba imi bhasarai Mari yagogo moita nyama nazvo kuchemedza mbuya please pay her

  • @NokuChuma-ve2si
    @NokuChuma-ve2si 3 หลายเดือนก่อน +1

    😢😢baba ava cei vane moyo wakaipa havaone hre kuchema kuri kuita gogo kuti kurwadziwa

  • @shupidongo2867
    @shupidongo2867 3 หลายเดือนก่อน +10

    Asiwo kubva 2006 til nw ungada kuvapa 5$ ...yaidei yatove 1000 dei vaive vakambadzuridza

  • @wilsonlambika9149
    @wilsonlambika9149 3 หลายเดือนก่อน +6

    Sei MaZaoga nemaSavadha arikuwandira kumatare nhaimi

    • @Thefifafcpro
      @Thefifafcpro 3 หลายเดือนก่อน +5

      Unoti vakambokwana here especially Zaoga ichurch yevanhu vane hutsinye kuda mari stereki

    • @Jaayh0909
      @Jaayh0909 3 หลายเดือนก่อน

      @@Thefifafcpro they love money more than people 's souls. Their love of money is beyond giving to God they are running a scamming business

    • @TeclaFrankson
      @TeclaFrankson 3 หลายเดือนก่อน

      Kkkkkk

    • @jayr9347
      @jayr9347 3 หลายเดือนก่อน

      Kutengerwa ne harpic guard toilet cleaner Ivo baba avo havatomboizivi even ku pronounca chaiko asi church is busy looting

  • @PelaChibvongodze-wq6mc
    @PelaChibvongodze-wq6mc 3 หลายเดือนก่อน +4

    Zibaba roda rumamisooooo

  • @EsterMunzara-n9o
    @EsterMunzara-n9o 3 หลายเดือนก่อน +1

    Elder munodaro ngei ..Rules and policy yakamirira pasi peshamhu muchanotsva kudenga🔥🔥🔥🔥🔥

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 3 หลายเดือนก่อน

      Zvekutsva kudenga hakuna zvako asi zvakaita munhu uyu zvakashata.
      Mari ngaidzoke with interest.

  • @JohnTapera
    @JohnTapera 3 หลายเดือนก่อน +1

    Nyati munogona. You use facts. I like the way you do your analysis

  • @GladysChinurudze-r1b
    @GladysChinurudze-r1b 3 หลายเดือนก่อน +4

    Ko vechurch varikuti mbuya vapihwe mari yakashorter apa ndivo vaibirwa mari yese ichiuya kuchurch. Instead of paying back the money to make peace .

  • @fmatsveru
    @fmatsveru 3 หลายเดือนก่อน +1

    Gogo ava vanesharp memory inodarika yangu ini wechidiki ende vanogona kurondedzera, nemaactions-nemaactions, ende vanoziva macalculations ende vanoziva marights avo ende vanogeza futi,

  • @FelixChizeya
    @FelixChizeya 3 หลายเดือนก่อน +3

    Mmmmm misodzi iyo haina kumira Mushe vana vanotambura bhadhara iwe

  • @dimat5839
    @dimat5839 3 หลายเดือนก่อน +2

    Took me quite a while to get he was saying Harpic Guard!

  • @StellahMatizha
    @StellahMatizha 3 หลายเดือนก่อน +5

    She is so intelligent yoooo

  • @apostletbbenhanan9204
    @apostletbbenhanan9204 3 หลายเดือนก่อน +1

    Munhu anourayiwa newake😢😢😢😢😢😢

  • @tariromargaret5979
    @tariromargaret5979 3 หลายเดือนก่อน +3

    Apostle chiwenga vakati Zaoga inotoda kufarwa chaiko

    • @SurprisedGraphingCalcula-ke6ge
      @SurprisedGraphingCalcula-ke6ge 3 หลายเดือนก่อน +3

      Zaoga yadi itai zvemunhu akaba chete

    • @tariromargaret5979
      @tariromargaret5979 3 หลายเดือนก่อน

      @@SurprisedGraphingCalcula-ke6ge unobvunza Apostle Chiwenga

    • @faraigunda3974
      @faraigunda3974 3 หลายเดือนก่อน

      Saka munhu ndiye a zaoga here

    • @tariromargaret5979
      @tariromargaret5979 3 หลายเดือนก่อน

      @@faraigunda3974 ndatopedza kare. Apostle Chiwenga vakadaro

    • @tafadzwatabva7190
      @tafadzwatabva7190 3 หลายเดือนก่อน

      Nhai veduwe​@@SurprisedGraphingCalcula-ke6ge

  • @BerithaMawere
    @BerithaMawere 3 หลายเดือนก่อน +8

    Gogo vakafa usina kubhadhara uchakanga waya vanhu vakuru havaitirwe chitsotsi

  • @BEAUTYMUTANDWA
    @BEAUTYMUTANDWA 3 หลายเดือนก่อน +1

    Imi baba kumbirayi ruregerero kuna Gogo zvinhu zvikufambire

  • @NancyM-mj9pk
    @NancyM-mj9pk 3 หลายเดือนก่อน +1

    Rules and policy yeZaoga inorambidza kukwereta plus vkatora advantage Kuna gogo apa kunyepa

  • @Will-s2q
    @Will-s2q 2 หลายเดือนก่อน

    Ndanyara kuti murume wechidiki anofanira kuita protect and provide for mbuya avo anotoenda achinotora kwavari. Kana ku church ikoko aitofanira kubvisa Mari ne Hampic Gadhi oti ndimbuya vabvisa. Haikona kutora kubva kuchembere, itopai chembere imimi vadiki nemadzimai enyu. And next time, pane nyaya dzinosanganisira chembere dzinogona kunge dziine dementia, endai ne witness, witness yacho isiri hama yenyu.

  • @LoraineP5050
    @LoraineP5050 3 หลายเดือนก่อน +8

    Uri mbavha bhadhara chembere ,vakati dhii unozoigona

    • @TheresaMaps
      @TheresaMaps 3 หลายเดือนก่อน +1

      Nhaimi.anobuditsa mombe shanu

  • @DenguNetsai
    @DenguNetsai 3 หลายเดือนก่อน +4

    Vamwe havavazivi vabereki imi muchitova shungurudza musadaro

  • @NyemudzaiMugadza
    @NyemudzaiMugadza 3 หลายเดือนก่อน +2

    Makore mangani baba vasingade kubhadhara Mari yambuya

  • @TawandaChapfugama-iz3ll
    @TawandaChapfugama-iz3ll 3 หลายเดือนก่อน

    Magona basa imbavha murume uyuu kna kusanyara kuti muchembere. Aaaa😂❤

  • @edgarchawora308
    @edgarchawora308 3 หลายเดือนก่อน +1

    Mudhara uyu ari kubira gogo mari yakawanda

  • @WhitneyMoudy
    @WhitneyMoudy 3 หลายเดือนก่อน +1

    Makadii makabvisa hamper yacho pasina harpic 5 dollars kubva 2006 sure musadaro Elder, 😢

  • @smartchidyamuti2437
    @smartchidyamuti2437 3 หลายเดือนก่อน

    Akaenda kunambuya achiziva kuti mbuya vano ngara ne mari

  • @rolandsalem2020
    @rolandsalem2020 3 หลายเดือนก่อน

    Gogo vanoziva nemadates

  • @AgnesNemaunga
    @AgnesNemaunga 3 หลายเดือนก่อน +1

    18yrs ago munhu itsotsi uyu ngaabhadhare Mari ya mbuya

  • @BEAUTYMUTANDWA
    @BEAUTYMUTANDWA 3 หลายเดือนก่อน +1

    Madzidza chembere hadzikumbirwe mari please 🙏

  • @helenmwale1987
    @helenmwale1987 3 หลายเดือนก่อน

    Ndachema nagogo 😢😢Ndarwadziwa

  • @DRRZOE
    @DRRZOE 3 หลายเดือนก่อน

    Mangona changamire

  • @FelistasVhombo
    @FelistasVhombo 3 หลายเดือนก่อน

    Good job Chief

  • @smartchidyamuti2437
    @smartchidyamuti2437 3 หลายเดือนก่อน

    Munhu anongona kupa munhu mari achiti haisi yangu vachinda kuti munhu adzose mari

  • @EdwickT.horomba
    @EdwickT.horomba 3 หลายเดือนก่อน

    Vanhu veZAOGA vano namata nambuya iyo you must repent hutsinye rudzii kuti mbuya yakura kudaro idzikise mari kumurume uyo iyo mbuya yaka bhadhara muridzi wemari yaka kwana uye kana kutarisa mbuya zvaya kaitira murume uyo God is watching every thing nyaya yambuya iyo maZAOGA ano namata nambuya iyo vaka tonga nyaya yambuya iyo yaka kumirirai masiya zvepasi pano

  • @joylinemudavanhu3108
    @joylinemudavanhu3108 3 หลายเดือนก่อน +1

    Mmmmmh elder ityai mwari, munomira sei pamberi pesangano imi murikuita hugindagoria kuna mbuya

  • @sylviamhlanga9640
    @sylviamhlanga9640 3 หลายเดือนก่อน +1

    Ini hangu kuona gogo vachichema hama yafa kurinane panekuchemedzwa netsotsi iri 😢😢😢ndarwadziwa ngaadzose zvinhu zvagogo zvaane interest nekuti nguva yareba .ko hama dzagogo dziripiko dzimirewo nawo panguva yakadai

  • @hildamaphosa4189
    @hildamaphosa4189 2 หลายเดือนก่อน

    Shame gofo mnumber 1 nditeacher avo mbuya she is genius

  • @chabsmedia9720
    @chabsmedia9720 3 หลายเดือนก่อน

    Vanhu vanozviti vanonamata ava ka, vakaoma moyo.

  • @FlorenceTafadzwaMagaisa
    @FlorenceTafadzwaMagaisa 3 หลายเดือนก่อน +1

    Apa mashungurudza mai ngavabhadhare mbuya and vaende kujail kuabuser mbuya pliz

  • @tinashemujuru3538
    @tinashemujuru3538 2 หลายเดือนก่อน

    Mari ya2006 yabereka muroyi hasi munamati uyu

  • @JacquelineJohannes-f9t
    @JacquelineJohannes-f9t 3 หลายเดือนก่อน

    Shame vanhu musadaro vari Mai vako unonzwasei. Chembere yakadaro sure. Muchapinda denga. Remawatch tower

  • @BrightonBHEBHE-c1j
    @BrightonBHEBHE-c1j 3 หลายเดือนก่อน

    Inoda mambo mutasa shuwa waiswa mumahidra ipapo ipapo

  • @EdinahKambanje
    @EdinahKambanje 3 หลายเดือนก่อน

    Kana iko kunema huni sure ungabhadharise Mbuya vakadai haunyariwo here.

  • @TendaiTuku
    @TendaiTuku 3 หลายเดือนก่อน

    Zaoga dzingai mbavha muchurch

  • @LynnetMunhenga
    @LynnetMunhenga 3 หลายเดือนก่อน

    Baba ava itsotsi vaifunga kuti mbuya havazivi mari imbavha baba ava

  • @EmergeGwetera-h1r
    @EmergeGwetera-h1r 3 หลายเดือนก่อน +3

    Hanzi mwari wa Ezekieri ko iwe hauna mwari here

    • @NestarNdimo
      @NestarNdimo 3 หลายเดือนก่อน

      Panondinetsawo apo.

    • @TarisaiZhoya
      @TarisaiZhoya 3 หลายเดือนก่อน

      😂😂

    • @EdmoreMasekesa-y2c
      @EdmoreMasekesa-y2c 3 หลายเดือนก่อน

      Mwari wa Abraham,lsaac and Jacob

  • @TheresaMaps
    @TheresaMaps 3 หลายเดือนก่อน +1

    Mari.dzechembere dzoda kudzoswa

  • @linnskitchen632
    @linnskitchen632 3 หลายเดือนก่อน +1

    Ende vainzwiisisa amai ava baba munyare imi kusatora advantage yekuti vakwegura mbuya ava muchivabira mandibhowa

  • @GraceMhere-x3q
    @GraceMhere-x3q 3 หลายเดือนก่อน

    Well done chief

  • @TheresaChikara
    @TheresaChikara 3 หลายเดือนก่อน

    Baba ava itsotsi ngavape mbuya mari yavo pasina izvozvo ngavasungwe

  • @LilianMack-my3wc
    @LilianMack-my3wc 3 หลายเดือนก่อน

    Zimbavha Zimudhara iro

  • @mulnykays4386
    @mulnykays4386 3 หลายเดือนก่อน

    Rudo rwunamai ava rwinomupandukira murume uyu anoitisa,vana varombe imhosva iyo

  • @JaamessyWilliam
    @JaamessyWilliam 3 หลายเดือนก่อน +1

    Ummm vanhu Havana tsitsi sure chembere yakadai

  • @sharonfosho493
    @sharonfosho493 3 หลายเดือนก่อน

    Can imagine vana nevakwasha nevaroora nevazukuru vababa ava watching this,kunyadzisa kwacho

    • @mandyncue6246
      @mandyncue6246 3 หลายเดือนก่อน

      Nyaya haisi yechokwadi hayo pane zvavakakanganisirana zvisiri zvemari

    • @NellyMoyo-ik6ex
      @NellyMoyo-ik6ex 3 หลายเดือนก่อน

      Dai kurikunyepa mbuya vasingatauri madates nemwedzi yacho,ndoona chiri chokwadi

  • @fortula.tichwagoramuog8784
    @fortula.tichwagoramuog8784 3 หลายเดือนก่อน +1

    Vanoda shamhu inotanga yambobvuraudzwa or kunyikwa mumunyu!

  • @NancyM-mj9pk
    @NancyM-mj9pk 3 หลายเดือนก่อน

    MaZaoga ndiripo asi handitarisiri kut mbuya avo vabvise zvishandwa zvemuchurch baba avo havana kukwana plus makore awandisa une mari yechembere hamutyi ngozi

  • @PATIENCESYMON-u8d
    @PATIENCESYMON-u8d 3 หลายเดือนก่อน +1

    Unodherera iwe murume iwe kumeso sedhodhi ratsikwa nebhara wandibhowa

  • @josephinemugwagwa5323
    @josephinemugwagwa5323 3 หลายเดือนก่อน

    Kuzviparira ngozi inozotambudza vana nezvinhu zvisina basa ungade kuvharawo mbuya vakadai

  • @mulnykays4386
    @mulnykays4386 3 หลายเดือนก่อน

    Zaoga huyai pano

  • @faychakaunya8709
    @faychakaunya8709 3 หลายเดือนก่อน

    Gogo has a good ❤ and they took advantage of her heart musadaro kupisa zita rechurch

  • @tichafaraGwangwaba
    @tichafaraGwangwaba 3 หลายเดือนก่อน

    Anotora mari yemunhu akura sure,itsotsi ,instead yekuti akumbire mari kunevezera rake ,

  • @RumbidzaMangombe
    @RumbidzaMangombe 3 หลายเดือนก่อน

    Kkkkkkkkk ini zii zvangu

    • @PraiseSupiya
      @PraiseSupiya 3 หลายเดือนก่อน

      😂😂😂

  • @Bina-i5p
    @Bina-i5p 3 หลายเดือนก่อน

    Misodzi yechembere here

  • @smartchidyamuti2437
    @smartchidyamuti2437 3 หลายเดือนก่อน

    Kamurume kakuru hakana kukwana

  • @tafadzwachitsa6214
    @tafadzwachitsa6214 3 หลายเดือนก่อน +1

    Imi Dementia mamboifungawo here

  • @SenzeniGanyani
    @SenzeniGanyani 3 หลายเดือนก่อน +1

    Kuzvipa munyama nekubira chembere mari yavo,kusanyara mbavha

  • @Nenyasha639
    @Nenyasha639 3 หลายเดือนก่อน +1

    Gogo vanotaura avo uye tinotenda dare kt makavapawo nguva yektaura vakasunguka

  • @StellaChinguwa
    @StellaChinguwa 3 หลายเดือนก่อน

    Kushaya hunhu I Marii kugadzirisa hunhu