“Simon Pashoma Ncube,comrade kunakiirwa vanhu vose vanofara nekufarisisa kana uri paradio 2.Vamwe vanorwera maruteee vamwe vanotsemuka miromo,vamwe kutyoka mbabvu nekufara kna uri paradio 2”(Singing)l used to love the song a lot
Kkkkkkk hanzi ndafa kanokwana kuita kana. He still has his sense of humor. May God remember u vaPashoma makabata basa guru kufadza ruzhinji rweZimbabwe ❤❤
Ndafara kuona mukoma SimonPashoma ndaisavaziva but ndaingonzwa voice chete ndafara may GOD continue to guide you bless you and fulfill your dreams long live mukoma kunakirwa
Veduwe l grew up listening to him zvikuru ndichinakidzwa nemimandzi yavaitipakurira plus lots of stories he used to tell a lot of them nekuverenga mabhuku Dai Mwari mavaropafadza muvape hupenyu hwakarerula ❤❤❤
Wise words Mudhara Simon. Kushanda pamhepo doesn’t mean kuti you are very special and different from others. Munhu vanhu zvino vamwe vashamariri vemazuvano vave kuzvinzwa sugar vakakwaziswa havadairi. Thank for those words. Munhu zvininipise kuzoitira mangwana
Retirement home inogadzirwa newe muridzi depending ne mindset yako ne background. Zvese zvaari now that was his mindset and nothing wrong ndozvaaka kwanisa kuita.
Uyu munhu uyu ngaangovhurirwawo ma social media platforms arove basa even Ari hake pamba pake ipapo ,voice iri harisi rekurasaba,tirikufara nevanhu vatitsvakira murume uyu
I have learnt something people are good in spreading lies Simon pashoma Ari kuminda kumaA1 kungorimawo sezviri kuita vamwe Ati vanemba kuchitungwiza kune mudzimai kwete nhema Kuti arikutambura zvisingaite.he lives a normal life iri kuitwa nevazhinji vakawana Minda problem we expect much kana munhu akaita mukurumbira pabasa.most us vanhu we have extended family members upedza nguva uchibatsirahama dzako nekudzidzisa Vana vakowo
Chibaba ichi ..Dai nyika yakanaka sedzimwe nyika vaivhura nhephenyuro yeChitungwisa or any other location tozvionao kune dzimwe nyuka kwatiri ..vane hunyanzvi varume ava
ZIM ma1 ndopaunoona anaNyaradzo Funeral vachida vana Sandra Ndebele nekut vaite ma ambassader nekuda kwemagaro kwet mabasa avo while madhara edu aripo soo Vana Madam Boss
There's thousands of pensioners who got fockol of there life savings pension money vanished overnight & the culprit being the Gorvement even some big copparates savings vanished without trace,Zim story is sad from being a formal economy to being the worst economy the world has ever seen with trillion dollar bill.its mismanagement.
Mukadzi wavo taisangana naye mudzinhamo I remember pakashaya vamwe tete ku St Mary's zvinhu zvese zvaingonzi zvikuonekwa namai Pashoma. Vaierazve mai ivavo not knowing kuti ndezvepavanhu kwavo kumba order hakuna. Upenyu hwakaoma shuwa@chingombedaries
Join our WhatsApp group chat.whatsapp.com/KK2BOjfTaBD3xQHnIxkOGY
Were is the link?
Add m
@@MrMamata1 chat.whatsapp.com/KK2BOjfTaBD3xQHnIxkOGY
@@YeukaiMahwite-r6k chat.whatsapp.com/KK2BOjfTaBD3xQHnIxkOGY
If you can make the interviewee smile then you know you got this😂😂😂
Frank basa unorova mibvunzo yako ine unyanzvi uye uri humble keep it up
He is very respectful❤
Very true akadzikama zvake
Very humble shame
Frank ane hunhu zvake mwana uyu
“Simon Pashoma Ncube,comrade kunakiirwa vanhu vose vanofara nekufarisisa kana uri paradio 2.Vamwe vanorwera maruteee vamwe vanotsemuka miromo,vamwe kutyoka mbabvu nekufara kna uri paradio 2”(Singing)l used to love the song a lot
Thanks ndaingoziva zita nevoice paradiso thanks guyz
Long live our best presenter.when radio was still our joy kuiteerera
Zim politics makatiuraira nhepenyuro, I miss this voice for real. Veduwe give this man back his job
Kkkkkkk hanzi ndafa kanokwana kuita kana. He still has his sense of humor. May God remember u vaPashoma makabata basa guru kufadza ruzhinji rweZimbabwe ❤❤
Comrade kunakirwa I'm happy to see you our legend ❤❤❤
Ndafara kuona mukoma SimonPashoma ndaisavaziva but ndaingonzwa voice chete ndafara may GOD continue to guide you bless you and fulfill your dreams long live mukoma kunakirwa
Very humble man ....worked with my friend the late Godfrey Itayi Muchada....May his soul rest in power.
Advertising companies should hire this guy for their advertising
Ngaadzoke chibaba chi mushamarari ndafunga kambo kana akupinda 😢😢 ndarwadziwa zvisingaite kumuona
Veduwe l grew up listening to him zvikuru ndichinakidzwa nemimandzi yavaitipakurira plus lots of stories he used to tell a lot of them nekuverenga mabhuku Dai Mwari mavaropafadza muvape hupenyu hwakarerula ❤❤❤
Ndivo.vaSimon Pashoma totenda Mwari.tichivaziva chokwadi zvinofadza murume aifadzazvokuti
This man has thorough knowledge of duty
Very greatfull man haana kana paari kupomera nhepfenyuroo
Ndafara chaizvo kuona mkoma Simon pashoma maita basa mkoma Frank❤❤❤❤
Mandigonera Zim News Beat nekundiunzira this guy. Ndaitombovabvunza pa fcbk kuti vari kupi. Am so happy, magamba edu aya
We Put You First: thats our moto
Wise words Mudhara Simon. Kushanda pamhepo doesn’t mean kuti you are very special and different from others. Munhu vanhu zvino vamwe vashamariri vemazuvano vave kuzvinzwa sugar vakakwaziswa havadairi. Thank for those words. Munhu zvininipise kuzoitira mangwana
Totenda nekutiratidza vashamarari vedu ,vataida vatinoda ,mkoma Pashoma ndinonamatira kuti Mwari vadavire minamato yenyu,nezvishuviro zvenyu.
Long life mdhara Simon pashoma may God bless you maiti nakidza mdhara tichikura navana joe panganai
Combination yake naSam boy, `Same Sbanda` yaindifambira zvisikaiti. Long live Ncube.
Maigona basa vakuru, God bless you.
Thanks watangira Sly Media kuenda ikoko and saved us from his poor interviewing skills😢😢❤❤❤❤❤❤❤ u no go na iwewe
😂😂😂ayisve
@ 😂😂😂 that’s the only way kuti mkomana atange kusvika pa scene😃
Maigona basa henyu taisaziva chiso hedu,thank you Zim news beat ❤
welcome
Kuverengwa kwemabhuku muneni Simon pashoma ncube paradio2
❤ we mis you mkoma Simon
Ndimika makati kudza
Dai nyika yakupaiwo mugove wenyu muvewo ne quality life
Frank naEliza basa munopedza rambai makadaro
Thank dear
Magona fani.Vaititandadza and the voice is still the same.Handikanganwe chirongwa Kuverengwa kwemabhuku.
Hoo ndivaiverenga ma book ,zvainaiidza wena
1 of my favorite Simon Pashoma,i can even remember song yake tekutangisa basa
From Simon chimbetu
You contributed a lot pa radio 2 hama big up,although zvava hazvo pazviri apa
Awww our legend....government yedu dai ichipawo malegends edu zvinhu zvinoita kuti vaenderere mberi nehupenyu..after retirement 💔💔😥
Zvakatovharana ,hapana zvehurumende apa
Pakatongopindira hurumende yekwa Wicki
Chokwadi mavoices avo aive akafanana asi takange tavajaira hedu taakuvaziva ..varume vakabata basa guru mazuva avo ..ndaifarira kuverengwa kwemabhuku ..nasimon pashoma ..dzechinyakare nasam sibanda uuu tainakidzwa
Eishy ndabva ndafunga makare
Simon.,I was even forgot about him ,longtime baba vaibata basa but nhasi level yacho.yavari haifadzi
Harifadzi zvachose
Baba vayiverenga mabhuku zvayitoita sekunge urikuwona drama racho tv
His voice is still the same, Mr Simon may God open doors for you
How can a natural voice change?
My favorite journalist thanks mokma frank nenyaya iyi
Tiwanireivo Joe Panganai Mukaronda kana vachipanyika
Joe panganai akashaya 2004 musi wa 31 December
Akafa karesa uyo akarwara umm kare
Chibaba chenhepfenyuro ichoooo
Hurumende yedu ine hutsinye murume uyu akashandira nyika achifadza wanhu ndowanhu waifanirwa kurangarirwa
amen ,zvatondirwadzawo
True wena
Murisy mkoma Frank. Bhora mberi nekugona basa. Ini hangu vakatanga basa ndisati ndaberekwa handina nhoroondo yavo baba Ncube😊
baba vapashoma maita zvakanaka kuti tizive muripi muri legend ndakadzidza ndebele nokuda kwenyu muri vaviri Nava Sam sbanda I'm just sorry nezvakaitika asi ndoziva kuwa kwemari ndoo honzeri otherwise makanga muri vanhu vanehungwaru❤❤❤
Legend mr Simon Pashoma 😂❤😂❤
Matigonera shuwa
Muno ziva mashavi e hwurombe anongo tevera vanhu negonero ravaiita basa nezvava iyezvino edzayi kutsvaga rubatsiro kuna Mwari kwete ku munhu Mwari haneyi nezvawakaita kare anotida tose
Retirement home inogadzirwa newe muridzi depending ne mindset yako ne background. Zvese zvaari now that was his mindset and nothing wrong ndozvaaka kwanisa kuita.
+imba ati iriko kuchitown Saka iye akachooser kugara kumusha hake
Yaiva shasha 🎉
Uyu munhu uyu ngaangovhurirwawo ma social media platforms arove basa even Ari hake pamba pake ipapo ,voice iri harisi rekurasaba,tirikufara nevanhu vatitsvakira murume uyu
Nguva Yana Simon ndipo paid Nana Joe Panganai
Richmond Siyakurima
Elizabeth Chengeta
Erick night
Tilder Moyo
Brenda Moyo
Vamwe ndivanani
Mbuya mlambo
Ezra chisa
Nomceba mkandla
Nerimwe rakanga risingaseki raiva zidzvuku rekufilabusi
Rainzi Malaki nkomo
Nditezvara vangu ufunge Nkomo@@EddieBuruvisa
Sam Sibanda
Happy to see you legend eish life
Haah wadzifambira nyaya dzacho
Murume uyu igamba renyika (national hero).
You can say that again and again
Frank my favourite person
Makadi henyu vapashoma ndainakirwa nechirongwa chamaiwadzoita chainzi Nyika dzepasirino chaindinakidza chose
Ndaimuziwa munhu uyu ku unit N kuzvido
Makasevenza nerudo rwaMwari , tidzidziseyi vaPashoma
Tete Tildah hero basa
Zanu inobvisa vanhu from hero to zero wosara nekopisi yezanu chete
Kkkk bright rukepesi aah U safer
I have learnt something people are good in spreading lies Simon pashoma Ari kuminda kumaA1 kungorimawo sezviri kuita vamwe Ati vanemba kuchitungwiza kune mudzimai kwete nhema Kuti arikutambura zvisingaite.he lives a normal life iri kuitwa nevazhinji vakawana Minda problem we expect much kana munhu akaita mukurumbira pabasa.most us vanhu we have extended family members upedza nguva uchibatsirahama dzako nekudzidzisa Vana vakowo
Aiwa vakabata basa vashamarari vedu,Handikanganwe mushamarari "Joe" Joseph Panganai,"Rayi" Lionel Mkandla, Elizabeth Chengeta,Gift Musipa, " Chana Chavatete" Themba Mukanda aiwa maititandadza
Wakanganwa Eric night ,the night rider
@@mcdonaldk738 very true .Vaititandadza🙏
Ezra chisà Sibanda
@@spiwemujoni4483 indeed!
Ko Joe Panganayi Mukaronda mupenyu here nana Ishmael Simiso Mzilethu.
Joe Panganai akashaika kare
Haaa ndafra kukuonai ndaikufarira ndisingakuzivei maitifadza zvesure henyu mwari vekuchengetei
Thank u so much ZimNews
You're welcome
Ummmm ndaimu farira Pashoma😊
Tete Tilder hero basa
Chokwadi mudikanwi
Kkkkkk zvisina kana dzungu mukati dzungu hanzi rakaipa
Yaa vane utano hwakanaka vakungoda boost chete
Frank Wesere wakati koshera ❤
Asi pakuti Ncube apa 😅
Mkoma Simon dai vambo pronouncer
Chibaba ichi ..Dai nyika yakanaka sedzimwe nyika vaivhura nhephenyuro yeChitungwisa or any other location tozvionao kune dzimwe nyuka kwatiri ..vane hunyanzvi varume ava
Ngaambodzoka ambomutsa radio Zim kkk
He’s retired
Chokwadi taikunzwai muina mukoma Itayi Godfrey Muchada
ZIM ma1 ndopaunoona anaNyaradzo Funeral vachida vana Sandra Ndebele nekut vaite ma ambassader nekuda kwemagaro kwet mabasa avo while madhara edu aripo soo
Vana Madam Boss
Mr simon pashoma my home boy
Kana tichishanda zviya ngatironge ramangwana
Given Zim economy how many are able to do it including yourself, do you have a pension fund in place?
There's thousands of pensioners who got fockol of there life savings pension money vanished overnight & the culprit being the Gorvement even some big copparates savings vanished without trace,Zim story is sad from being a formal economy to being the worst economy the world has ever seen with trillion dollar bill.its mismanagement.
Ko Ezra chisa Sibanda aripi
Mwari wakanaka urimupenyu hako
inonzi ZANU PF munhu aiive nemukurumbira ndiye okumbira rubatsiro instead yekut iye ape ma donations ,
Haaaa voice iro hiiii,raipisa voice iri
Zvinonzwisa tsitsi.chokwadi..
Chikepesi icho ndicho chakakupa nhamo yose yaunayo iyo cde Kunakirwa
😂😂😂😂
😂😂😂
Shuwa
He is chanting great words of wisdom
Very True
Magwaya Godzongore hahaha i had fogetten about him
Ndafara ndawona mushamarari wandainzwa ndiri teenager,sad kumuwona in that situation though.
Kana neniwo ,iam shocked
Varikugara
Pa farm here vapaShoma
Comrade Kunakirwa
Haa zvinhu zvacho so ummm vanhu vakaita mukurumbira ava but ummm mushawavo so zvakaoma
Mukuru seems he enjoy life in Harare vachikangwamwa kumusha
Kudya dhombi coms kunakirwa chinokura chinokotama
Mukadzi wavo taisangana naye mudzinhamo I remember pakashaya vamwe tete ku St Mary's zvinhu zvese zvaingonzi zvikuonekwa namai Pashoma. Vaierazve mai ivavo not knowing kuti ndezvepavanhu kwavo kumba order hakuna. Upenyu hwakaoma shuwa@chingombedaries
Ko grey gambiza moyo mupenyu hre
Murume mupfupi kwete nekuda asi nekubarwa
Grey Gambiza ndakamuona muna awuya kufarm kwedu kuzotora mbeu yembambaira 2020.
Ane farm rake rakapiwa kunonzi kumadora between mhangura neLion's den
Kkkkkk
Muwairesi mune vanhu
Kwakanga kuina joe panganai
Alice mutema for news
Musavengana Nyasha
Baba vaiverenga mabook ava vaigona
Mmmm shem imba iyo Zimbabwe ngaisadero zvayo
Frank ava ndisekuru vako not mkoma😂😂 Great interview❤
Indeed 😅😅😅
Siyajavula ukukubona baba
Cde Kunakirwa
Ummm hupenyu haudi kudai. Itireai zvakanaka
❤
Ndapota ndipeiwo number dzamkoma SPN
Inonzi zanu iyoyo ini richmore s voice