Chief mumbotigadzirisiraiwo nyaya yamai Roka nabb Rokadhiya neky ndimi mungatoigona mukuru wangu.Mwana ngaanake zvake asi kutoita move on kunge Bluetooth here akomana.
Mukadzi Uyo haite kutora Naye waitamhadza kutogwa Na chief Ava Dai vari chief nyamaropa vachiona plus Mai nyakubereka havavaki vanoputsa Misha yevana idzedza vo
Ini ndinofunga kuti mukadzi ndiye anofanirwa kuripa kana abatwa nechikomba. Reason yangu ndeyekuti mukadzi ndiye anoziva status yake married or single. Anonyenga haazive kusvika audzwa, saka mukadzi ndiye anemhoswa
Yes kudhara ikko kwekuti mukadzi anogarira Vana kuita ma chair here ? Kana zvisingaite ngaaende. Ndosakani vanhu varikopondewa. Munhu ndaaende Ari mupenyu.
Why is Chief Bushu not addressing the issue of VERBAL ABUSE done by the Son in law. This marriage is toxic and l think it's wise for this lady to seek justice from police and civil courts not from these village courts Yana chiefs coz they are nor even seeing gender based violence. This is not fair at all on the side of women in this village.
Kafamily aka kawrongturn blaz vanyowani muchaona horror mangwana those are red flags vese zvavo Havana hunhu dei uri mumwe wasiya pachiri pedyo Kamuchacha ako
Family iyo yakadhakwa manje imbwa chaidzo dzevanhu kupusa akudi kuti baba vopusa amai vopusa vana vopusa kkkk koti kutaurisa pamuromo vese kungwangwadza very shame stereki
Chikomba beware of tht lady you will regret in yo life.with the character baba namai awo unopinda ma one.
Ummm mhepo yemwanasikana hapana zvinobuda mashoko aataura munevanhu nezera raari ndanyara
Isaac Issac zipi yako iyoo ichakuparira kakechingani hona kwazvave
Taura hako ndanyara naye@@nashaa2021
pakaipa
haaa handioni kana vakaramba vachidanana after this . anenge achitopenga kana akapfuurira .
Chief vane wisdom may the Lord continue to bless him.
Chief vari modern very good interaction with people
Well done chief murume mukuru kuramba vachidaidzira mashoko ano nyadisira kudaro.
Chief bushu and chief mutasa are the best ❤❤❤
And chief Chinamora
And Headman Chigodora
Yoh surrender chero iye ari kudiwa uyo dei atotiza nelife yake mhuri iyo hairoorerwi zvipenyemenye chaizvo
Mmmmmm varume musaite chinyenge nyenge. Ndati pfirai dandy manzwa. ? Kakachenama kasikana ako
Munhu ane problem apo ndimai vemusikana, vanotonga murume kumba kwavo vakuda kutonga futi kwemukwasha, amai avo ndovakatumira message ne number dzemurume wavo kuda kuvhundutsira mkwasha, uye mwanasikana uyo kakungwara-ngwanduka AKO akukatora kunamai vacho.
Exactly
Side iri rinohurwa zvaro ndatenda zvangu🙏🤳
Chokwadii ibussnesu iko
Uuuuummm haaa kune mhure shame
😅😅😅😅😅😂😂😂😂
Kunana Balthazar here uko
Kkkkkkkkkk
Chief mumbotigadzirisiraiwo nyaya yamai Roka nabb Rokadhiya neky ndimi mungatoigona mukuru wangu.Mwana ngaanake zvake asi kutoita move on kunge Bluetooth here akomana.
😂😂
Kkkkkkkk
Family iyi haina ma manners kubva Kuna baba namai , ende yanyadzisa
chihunhu chechipurazi purazi sooooo
Umm vabereki vamainn vane hudyire, 2.mainn varikuda mjolo
Mainini kuvhengedzera ava kana chikomba chacho chakutogaya twice
Mukadzi Uyo haite kutora Naye waitamhadza kutogwa Na chief Ava Dai vari chief nyamaropa vachiona plus Mai nyakubereka havavaki vanoputsa Misha yevana idzedza vo
vanenge vanoera masibanda😂😂😂
😊haana mukwasha mwana ndewake anoita zvaanoda vese vakurambana vanoenda kwa chief here hudyire munahwo
Chokwadi hudyire kwamambo kunodii patakadanana takamboenda kwamambo
Nhai zvenyu @@precioussibanda844
Imagine apa hapana chaakabvisa pavana 2 wonzi ngaapihwe mombe munhu asina kana kuroora.Zvinhu zveZanu so kaa😢
Kana muchiroora itai tsvakurudzo yekwamurikuroora kunyanya side ramai nekudzinde kwavanobva zvinokubatsirai mangwana
Chokwad broe inn ndakavakirwa imba ynk naambuya mukdz wank angaada kuita kamwe kahunhu but Mai vakamira chaiko akadzkama nanhc we are happy
Chief u bringing morals and our values, tinotenda mambo one day ndikasvika Zim wanna pay u a visit
Baba avaa ndivo vakafanisa mwana kuzhandukira havaite semunhu mukuru
Vanatezvara avo vaneunjire chaiwo havana kukwana imhuri yechipfambi
Ini ndinofunga kuti mukadzi ndiye anofanirwa kuripa kana abatwa nechikomba. Reason yangu ndeyekuti mukadzi ndiye anoziva status yake married or single. Anonyenga haazive kusvika audzwa, saka mukadzi ndiye anemhoswa
Mamba maitahenyu chokwadi muri mukuru kufamba achitaura mashoko akafumuka kudaro pamberi pevana haaa ndanyara unoremekedzeka sei pakadai.shame mhuri yese yakafumuka iyi mukwasha enda hako
Shamwari siyana nemukadzi uyo chipfambi chakamupinda anokuuraisa. Haana hunhu. Iwewo udzikamewo kwete kutuka madzitezvara
Yes kudhara ikko kwekuti mukadzi anogarira Vana kuita ma chair here ? Kana zvisingaite ngaaende. Ndosakani vanhu varikopondewa. Munhu ndaaende Ari mupenyu.
Nhai zvenyu
Kutuka vabereki kutadza kukuru ini hangu kwete iniwo handituke vabereki vemunhu
Tinokutendai chief vanhu ngavave nurudzii gwavanoteera kwete kuita semhuka unogona kutovata nemwana wavo avo
Nduna Bushu vane basa,first time kuona my favorite Nduna vakashatirwa😂
Nyaya dzekwo dzakafanana
Chief Bushu manyatsotonga nyaya zvemhando yepamusoro. Father in law, mother in law and daughter they don't have manner
Like father like daughter 😂😂😂
Like mother as well 😂😂😂
Aaaa munozototaura zvinyadzi nezita racho uuumm musadaro Ko iyo nzvimbo yenyu inondoita macases akadai kazhingi indawa kwamunogara kuminda mirefu.
Kkkkķkkk hanzi ndazvidira jecha namambo ,ndazvinyangadza
Chief Bushu vanogona kutonga but chinhu chihombe chandaona Mhuri iyo yakafumuka hainyari ..Mai nababa zvese hapana Ari nani..Ndanzwa kunyara
Madofo
Chero tazogara ndanga ndichitevera Chief avo pakutonga kwavo nyaya. Vanotonga zvakajeka. Zvekuti unogutsikana zvisina huori.
Chief 🎉 muri huchi hwenyuchii regai nditi chibaba chenyuchi
Baba vanoda kudirwa pachena pakudii imi mati hamuna mukuwasha
Vabereki vemukadzi ndivo problem kuda kudya chete varikukonzeresa upfambi rwemwanasikana
Mambo avo vanehasha plus varikutonga vanhu vakarambana kare mambo gadzirisai pa hasha
Hapana haha dzavainadzo...it was the best way of tackling that issue
Chief Bushu man of wisdom
Chief bushu munemakurukoto kana mozogara henyu , ASI haa area yenyu ine ma bishu zvenyu
Maiva makabvunza mukadzi kuti uchirikuda here murume cose now it's lyk macakutengesa mwana
Ko nhayi imi ndiyani nani vanzi vabvise mombe nhai plz help
Ndoo macheaf akasiiwa panguva yaana solomon❤❤❤😅😅😅😅
Chief Bushu muri pama1 nevanhu venyu
Mukomana ane chipo chekutuka, musikana akangwarisa
Vatezvara avo havana musoro asi vachazochema mangwana
Sando kuna Changamire vanotonga vazvino zvino ❤❤❤
Ndonotenda mambo murikutonga zvakaisvonaka vanhu vepi vasinganyari kutaura zvinyadzi panemwana wake.Atezvara kurai mukutaura sure
Chief munogona asi vanhu ava vakarambana kare.mkwasha hapana vataura vega vakadanana vari 2 varambana vari 2
ndashora kuti mambo murikuda kutokonanisa mai na baba avo muchitukirira kuti mai ao vakaipa.
Iro dhara rine green hasha ndedzei?
Ummmm chikomba icho ngachigare chasiyana nekamukadzi ako imhepo idzo
Mhuri iyi 🙌🙌🙌🙌yakafumuka ndapota hangu ummmm kutaura zvinyadzi kudai ummmm
Chief Bhushu and Chief Mutasa best ones
Ehe mukuwasha akatukisa pakurambwa ngaabvume..musikana hunhu hapana hunobva Kuna mai ndingangoti chipurazi chakazara nzvimboiyi
Anenge akapedzwa naye kare, kudyiswa chaiko, saka atove nhapwa yake 😢😢😢😊
😂😂😂🎉
Mhuri iyi ine error hombe handione sevakaenda kuchikoro nekuti varikutadza kusangana nemhibvunzo ,sure kuzvambarara pamudoro pemubvunzo😂😂😂😂😂,ndazoseka zvangu ini
Baba vakadzidzisa vana zvisizvo
End of November aneeadziwna kp iye akaita makore asinaka kna kiti l see nyikaa needs rehab Ngwere yakarevaa
What ever izvozvo mambooooo wedu we love yuo
Musikana akachenama uyu mhana kana sisi vacho vanenge futi vakachenama.
@@AnnaChauke-co1em mhuri yese kani🤣🤣🤣
@@EsterMamu-y2kvanoera chii😂😂😂😂
mahurirwo anoitwa area iyi kunge kakatemerwa nyora dzechihure.
Haaa mai vari kudzidzisa mwana hunhu hwakaipa ava ummmm. Kajeti chaiko kamkadzi ako murume uyo ngaasiye zviende izvo. Haisi mhuri yekuroorera iyi inongoda zvinhu chete nxaaa
Why is Chief Bushu not addressing the issue of VERBAL ABUSE done by the Son in law. This marriage is toxic and l think it's wise for this lady to seek justice from police and civil courts not from these village courts Yana chiefs coz they are nor even seeing gender based violence. This is not fair at all on the side of women in this village.
hi Zigo mamwe mawords acho madii kumavhara chikumbiro Mkoma wangu 😮
Doors rekuzvarisa mwanangu Haase mkwasha Anadarko
Kana mwana wavo Uyo haasi wekuisa mumba kuroora zvakadai kumhuriiyi
Mhuri iyi yakafumuka yose hapana anodzora umwe ....mhuri yakatukwa iyi
Avomai vaneyelo avo ihure chairo varikudakusungirira muridzi wemukadzi vatorikumwe nechikomba
Atezvara manga muchizviziva here kuti murume anotongwa nemukadzi haapinde denga
Mambo vanotonga havo saka Mari dzacho vaidzitambirei 😅
Kafamily aka kawrongturn blaz vanyowani muchaona horror mangwana those are red flags vese zvavo Havana hunhu dei uri mumwe wasiya pachiri pedyo Kamuchacha ako
mukadzi ngaanake asi hey she has turn to be a beast
Family yemadofo kubva kuna baba amai zvese nevana.
😂😂😂😂Ndashaya mashoko ekutaura ndikati regai ndiseke zvangu😂😂😂
🤣🤣🤣🤣🤣 kna neni
Uuuum ini zii hangu
Chief ndavada vane wisdom
Mutayiki ane problem ariku influencer mwana wake zvisizvo
Family iyi haina hunhu, thank you mambo your task is not easy
Haina hunhu zvachose Mai vacho vanotoriwo nechikomba
Chief arisei mahure ekwa bushu
Mukadzi kwaye anoteramira panyaya dzakadai kwete kungopaparika chero wanga usina mhosva unopedzisira wanayo nekuganhira
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 its handina mukwasha for me🙌🙌
Hakuna dzimwewo nyaya here uku dzisiri dzechihure
I know this family hey they are my relatives but mwana uyu uuumm imhepo chaiyo
Thank you chero amai nababa awo uuu
Komborerwayi handsome❤chief
Matanga😮
Yaaaa but ngotimbotiyi kokana mwana uyo akazozvisungirira akafa because of chief which is forcing unrelationship
Vanehuka vanhu ava ukatambira pedyo navo unofira mujere
Yaaa apa Mambo ndakutendayi munotonga chokwadi
But vazhinji vakarambana for years now hakuna akapaumwe gupuro but their divorce was approved
Vabereki regai kunyanya kumira mira pavakwasha munoshaya chiremera regai mwana aite yaarikuita hubenzi hwake huchamudzikamisa baba naAmai havana hunhu avo vakatsveruka mkwasha buda mukafamily ako mhani
Mbudzi ne90$ ndezve kuripa mhosva ko $240 ndeyei
Apa chokwadi ndechekuti hapana nyaya haachadachete
Aaaaa iyimhuri iyi ndaitadza ini vabereki dzidzisayi vana tsika
Kodzungu ndereiko nhy mainini dzikamai imi mambo tongai mwana uyo azive mutemo chaiwo
Chikomba ndaona chasimudza maoko apo kkkkkkk
Family iyo yakadhakwa manje imbwa chaidzo dzevanhu kupusa akudi kuti baba vopusa amai vopusa vana vopusa kkkk koti kutaurisa pamuromo vese kungwangwadza very shame stereki
Family iyo haina kuita quadratic equation yese zvayo
Kkkkkk sej mahanga ndiBamdiki vangu
Baba vari rite..havana mkwasha i agree with him😅
u are very funny hanti tofunga amuzive kuti mkwasha zvinorevei mafungoro acho sooka wandinakidza
Chimuti chakabvutwa zvenharo nemadzimai
Gupuro rinopiwa kwasabhUKU here.
No no anoroora anotanga aenda Kwasabhuku here
Chief is very creative wht ever he say
Well done Chief
Uyu akatora mwana underage atoda kusungwa akuramba kurambwa