Why is this case being dealt with in this court? This case should be in a criminal court not this court this is very very very very unprofessional. What is sensitive issue and criminal needs to be reported to the police investigations done and dealt with appropriately
Kuma DNA vangaenda zvavo but the fact yekuti baba vabvuma kuti ndakarara naye kasingapfuure kashanu, izvozvo zvega zvinokodzera kuti baba ava vatongerwe life sentence in jail.
its very sensetive issue, but the fact that the issue is at magistrate courts, mambo was not supposed to touched the issue untill the magistrate court has done its ruling, either of the two can incriminate themselves in this dare court and it can be used against them, mudhara uyo was supposed to refuse to talk
Mwana uyu anga avene18 years apana nyaya apa thats why court yakavapa bail out huh 😂! Pambonzi 14 years akazoti vakatanga kundibata last year June now ane19
Hapana nyaya apa! She looks like a mother of 3 in her late 20's early 30's. Probably akatanga kurasa muswe way back Kumusha before she came to Harare. Tumwe tuVasikana nowadays even start as early as 11-12 maHubwe nevakomana musango.
@@innocentfarayijambaya6633 yes that is true, but on the other hand it gives her the right to spread her legs and let him do her. When she wants it. She was probably not a virgin any more for years.
Enzo ishall song matsimba .....zvinorwadza izvi kasikana kanochema ako zvisina anonzwa kachifamba munzira dzisina anoona nzira izere makava anonhuwa domba .
#MWARI TARIRAIWO VANA VENYU AVA
#MUDZIMU NDIRINGE
#CHEMBERE DZINOBIKIRA RINOPISA HURA NGAURWADZE APA
#JUSTICE KUVANASIKANA
Kusarohwa chaiko ndatya uyu mudhara uyu sooo ndatya dai ndange ndiri padhuze ini ndaizogara mujeri
But nyaya inotongwa ne 1 court..ngaaende kujere anofira ikoko..rapiats
Hutsinye uhwu chaihwo....😢😢😢😢😢kukanganisa future yemwana shuwa
Zibaba iro nemkadzi wavo ngavaende vese kujeri
Why is this case being dealt with in this court? This case should be in a criminal court not this court this is very very very very unprofessional. What is sensitive issue and criminal needs to be reported to the police investigations done and dealt with appropriately
Vakaromba baba ava yuwiii 14yrs sey vasiri mujeri why vakanonoka kureporter
Kuma DNA vangaenda zvavo but the fact yekuti baba vabvuma kuti ndakarara naye kasingapfuure kashanu, izvozvo zvega zvinokodzera kuti baba ava vatongerwe life sentence in jail.
its very sensetive issue, but the fact that the issue is at magistrate courts, mambo was not supposed to touched the issue untill the magistrate court has done its ruling, either of the two can incriminate themselves in this dare court and it can be used against them, mudhara uyo was supposed to refuse to talk
Havana kuitonga but samambo vane right yekuda kunzwisisa mafambiro azvakaita that's why wanzwa vachiti tozoitamba after court
@@nomsanyika151 vatombofamba nayo, the moment that guy said iri ku magistrate court, mambo was supposed kutomira ipapo. Nomore
questioning etc
Ndozvakaitwa sisi vangu izvozvi bt nyaya yakangotsikwa tsikwa vatori nemwana wababamukuru mrume wemukoma wamama ndorwadziwa
Mukuramba muchitongei nyaya yapera kare musabvunzi mhibvunzo nhando vabvuma vani baba awo
But akasvira last year she was 18 aamukadzi uyu. Nekuti hanzi ndakaiswa kakawanda 14 year ingazoiswa kakawanda here
Ndiani akati kana wava ne18yrs rape haina basa moreover mwana wako aaah ndochii.plus 14 yrs inorarwa wani kakawanda wani
Njere hadzizi dzakatokanganisika hre after kubhinywa?
19yrs why akapusa kutsanangura nhy asi akatokanganiswa pfungwa hake
Mwana akaroyiwa uyu .
Baba mukuru wacho namai guru wacho wakaromba naye
Iven akaita 18 year asichibharichibharo cz avana kuwirirana nemwana ngavasungwe baba Ava
Ko noise mwana arikuchema mudare
Baba avo ngavaende kujere chaiko havanyare
Hushingi hwenyu hwaiva hwei. Baba imi
Zibaba iro harina 50 yrs rikuma 60 iro
Baba ava shuwa munonzwei pamwana uyo
Kutobvuma baba ngavasugwe avo
Mwana uyu anga avene18 years apana nyaya apa thats why court yakavapa bail out huh 😂! Pambonzi 14 years akazoti vakatanga kundibata last year June now ane19
Rape haina zera plus mwana wako ummm chimina chaicho
Pakutaura apo ati ndakadzi ukataura ndozviuraya ndokumukira chipoko
Nyika yaoma zvopisa tsitsi mweyai varume kuuraya upenyu rwemwana ngavasungwe ndarwadziwa
Yakaoma nyaya iyi
Bamukuru vanoda shamhu avo vanenge vanehurombwa pakuda kudzifambira mudhara arikunyepa uyo mambo akaromba uyo imbomuendesai kwatasvu cz hazviitwe nemunhu asina kubata gwenzi kakaromba ako.
It's so sad 😞 eish
Kadhara aka kanoda kupondwa musoro chaiwo, kandisvota
Asi vanhu vakadai havasungwe and mujeri muzere vasina mhosva ndarwadziwa
Hanziiko nemabhero ayo
Zibenzi hanzi hakadarike kashanu kandikarara nemwana nxiiii
Ko noise yemabus yovhepi
Jeri
Hpna mhepo apa hutsinye chte
Dzinemushonga idzo
Dare iri riri murank ipi chaizvo panonzwikwa hooter yemota kudaro? Iri pambare?
Pa showground
Ko Madii kutsvakamushonga wemasvosve or wemakonzo mupemudhara uyu afe
Hatizouraye zvedu but ngaangoenda kujeri andopika hupenyu hwake hwese.
Masowe ava kunyadzisa. Ndiko kwazara varoyi nemabhinya. Ne zvikwambo
Mubvunzi waMambo ane memory problem, ano bvunza mibvunzo 1 kangani........pane nyaya! Mainini vakangirisa
Sekuru muchaudza vamwe. Mapostori havana msoro.
Dare iri riri murank ipi chaizvo?
Showground domboshava
Ummm very sad
Handi chazvinzwisisi
Mudhara uyu nyamai vake uyu
Manbo murikutomga nyaa pa shikoro cani noiz
Pashowground pagrowthpoint
Rejoice ungati hanzishandi mushe mushe
DNA kumwana simple
Musha wedu wazofumuka manje zvandiremera ini ndaita mwana
Une mwana wemumusha memnyu
@@maiyeukai9346 ndri mwana not ndine mwana
Ingoita dna mwana aonekwe kty ndevabamkuru
Hapana nyaya apa! She looks like a mother of 3 in her late 20's early 30's. Probably akatanga kurasa muswe way back Kumusha before she came to Harare. Tumwe tuVasikana nowadays even start as early as 11-12 maHubwe nevakomana musango.
That doesn't give this man right to sleep with her
@@innocentfarayijambaya6633 yes that is true, but on the other hand it gives her the right to spread her legs and let him do her. When she wants it. She was probably not a virgin any more for years.
Mapostori magwenzi ndo avo
Saka kurara ne mwana wako ndo chi? Kwana
Dofo
Babamukuru = uncle..... Not father
Mudhara uyu ndomuziva zvinonyadzisa ...imbwa nyoro ndidzo tsengi dzamatowo
Zvakaoma
Ndakaona kanhu kambwa ndaipihwa mabhurugwa namhamha hanzi baba vanekodzero yekuvata newe ndakabatwa ndiine 14 yrs asi izvezvi ndane 19 yrs ndakabatwa gore rakapera muna June handina kutaura ndakanzi ndikataura mweya wangu unokuteera nyaya yatobuda nhasi izvezvi iyi asi ine makore iri kuma Courts yah neh mudhara iSaskam benzi chairo pakuita mwana mudzimai ngaanopika one day haadzoke kumba tichamuona nekufamba kwenguva pamashows a tilder Moyo aripaChikurubi.
Haaa pane bhingrish yakawandisa ipapa ,statements with no link ... it could be a case where the father took advantage of her mental situation
It's really confusing ufunge , was tryna connect the dots but ndatadza
Mapositori dzan'anga mambo akaromba mudhara uyo
Avo varikunyora vanonzi vaMuziti
Panyika pashata ..
Baba avo kunyina kwavo vakanyatsokwana here dzinenge dzisimu havasikutotya zvavo musikana ihure remunhu zere rake akange atoziva varume
Zvirikupinda papi pakurarwa nababa
Mashura chaiwo
Varikutobvuma mhosva
Ava ne 19 saka mubudiseyika timuwone maendereyinema camera enyu kana muchimuvhara face iye akura
Kwana, kana wamuona wozodii, uda kumubetsera nei
Anekodzero yekuvharwa since iri rape plus akarepwa nababa
Mdara uyu ane mushonga
Akarema mudhara uyu imboko satanic yemunhu