Why did this dare turn a blind eye to the allegations of domestic abuse and chose to focus on barika? The whole panel is even mocking the victim! DOMESTIC VIOLENCE IS REAL AND THE COURTS SHOULD PROTECT THE VICTIMS.
@mablango So they shouldn't address it? Or raise awareness? Or publicly call out domestic violence or the perpetrator himself? Mamwe matare macriminals are handed over to police wani. Mamurderer chaiwo toona vachibvisiswa butsu vakamirira mapurisa. At least do something.
Mai vemaspecs vavharisa nyaya ye abuse i wasn't expecting that from a mother. Since asina mwana ngaaroore baba vatore mwana wavo. Anouraiwa uyo and its going to be hell kugara pabarika usina mwana paine ane mwana.
12 miscarriages is not correct. One month and 2 month pregnancies nah, it’s just delayed and heavy periods nhumbu hapana apa. On another note, why is the court ignoring the DV here, vanhu vanourayana. If I was the dad I would remove my daughter out of this. Tinashe Mugabe, we need you to check this baby, I smell a rat!
Ko domestic violence hamusikuona hona .Iyo mayi iri mberi kuti it’s fine kuita violence mumba .
Matare anobhaiza pa domestic violence
Isu vechivanhu tinoti mimwe midzimu haidi zvisina basa haizi kuda nezvemitauro uyo anoshungutudza muzukuru wayo ende haidi chino sanganisa musikana nemurume benzi uyo...the girl must walkaway
Why did this dare turn a blind eye to the allegations of domestic abuse and chose to focus on barika? The whole panel is even mocking the victim! DOMESTIC VIOLENCE IS REAL AND THE COURTS SHOULD PROTECT THE VICTIMS.
domestic violence is criminal offence mambo haana jurisdiction
@mablango So they shouldn't address it? Or raise awareness? Or publicly call out domestic violence or the perpetrator himself? Mamwe matare macriminals are handed over to police wani. Mamurderer chaiwo toona vachibvisiswa butsu vakamirira mapurisa. At least do something.
Vabereki vanoda mari yemukwasha arikushusha mwana wenyu zvakadaro. Why
Hanti ati mumba mune rudo Saka poitwasei
Mambo not addressing nyaya yekurova mukadzi kutoti varikudanana ,madzimambo akadhakwa aya
haasi mupurisa anotonga tsika nemagariro, zvekurohwa its criminal ngaaende kumapurisa
@mablango you don't get it young man h must emphasize it and refere it to the police
Haaa zvakaoma. Ko kugona kubvisa mombe yekuripa kutora second wife, asi kwatezvara dololo 🙌🙌
Come ma parents shuwa mwana, kuita 12 ma miscarriages iwe wakangotarisa ?
Abuse inoda kuaddreswa mushe cz murume itsotsi rudo harirove.
Barika moto unopisa hapana rudo apo amainini nanavamwene vanemanyemwe.
Mai vemaspecs vavharisa nyaya ye abuse i wasn't expecting that from a mother. Since asina mwana ngaaroore baba vatore mwana wavo. Anouraiwa uyo and its going to be hell kugara pabarika usina mwana paine ane mwana.
I wouldnt let my daughter suffer mumakko ekamukono ketsambarafuta. Nyaya yekurovana mudzimba ngadzimhangarwe weduwe mwana anofa uyo
Daidzai veMahindra murume asungwe.Violence ahhh
Sometimes chikoro chkanaka imagine 10yrs in marriage 12 miscarriage no roora plus mainini pamusoro, still murume achiri kumuda 😢 yaaa pakaipa
Ko vabereki vamwe zvamuri mupengo
Pfuma ine basa rechii mwana achifa kudaro
Naye mkadzi anopenga unodeyi pamunhu anokurova misi nenguva nxaaaa
Kufira kinzi Mrs chete
Mwanasikana uyo mukadzi wengozi,dayi vekumba kwavo vatora mwana wavo vasunungure mukomana uyo atora ngozi iyo
Dare rine noise huye rapitsa kutonga abuse murikutii nayo
aah unoshaya mari yemukadzi wekutanga yekuroora apa watora umwe zve aah apa hauna mari kkkkk
Vachadzoka futi mudare umwe abviswa ziso
Abuse laa badala
mumyori wamambo mamuziva here akamboita huchenjeri atumwa namambo kunamai vekubatwa nababamunini vaye. Isimbi munyori wachief
Yaaaa uyu anogonesa chaiko kutokunda mambo aneuchenjeri
I tsi iro saka kurova uko kwaanoita mukadzi hamuneyi nako here dare itsotsi iro
Nhai mainin ko kubva unei muninina hpn rudo rwakadai ibvapo
Hakuna rudo rwakadai!
Ndiri kuona makuva apa
12 miscarriages kureva kuti atori ne 12 babies already.
@@frankmoyo7267 and baba chavo kufunga pfuma, how evil is that
Mutasa dzakadai anotonga Ve Mahindra vakatomirira kusunga haadi violence
12 miscarriages is not correct. One month and 2 month pregnancies nah, it’s just delayed and heavy periods nhumbu hapana apa.
On another note, why is the court ignoring the DV here, vanhu vanourayana. If I was the dad I would remove my daughter out of this.
Tinashe Mugabe, we need you to check this baby, I smell a rat!
Vabereki musangode pfuma fambirai mwana 12 miscarriage 😢😢
Imba yemahumbwe kugara muchirwa umwe achafa