Gossip is a serious illness, people should mind their own bussiness, how do you feel after disturbing other people's lives. Refrain from GOSSIP😢😢. So sad.
Dai vabereki mu community vaisa chisungo chekuti pakaita mnhu anotora mwana kana mwana mudiki anouya kumurume ngadzoserwe kumba kwavo murume oenda kujeri kana kuvaendesa vese kujeri ndogunga vana vadiki vakaoba zvakadai vonodziidza kuti kumurume hakuendwe uri mwana mucheche sezvizvi dai mutemo iwoyo uripo vana vangadai varipp nyangwe varikujameri asi vaizodzoka
Vanhu ngatingoitai inonzi mind yr own bznes ziva zvako zvelife yako unenge wazvipedza here wazivasei kuti baba kana mai nhingi vari kuhura muzivi wenzira yeparuware ndiye mufambi wayo saka zvazvadai kuzviuraya urikunzwasei
Sabhuku you are a good person
Gossip is a serious illness, people should mind their own bussiness, how do you feel after disturbing other people's lives. Refrain from GOSSIP😢😢. So sad.
Jus imagine asi yatova ngozi kushamwari
Interviewer munogona. You don't interrupt unnecessarily ❤
Problem vana vadiki vakaravira bonde akutoona kunge akangwara,but ini zvangu ndoti vano fanirwa kusungwa wese nekuti vese vanemhosva, vanhu dzidzai...,rip😢😢
Ndangokandawo like kuti maLikes asvike Muzana😊😊
Nematambudziko ndakarwadziva na Courage shamwari yangu
Courage na Dianah makarwadzisa
God bless you sambuku
Sahwira wemakuhwa heyo ngozi saka uchaita sei😢😢😢😢😢😢
Ngozi mbishi
Nyazura kumusha kwangu ngwagwadza....zororai murugare😢😢
Takakura tichinzwa kuti makuhwa anouraisa hezvo izvo
How do yu feel nhasi iye wemakuhwa unonzwa sei now
Mama sabhuku ndokutendai nekumira nemhuri iyo nemoyo wenyu
Yah mmmm zvakaoma veduwe mhepo chaiyo
So sad. May their souls continue to rest in peace
I can't stop cutting onions right now
Uuuum shamwari iyo manje irikunzwa sei😢😢😢😢
Dankie Sabhuku nemabasa guru ramakabata God bless you
Sly media titsvakirewo sahwira wemakuhwa uyo ataure nyaya yake
Zvakaoma mufunge paari nhasi uno arikufungei nezvaakakonzeresa
Ainzi akasungwa shua ngavambomutsvage atiudzewo kuti aitembèi chaizvo
Zvedi tomuda pano
Akomanaka ukaona uchiita guhwa rinourayisa vanhu kuti fiiiii😢😢😢😢huuummm imwawo hako poison ufewo unofambirepi 😅😅😅
Thanks sly
Ummm 😢😢zvakaoma chokwadi
Haaaa life mazuwano chachirungu marinda akungobudiswa pese pese
Vanhu dzidzai kunyarara nyaya dzisinei nemi onai makuhwa
zvakaoma chiiiiko chakaitika kuti vana vafe
Dai vabereki mu community vaisa chisungo chekuti pakaita mnhu anotora mwana kana mwana mudiki anouya kumurume ngadzoserwe kumba kwavo murume oenda kujeri kana kuvaendesa vese kujeri ndogunga vana vadiki vakaoba zvakadai vonodziidza kuti kumurume hakuendwe uri mwana mucheche sezvizvi dai mutemo iwoyo uripo vana vangadai varipp nyangwe varikujameri asi vaizodzoka
Pakasimudzwa mhepo huru yanga yagara ichishaya wekuuraya zvobva zvapotera pakuti guhwa imhepo chaiyo yakasimuka nekumadokero takanzwa zvakawandisa zvinojunga moyo handifiri chihure chemurume imhepo yakasimuka
Ndochokwadi ichi
Ehe vanhu vese vanozviuraya imhepo Iya hakuna munhu angada kufa veduwe
Manje akakonzeresa achabatwa nengozi herr 😢
Obvious
Haana chaakatadza uyo
@@profqda3464inotomubata anonzi wakandiurayisa
Shem😢😢
Ùuuu zvakaoma
Zera racho razvipfiudza .zvakaoma
Idzo shamwari makuhwa aya nhasi yakamira papi shamwari iya waiti wagonaka kuita makuhwa people learn to mind your business
Zvakaoma veduwee kufira guhwa here 😮
Kana ndiwewo aaa madzinza akatakura @@TendaiMutambo
😭😭😭😭😭😭😭ndarwadziwa zvnk
Ini andiite shamwari kuavoider makuhwa 😢anoputsa musha
Zvinorwadza mm
Shamwari dzakaoma
Makuhwa akaipa yowe
❤❤❤❤❤ congratulations 🎉 I wish to see amwene vaya vekuti munondiuraira mwana muviri irisei. Thank you Tinashe Mugabe
Problem we cannot link original story
Iyi nyaya inorwadza chose veduwee... Upenyu Ka ngatidzamise pfungwa
😢😢 zvakaoma zvakaitwa nevana ava
Nematambudziko 😢shem zvinorwadza vanhu makuhwa soo
Nditete vangu varikunarrater nyaya iyi
Zvakaoma shuwa mwari pindirai Shamwari yakaita makuhwa inoda kuuraiwa bcz ndiye akaita Kt vnhu vafe zvakaoma ndarwadziwa hngu
Makuhwa mamwe haade tanga wafunga usati waita guhwa
Zvakaoma izvi 😢
Sahwi uchazviurayawo fti
So sad
Uuuuummm Nematambudziko 😭
Amakombe mogona kunareta ndaenda hangu amai
Guhwa imhunza musha
Zvakaoma hazvo zvino rwadza vakoma
Vanhu ngatingoitai inonzi mind yr own bznes ziva zvako zvelife yako unenge wazvipedza here wazivasei kuti baba kana mai nhingi vari kuhura muzivi wenzira yeparuware ndiye mufambi wayo saka zvazvadai kuzviuraya urikunzwasei
Vaka fira mahara vana ava
Rip zvorwadza izvi
Makuhwa akashata zvawo
Maita Mukoma Simba inyaya inosuwisa
Pakati pavo paneamhepo pamusha apo hapana mhepo
Zvokwadi vanhu ngatisadai kusiira vanhu matambudziko akadai ngatitangei tafunga tisati taita zvinhu zvakadai
Imhepo idzi haitozi mhosva yavo
Plus zera remkadz wacho mwanana veduwe
We makuhwa akunzwa sei izvezvi
Saka wemakuhwa uyu mweya yevafi haimuteveri hr mmm zvakaoma wakazviparira
Makuhwa akashata
Dai zvitunha zvaibvumidzwa kurohwa ava vaida kurohwa kusiira vanhu basa rakadaro
Zvakangooma
Zvakaoma
Unofa oomesera vasara vasina chavainacho.vana dzidzai mumbosiye zvemba
Shamwari iyo hezvo. Zvipoko ungataura pausina kuswera haaa unomukirwa chete
Akanyepa here?
Uyo wemakuhwa anoda kusungiwa dai akavhara muromo wake
Sabhuku makagona basa muitirwe zvakanaka
Mwari ngaatibatsire rufu rwanyanya antigone kuzvibat kana Paine chatanzwa
Zvinorwadza izvi veduwee vana vadiki ava ummm
Makuhwa haana kunaka
Haaa zvakaoma shame
😢😢😢😢😢
Ndosaka kare mapurisa vaitanga varova chitunha chakarembera kudaro
Shame
Vakatadza kufunga ava kupa vasara nhamo
Tinotenda nekubata basa venharaunda
Asi munhu akaita suicide hembe hadzigoviwi kani. Mmmm pamusha pakafira vana avo panotoda kuchenhurwa chaiko kuiswa munyama pamba pevanhu
Ehe hadzigovanwi anovigwa nezvinhu zvake zvese
Tiripo
Pakaita zvapo akasimudza, coz kungoudzwa kut murume wako anohura wotozviuraya hr😢mazera acho kani
Zvakaoma apo murume wacho ayitombove neumwe mukadzi ayinzi akazoenda saka zvevakadzi zvaive maari kudai akangozvitambira
Tomboti nyaya chaiyo chaiyo iripo. Secretes behind the scene. Panofanira Paine akasimudza mhepo shuwa
Mweya yemanzinza iriko mhepo idzo
Manje kutizira kwaakaita anga asina mimba here
Satan aripabasa vanhu siyai zvisinei nemi
Ihama dzagu idzo vekwachaza pachakuma panyazura apo ,ndipo ndakakurira tichitamba bhora nababa vacho ,nematambudziko humba,
Mind your own business vanh vamwar
😢😢😢😢😢😢😢