Nyaya yekulodge iyo haina kubatwa zvakanaka nkt nyaya yakatanga ndeyekubatwa kwemukadzi izvi zvekurepwa hazvina bsa nkt vakatogara vese kusvika kuita vana three pese apa anga aripo ko dai asina kuhura aizotaura hr nyaya yekurepwa iyi
Mfundisi vakabhadhars mambo mutasa chete sei vasina kuda kuripisa mfundisi which means vakabhadharwa madzinambo avakuita chitsotsi nokuda Mari ngaidzoke mudare nyaya yoku lodge makurukota ngaapiwei mikana yokutonga kna musingavapi nguvayokutaura You are unfair ipapo Mambo
Nhasi maramba kuti Sabhuku vapinze nyaya yekufa kwa baba vavo nokuti mati imi munorasika pa main nyaya but yamufundizi veku lodge makabvumidza mai vaya vekuhura kuti vapinze ye rape yakaiitika 20yrs back ??????? Maka dzvanyirira murume uya makadya mari Mambo
Paa nhaya yembiya iyi zviya ndafara gekuti munhu watcho ana kumboramba kuti ndakaisa anhu mu biya do Saka mambo mutasa Arerutsawo kuti tchipuwhai budzi 2
Mambo mutasa agara ari two faced, he protects people with influence kakawanda kacho. Vasina influence ndovaanotonga, it's just that he is good at playing with words
BaTaps Taurirai mambo Mutasa Kuti kwanzi nerimwewo gweta nyaya yamai vepalodge vakatadza kuibata .
Yakazopera here ?
Taura zvako
Karanganda you have best picture and sound quality.
KuTchkach kune mhepo isingaiti
Baba Taps udzai Mambo Mutasa kuti panyaya yamufundisi yeku Lodge havana kuibata zvakanaka nhasi varatidza kunge vane side
Gupuro rakapa mukadzi ndoo paakaiporonga
Very true
Maiona kupi
@@lukemunhumumwe7719haaa ndikoko asi munhu akabatwa before gupuro haaa panyaya ya mufundisi pakaitwa huwori Mambo vakadya Mari
Taura hako Mambo vakadya Mari paye mufundisi bribe Mutasa paye zviri pachena vakabika nyaya yeku dissolve nyaya yemuchinda uya against mufundisi
Munyori is alwaes minding his business in clean afro outfit ,smart looking alwaes😂😂😂
nyaya yamufundisi iyo chief inoda kutongwa futi ngaidzoke muitangidze patsva
Mambo mutasa yu like mambo solomon wemubhaibheri . Hauna udyire like mamwe madzimambo .God bless yu wedzerwai njere ,makore ekurarama rambai makadaro
Taura zvamufundisi akaenda nenhombo kunodzivaidza mambo. chimbosiya zvekurumbidza
Chief Mutasa ngavadzokorere nyaya yekulodge yamufundisi he wasn't fair at all. Vakuita sevakabhadharwa.
Am sure paye wakati ndichakudaidzai tozonzwa kupera kwayo
Ngativanyorere tsamba yekutsutsumwa haaa vakaratidza kut pane nyaya dzevanodyira
Nyaya yamufundisi yandirwadza mambo mambo mambo how many times have l called your name
Saka iwewe Sabhuku uyu arikudei kuuya kwaaita nenyaya kwaMambo uye Mambo Mutasa ndirikuda kuzivawo kuti makapedza sei nhau yekulodge tirikuda feedback from Econet pliz
Haaa yapostwa na tich tv mambo haaa vanhu vapopota yakatongwa zvisiri fair
Yekukodge vakabhadharwa havo he wasn't fair.
Akanyorwa mumbiya
Nyaya yekulodge iyo haina kubatwa zvakanaka nkt nyaya yakatanga ndeyekubatwa kwemukadzi izvi zvekurepwa hazvina bsa nkt vakatogara vese kusvika kuita vana three pese apa anga aripo ko dai asina kuhura aizotaura hr nyaya yekurepwa iyi
Havana kugova magwere zvakanaka sabhuku na secretary
Mfundisi vakabhadhars mambo mutasa chete sei vasina kuda kuripisa mfundisi which means vakabhadharwa madzinambo avakuita chitsotsi nokuda Mari ngaidzoke mudare nyaya yoku lodge makurukota ngaapiwei mikana yokutonga kna musingavapi nguvayokutaura You are unfair ipapo Mambo
Panotogona pasina kubadharwa asi patoshanda musonga wana mufundisi wanoziva mishonga wayaa hawasi watsvene 😂😂😂😂
Nyaya yakufundisa weku lodge haina kufamba mushe mufundisi vakaromba Sei nhau iyi isuna kufamba zvakanaka
Jira Dzvuku rinodii Mambo Mutàsa 😂😂😂😂😂
Nhasi maramba kuti Sabhuku vapinze nyaya yekufa kwa baba vavo nokuti mati imi munorasika pa main nyaya but yamufundizi veku lodge makabvumidza mai vaya vekuhura kuti vapinze ye rape yakaiitika 20yrs back ??????? Maka dzvanyirira murume uya makadya mari Mambo
Mambo zveseizvi hazvisi kupinda munzewe Tangai magadzirisa nyaya yemufundisi kwete matakanana eseaya
Thank you Karanganda
Karaganda top 11🎉🎉🎉
❤kkkkkkkkkkk Zimbabwe Zanupf ❤❤❤❤❤ heiiiii
Thas my uncle last mambo matonga fare Vaida mombe masabhuku udyire
@Mutasa plz plz bring bek part 3 yamai vekuhura, vekuita mwana wekuside iye achigara nemurume wake, after that akaripiswa kuti akapumha mkadzi wake, nhasi suspect yapunza imba yabambo vaya iripo and wakamupa mkana yekupunza nyaya mudare isiriyo yakakwirirwa dare ngenyiii??? kakawanda chaizvo Mutasa uchiramba kuti iyi nyaya handiyo yakauya padare, mai pfambi vaya vanofanira kuzopinza ye rape after ya Pastor. Mutasa Mutasa gadzirisa nyaya yako zvakanaka plz
Karanganda to the pple❤
Mambo mtasa haaaa magetsi chaiwo
👏👏👏
❤🎉🎉🎉
Hi family,maenda kuchurch here imi matozara pano
Ndawana sofa razara😅😅😅😅😅😅😅 ndazonhomirawo pacorner. Zvangu
Nyaya yamufundisi kulodge, makafumbatiswa hre mambo, we need justice kumurume uye
😂😂😂😂😂😂No matombo no mafuta 😂😂😂😂😂😂
Mambo ndiri kumozambi,nhaya vamufundissi amuna kuitonga zvakanaka
Mambo mukomana uyu haana kupedza nguva yenyu saka muregerei mhosva hatirambi waipara
Ye lodge iyaa uuum even vanhu vanga vakagara pakatsutsumwa
Karanganda ❤❤❤
BA TAPS THANX NE SOUND vamwe vese machannel avo hanzwiki
Nyaya yamufundisi restart again
Yoooo matanzi ngarura kudaro ngeyi
Ndipeiwo link renyaya yamufundisi nemukadzi wemunhu
Benzi romunhu,ko mbiya ndeyeiko nhai iwe,😅,vaporofita venhema ava,aida kupfuudza SABHUKU nasecretary uyu, yooh
Ko dai masvika Mutasa asipo maiwana kupi mari yacho. Zvimadofo ZveZANU
Is her word against his word panyaya yamufundisi iyan hamuna kuitonga zvakanaka mwatora side mwashandisirwa nhoko dzetsuro mambo
Waiyepo ere
Iwe woshora
Sabhuku wachiiswa mumbiya
Kkkkkkkkkkkk ndanga ndaakuda kutobvunza kuti hamudi Jira dzvuku imwi makaipfeka kkkkkkkkkkklkklkk
Zvakaoma kkkkk ndaseka zvangu
Ngavadane Doctor Mukotsanjera vanyatso vhenekerwa panyaya yembiya vangango mhanyira kuda mombe vasingazivi kuti mazita avo ainyorerweyi
Mutanha wedu wakatakura asi Honde valley yakanyaya
😂😂😂😂😂😂😂vanhu vachaurayana munharaunda umu
Magonesa mambo masabhuku anoshungurudza aya
Tavepo 🎉🎉
Happy blessed Sunday dear good morning ❤
Nyaya yeku lodge mai zvekuti vakarepiwa azvishandi zviya
Ndaiyepo
Mazita aya anobvepii, lastborn mufakosi 😅😅
🤣🤣🤣🤣🤣chigumisirwa
🎉🎉🎉
Ndakasikawo kk
Paa nhaya yembiya iyi zviya ndafara gekuti munhu watcho ana kumboramba kuti ndakaisa anhu mu biya do Saka mambo mutasa Arerutsawo kuti tchipuwhai budzi 2
Wanga uripo here
Tiri pano paKaranganda TV tikurara pano tichiswera pano
🤝🤝🤝
Munoshungurudza masabhuku nezvimasecretary zvenyu, isiwai mumbiya, shiti, dai mukatopengeswa
2nd
Asi watoziwa waswatudza dzimwe nhau shamwari,Sabhuku une nhau
Nyaya yeku lodge ngaidzoke mudariro by public demand
Zvinonyadzisa kubatwa kudai
Fst pfee
Number 60 Pano kuti chuu
Kutsvaga huroyi urimwana mudiki chokwadi zvakaoma
Vanotosungwa zvemhando yepamusoro manje
Kkkkkk haaa vakaendako chete vanosungwa chete matsotsi hateverwi kkkkkk kutoonekwa kureva kuti zvakaramba 😂😂😂😂
Ndanonoka mhaiweeee
Haaa yamafundisi mambo makarasika, you are a conflicted person
Sit no 109
Mupurisa wamabo anemukadzi herr
Handina wena
Hesvo
😂😂😂
Kkkkk zviro zvacho
Hall yedu yakutopera
Sabhuku iita mushe iwe
Like yacho fut ndini ndatanga❤
Ndichangopindawo weduwe
Mambo mutasa vakudanana nemukadzi wekuloji uyo
325 kkkkkk mavepo
Zvakaoma
Kwakuti mvura inonaya
Manonoka nhas
Mufundisi mati vodya havo mukadzi wemunhu
Asi murume uyo anobvuma have nyaya yake
Mambo mutasa agara ari two faced, he protects people with influence kakawanda kacho. Vasina influence ndovaanotonga, it's just that he is good at playing with words
@Thaphelosaunyama
Ndaiyepo
Ndaiyepo