Baba Taps and team❤👍. The police camp needs to be shut down because they're complacent in these criminal activities. Asi pakufa kwevana vanhu ngavasungwe. Mapurisa manyanya munotora sei mari ineropa🤨. Mabhinya acho arikutouraya nehama. Kutovhima mumusha
Ndipeiwo malikes anaSamanyika kana muchiti Karaganda TV inotigonera show me likes
Not samanyika hangu but tiritese
Mandebele mazezuru tiripoo mukutisamhura here anhuweee musadero ndopedu pano❤❤❤❤
Ana Wasu tiripano
1 muvhitori ndiri pano
Muranganwa Guys vaifanirwa kungonzi MaBokoharram🙌🙌🙌
Ndomurangamwa imwechete chete neyekwachigodora here? Kana iriyo inotyisa
That's true
😂😂😂😂😂😂
Havatyi kucheka vanhu dhemeti haaa
Taura hako zvino namukotsanjera arikuchiputitsa manje manje
One of the Mambos who are wise and educated ,I love this Mambo
Mhuri yekwamuranganwa kwakazara. Mabhinya ngavatonherwe rufu
KwaMuranganwa ndagadza pfumo pasi pakufa kwaHumba pakataurwa John Muranganwa fut unenge musha wemabhinya😢
Uku panotangwa basa naMukotsanjera toita mwedzi tiriko totogara pano nemagudza haaa
Ehe
my comment too
Mabinya wanhu awaaa in Mukasanjera 's voice
Mambo Mutasa is very decisive. He does not waste time. Havadi kutaura kunoenda Kure 😂😂😂
After God fear muranganwa family 😢😢😢.
Chief mutasa plz dzingai vanhu wekwa muranganwa mudunhu menyu.
Moda vaendepi kkkk
Mukuda vaendekupii kkkkkk tìnopera zveee
Hezvoo, voinda kwaani? Ngavagare kune vavajaira ikoko
Kkkkkkkkk ku jere straight @@samjoe2154
Haa kwanoenda vanosviko uraya double
Policing should be intensified in Manicaland. No to late beer drinking
Vanhu vekwamuranganwa vanetenge mabhinya pese paurawa vanhu havashaikwe
After God fear the muranganwaz 😂😂😂
Thought as much 😂
Agreed lol
Kwa chigodora variko 😂
I was looking for this comment
@@josiemadziwa9899same here! Notorious!!
Ummmm kwaMutasa nemabhinya 🙌🏾🙌🏾🙌🏾🙌🏾chii chaicho kana zvofumuka kudai 💔💔
Iiiiiii seems worse than Gokwe
Inyaya yechikoroza kuPenhalonga
Kune mabhinya kani 🙌🏾
Takakura zvakadafo iwe isu takambopotsa Tabatha nemabhinya tichienda kuhuni zvakaoma kani
Zvakaoma sure
Ukazwa hurongwa hwekurayiwa kwemunhu iwe wonyarara wangofanana nebhinya futi straight
Baba Taps and team❤👍.
The police camp needs to be shut down because they're complacent in these criminal activities. Asi pakufa kwevana vanhu ngavasungwe. Mapurisa manyanya munotora sei mari ineropa🤨. Mabhinya acho arikutouraya nehama. Kutovhima mumusha
Muranganwa family is stressing God always
😂😂😂😂
😂😂😂
😂😂😂😂😂😅
Norest😂😂😂😂
Manje Sekuru Mukosajera havatengwe nemari chero zvodiyi
Chief Mutasa please do something nenyaya yemabhinya iyi tatambura isu
I love him Sa Mutasa aiwaka tadireiko nhoroondo yema girlfriends weldone bisai bhutsu munouya kuzotorwa nemapurisa next case ❤❤❤❤
Senge uyo abe Rasta ibhinya arikutooneka
Taura hako
Thank you baTaps
Uyo mukadzi akaudzwa newitness iyo akanonoka kufunga , otherwise angadai aka recorder. Mazuvaano recording ndoo chamboko chewaya bcz munhu anokurambira zvaakataura.
First one to comment 💃💃💃💃
Baba Taps 😊 KARANGANDA Tv manyama ..
Ndayiwepo baba Taps munofara hre ?changamire wangu regayi tikwidze maoko
Well done chief, there is no smoke without fire
Ana Muranganwa varimo, related to John Muranganwa vekuponda Humba. And guess kuti Sabhuku ndiyani? Duri. Nzvimbo iyo ndeyemabhinya
Tichadzingwa mabasa nenyaya dzemabhinya vanhu vekwamutasa munobviro uraya murimabhinya
Taurai henyu
Ya good narrator
BaTaps tipakurireiwo Duri 12 ne 13 ka1 please 🤣🤣🤣🤣mupe futi humba mhamba wambodhakwe bhijana 😂😂😂mundimhoreserewo Konoria mumuti kuno ngewadi hawo 😆😆😆irisei ngozi yaHumba kuti chuuuu
Kkkkkkkkk wasiyawo Kiss me bye bye
Humba makombe asopinza mhuri yekwa duri pakaoma 😂😂😂
😂😂😂 tokudaidzira humba kupemba ipapo
Mamboo wangu Munebasa
Chokwadi tamirira🎉🎉
Havana kumbotongwa na Chigodora here ava
Vakabva Neko John muranganwa kudii dii wee musoro wenyaya mabhinya 😂😂
@@politedhakazhe3576 yowee bva zve mhuri iyi zvakaoma
Mambo Mutasa havajaidze, police havanonoke kusheedza
Tupac still lives nyangwe kudare ramambo Mutasa .Legend
Chief Mutasa Keep it up Mabhinya ose ngaaendeswe kuchikurubi Wy Area iyoyo Mhondi dzichiita Madiro nehupenyu hwevanhu kudaro
Ndawepo
Muranganwa family 👐👐👐👐👐👐
😂😂😂first pamusha pakaranganda
Chief Mutasa Salute.
Ummm Muranganwa 👐
Part 2 please..
Haaa muranganwaz ka???
CAMERA yadiiizvee baTaps
Muranganwa pese pese 🙌🙌
Usakanganwa Duri futi😂😂
chief you are a star
Sabhuku Duri munotombowana nguva yekuzorora nekuita basa pamba here nemabhinya aya????
😅😅 apa kwa duri kwacho kutorine zvirikooo
kanda part two kkkk
Haaa muranganwa can uraya 😢😢😢sarendi
Yes Chief magona ipapo nyatsotsvagai nyaya yemabhinya iyi vanhu vekuhonde varikuponda vanhu nekuda Mari ongororo irikudiwa chaizvo
Tinotenda Mambo Mutasa nebasa ramuri kuita kupedza nyaya dzemabhinya mudunhu renyu.,kunyanya kuhonde valley.Rambai makashinga mubasa renyu dunhu richeneswe.Deno tabatana tose vagari VeMutasa kutsigira Changamire kupedza nyaya dzeubhinya
Security yacho hino zveyakabodoka mukumbo inomhanya sei manje kana dready uyo akada kutiza hake kkkkk
😂😂😂😂 kuita dread ma1 unongofungirwa pese pese pamwe haatogone kumhanya😅😅😅😅
Mambo Mutasa pedzai mabhinya please kunyanya mapositori mabhinya muranganwa mabhinya kwese kwakaurayowa vanhu varipo
Muranganwa ine mabhinya futi yooo🙌
Team chipupuri fut nxaaaaa Honde makazara mhondi hamuna Moyo er
Tamirira part 2 ba tapus
Iyi n'anga yavao kudaombiri yamukotsanjera 😂😂😂
Hallo guys tavepo how far kwa Duri
Hi pple
Yooooo dzingai mabhinya ayo.Atiza isai pikicha pasoshari anobatwa
Ini ndafunga kuti saru mkadzi
Haa kwaana Wasu kwakazara mabhinya
Kunototyisa iiii
Ndati ndigare ndapindura munhu iyeye kuno ku KAROI AHASATI ASVIKA
soundman ndomambara
Asi pakupikamhiko apa varume vakuru nevakadzi vakuru ndoo zvamaiita here kuchikoro kuti teacher anotaura okuti teedzera kumashure mangu iwe woteera uchienda kwako kana kudheerera mwana uyu
😂😂😂😂😂 kukwata nekudzungaira zvese
Baba taps tokumbirawo mukasike kuisa.mavideos enyu nekuti anobuda zviri clere ma video T, one camera dzawo dzaka dhakwa plis
Chanaiwa ndeipi
Ndewekumaraini kwako
Karanganda waiyepo er
Ummm kanzvimbo aka kekwaMutasa kanenge kanotyisa nenyaya dzemabhinya haaaa zvakaoma hazvo
Kubatsirwa kubatsirwei kubatsirwa unogona kupihwa mhosva isiyako😂😂😂😂😂
Muranganwa family ngozi muchadzipedza kudziripa here
zvakaoma padonyangara,musha wanyangara kani wandau imwe
Iye tich ngaasashandire kunoshandira ba tapus ba
Bataps muri sei munotangirwa kuburitsa nyaya naTich
Vanoshanda vese ava I think,nokuti ndakamboona rimwe video raTich and baTaps was there
Camera bhoo hre
Bho wena
Todah party 2
Ngozi dzawo dzaakutodarika 10
Ko uyo anoitisa vanhu mhiko akafanana neanopikisa kwa chigodora futi
Ehe nhai tuma body twawo the same even height
Mabhinya kwahonde yoooo
Muporofita 😢😢😢😢haaaaa
another muranganwa ngozi again .....yah rega mukotsanjera akati mucha ....... nadzi😂️😂️
mmmm bmunini ratsa mune nyaya mufunge kuda kuzopinda nemunhu muguva kuti muwane kutsipika😢
Waiwepo ere usasoshoraba
Mushonga wengozi kutaura chokwadi yoripa
Aiyepo here mudhara uyu pane zvese zvaarikutaura
Iyi inoda kupisa futi 😂😂😂😂 Muranganwa to the world
Kuita first zvinotonetsa
Mabhinya matinyarira kusatyawo chokwadi ...but zvichapera chete
KwaMutasa nemabhinya anaRose anamuranganwa mmmm vanoponda ngavafe vachidyiwa nembada
Muranganwa muranganwa how many times did i called you
Iiiii Mutare dunhu rachief Mutasa ndekwemabhinya kunototyisa kugara mmmm
Taura hako mwana wababa vangu Manjenjenje
DC Mutasa Nyanga
🎉🎉🎉🎉 chief Mutasa
Ndi Sabhuku Duri here uyo
Haa Muranganwa family surrender
Kanzvimbo aka kane mhondi👐
Ehe uko vanobhinya shame kunyanya wema bussiness
Taiyepo
Ka ny'anga aka karikutsvaga kuitawo mbiri
Haaa vana samantika muri mabhinya diko
Muranganwa family yanyanya ,Mambo sukai dunhu mabhiinya apere mhuri dzatambura nemweya dzengozi idzi
Amen
Mambo Chaiye anoziye mitemo
Anhu ekwamuranganwa mabhinya chaiwo yooo
Munhu anoenda kun'anga be4 court date kuvhara mhosva
Anhu ekwaMuranganwa ka ngozi idzi munodzipedza ere shuwa😢
Ngozi haitizike manje
Muranganwa family ndofunga kana madzitateguru acho aiva mabhinya haaa kubva vangobudikira pese pese panotaurwa zvemabhinya
Mabhinyaaa chaiwoo uuuummmm varikutoonekaa face especially face dzawooo
Muranganwa family must just be banned from Mutasa land. It seems they continue.chibhinya even vakatongwa.