Dare ra chief Mutasa.Karanganda TV sisi nemu nin'ina worwira minda yababa

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 3 ก.พ. 2025

ความคิดเห็น • 64

  • @shingiraikambarami1274
    @shingiraikambarami1274 10 วันที่ผ่านมา +12

    Dzidzai kuita zvenyu kwete kuvimba nezvevabereki

  • @NomsaZindove
    @NomsaZindove 10 วันที่ผ่านมา +8

    Attitude yamnn yakaoma,mukukanganwa kt makambochenhetwa nhy

  • @YeukaiAkino
    @YeukaiAkino 8 วันที่ผ่านมา +1

    So touching maikuru vnonzwisa tstsi ende akutoonekwa kuti mnhu akutaura chokwadi

  • @ChishongoMadhuve
    @ChishongoMadhuve 8 วันที่ผ่านมา +4

    Ndabatikana nasis vahombe shame, vanhu havabatsirikani ava havanei nekuvabatsira kwenyu,unenge wakungoti pandaishanda dai ndakaita zvinhu zvangu. Munin'ina uyo anemoyo wakasindimara kutaura seasingazivi sis vake matauriro acho. Baba vacho vane zvavakaita kuvanascana mmmm magovero avakaita minda kunge kut vasaroorwa

  • @gladystsikayi1919
    @gladystsikayi1919 10 วันที่ผ่านมา +4

    Tisu veku liker tisati tanzwa nyaya ❤❤❤❤ Karanganda TV ndinemi

  • @TendaiVumbunu-ku8es
    @TendaiVumbunu-ku8es 4 วันที่ผ่านมา +1

    Gadzirisai nyaya yekuti sei musingaroorwe first mozodzingirira zveminda izvo

  • @mwanawemuporofita5610
    @mwanawemuporofita5610 5 วันที่ผ่านมา +1

    Sisi makatadza nekuita rudo kune munin’ina.

  • @wendymuwishi
    @wendymuwishi 7 วันที่ผ่านมา +3

    Yedu yekugara joni muchityoka musana kutumira kumusha vanhu vachikudembera kuti titumireo apa vachivaka havo paunozoendako owana vanhu vava nezvinhu zvavo wakunzi maifara ka joni its better kutorega kutumira uchiita zveupenyu hwako

  • @ThulaniSibanda-b2k
    @ThulaniSibanda-b2k 10 วันที่ผ่านมา +7

    Mainin vaneka kudherera avo

  • @shumbalicious
    @shumbalicious 10 วันที่ผ่านมา +4

    Tavepo ❤

  • @progressmuhezva2529
    @progressmuhezva2529 4 วันที่ผ่านมา +1

    Haa tiri kudzidza unichengeta munhu wese uchiri kuwana kana waakushaya unoshaya kana umwe anokuchengeta pavanhu vese wavakachengeta it’s so painful

  • @VEEMANDEM
    @VEEMANDEM 6 วันที่ผ่านมา +1

    Mainini have a srs attitude chaiyo

  • @Trabablas
    @Trabablas 10 วันที่ผ่านมา +5

    Takumbodawo nyaya dzaMkotsnjera pliz ...nemamwe mapart 1 amakasiiya muchiti part 2 irikuuya....idzi dzeminda taabho nadzo ...my opinion !

  • @petronela7548
    @petronela7548 10 วันที่ผ่านมา +3

    Mambo mutasa ganda ravo rinonzwira mvura amana

    • @MillicentSambaza
      @MillicentSambaza 10 วันที่ผ่านมา

      You can say that again 🙏

  • @epiphaniamakombe40
    @epiphaniamakombe40 10 วันที่ผ่านมา +5

    Mainini vanehutsinye panema siblings avo

  • @Tari2378
    @Tari2378 9 วันที่ผ่านมา +3

    Mukoma ane hudyire. Wotengesa pako wodya mari, then wotora munda we pamba!!! Hazvisi right izvi. Kana watengesa go away, wongo visitawo not kuto tora musha

  • @marthamahleza9597
    @marthamahleza9597 10 วันที่ผ่านมา +2

    Shumba muri wadii here nevadare vese 🙏🙏

  • @lawrencemhondiwa1233
    @lawrencemhondiwa1233 10 วันที่ผ่านมา +3

    Mambo itayi mhuri imbofamba vamboferefetwa nevezve mweya pane mhepo isina kutomira mushe mumba umu ngavachenjere kuzourayirana ivhu nekuda kwehunjire

    • @mablango
      @mablango 5 วันที่ผ่านมา

      Hudyire haisi mhepo

  • @yayaedgun7664
    @yayaedgun7664 4 วันที่ผ่านมา

    Ndanzwa tsitsi😢😢unganyima hama yako chikafu shuwa

  • @Tari2378
    @Tari2378 9 วันที่ผ่านมา

    Munda neMusha wevabereki ngauitwe shared out. Havagarisane zvakanaka ava

  • @edinahchatunga5671
    @edinahchatunga5671 9 วันที่ผ่านมา +2

    Munin'gina uyu akachena here maitiro ake ndotype dzinozora mafuta eshato kna eshumba ekuda kutyiwa

  • @ckshacky350
    @ckshacky350 9 วันที่ผ่านมา +1

    Baba Tapusi taakude Podhikasiti yeduwo

  • @mwanawemuporofita5610
    @mwanawemuporofita5610 5 วันที่ผ่านมา

    One Mupurisa anosunga tie ndewa Chief Mutasa.

  • @boopsieish
    @boopsieish 8 วันที่ผ่านมา +2

    This young sister is a bully bully

  • @samuelngirazi9636
    @samuelngirazi9636 9 วันที่ผ่านมา +3

    Pamba pakazara mareturn soldiers panonetsa

  • @samuelngirazi9636
    @samuelngirazi9636 9 วันที่ผ่านมา +1

    Last born teerera kwete kungovhotomoka vhotomoka

  • @lawrencemhondiwa1233
    @lawrencemhondiwa1233 10 วันที่ผ่านมา +2

    Ndokusaka muchiona vanasikana vachizodzingwa mumamisha nenyaya yekuda kutonga ende ndozvinovatadzisa kuita mamarriage anobatika utori mweya wetsvina chaiwo unobata vanasikana vazhinji , land haifanirwe kutengeswa as long as pamusha Paine vana ndozvakaita kuti vazhinji tive varombo ngatidzidzei kugarisana mumamisha umu uye tinamatirewo wisdom kubva Kuna mwari jehovha havapererwe sezvatinoita isu

    • @ruthtapiwa6311
      @ruthtapiwa6311 10 วันที่ผ่านมา +3

      What a stupid comment. So women are not part of the family or take part of the heritage. Even traditional courts accept women as chiefs now, so what's your problem?.
      Saka varume hawatengesi misha here?.
      It's not about gender but some of us have even been abused by our uncles and other male members of the family who dis-inherit us without consultation.
      Please change your statement it's not about male or female but just someone who doesn't care about others.

  • @St-G2
    @St-G2 5 วันที่ผ่านมา

    Wabereki kana wakurwara vanosiya wataura zvinhu zvisizvo (kuronga dhenhe) especially kune vanhu vanenge vachivachengeta

  • @boopsieish
    @boopsieish 8 วันที่ผ่านมา

    Hazvina basa kuti wakagara ne vabereki to be honest. These families are bullies and it's worse now because vanhu vese are going rural. Sad to see blood sisters fighting

  • @edinahchatunga5671
    @edinahchatunga5671 9 วันที่ผ่านมา +1

    Plus baba vavo vanoziva chikonzero sei vana ava vasinga rorwe plus baba vanogona vane zvavakasira gotwe chete

  • @boopsieish
    @boopsieish 8 วันที่ผ่านมา

    Haa Chief sva is chief anopakura zviri fair

  • @nyariegannet1
    @nyariegannet1 10 วันที่ผ่านมา +2

    Hoyooo mazuvano ndrikugara pano

  • @samuelmukuza5041
    @samuelmukuza5041 8 วันที่ผ่านมา +1

    Kungwarisa ndokoita kt kadherere sisi

  • @mwanawemuporofita5610
    @mwanawemuporofita5610 5 วันที่ผ่านมา

    Mhuri iyi ine mhepo yekusaroorwa.

  • @MbuyaViollouh
    @MbuyaViollouh 5 วันที่ผ่านมา

    Zvinodikwakuti mundausatengeswe nekuti panevana vehazvanzi

  • @marthangwaru6337
    @marthangwaru6337 5 วันที่ผ่านมา

    Zimunin'ina zimuroyi😢

  • @jaspernambala
    @jaspernambala 10 วันที่ผ่านมา

    Mainini varikudzinga sisi nekuti vaiva kuma rimuka vozongogara zvavo mahara pamusha😂😂😂😂😂😂

  • @miriam-z1y
    @miriam-z1y 10 วันที่ผ่านมา +1

    Maswerasei Karanganda gro

  • @TendaiVumbunu-ku8es
    @TendaiVumbunu-ku8es 4 วันที่ผ่านมา

    Mainini wachauraya sisi

  • @christinachikonzo3811
    @christinachikonzo3811 8 วันที่ผ่านมา +1

    Mainini musakanganwa chezuro nehope

  • @boopsieish
    @boopsieish 8 วันที่ผ่านมา

    Ansestral land inotengeswa here according to the Zim Laws? Titori wo ne same problem kwedu

  • @eunicezimunya3991
    @eunicezimunya3991 10 วันที่ผ่านมา

    KwaMasaiti uku vasikana ava vose mapenzi, hapana anoda kuzvidzora,😮

  • @GraceMadoro
    @GraceMadoro 5 วันที่ผ่านมา

    Tadzidza zvakawanda apa

  • @CookingwithPauline
    @CookingwithPauline 7 วันที่ผ่านมา

    Ko indaa mhuri iyi vana vese havaroorwi uye vanakomana vese kupera kufa indaa.zvinhu ngazvingotiwo munhu mumwe haana kwete vese 🤔

    • @TendaiVumbunu-ku8es
      @TendaiVumbunu-ku8es 4 วันที่ผ่านมา

      Warikutosiya nyaya hombe wachidzingirira nyaya diki

  • @WinnetMarunguza
    @WinnetMarunguza 10 วันที่ผ่านมา +1

    Ndasvikao pano

  • @samuelmukuza5041
    @samuelmukuza5041 9 วันที่ผ่านมา

    Taneta neminda

  • @shuemazenda
    @shuemazenda 5 วันที่ผ่านมา

    Sis vari wrong pafeya

    • @liliankutadza914
      @liliankutadza914 5 วันที่ผ่านมา

      Vaizotengeserei munda wawo navo vane pamuromo

  • @Tari2378
    @Tari2378 9 วันที่ผ่านมา

    Taivepo taivepo

  • @evermorekanengoni9398
    @evermorekanengoni9398 9 วันที่ผ่านมา

    Guys murisei ndikudawo number dzamambo ndodziwanasei?

  • @PatriciaMarikano
    @PatriciaMarikano 10 วันที่ผ่านมา +1

    Karanganda

  • @Mish-w7h
    @Mish-w7h 10 วันที่ผ่านมา

    Nyaya inongodzokororwa

    • @talenttsuruseni862
      @talenttsuruseni862 10 วันที่ผ่านมา +5

      asi makaiwana kune mamwe ma channel hre cz iyi kutanga kuiswa pano

    • @Mish-w7h
      @Mish-w7h 10 วันที่ผ่านมา

      @talenttsuruseni862 last week mudare rachief mutasa

    • @talenttsuruseni862
      @talenttsuruseni862 10 วันที่ผ่านมา

      @@Mish-w7h horait ndosakei ndati pamwe makaiwana kuma channel ana Tichkach nana manasi sibanda pamwe pacho vanotangirirwa kuisa nemamwe machannels

  • @ArthurMapfumo-v7c
    @ArthurMapfumo-v7c 10 วันที่ผ่านมา

    Tiripo

  • @mwanawemuporofita5610
    @mwanawemuporofita5610 5 วันที่ผ่านมา

    One Mupurisa anosunga tie ndewa Chief Mutasa.