Zibenzi remukadzi,instead of her being happy mwana ndewavo she does the opposite , setting a very bad example for her daughter and spoiling the relationship for good even for her child ,ko kuzochema apedza kubrowa amwene ,zimbenzi chairo
We Need Mercy to lead the next Women's conference. Ana Amwene vakawanda vanoda kumamiswa. You have made me proud Mercy .Va Mugabe Number dza Mercy dze Eco cash chii? Munoti Dickson haazvarise makambokwirwa naye here nhai Momz plus at your big age you still don't know how Pregnancy is Calculated. Thank you Mercy for Fixing the Country .
Sisterhood is proud of you Mercy. Rova zvese chero nababa avo havana mukanwa ungati mukadzi. Chero nekambwa kari kuhukura ako rovedzera futi varoyi vevanhu
@@portiaguyo617 iwewe PortiaGuyo enda unoitira chi missionary chako kwamai Dhiki.iwewe yourself,mai Dhiki na Daisy mutukudzi muri vesame party vanhu vasina moyo .yaitwa mai dhiki ndoinoitwa kana ukada kuisa mhuno yako saamwene mu bedroom remuroora unoshairwa hangu .Chero ini ndikafanana namai Dhiki muroora wangu ngandidambure chaizvo because ndinenge nda failer samai.Ndimi vanhu vanoita kuti ma single mother awande sit down Portia !!!!
@@teurayirugonye3346vakambomushungurudza avagona sterek ,kushungurudza munhu akazvitakura next time havareereri mwana mkomana fut ,semubereki enda pakati kwete kutora divi
ok after seeing this guy final words i can tell munhu aida mkadzi nemwana wake asi maiva vake ndovaimufurira nekumurambidza .. Familes that are against the person u love are as evil love is about two people
Bottom line is kana wamitisa move away as fast as possible to avoid predictable problems between your wife and your mother. If Richard had moved out with his wife away from both mai vake and mai vemukadzi dai vari happily married as we speak
Wise and mature words from baba vemwana the moment he opened his mouth to thank amai va Mercy for taking care of his daughter shows kuti he is not a bad person he was raised well mufunge vabereki please musapindira nyaya dzevana noticed that vanhu two ava were getting along zvakanaka zvazoipira kuvabereki uko
I dont support what the girl did but this whole family mai Dickson, baba Dickson na Dickson vacho needs proper shamboking. Family isina respect. This girl character is good but they pushed her to extremes.
Congratulations to Mercy na Dickson for defying the odds in the face of TRUU LOVE... There is real love between the two.. Amai vachamuda muroora wavo with time but nya ya yese ina Dickson..
Mercy has a beautiful smile May God bless you and your little angel Wakarambwa naaami vemunhu hazvinei, qsi vachaunzirwa achavapa vana vekunźe n achavafemesa moto, achacapedzera masports ,amai ava vane mukundo
Izvozvi zvekutoti madzimwene arowee sometimes ndozvonotovaka izvozvo saka .Sister mecy. Iwe chero tozogara soo ndiwe unonzi mukadzii nekti vazhinji dzimba vakasiiswa namamai iwawa sando dzakooo Mecy love u my little sister ♥️ ❤️
We may not understand the kind of pain this lady bottled in her heart. We don't know her personally but I think this mother in law wronged her too much and she finally snapped. The mother in law crossed boundaries
Nanhasi varikutotadza kunyepedzera kuita munhu kwaye. She talks too much and vane revenge rwusina order. Even madzimai aripo vangatadze havo kunyataoti dyoo but nechemumoyo they know she deserves what happened to her.
She should have concentrated on her school and not getting pregnant she would have up lifted her family and herself ,not kuita mbiri yekurova an old lady because she got herself pregnant
@@rubbiegwanzura124 she made a mistake, she is not the only girl who has made that mistake. Old woman was supposed to treat a pregnant woman well because she is a mother herself she knows how sensitive pregnancy is. She deserved the embarrasment she got from that ordeal
@@NondoKadziBoth Dicks parents complained about her behaviour, hunhu vhake ,no matter what happened if you where raised well you don't go and beat up amwene , she is like your mother From the way that lady talks her family is traditional and well organized .I'm sorry she violent and very disrespectful,she just proved them right and made the relationship worse , spoiled her child's relationship with her grand parents.Haana kurairwa ibenzi. She made a mistake ,then she went to make another one.
@@rubbiegwanzura124mercy did not get herself pregnant aah zvakamboitika kupi izvizvo😂😂😂 dicky impregnated mercy. Mai vadickson vaisavapo saka mwedzi dzavaiverenga simba racho vairiwanepi. November wacho vaivako here kubridge ngavakwane mbuya avo. Kana iri hama yenyu itsiureyi
The fact is Mercy finally snapped! It’s normal reaction after a long time of living with people who possess so much hatred of you and tormenting you. Gava radambura musungo nhasi. Aiwa Mercy anga atozvipira kuti pano hapagarwi saka let me let off the steam.😅😅 Y’all ladies we got a Mercygate in us. Some mothers-in-law take heed and behave yourselves. You don’t wanna be mai vaDickie 😅
Dear camera man. You didn't lose focus. You didn't hesitate. You even zoomed in like a pro. I hope you have a great life full of wonderful things ❤
Sando kuna camera man
@thelmachenai Yowa comment is the one i have been looking for..i hope your life will forever be evergreen...
Haa pazoti kurova Amwene apa youwere totaly wrong bcoz pese pavanenge vachiona mwana wako vanenge vachingofunga kuvarova kwavakaita yooooh
Musasimbise zvinhu zvisina basa. Kufuta nekusimba zvinhu zvakasiyana
😂😂😂aka proudisa
Chikumbiro vaMugabe torai Mercy akwanewo mu crew yesecurity Ku Global , tichafara zvikuru tichimuona , wish somtin gud
Unokurirwa ne euphoria
😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂iiiii Macy muhombe uyo
kurova mai nevana vacho zvese and chimudhara cha Dixon chinorohwa futi icho zvese nehuku kurova musha wose😂😂
True
lets contribute for mercy guys , put a like if you agree
She also needs a good job to those vari around Harare ,anooneka Kuti ane simba rekushanda
Ah kutambisa mari kumunhu asingafunge iyeye torwara here?
@@NyashaMudzimu kana usina chekumubatsira nacho sit down ,vanazvo tiite what’s wrong newe
draamaa
Wamanikidzwa nani ipapa. Rega vanoda vaite
As a woman vakadzi tine problem. Mashoko mashoko anowanda. I'm a Mother , Mother in law and a Grandmother. I am sure that Mercy akashungurudzwa.
Unenge unorara namai vako Dick iwe
Akataura wani
Dai mwari itawo murohwe nevaroora kana muchitori navo
Kushungurudzwa kwakanyanya
Besides asi ukatonzw nematauriro amai avo vaisatoda mercy
Mercy loved this guy,she smiled when she narrated love story yavo, mother in law problem since day one.
even Dickson loves her but his mother makes it difficult
I thought was the only one who read the smiles❤
Vana chimera vagara vanonetsa ava kkkkk
@@fadzaidekune3755 Just imagine kuva neanofarira kukubata body.
@@TrustMadzre zvorwadza zvakaitirwa mercy asi hazvidariki zvatakaitirwa unorariswa panze pamusha
Mercy sisterhood is super proud,uri chairwoman we SADC iwee 😂😂😂
Hameni ano deserver chigaro chepamusoro vaka tanisha zita rake kumusha hazvipere hupenyu hwese achanzi hure akavaona ngavarove stereki
Ndandichinyara kumu supporter at least takawanda😅
Ngauye damuda uyu mbiti ngairohwe
Zibenzi remukadzi,instead of her being happy mwana ndewavo she does the opposite , setting a very bad example for her daughter and spoiling the relationship for good even for her child ,ko kuzochema apedza kubrowa amwene ,zimbenzi chairo
@@rubbiegwanzura124 anifareiko nhai iye agara aiziva ndewavo ivo ndovamuti ihure mombiziva zvorwadza sei kutukwa nechinhu chausina kubvira waita
Create in me a clean heart oh Lord and renew a right Spirit in me. Kana matitendera Mwari tigove mainlaws ane rudo anobata vana vevamwe zvakanaka.
😂😂😂mwana vako asi achachengeterwa kumba kwamai vako Mercy
Maroverwa mashoko enyu anoshungurudza plus atongoona kuti apana chekunyengerera maitukirei amai vake mai imi pamuromo pakanyanya chiyera usadaro
Zvinotoda wisdom from God vatibatsire
@@tinotendajereminachikomo4666Amen true
Ari right Mercy haisi nyore kunzi hure ini ndichiziva kuti vandakahura naye mwana wako
Amwene vanotoda rumamiso chairwo..... let's support our sister Mercy she's a 💎 gem
You'll be amwenewo one day
Hauna kukwana violence is nothing to be proud of.
Kkkkkkkkkkkkkkkkk iwe much love from Zambia 🫶👏
Help me find Mercy,l want to bless her and her baby girl; she made me so proud ,her actions are justified
Shuwa vane info yake tipei, mercy was abused nemuroyi mai dickson
Mai va Dickson i problm
Zvakaipa kurova amai asi apa mai ava ibenzi. Mercy wasnt goimg to beat her if she wasnt bad. Akashungurudzwa Mercy
Mukawana madetatails ndikumadawo
Mai Dick kwanai mwana haana chaanoziva . Hongu Mercy haaifanirwa kurova amwene but amwene mmmmmm pamuromo munapo
Mercy wati proudisa 🎉I'm a proud sister... Dai warova nekambwa ako kanga achiita noise
Mercy ndizvo. Mwana mudiki akadzikama kupfuura chembere. Amwene kurai muvake imba yemwana.Dickson Mira semurume iwe
😂
😂😂😂😂
😂😂😂😂
😂😂😂😂😂
Dickson pafeya unorohwa naMercy,imi vanhu varegedzeyi tione,Team Bholato isai malikes😂😂
😂😂😂😂
😂😂😂😂😂
Kkkkkkk unooenga here iwe mercy azvimba mhanza iyo
Yaa anopedzerwa dick ,marcy chine power
@@watsonjocho6682haana kuzvimbiswa naDickson, arovera pachair papidiguka mai Dickson. Zvibhakera zvaDickson zvinorova ani akafa izvo?
Aaah mbuya inotaura iyi ndosaka yakuduburwa apa nyadzi 😂hanzi siya hovhiyo well done Mercy Zimbabwe yese is proud of you vanhu varikufara
Imi henyu ku village hamusi kuzvikurudzira zvaitwa na mercy but isu sevana vezimbabwe tati pamberi namercy
Amen Amen
Pamberi namercy
😂😂😂😂😂 viva Mercy 😅
Pamberi
Atlist mercy watimiririra taneta nekushungurudzwa nanavamwene dai vachingoroorwa nevanakomana vavo ones well done
KKKKKK
true
Ngazvibhagamurwe zvipenzi zvevanhu
Taura hako uyu agonesa uyu😂
Asi you don’t have children? Unozoti kudii mangwana warohwa nemuroora kana mukwasha. There’s a story of mukwasha who shot ambhuya…toti well done here?
Wavharisa 2024 Mercy
Sister wood is proud of you
Urigamba rinozvimiririra
Baba dick muriZongororo remunhu
1:15:38 Tinashe Mugabe torai mercy ku security team❤
Rega irohwe mbuya yepi ine mumukanwa makaora kudaro..l'm so proud of you Mercy,wati proudhisa mhani❤❤❤
Inopenga mbuya iyi.yaibvunza mwedzi yemuroora pakai.dai akanyatsovara.Hanzi preparation hatitenge 😂😂😂😂chii chakadaro chinenge ngozi
Dai akavatsika musoro chaiwo vakafira paspot
Mbuya iyi inoda kuzviita midwife.Imbwa yemunhu mai vaDickson.
Imbwa chaiyo mbuya iyi,Dai ndiri mercy ndasumudza chidina ndikarova chimbuya Ichi,nxaa
Dickson anoda mukadzi wake IRI benzi re chimbuya richachema
Tinashe your level of calmness during the fights is a rare gift.
Kunze kwe1 yekamukono ketsambarafuta😂😂😂
@@TawazMarara ngavakuvadzane ndiye avarwisa hr kudakunzi matauŕa hr
Hahaha paya akabata dombo riya ayive ma1@theresachitekero5594
I am very worried ne level rekunyarara kwake 😂😂😂 I think mumoyo anenge achiseka
😂😂😂😂😂😂😂😂eeh@@newtonmukodzi930
Team bholato simudzai maoko 😂😂😂Mercy to the fullest
dzimwe language hadzidi vasikana honai mumwe akangomakirwa bholato iyoyo
😂😂😂😂😂 Momz, mdara,blaz,anaboyz 😂😂😂😂😂😂😂Makoti manyama
Kkkkkkkkkkkkkk
MERCY for hire!
Team meme
Its Tinashe sitting there minding his business for me😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂
Cool like a cucumber kkkkk
😂😂😂😂😂😂 he doesn't disappoint
I'm telling you 😅
😂😂😂😂😂
Mercy Mercy Mercy kuno ku Joburg tiri happy ufunge bata bapiro vaiverenga mwedzi kut ndivo vakarara newe hre well done girl taneta kushungurudzwa nana vamwene takopa ma notes ❤❤❤❤❤❤❤
Chokwadi vanojairira Mai ava nxaa kutozoramba mzukuru
Chibhwkera pamuromo inotakura iwowo wamwene 😂😂😂😂
Even me kuno ku Eastern Cape am happy because I was in this situation but i stand up for myself ndakavapa as per ordered
If you see inlaws like these, they want muroora vanomuka vese husiki. Kana usingade zveku roya vanokuvenga. Welldone Mercy!
Eheeeeeeee mataura .
Yaaa avagona chaiko
Dai vatomo rowan, zimuroyi steki
Very good
Ichokwadi mercy haaroye ndosaka vasingamudi
We Need Mercy to lead the next Women's conference. Ana Amwene vakawanda vanoda kumamiswa. You have made me proud Mercy .Va Mugabe Number dza Mercy dze Eco cash chii? Munoti Dickson haazvarise makambokwirwa naye here nhai Momz plus at your big age you still don't know how Pregnancy is Calculated. Thank you Mercy for Fixing the Country .
Mai Vako ndivamweneo, vanogona kungomamiswa futi, iwe uchaitao vamwene futi unogona kungomamiswao. Consider that's. Let's say no to violence vanhu
@@titusmakombe9839 bho zvekuti tinomamisana .
@@titusmakombe9839kavasina hunhu ehee ngavarohwe aaah
Dai arova vese kubva Kuna vatezvara kusvika Kuna Dickson wacho
@@titusmakombe9839 kana vachibehaver seawo mai she deserves it.
Her face brightens when she talks about Dhiki,girl is in love❤❤❤
Team Mercy let's gather here
😂😂😢😢
We are here😂😂😂
Chihera here standing with mercy
Yesaya team mercy tiripano
Nhai mercy nyaradza imbwa nechidhinha😂😂😂
Mercy will be an essential assert to GLOBAL DNA, TINASHE THE DNA MAN SHOW. There's great need to have a female guard for obvious reasons.
😂😂😂😂
Mercy for president 🤣
Mercy munhu bho kana mazogara ❤❤❤❤ I love this girl
Character bho rova vanhu iwe
Haa Mai Vadickson vanorara nemwana vawo Dickson chte vakarambanisa Vana ava
@ exactly chikomba Chamai icho
Pane rimwe hure randakambinzwa richidaro. Parakazorohwa takatiza vakomanaa!!
Mahure nekufunga kut vanogona violence!
Pane rimwe hure randakambinzwa richidaro. Parakazorohwa takatiza vakomanaa!!
Mahure nekufunga kut vanogona violence!
Vamwene mazviwana nhasi 😂😂😂
Mercy is a legend hats off to you sis 💪 chihera vaereswa 😅
Dofo
Kufarira kurohwa kwa gogo😢
Idofo last number uyu anonzi Julie Bhosha
Sisterhood is proud of you Mercy. Rova zvese chero nababa avo havana mukanwa ungati mukadzi. Chero nekambwa kari kuhukura ako rovedzera futi varoyi vevanhu
😂😂,,,,
😂😂😂😂😂
😂,,,
I salute you mercy
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Well done baby girl.
Dai warova zvese nekambwa kane noise.
Chihera wanzwa butter, salted butter to be specific.
😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
😂😂
😅😅😅😅❤
😅😅😅😅😅😅
Please Mr Mugabe, please hire Mercy for second BODY GUARD. Mercy Power 💪💪💪💪
@@Fayrwa06 🤣🤣🤣🤣
For sure. Hire Mercy for security 😂😂😂
😂😂😂
😂😂😂😂
😂😂😂😂😂
Mercy weeee Kuno we are happy ufunge dayi warova nababa vacho futi vanhu vepi vanoda kupindira pa rudo rwe vana
Mai Dicky vanoda kupidigurwa pachair kana ka10 chaiko. Weldone Mercy🎉🎉...l wish you could continue your love naDicky.Maratidza kudanana
Yhaa they love each other zvako iwe unotonzwa even how they talk
We want a Go fund for Mercy ,Mercy arikutofanirwa kunoona Victor !!!!!
Ah inga muno supporter zvisina basa nhai,that girl had no right kurova an elder.
@@portiaguyo617 iwewe PortiaGuyo enda unoitira chi missionary chako kwamai Dhiki.iwewe yourself,mai Dhiki na Daisy mutukudzi muri vesame party vanhu vasina moyo .yaitwa mai dhiki ndoinoitwa kana ukada kuisa mhuno yako saamwene mu bedroom remuroora unoshairwa hangu .Chero ini ndikafanana namai Dhiki muroora wangu ngandidambure chaizvo because ndinenge nda failer samai.Ndimi vanhu vanoita kuti ma single mother awande sit down Portia !!!!
@@portiaguyo617haaaa tsano mazuvaano vakuru vakaita zvisizvo vanomamiswa saka imi munosekerera vakuru vachi abuser vana
@@portiaguyo617respect ie earned she called this upon herself
Kokuzoda kuverenga senge pavakwirana vanga varipo@@tarirohomweyetsuro6144
Mercy is my type, zvimwe zvinhu zvinogadziriswa nerumamiso, mbuya iyo inotonga murume nemwana kuvaita zvidhori.
No no no mai vemurume havarohwi nyange vakataura zvakaita sei. Apa Mercy atadza. Mai Dickson ndimbuya vemwana wake. Kurova no no no.
@@teurayirugonye3346 vainyanya mai avo vanopindira nyaya dzevana kurambira mwana pavaidya bota vaivepo
Taura hko Mercy anozvimiririra
@@teurayirugonye3346vakambomushungurudza avagona sterek ,kushungurudza munhu akazvitakura next time havareereri mwana mkomana fut ,semubereki enda pakati kwete kutora divi
Azozvimba huma nazvo manje
Ana amwene kudzikama zvinei . Ko kuda kuzviita nurse ndokudii , from 37-42 weeks mwana unozvagwa achiyi akasvika sechibagwe chepachuru. Chiiko munhukadzi 😢. Tovai hana imi mai paitwa zvinu izvi mamusipo
Mercy pachokwadi akatadza zvake dai akanatsa kurova nemupondo rubbish yembuya iyi . thank you Mercy nekutimirira
Mbuya iyo kunyebedzera kufa😂
Dai anatsa kuvakwadabura put see zimbuya iri
😂😂😂
Achitadzei chacho? Vanoda kudherera vamwe ana mwene!
😂😂😂😂😂😂😂 ndatoti kuda manzwira mbuya iyo tsitsi nyamba matovafungira parefu😂😂😂😂😂
Mai ava vajaira kutonga musha kutozviita murume kababa ako kanototongwa nemukadzi.Well done Mercy hapana zvekuti respect cz respect goes both ways.
@@TalentNyoka-sx4ve Hanzi nababa Dickson Regai mwana anochengetwa kwambuya vake vanoziva kuti pano hapana Rugare.
Asikana Mercy munin'ina rova vnhub...wakasangana nezvinorwadza vnhu votaura zvsna basa vanhu varikubat8reiko
Mercy chibaba pafair😅I'm proud of you vanhu vanojairira kunze uko
Magetsi eyi pakamai kasina hunhu
Kachivezo kababa😂
Vana amai siyai vanakomana tizviraramire. Iyeye amusingade ndiye akadiwa nemoyo. Nzwisisai vana gogo
❤❤❤❤ good my brother
And from the boys words ari kuda mercy wake
Gud🎉
Chokwadi munhu haadi kusvagirwa gaasvage ega
Mercy na Dickson vanoto danana but pressure iri kubva kuvabereki
Lets respect mbuya iyo kan ❤
Kutonhodzwa kwaChawuruka Mercy zigindanfagoria regadzi well done girl 👏👏👏💃🕺💃🕺💃🕺🙏🙏🙏
Kkkk gindagoria
😂😂😂😂😂😂
Guys well done here😂
Pana Mercy unenge wabopa jong'osi chairo.
Vanzwa butter vanga vachitaurisa mbuya ava.Mercy uri bhiza
🎉welldone Sisi Mercy
Ndiye akaimbirwa ibhiza iro ❤❤
Iyi mbuya yagonekwa zvokuti
ok after seeing this guy final words i can tell munhu aida mkadzi nemwana wake asi maiva vake ndovaimufurira nekumurambidza .. Familes that are against the person u love are as evil love is about two people
Say that again
Yes he was taking care of the child without his parent's knowledge
Bottom line is kana wamitisa move away as fast as possible to avoid predictable problems between your wife and your mother. If Richard had moved out with his wife away from both mai vake and mai vemukadzi dai vari happily married as we speak
Mai dicky vanoda rumamiso too much
I think it's because he goes to work and brings money so she is worried about not getting money from him. He must pay maintenance
Kungoti imbwa haizotaure hayo but it seems kuti iri kuto witnesser kuti mai Dickson deserves this
Kkkk
Kkkkk u made my day😂😂😂
I love this documentary style of presenting the show. DNA show makuma levels manje
Wise and mature words from baba vemwana the moment he opened his mouth to thank amai va Mercy for taking care of his daughter shows kuti he is not a bad person he was raised well mufunge vabereki please musapindira nyaya dzevana noticed that vanhu two ava were getting along zvakanaka zvazoipira kuvabereki uko
Aya ndomashura kumwana haaa kuita mwana chero mukanetsena mune bond yemwana zivai pekugumira kuita ramangwana not hunhu hwakaora kudai mwana anoita dambudziko mukura
I also think he loved mercy nemwana asi mai vake vane problem
This guy love his women mai ndomhutse kushungurudza mwana nekumutongera wavo pakusvikapakunoona mwana negwemuseri
Ndosaka vakarohwa gogo@@tarirokatsande-uk5zf
Blaz ava thinks kushanda kwamai Mugabe koshamisira.... kubasa kubasa
I dont support what the girl did but this whole family mai Dickson, baba Dickson na Dickson vacho needs proper shamboking. Family isina respect. This girl character is good but they pushed her to extremes.
😂😂😂😂😂
😂😂😂😂 iwewe futi kkk mudhara akatopera nekurohwa nembuya iyo
Haana hunhu musikana. Uyo
Musiknà hunhu zero
Baba dicky vanotongwa nemukadzi tongoti musha vose uri pasi pamai dickson
Mercy she loves Dickson .the smile kana achitaura documentary rawo.
Sando pakugona kubika video! Kuita movie chairo ! I am feeling it! Goodworks keep it up
Yaa very true
Ini ndinoti Bholato atadza , coz angadai akaponda nekababa kacho ako Kanetsinga kumeso kunge muhomba wembambaira ...... Well done Mercy
taura hako kani
Kkkk
Ehee dai abata kababa ako😂😂😂
😂😂😂😂 maihwe zvangu
😂😂😂😂 huye zvakaoma 🤣
Well done Mercy.And that man is yours forever. Akungotya mom's...He's your true husband.
Tinashe you're a true definition of minding your own business during conflict😅😅😅😅😅
Well done Mercy tinomira newe isu sevaroora tanetswa nazvo zvimbuya izvi zvinoda kumamisa nguv ainpkwana zvichembere zvisinganyare
Not every amwene is evil
Macamera man manyama 😂always focused
She will be worse
Vamwene vasikanzwisise vhara mbama murora
Tinehurombo gogo vazosvikirwa nemuroora
Well done Mercy wavapa zvakafanira mai vaDickson
😂😂😂😂😂😂😂
Mr Bota vane nyambo
😂😂😂😂😂
dai masiya Mercy abhagamura mai avo nemwana wavo mapengo evanhu....pawabata ipapo WELL DONE MERCY👏👏👏👏
Mercy usapote uchirova vakuru..vamwe vanenge vakuda kufa..woita ngozi.
Mercy was abused namai ava. She had bottled up anger. Ngavarege kufenda nhema kutsvaga sympathy.
Kokuzofenda nhema 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
But kurova hako hazvizoita our culture is very important
Very true mai iyo inenge inobuda mahusiku
She is so dramatic
kuda kuripwa uko...vanopenga mai ava
Mercy should report the case to the chief... her family must be paid damages and Dickson must pay maintenance
Chokwadi
Kkk hayas vamugabe vanomboonesa madrama veduwe kkkk
Chokwadi
Very true ngaiendese kwa mambo.
Asi Mercy anodadisa zvake ,ivo vanga vachitaura zvemaweeks ndivo ani benzi ramai
This episode was not supposed to end 😂. Dickie's father pavanga vachitsiura mai Dickie 😅. Ndaseka hangu. Hanzi "iwe kwana..."🤣🤣🤣
...hanzi futseki!!😂😂
😂😂😂😂
Haa vavasingarevi imbwa here kazen kkkkkk
Vana mai ngatiregerei kurambisana vana vanodanana
Vanga vachinyaradza imbwa
Congratulations to Mercy na Dickson for defying the odds in the face of TRUU LOVE... There is real love between the two.. Amai vachamuda muroora wavo with time but nya ya yese ina Dickson..
Well done mercy Mai iyi ndiyo irikutadzisa vana kudada it's not right kurova amwene but Pana Mai ava amwene ngavarohwe
Ukakwidza forogonya unorohwa
Mai Dekson muroora arikuuya ndiye achakupedzerai Deckson uripama 1 amai vako mushonga unouraya Schiavo be a man and stand up as a man
Muchinyanya kupindira nyaya dzevana
Bhooooo bhooo bhooo bhoooo I support the beating very well imbwa ikapota ichihukura huku ngairohwe 😅😅😅😅
Team rangu ndodada nemi mese
Ndirikuno hangu kwandinoiona yava ne 12 hours yatamba saka mese mandifadza maona kuipa kwa Chihera zvino Mercy anogadzirisa
Bt Dickson azotenda ambuya thus good man well done
no need for Netfflix in Africa 😅😅 we groom main actors. I Love my Africa
Hahahahah
Mercy Mercy Mercy Mercy ......sisterhood is proud of you.watidadisa,roda kurobwa zimbuya iri.ukasangana naro uripamhe futi 🤣🤣🤣🤣
Mercy uite futi umwe mwana naDickson vanyatsozvisungirira,chembere isinganyare,i wasn't expecting that ndaseka welldone.Dickson loves Mercy period!
Ende avana kumborambana vanhu avo vamwene avana nyadzi kupindira nyaya dzemwana
Kkkkk Mercy atimiririra shem
Vamwene chihera chaicho😂
Wapedza next year tinenge tinavo futi amwene vachinyepera kufenta nenyadzi ncxaaa@@virginiamudzinganyama1862
😂😂munoda kuti vazvisungirire here vamukire dickson
I need a mercy in my life. Respect is earned. Let's stay out of our kids' affairs unobinhwa naMercy😅😅😅
Chihera vaumburudzwa zvashaya basa zvemutupo izvi. Mercy I want you to my team.
😂😂 Chihera vaherereswa naMeme@@thatcherchimbera-wz7hl
Kkkkkkkk
I think mercy is responding to what was happening to her the time she stayed with that family
@@thatcherchimbera-wz7hlmunofurirana mukafa rufu imi
Mercy we are proud of you ....I stand with you everyday na 6 dzemakuseni
😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂
😂😂😂
😅😅😅😅😅😅😅😅
😂😂😂😂😂
Uwmmmmm vamwene vakaoma ava regai varohwe.vatungamira mwana apa.
Vabereki siyanayi nenyaya dzevana. Mai vaDikison vaitoda rumamiso chairwo. Dickson aida mukadzi wake asi mai vakazvivharisa. Well done Mercy
Vamwena mayiramba murorwa muchiti hure regai murohwe
mai Dikison vakagonekwa muchinyanya vanavamwene
Hakuna CHIHERA ane hutsinye Mai Dickson tsvagai mutupo wenyu chaiwo😂😂
Dickson pana Mercy hapamihwe mihwe unochohwa chowa ,Baba Dickson sit down dai pasina abata mairohwa mese na bhoki arikuti nyaudza 😂😂
Mercy has a beautiful smile
May God bless you and your little angel
Wakarambwa naaami vemunhu hazvinei, qsi vachaunzirwa achavapa vana vekunźe n achavafemesa moto, achacapedzera masports ,amai ava vane mukundo
Hanzi mofunga kuti taimubata here Mercy nezvibhakera zvaanga achikanda 😂😂😂😂😂😂 kwaaaa, i love this episode
😂😂😂😂
🤣🤣🤣moms yemagirazi yazvishingisa kusaseka vachano sekera kumba
Nyangwe mai vatadze seyi haurovi amai,Mercy akatadza.
Haaa amai Dickson vakaoma ahhh🙌🏾🙌🏾. Apa nharo dzacho ndedzechidofo chega chega.
Mukadzi mukuru kuita basa rekuverengera vana madates shuwa.
Zvinonyadzisa izvi
And the kids seem to be in love. They are even seeing each other in secret 😢
Chihera vadonhedzwa
Amai vakadai muroyi chaiye havadi muroora maiava vakashata daiwarirova chaiko mercy zimbuya
Kkkkk kambwa nababavaDickson vakaperei kudaro nhayi
Mai ava vane shavi rekusada kt vana varoore nonzonzo
It's such an amazing feeling to be so proud of someone, Haa Mercy wandidadisa zvokuti....pakutoda part 2 apa review please Mr T. Mugabe
This episode its a bomb ndane 3days ndichiridzokorora everyday. Bigup to the person akagadzira poster kuita kunge african movie
Mbuya iyi irikungoti ngativerengei mwedzi vaivepo here mwana wavo achidya bota mxil ,we love you Mercy well done wati proudisa as a nation 🎉❤
Ndakakura naye mercy mufunge some village ❤❤❤❤ ndokuda mufana wangu
Gogo tine hurombo masvikirwa ne muroora 😂😂😂😂
Ini hangu ndafarira zvimbokoma stereki. Dzimwe nguva unotoona kuti vanhu vanongoda kurohwa chete zvekutaura mashoko hazibatsiri mhani. Ndafarira kuti Mercy arohwa, amwene varohwa vakarova dhawez negotsi - good size. Mbuya inema drama iyoyo, kunyebera kudonha yanzikwa kuti yakaenda ku n'anga. Payakadonha dai vakasiya Mercy achisvika pairi yaimuka nxaaa. Kwazongoshorta kurohwa kwaDickson chete for me. Mukasanganaye naye Dickson vahanzvadzi dai maigona maingoitawo zvamungaita ikoko, then equation yakwana.
Mercy tinokuda zvokut wagona vanhu vanodherera
Ane hukana Nana Hove vekwaBhurati here
Supwi hoyeeeee
Mercy the sisterhood is proud of you
I offer a 6 mnts karate practice for Mercy to deal😂 with Dicson in future
Kkkkk imi zvakapma kkk
@@calvinnhutsve4413😂😂😂😂argh mandisekesa
Shame on you
Vabereki vaDickson regai vana varoorane hindava kuputsa vana
Tinashe ipa mercy basa ayite guard this one is good anomhamisa
Kkkk true
Kkk true
Baba wadiki Dai warohwa hawo
Kkkk bho here mukuzviwana kupi see 😅@@FafaMarozhe
Yaa haunyepe 😂
Ndozvavanoda ana amwene vanoita kunge vanorara nevanakomana vawo .....proud of u mercy
Fanike mai ava vazviratidza vega pazere vanhu kuty vanoshandisa Dickson
Pashaya adzika kambwa ako here 😂
It seems like murume uyu anoda mhuri yake hanzi ndakuenda freely.....l used to support my child hiding my parents ❤❤❤❤❤
True asi the influence of his parents yamusiya akuita kunge asirikuda
Ndazvionawo shuwa
Bt pakuzorova apa umm vakutowana pekumurambira
@@LisahMukanga😂😂😂😂😂 havazvipamhi futi vanoroveka next time 😅😅😅
Soo true
May I never be this mother in law and always know to stay in my lane, vanhu vapedzerane.
Chokwadi
Ini angomeetisa ndototambira nah marriage be that 1 kusika vatadza kuwirirana vega
Amwene vakazviparira
Neniwo regai vanhu vakonane vega
@@logykays2673same here.
Munhu ano support amai avaka... kufanana navo.... nxah! Mercy to the nation 🎉
😂😂😂😂😂
😂😂😂😂
Nhai hako..ndimai rudzii vanobvunza muroora kuti inhumbu yepano here everytime nxaaaaa
Mbuya iyi inotoda kurohwa wakagona Mecy
Ko kunyebera kufenda😂
Sahwira wa mai Dicky kkkkkk hanzi pawakanzi uri muroyi hauna kufenda wani 😂
She went through a lot during her pregnancy,,, she's still hurt
Unenge wabva kure uchishungurudzwa xem
Yah idzo ishungu chete coz of what she went thru
@@cathrinemupunga7654saka orova hake muchembere?
Character is like pregnancy has a way of coming out.
Yes monya rebota nation how many likes ❤
Ngaasamhanyire kubata please ngaambosiye mai Dickso varohwe
Monya ibharanzi - kupfeka ma gloves eku gym pakati peruzevha
😂😂😂😂 zvakaoma veduwee
😂😂😂@@PeterDelightPainters
@@ROGUE406aaah KO maitwa Seiko Nhai makuseni ano
kushata akudi pameso nemoyo zvese iiiih mai yakashinga hayo iyi welldone sazie im proud of you
Saka muri kuti vakafanana naDaisy mtukudzi here 😂😂😂😂😂
Kushata nemoyo sure
She represented our name well well 😂
Izvozvi zvekutoti madzimwene arowee sometimes ndozvonotovaka izvozvo saka .Sister mecy. Iwe chero tozogara soo ndiwe unonzi mukadzii nekti vazhinji dzimba vakasiiswa namamai iwawa sando dzakooo Mecy love u my little sister ♥️ ❤️
We may not understand the kind of pain this lady bottled in her heart. We don't know her personally but I think this mother in law wronged her too much and she finally snapped. The mother in law crossed boundaries
Nanhasi varikutotadza kunyepedzera kuita munhu kwaye. She talks too much and vane revenge rwusina order. Even madzimai aripo vangatadze havo kunyataoti dyoo but nechemumoyo they know she deserves what happened to her.
She should have concentrated on her school and not getting pregnant she would have up lifted her family and herself ,not kuita mbiri yekurova an old lady because she got herself pregnant
@@rubbiegwanzura124 she made a mistake, she is not the only girl who has made that mistake. Old woman was supposed to treat a pregnant woman well because she is a mother herself she knows how sensitive pregnancy is. She deserved the embarrasment she got from that ordeal
@@NondoKadziBoth Dicks parents complained about her behaviour, hunhu vhake ,no matter what happened if you where raised well you don't go and beat up amwene , she is like your mother From the way that lady talks her family is traditional and well organized .I'm sorry she violent and very disrespectful,she just proved them right and made the relationship worse , spoiled her child's relationship with her grand parents.Haana kurairwa ibenzi. She made a mistake ,then she went to make another one.
@@rubbiegwanzura124mercy did not get herself pregnant aah zvakamboitika kupi izvizvo😂😂😂 dicky impregnated mercy. Mai vadickson vaisavapo saka mwedzi dzavaiverenga simba racho vairiwanepi. November wacho vaivako here kubridge ngavakwane mbuya avo. Kana iri hama yenyu itsiureyi
Mercy to the world vanhu ngavazive pekuguma mukudanana kwevanhu hazvineyi uri ani!!
True
Mercy nyange vakati usagare pamba pavo hazvina basa munin'ina asi pese pawavabatira rovera pasi. Chembere yepi
Imika nyika irikuendepi iyi
😂😂😂😂usadaro cuz
Kkkkkk nhai havo
@@StambuliDailesi ikoko kkkk
Taura hako😂😂😂
Mercy wagonesa zvikuru
Tsika neduzvi ravo iro Dickson
Ahoy Team Bholato
Bhutsura nembwa iyo Mercy
Weldone Mercy
My sister Mercy utori munhu bhooo but haude kuvhiringwa😂 kumberengwa tombozvida here zvemachembere anotimhupukira
I stand with Mercy,this family inotoda kurohwa vese kusvika kumbwa dzacho, vane kakudheera too much
😂😂😂😂😂
Fanika kambwa ako nemukoma waDiki
Mercy ndizvo
Kazen 😂😂😂😂
@@shamainetimarizeni5429 kane ruzha savatenzi vako
The fact is Mercy finally snapped! It’s normal reaction after a long time of living with people who possess so much hatred of you and tormenting you. Gava radambura musungo nhasi. Aiwa Mercy anga atozvipira kuti pano hapagarwi saka let me let off the steam.😅😅 Y’all ladies we got a Mercygate in us. Some mothers-in-law take heed and behave yourselves. You don’t wanna be mai vaDickie 😅
@@SheStoicForLife77 true
😂Mai Dickie vanotaurisa, she had it coming. I love that she was disciplined publicly
Dick anoda Mercy asi anotya Mai vake
@@Tendai-y3i Say that again 😅
Dickson arikutotya amai vake. Vana amai musapindire nyaya dzevaviri, munozonyara mangwana. Well done Mercy nekudhidha mom's iyo. Vane mabig mouths ngavabhurwe. Baba vaDickson varikutoratidza kuti mbuya iyo anova abuser😮
Cameraman you are a star....And then imbwa idzoo😢dai dzayendeswa kana kumaShops kunohukura ikoko
Anger Management inodiwa. Batsirai Mercy .... She's very adorable and needs some love.
May you like my comment.❤❤❤
Very lovely akavhiringidzwa namai ito
Abhaiza pekupedzisira😢
Shungu dzakamubata vakamuita rough vanhu avo
Go Mercy ,go,shit dzevanhu , ndarwadziwa ini basa rekutitambisira vanasikana vedu...wakavagona nxa kunyepedzera kufenda .nemwana wacho usavape
It's gara pasi unouraiwa for me kkkkkkkkkkk
Hanzi naTinashe tinehurombo gogo vazosvikirwa nemuroora 😂😂😂
😂😂😂😂😂 atya kutaura kuti gogo vakwapaidzwa
Kkkkk ko pakuzoti mzukuru akafanana nagogo kuda kuwedzera kukwidza forogonya yagogo pamsoro pekubholochwa pamzukuru wavasingadi kkkkkk
@@GattsiMemehSitholehaaa Mr bota vanomasasi chaiwo kkkkk kunyatsoda kuti zvinyatso svika kubhonzo chaiko kkkkkkk
@@ethelsawadye4023😂😂😂😂😂😂😂
Hanzi navaMugabe kazhinji ndizvo zvinowanzoita hasha panguva yema results 😂😂😂😂
Gogo vanyepedzera kufenda😂😂
Kkkkkkk kunyara kkkkk
😂😂😂😂😂😂
Drama chairo 😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂 haaa vati rabada nhema havo kunyara chaiko dai pasi paimedza vanhu vakumbira kumedzeka 😂😂😂😂
Vanga vachitoda kurohwa futi vaimuka
Im glad to know that im not the only one supporting Mercy amwene avo vanotoroya