Karanganda this is awesome picture quality manyama, sound manyama dzidzisaiwo ana Tich ringori haro dzungu raanaro reku budisa zvinhu fast but its 💯❌❌❌🚮🚮🚮 hapana kana chaunonzwa,karanganda number one waivepo ere usaso shora baba ramba wakadaro wake zvino dadisa izvi
Akudlalwa bazabona izimanga🤞n-true. Toresai vanhu avo mhiko zvifambe. I believe Comrade varikutaura pane svikiro. Headman musamanye munozouraisa vanhu. Mai vebhara varikunyepa vese ne n'anga yacho. Something is not adding up with these two.
Maweb watori mentally disturbe. She is not OK at,all. Svikiro iro. svikiro iro. ....regai ndimbogumira,pano. Baba web wane problem yekusanzwisisa. Mubvunzo. wanotoda help.
Karanganda makarongeka zviro zvenyu bho zvekuti from good sound ,clear vision ,sando kuna cameraman ,teach vamwe Sana tichkach nevamwe kuti zviyitwa seyi,asi ndine chichemo kumachief mukunonoka kutipakurira tozoona kubva kuma amateurs pagadziriseyi ipapo
Nyaya idzi siirai mukotsanjera shumba yengozi....ndiye ega anozvigona
Khuphuka lapho Comrade Masuku usitshele umlandu thina singama born free Zimbabwe 🇿🇼 .
Mdara Kagweda achengetwa nashe, one muZANU-PF akasiyana navamwe softaz zvake haana hondo nemunhu very humble and helpful.
Baba wekumba kwedu ivava ndozvinoita Chihwa
Karanganda TV ❤❤❤❤
Isindebele siyabonga thina❤❤❤❤
@@constancemagadlela5143 Akula siNdebele esinje
Ndaiva ndakamirira this episode for long thank you bataps ❤❤❤❤❤
Karanganda this is awesome picture quality manyama, sound manyama dzidzisaiwo ana Tich ringori haro dzungu raanaro reku budisa zvinhu fast but its 💯❌❌❌🚮🚮🚮 hapana kana chaunonzwa,karanganda number one waivepo ere usaso shora baba ramba wakadaro wake zvino dadisa izvi
😢usarwadziwe na tichaona
Thank you Mwari namai vamakandipa ndifata zvavo havana lepu lepu imagine nemacamera azara aya one day ndaizovaonawo vachiita semambuya aya
No comment
Uuuwii nyika yakatakura kurema veduwee👌
Baba taps munouya nezvinotapira❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Kuenda kuna sabhuku ndiwo mutemo mudhara akapedza pake.
Taura hako
Diko
Anofanira kuchitandavadza nyaya yake. Kana asinawo chaanoziva zvakangominakira bt kana ariye akasima musorowo, ngaataure nyaya yake makwara ake acheneswe.
Ndochete pane nyaya.
Iyi song inondichemedza ye gidi iyo lm just 22 yes but nekuda kwemastorry ambuya
1st 🎉🎉
Mbembesi, Entumbane in Zambia
😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 hawu jeso indaba yesvikiro ayikho
@@masasi70 mina ngidinga iNtumbane ye Zambia
Ndanga ndiri kuuya,thanks ba Taps
Was waiting baTaps🎉🎉🎉
Munyanga kunzwisisa kunokunetsa chokwadi🙌
Haa nyaya iyii inoda sekur wangu mukotsanjera
Tell dem inoda bae wangu iyi
Zimba rikakuvenga rakuvenga harina tsitsi rinoda kutokuwona uchibvira mumoto kusvika wave Dota Zimbabwe rudo hatichina zvakaoma
Dota racho wotora rusero worusa kuti riyende nemhepo
This is a complete joke. Kana pane mhosva let the right people handle the case properly, not this kangaroo court
Zvine basa reyi ko ndiye akamuraya here
Nyararai makumbuya Imi kushaya nyadzi mhandoi kwekungoreketa kudaro ncxaaaaa
My favorite Karanganda my Netflix
Was waiting for this long time
Ava vanhu dai vanotora Mkotsa avagadzirira musha
Magona baba taps ❤❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉
Uyo comrade ataura angopawo maonero ake semaonero akungoita munhu wese saka hapana hapana pakutoda shumba yegorongozi ibate basa apa tsoka ❤❤❤❤❤❤
Karanganda woyeee ❤❤ kuti dheshe
No comment
Finally 🔥🔥🔥🔥👏👏👏👏
Ndange ndamirira thanks karanganda
Lina badala lingayenzi umuntu isiyelele Melani inyanga file linamanga
chief Mutasa wont allow party slogans on his functions uyu hamheno
Izvi zvave zvechi war vet ndosaka vari kuita slogan
Kana raive gamba panotofanirwa kuitwa slogan
Harisi dareba iri.
@@babramusakwa2972ndizvozvo chaizvo
Chizanu munochiwanza pasingadi chizanu ndosaka tisina kwatiri kuyenda senyika
Baba vane scuff yeZANU avo vanoziva zvavafambira,,thank you so much,,ndopeiwo number dzavo ndivapewo airtime.
😂
@TheChekas
Hanzi matako pasii kkkkkk zvakaoma
😂😂😂😂😂
Next time murikudzidzisa vanhu kuti wasataure zvawaona.he was right kunoudza sabhuku
Nyaya iyi makuiziva here kubva kwekutanga.
Zviripa 2. Kunyarara kunounza ngozi futi
2nd🎉
Karanganda woyeeeeee❤
Zvidhoma zvakaberekana haa zviripo here izvi
Musanetsa mudhara uyo haana kuuraya munhu nguva yehondo makuva haadzike saka mvura ikauya yakawanda munhu anoenda pachena
Hesy baba Taps ne team Karanganda
😮zvakuda Mukotsanjera🎉🎉
Saka baba ve flage murikuedza kutii imi
Perfect job Bab Taps
Muimbi agona kuimba uyo nice voice
KaMunyanga kanogona kuzvisungirira kkkk
Hazvinyadzisi here Imi kunzi ana mbuya isai matako pasi 😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Baba ava vofira yekuona chete
Baba taps famba famba wasu
Cmde Kagweda please inbox
Sifike BaTaps 🙏
Nyanga iyo mukamborova nemushamhu inotaura zvose
😂😂😂😂😂
Yoooooo weeeee
Taapo bataps
First ❤
Mainini murivapenyu here nhaimi.
@@mesiMutepfa😂😂😂😂 mainini varipano,@gogo T
@@lolinyruzvidzo6283 wsndiregerera mainini haaaa bae akuenda uyu and ma crush aeikuwanda....usadaro iwe inga ndanga ndakugamuchira wani mukati memusha
@@mesiMutepfa 🤣🤣🤣ndakutoendako ndinogarira padhuze,tigoita sei bae akaenda
Mai Web vakupenga kaa avo pfungwa
Kkkkk wanawasu wanode chirungu
part 5 please😣
Ndevekupi vanhu ava ibocha here
Chimwe chakabereke mwana chidoma
Moyo wangu dzika dzika
Havabatsiriki vanhu ava
Itai maDNA Kani zviprere
Masuku avasi kurova maDrum here 😂😂😂
ko masvikiro rudzii anobvunza instead yokuti waparure zvawarikuoudzwa nemidzimu? haa musatiitira mafunnies
Slogan ndeyeizve
Dzungu reZANU
Raive gamba
@@makonidanies7851oh my God!!
Dai ari mahure achiita chikapa pafa umwe wavo maiti ndochaizvo munhu ngaperekedzwe nemabasa ake muchifarira.
Aa comrade manje akafa muhondo achiita slogan, raadzungu rezanu manje!!
Nonsense!!
Nyaya iyi siyirai svikiro mukunetsa mudhara wedu😢😢😢😢mu Zimbabwe kuona chero munhu akapondewa imhosva kanyika aka
Umhamhalo ugan,ile . Vayazana sienzo zavo. 🤦♀️🤦♀️🤦♀️🤦♀️
Akudlalwa bazabona izimanga🤞n-true. Toresai vanhu avo mhiko zvifambe. I believe Comrade varikutaura pane svikiro. Headman musamanye munozouraisa vanhu. Mai vebhara varikunyepa vese ne n'anga yacho. Something is not adding up with these two.
Sirogani bhoo ere kkkk
Zvekumamazvo
Zano pf inopinda papi panyaya dzakadayi
Thats why vanhu vakawanda vakaona zvinhu zvakadai vanongonyarara,vanokupa busy.
Ndizvo hazvo but stil ingozi kungoona munhu akafa ukasareva chinozoputika kwauri nekungoona ikoko😢
Ukaona munhu akada wonyarara ingozi zvekare anokuvinga
@@meviachiroodza2453Inga pakaipa ndipo,kuno ku moza hakunazvakadaro
Haa svikiro iro i CID chairo kuvheta kwacho ,haana chaanoziyawoba kupedzera anhu nguwa
Svikiro rakuporofita here
Mukangoti pasi nemhandu makutotimanikidza kubvuma nyaya dzenyu imi vanhu vekwa mambo vekutuka vanhu zvinyadzi
Zvislogan isu today kuona Gamba richifukunurwa chete
Mhandu yacho ndiani
Karanganda ❤
Marangwanda aya akabvira kare achotsvagwa
Maweb watori mentally disturbe. She is not OK at,all.
Svikiro iro. svikiro iro. ....regai ndimbogumira,pano.
Baba web wane problem yekusanzwisisa. Mubvunzo. wanotoda help.
Veduwe p5 ngaiuye fast BaTaps
Hoyooo....kwababa taps ndokwatomhanyiraa
Svikiro ngerenzara ririkutaura zvaranzwa
Ummm kwanai imi matako Pasi kuita sei vanhu vakuru svodai aah
Deedzai sekuru Mukotsanjera vanopedza zvese izvi
second 😅
Akarwe Hondo ipi ana comrade aya
Karanganda kkkk
Ambuya imi asi murisvikiro or murimutumwa
Siyanai neslogan initambudza vanhu zanhu pf imbavha ne varoi vapedza vanhu munyika
Sak Scarf iyo ndeyekuda kutyisa vanhu here? Mdara uyo akapedza pake uyu akanosuma Sabhuku
Maiweeeee haaa zvakaoma
Karangana mune pamuromo😂 mozoomer mai avo tocommenter mozotivharira panze sei 😂😂😂😂 mai vane green
No no no mukuru uyu akataura vani kuna sabhuku
Kuzoenda kwa sabhuku zvakanga zvava kunetsa mumhuri make akatomboenda kun'anga achida kuti mweya wacho ubviswe. N'anga ndokubva yaudza community. Mumwe mwana wake arikupenga achifamba kunge murwi we hondo.
Slogan ndeyei nhai mhai
correct
Ko handiti mu war vet hre imi vanhu kanamusingazivi tangai mavhudza
Mahumbwe aya nehuroi nekufumurana musatambe nengozi
Ndazvishayawo kuda kuonererwa
Pasi nemhandu mhandu yacho ndiani ,moti varungu ndomhandu asi ndovarikutipedzera gold zvese muno
Maintroductions hocho, tsvee pane nyaya, sekuru yatowa mhosva kuona musoro
Sabhuku munoziva nyaya munhu wabvuma nyaya yake hana kuramba pasi ne masvikiro e nhema
Ibasa remapurisa iro....
Hapana zvakawanda zvinobatuka zvandanzwa apa kusiya kwekupomerana nekutyisana, but hapana ma facts. Asi sabhuku vapedzisira kutaura vataura zvakanaka.