MUKUMBURA......VOBIRWA NEPENZURA
ฝัง
- เผยแพร่เมื่อ 18 ต.ค. 2024
- WE HAVE A NEW CHANNEL. ITS GOING TO BE AN ENGLISH ONLY CHANNEL. NDOKUKUMBIRAI MUENDE MUNO SUBSCRIBER KU " MAGICAL TV AFRICA" KUNYANGWE ZVAZVO PASATI PAVE NEVIDEO MUSATIONE KUNONOKA TANGA TICHIUYA. THANKS FOR YOUR CONTINUED USUAL SUPPORT / @magicaltvafrica
Nice shirt mr Neshamba
Vaneshamba magona chose! Ndabva ndaona pamusha wangu chaipo pamasvika apo Mkumbura pa boarder ndafara zvisingaite.
Vabatsirei chokwadi vanhu vanoda kudya zvevapfupi vekureba
Ndatenda nerubatsiro rwenyu 👏🏾👏🏾👏🏾
VaHenry musadaro.kana makanditarisa pliz siyai zvisiri zvenyu.musadye zvevapfupi nekureba
Ruwizha unokuwarira mahara chibasa hachidi kudaro munhu farirwa nevanhu Mwari arimukomboreri
Endai kukg 6 kumasoja vanokugadzirisai mapurisa azara nekuda mare kumapurisa is westing time, neshamba vabatsirei vaende Harare kumaoffice aGeneral
Oooo
Eish ndabva ndafara Andrew pawataura kuti paGomo kumusha kwangu❤
Hama natirayi imwe wenyu kwete kuzomhanya mhanya kutenga coffin batsirayi Ari mupenyu
2014 kwaive nemabond here mainini
Zimbabwe lawyers associatoin pls help this family
Mukumbura royayi wanhu awoooo manhi
Varoyi tokukumbirawo mutiroyerewo Ruwizha meMapurisa ivavo varikushungurudza mhuri iyo.
Drewmas ndoziwa hamutirasise toda kusvika kumagumo
Hayaaaa vamwe vanhu sooooo zvichaita pfukwa mangwana ngozi chaiyo
Mmm bantu bahlupheka shuwa ,bra Andrew don't leave these people fambisai nyaya iyi kumberi
Itai mutore masides ose.
Drewmas media taking us to another level
Wirizha siya zvinhu zvevanhu haunyare here iwe
Musabvapo ģaraipo.ndepenyu , kuda kudya zvevapfupi nekureba .chinorwadza vanhu vanoshanda mu hurumende ndivo vanoita zvakaipa kudai
Uyo mupurisa uyo akauya zivai zita rake iyeye ndeiye mbavha mupurisa uyo
Musamupe imbavha yemunhu. Ndarwadziwa.
Pamusha pangu chaipo apo
Chiwirizha chimbavha ende chinehutsinye haunyare kuda kubira mudará zvega hoooo
Imhosva iyoyo vanoda mubatsiri zvinopera izvo
Drewmas Media taking us to another level 🎉
Tsotsi iro,wakazivasei kuti mai munyaradzi vanezvikwambo? Zivazvako zvekumamira mumba siya mundhara zvega nemhuriyake wazviraramire zimbava gororo.
wirizhaaaa uyu ngaongororwe vanogona kubatsira ngavabatsirewo kana zvanetsa ngavanohaya zvishiri vamurovesewo 😂
Wiri iwe itya Mwari iwe
mm ndanzwa tsitsi
Endai munomupengesa nokorai tsoka munozvipengesa
I believe baba vakatengesa stand probably vaive vave broke vana vasingavachengete. Vana vaakuona kuti varuza vaakutanga hondo. Baba vane shop vanotadza sei kuziva mari. Too many inconsistencies in this story.
Haaaa ink mkadzi biyangu handibvume kusainiswa tayitozorovana haaaa
Imbavha iyo inoda mucheka
Monyai munhu kana munazvo azive kutaura
Wirizha this time watambira kunonyudza
Migwagwa yacho inosangana pa zambezi ichienda harare
Aaa ndovaziva avo ba jimie vekuwadzana 7 yesterday nddakavawona
Hoya Chiwenga not nyakatondo is in Darwin
Pamusha pangu apo
Mbavha chaiyo. Why cant he go nd buy somewhere since ane mari ari kudana mangweta. Kuba zvevapfuti nekureba.
Mkoma Andrew handisi kukwanisa kuona malive streaming purizi . Notifications haasi kuuya
Anoda kupengeswa benzi remunhu
Tsvagai vanhu vanoita zvemunana anopatiza
Haaa ndi immigration officer .anemoyo wakaipa. Samuronda shanda munhu
Inyaya yeiko aaah ndasvika manje manje
Vaneshamba taurai nava Paul Nyati vapindire
Kwese kumoza kunoku chapedza kupamba
Iwe Wirisha iwe Wirisha usadaro
Batai samuronda zvibude pachena timuone tese
Kana zvanetsa torai vaye aone zvitokwani
Shem zvinonzwisa tsitsi police yacho huvori hwacho veduwe Mwari pindirai kuvana venyu
Anoda kupengeswa kuba zvevapfupi nekureba
Vnhu ava ngavaende kwachief Nyamaropa vanozvipedza izvi
Havaende ikoko because Nyamaropa haana jurisdiction kuMukumbura. Vanoenda kumadzimambo avo eikoko
Hiiii shame nhaym
Jimu uyu haawanike paareno here
Mwana wemkoma wangu tiri vekukuwadzana 7
Enda momutoraka mumurapise nhaimi@@josephjimu3059
Endai kwaChief Nyamaropa
Avatonge nyaya dzemukumbura avo
Imbavha hurusa hurumende pindirai anetsa munhu uyu
Pamukumbura pagrowtth point pedu apo. Pakafira baba vangu Kenny last year. Rest in peace Ababa Ababa. How far orchard yemasau pazvvegaa apo
Nhai kumukumbura ndikokudhuze nekunonzi kunyamuzeya here
@@auxilliakapotsa168 ummm nyamuzeya handizive hangu
Ngavaende kwagogo chihoro anovapedzera
Mmmm tsotsi iro
Majounalist onai masides ose Tarisai Zvega haana pekugara arikutoda kuba std iyi.Wilizha akatengeserwa std iyi na vaZvega 2014 akavaka vaitowirirana navaZvega vasati vastroker uye 2014 kwashanda mUSD not bond.vazvega vakapiwa usd 1200 paaffidavit ravo.peace order iyi vakanzi vagare pavo kwete pakatenga wilizha uye vasapaze building yake nekusamutuka pastd pake.Wilizha akatenga std iyi ane mapaper ake kurwadziwa kwa Mai ava.Baba vakatengesa std yavo haisi yevana
Watching from Zimbabwe Gokwe Nembudziya ♥️ 🇿🇼 👍
Story line lacks objectivity chero tisiri maJournalists zvedu. Inzwai maside ese enyaya plus zvekuti $1200 bond is equivalent to $20 is neither here nor there. The conversion is inaccurate. Tokuzivaiwo futi vanhu imi munotengesera one property kuvanhu vakawanda
Like 👍 guy's
Mukumbura pfuura nekumba kwedu upiwe masau Neshamba
That was not fair
Apa a Zvega vafa unomama chete dhodhi remunhu musatanyoko
Shame