At least tiri kuonawo kumba isu tiri kure we miss home we hope and believe one day it’s going to be a better country keep it up bro you’re doing a great job 👏
Zanu .to blame no recreation centers all over zim for the youth to show talent of boxing saanalate mkomalangton school boy etc nosoccer fields wy can't chivhayos mjibha wazanu to .resuscitate memunicipal amenities wy by youth used to share talents boxing net ball football ballroom dancing etc pliz zanu make zim great again not wasting money with those liability useless cars hamunyare here Ed's children's take turn tovisit townships thel stop giving chivhayomoney to throw the pigs 😮😮😮😮
Pa 3 minutes 54 seconds ndipo pakasechwa mfanha uyo nemuchinda ane cap ye red ne white akapfeka vhesi re white acted as distraction achiita kunge amuziva achimunhoresa mumwe achisecha homwe. We are learning a lot thank you very much for your great job rekufumura mbavha.
Thank you Tafadzwa. Keep up doing the good work. Zvino totosiya ka phone kumba zvee. Hapana pari safe. Chasara kunzwa kuti umwe abvutwa zamu vakomana vachida kuba
You're doing a very good job ndakarwadziwa mumwe musi madam vadzoka kumba kubva mutown vabirwa foni ende havatomboziva kuti yakabiwa sei vakazongoona vasisina.
This channel is showing me a part of Harare that I never thought existed. Imagine the number of pickpockets happening outside the view of the camera? Ma1 kani
I wll never forget kukunamatirayi mkoma god bless you 🙏
At least tiri kuonawo kumba isu tiri kure we miss home we hope and believe one day it’s going to be a better country keep it up bro you’re doing a great job 👏
This guy is doing a great job. Clean our streets my guy
Man of the moment 🤝 , thumbs up 👍 Mr Tafadzwa
Zanu .to blame no recreation centers all over zim for the youth to show talent of boxing saanalate mkomalangton school boy etc nosoccer fields wy can't chivhayos mjibha wazanu to .resuscitate memunicipal amenities wy by youth used to share talents boxing net ball football ballroom dancing etc pliz zanu make zim great again not wasting money with those liability useless cars hamunyare here Ed's children's take turn tovisit townships thel stop giving chivhayomoney to throw the pigs 😮😮😮😮
Big up Tafadzwa never stop
Kozvamainzi makapara mhosva detective, how far true is that
This is great work❤
Welcome back bigman they can never bring down a good man
Great job keep it up mkoma Tafadzwa
Maofisa manyanya so far keep up dood worwakomana murikutora big time basa sebasa marimi watambura vanobva honde vally
Pa 3 minutes 54 seconds ndipo pakasechwa mfanha uyo nemuchinda ane cap ye red ne white akapfeka vhesi re white acted as distraction achiita kunge amuziva achimunhoresa mumwe achisecha homwe. We are learning a lot thank you very much for your great job rekufumura mbavha.
Glad to hv u back
I wish there were more like you the streets would be safe and clean from crime
Thank you Tafadzwa. Keep up doing the good work.
Zvino totosiya ka phone kumba zvee. Hapana pari safe. Chasara kunzwa kuti umwe abvutwa zamu vakomana vachida kuba
Welcome back mdhara I missed u mdhara, sotai mbavha
These guys are doing a God job I wish we have more of them they need support too.
Great work man keep up. May God protect,bless you each & every day
Am happy you are back
Unoziva unenge wato pusa paya wane stress but to get help. Like this god sent chaizvo
This is great work...i like it when you say..."mpfanha gara pasi!!!!" kkkk good job for real
Welcome back my brother 😊
You're doing doing doing a great job mwanangu 🙏🙏🙏
Welcome back bro kedha , back to our srs business , well done my guy
welcome back boss
Welcome back 🎉😊
Aaaah ko munomboti diiiii kubati nyaaaaa isu tichida soko tinemi forward ever bekward never
Vakanga vasipo asi vadzoka manje
You're doing a very good job ndakarwadziwa mumwe musi madam vadzoka kumba kubva mutown vabirwa foni ende havatomboziva kuti yakabiwa sei vakazongoona vasisina.
Thanks Tafadzwa...great work there
Welcome back bro❤❤❤
God bless 🙏 You are doing a great job
Yu are doing a great job mr man cleaning compaign
Welcome back tafandzwa
Welcome back chibaba
Keep up the good work mukoma tafadzwa
Kkkkkkkkk zanupf is now claiming makaba detective bekoz magunduru avo makumashaisa mkana mutown kkkkk big up Tafadzwa
Thanks man you're doing a great job
Tanga takusuwai....welcome back 🎉
Well come back chibaba vanhu ngavapedzerwe
Gud job mukoma tafadzwa batai mbavha nyope dzisingadi kudya cheziya kuba kurarama nezvekuba ndonzwa kusema mbavha
Yeaaaah apa wakagona vafana vèipapa vanoba esp pamarobots apa
Welcome back bro manga magarisa
good Job may Lord bless you Tafadzwa
I learnt to always pay attention kana uri mutown, hauna hama nyowani yausingazive yaunotanga kusangana navo especially ana boys 😂😂
U are back 🎉
This channel is showing me a part of Harare that I never thought existed. Imagine the number of pickpockets happening outside the view of the camera? Ma1 kani
God bless you my guy..good deeds ❤
Ok u catch them ko kumberi kwavanoenda vanozoitwa sei....released by paying fine 😢😢😢anenge aba 1000 then pay fine of 10 haaya vanongoramba vachiita
makanyanya akoma keep on doing good job
You gained a follower, muri kuchwnesa nyika
Welcome back Mhofu
keep it up.......unofana kupiwawo mota na wicknell iwewe
Great job boss mukubata basa 🙏🙏🙏👌
Yu deserve an award bro
But how do you know kuti iyi imbavha rega ndimutevere?
Makadzoka pamhepo here mkoma Tafadzwa, basa renyu rakanakisa iri rinotovengwa naidzo mbavha
May the Lord protect u & cover as u help those who r being robbed
Welĺdone bro we will keep on praying for you to be protected may you be covered by the blood of Jesus God bless you
Welcome brother venyika❤
Keep going 🔥 🔥 🔥 🔥
Munondigonera zvangu keep it up
We had missed you as a nation
Good gob Tafadzwa
Aiwa mkoma rovai bsa kusvika street rakuvengerai zvokwadi❤
Keep it up
Remain blessed 🙏🏽
Great job
The way they ramba ramba the mhosva you must kava kava them 😂
Good work 👏 sir
3:53 That was slique...those bros are professional
Good work, we are praying for you to be safeguarded
Alll I can hear now is hololo chidawa hololo chidawa u can’t unhear that
Big mukoma Tafadzwa ndinemi kwese nekufacebook❤
Well done boss pamufakose Panetsa apo
😂 hamunyepe chibaba
GD6 yako irikuuya Tafadzwa ndini Sir Wicknell Chivayo
😂😂😂 asika
Thanks guyz
Keep it up guys
Doing a gud job
It's good to you back live in the streets. Our own CBS Reality Show in Zim. Rambai muchibata matsotsi.
Well done
I hope hamuna kurombera skiri renyu iri coz haaaa movabata😂
Keep going
Huh! People have turned berserk. Hamufambwe wakarara mutonaz!
Pa vanoita fiesta Unofanira kumboenda ikoko
Andina kuona munhu achirohwa im not satisfied 😂
Please your caption should be at the corner not in the middle of the screen
Saka pese paanovateera anenge atoziva kuti vave kuenda kunoba nhayi anoziva sei kuti vavekunoba kuti agovanhonga necamera
Thnk tafa rova basa ngsdzibstwe mbavha
Ko kuba zvaritori basa 😂😂😂up and down yacho zuva rose
Vakomana ngavasadaro apa trade remukomana riri muloss vakuba fon yacho futi. Deriv neuko mbavha ne uko 😂😂😂
Haa ndatoona kuti MT5 yakatotsvuka mkomana atorine stress wobirwa futi phone yacho apa uri muloss🤣🤣
@@panashechifamba5058 apa ka account ka dora futi kakavhurwa 3 matrades🤣🤣. Life ma1
Respect boss khedha
Lol kwanzi sorry tsano horyt 😂😂😂😂
Thank you sir
Good job
Lol it's the song tinowona nyangwe neGotsi😂
Good bro ❤❤❤❤
Kuti matsotsi aya ndeeZanu PF here? Sei akanga vakukufremerai nyaya? Imi chitoitai chiAlliance naSoko
Dai vachiiswa kujeri mustreet mungadai musisina. Vanongonobisiswa tuma dhora dhora mangwana vatova mustreet. I game rekurovana mari chete
Ichooo🎉
❤❤❤❤ Ngwarapatown
Ndanga ndakusuwai chose mukoma
Botai mubatisise marombe ayo, murovese dzungu ravanotanga naro vachida kuonererwa ribve zvachose
🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥