I think he went through a lot nenyaya yekunzi hauzvari plus kutongwa nehama. He is not confident enough to narrate his story. ndazongofara kut at least akazozvarisa
Akanaka mukadzi uyo plus confidence anadzo dzekuziva muridzi wemwana wake ,anoziva zvaari she deserves better but kuzotuka manje asi akapushiwa hake .Kungonaka nekutengesa kutsvaga raramo akutonzi hure.Ko zvinhu zvinotorerweiko senge mapoto nehembe,inonyadzisa mhuri yebaba ava. Family yemukadzi bhoo zvekuti baba sekuru good team.
Was very confident with 💯 results 👌 ukaita munyama wekudanana ne type dzakadai uno pinda busy chi bharanzi chakawanda. Boys idzi dzinoda shamhu kutaurisa plus bharanzi ne rough hazvibudi.
Was on the edge of my seat for this one. Especially pekuti baba ava zvaitonetsa kuti vaite vana. I thought for sure the result would be 0%. Very pleasant surprise
@@wendytarusenga8694zvine basa reiko zvekuti second marriage. Ko kana achimuda akadaro .Zveku SA zvapinda papi munhu anongowana munhu wake kwaanoda. 😊😅 There is no harm in trying, regau munhu adiwe voona kuti zvinofambasei
Haa mwanasikana wazvimirira. Uri right iwe- imbwa idzo mhuri yose. Apa murume wacho ane kakudzungaira- pamwe ndiyo mishonga yaakadyiswa kumba kwavo. Angotenda vari kuchengeta vana asi haana kutaura kuti achachengetawo mwana- akamirira kuudza kumusha kuti chichengeta mwana. Haa, this is sad!
Baba ava havasangane nemubvunzo. Ndapera strong yese 💪🤔Mkoma Tinashe pamwe pacho munongoti pamsoroi imbobvisai zvirimunzeve baba mozodzosera tapedza show hahaha
I dont think panechekzfarira coy she was involved against muroora from a far, sei vakatora zvinhu zvemuroora also sei vasina kunoona muzukuru she us the real poison
I just want to thank the Uncles for being reasonable and impartial..but Muzukuru kadzi need to manage her anger otherwise she will struggle to have a meaningful relationship coz even it was me, handigare nemunhu akadaro....😂😂😂tiudzewo guchu ramakapiwa coz munenge matozvipira Kuti hakuchina Mwana but thank God you are now a father..so pliz take your fatherly duties seriously now...be confident bro!!!!!
Vanhu vakagadzirwa vanonetsa. Ndarohwa and scared at one time munhu kutovhunza kuti wakaitwei. When l told him ndiwe, kwakutochema kuti how can l damage munhu wandinoda.
Ndokumbirawo ruregero in half in rastas voice Aiwa mhuri iyi haisi marriage material zvachose...muroora hauna mukanwa nyangwe wakatadzirwa navo unotaurawo zvakanaka apa kabudhi kako kamukono ketsambarafuta futi ...aiwa makesenga mumhuri menyu.
What an own goal? Amai mwana akabuda achinzi haasi wababa muchati kudii. Hapana chifanira kuvarwadza nekuti hapana chavakaita pamwana, that statements alone rinotaridza kuti BOTA rakambokamburwa kuside given kuti uyu ainzi haana mbereko mai vaitotyawo kuva bold enough kuti baba mwana ndewenyu. Mwana kuve wababa ava ndiMwari asi mai vaitofunga vamwe baba vasiri Clement Kusiya imba mai ava dzitori nyadzi zvavo Wonder why murimi akasarudza dhongi/mbongoro achisiya mbizi musango, mbizi inokava zvayo. Kutora mukadzi uyu kutora snooker yemakorokoza ma players anotevera kumba ikoko. Thumbs up to your combination Tinashe and uncles for job done
A man is expected to be the provider, and rightly so. If you fail to provide as a man things can go very bad as seen in this episode. It takes a woman with a lot of maturity, patience and love to hold it up when the man is down. Women please support your men when they are temporarily down. In the words of Evangelist Muparinga there is difference between 'kuomera' and 'kuomerwa.'
The way the guy answers questions dzenge dzisiri kutambidzana moto mushe
Pane iri kuregerera dzimwe....
I think he went through a lot nenyaya yekunzi hauzvari plus kutongwa nehama. He is not confident enough to narrate his story. ndazongofara kut at least akazozvarisa
Kkkkkkkk
depression bro stop it!!
No it's called depression
Thx to uncles takambovaona kwarastor,, apa vauuya futi kumuzukuru sikana wavo,, tokutendai Ana sekuru
Camera mana usanyanya kubudisa tinashe tomuziva budisa vanhu varikutaura ne zvese zvriipapo vamugabe munobatsira Mwari akuitirei zvidhafudhafu makauya panyika ne reason Mwari wevana akaburukira kwamuri murikubatsira 🎉🎉🎉
😂 hoo mukuda vamusingazive
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂@@AdmiringCakeSlice-jr1bf
Aah chokwadi, wandigumbura uyu
mashura akaboiler
Ichokwadi chawataura vanenyaya ndivo vanebasa@@fadzaitaderera3929
Baba vakabikwa namai vavo kuda kudya zve mwana siyai aite mhuri yake 🙋thanks mwanasikana hauna kunyadzisa🙏🙏
Watching from Capetown , baba ava vanenge vanoita zvokufungirwa , vakaramba black beautiful lady
To us vanogara tiri pano 🎉
i love this woman. the confidence and standing up for herself. haaa Keynote Speaker ku Womens Conference. Im proud of you
Mvana dzinonetsa
@@FaraiTukuta shame i see u are intimidated by strong women
Asi masangana mvana?
@@tapiwazvakavapano5176 kana mukadzi wako imvana futi
@@tapiwazvakavapano5176 Mwana is an ADJECTIVE not a DEROGATORY term.
Akanaka mukadzi uyo plus confidence anadzo dzekuziva muridzi wemwana wake ,anoziva zvaari she deserves better but kuzotuka manje asi akapushiwa hake .Kungonaka nekutengesa kutsvaga raramo akutonzi hure.Ko zvinhu zvinotorerweiko senge mapoto nehembe,inonyadzisa mhuri yebaba ava.
Family yemukadzi bhoo zvekuti baba sekuru good team.
Makamboiona kupi family inobva yaita yese 100% sure kuti mwana wavo haazvari ....vanga vakamugadzira
You can say that again.
Chokwadii ndakaitambwa iwe
My sister stand your ground❤. I really love your demeanour Girl Girl power . Don’t let anyone man shit on you
Mazungairwa makawanda
@@honestrufu5354smtyms varume you jus dnt understand pain yekupomerwa chihure chausina kuita and th pain yekuchengeta mwana wega baba vasingaudze kana salt inovava zvayo.imagine agd yane mwana iyo hapana kana hama 1 yekwababa yakaita effort yekuuya kuzoona mwana ,amwene munhu mukuru avo dai vakauya kuzoona muzukuru kana vachidzingwa voziva kuti vambozamawo.Moyo wakarwadziswa haungodzokere panormal nenguva diki,family yemurme mus apologise and votendawo family yemukadzi nekuchengeterwa kwavaita mwana...
Its not easy my brother kuchengeta mwana uriwega baba vari vapenyu
Girl power insulting people?
Which girl power..... Unombomitiswa then you summon girl power... How does that work 😢
Girl power when using the child as a weapon!
What a stupid thing to say 🙄
Baba ava vane kakunonoka kanenge kakuzungaira soo🙈🙄🙌🙌
Ko kupindura zvisiri zvaabvunzwa hake
Baba hapna zvavaiita ava kunyara kutaura chokwadi haana chaiita uyu strong woman mukadzi uyu ihasha munhu bho mukadzi uyu
Murume akashandwa uyo, Mai vanoziva zvavakabata pamwana komana wavo ane kakudzungaira uyu...Ivo ambuya avo kana vaisapinda pakati pemwana wavo nemkadzi wake vakaregerei kunoona muzukuru
Ehe vanozziva
Communication break down makatengaa chiii nhayi baba chekugadzira mwana
Baby preparation expenditure should be re imbersed to enable things to move forward. 😮
Ndafarira this lady.....go girl❤ munhu zvimirire
Kudos mama u stood upon yourself don't go back to that man he's lost
😂😂😂 who else noticed the 👂 phones
Haasi kurecoder here kkk
Haasi ma earphones .mahearing aids aya ..haanyatsonzwa murume uyu
Even tried mine that way
@@blessingmusabayanaaiwa those are earphones lol
@@nomathembancube291even me i tryd also
Murume uyu ispecial class, arikutodao nyasha adzikunurwe.Muroora pakuxotuka dzinza rese apo pamberi penyika ummm apa une mwana hazvisi right
Pain yekunzi hure , mwana haasi wedu hamusi kuyiziva imi and what you she went through ...bitterness iyo
Unenge wagumbuka kni imi muromo unozongodudunura zvakawanda
Ndiri munzira kutono rudununuka kwatakaita vana ndirikuto practicer ma vulgar manyama ndaneta nembwa idzi
Ndikuona madrugs pamuface uyo ini he is a lil bit slow
@@beularmukozho7839wozowana chii pakutuka vanhu
Murume uyu akagadzirwa nevanhu vekumhuri kwake haapengi hake but ndoona kunga pane chivanhu mbichana chakaitwa paari. Icho chaari kuterera munzeve chiiko😂😂
Tuma instructions
Manchurian Candidate😂
😂😂😂hapana chirikumboteererwa ndofunga kungoitawo kaswag
@@PreciousBondera 😂😂😂 hah pane zvikurira chte n ndozvikuita asanzwisise ma question
Pamwe akanganwa kubhisa,ndombozviitawo😂😂😂
Ndambofunga kuti haanzwe so it's a hearing aide 😂😂😂😂
99.9 better though parents relationship is sour .❤❤❤❤❤ thanks Mr Mugabe you doing great job 🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉😊
Was very confident with 💯 results 👌 ukaita munyama wekudanana ne type dzakadai uno pinda busy chi bharanzi chakawanda. Boys idzi dzinoda shamhu kutaurisa plus bharanzi ne rough hazvibudi.
Mmmm maCameraman eBootaaa family thumbs up to you guys ❤❤❤
Haa mazumiro amunoita mapundu arikuface amanakaa😅😅
😂😂😂
😂😂😂😂😂 But camera men. Anombobhaiza hake. Kutipa face yamugabe pese pese. Tetichida kuona varidzi venyaya dzacho vamugabe ndevedu tovaziva avo
@@PoliteNkomo-t9l ahhh taurai henyu😄😄
Tsanooo hanzi surname yedu inodhura....more fire ❤❤❤
A beautiful lady needs a loving environment
Chingovapfimbai makanyarara zvega
toraika mumupe rudo
@@MrMufuga she is toxic ...nyangwe akapiwa love uyo ingori shumba nyangwe ikapa shumba nyama inozongokupandukira chete one day
Kkkkk
@@TM-iz2kuand the guy?
Tinashe to the world ❤💖
Mukadzi uyu i high breed
Ndivo vanonzi vakadzi ka ava 💗
Anenge chihera chete kkkk
I'm sure this guy is a imondi they way he look like and talk I don't why did that beautiful and gorgeous lady love that guy rudo ibofu shuwa 😮
Runako rwekunze harudyiwe my dear.icho chakamboita kuti baby daddy vekutanga vatadze kugarisana vese chii.guyu kutsvukira kunze mukati rakazara masvosve
Ndomira nemukadzi hangu
Kana ini
00:16 zvangu watching bota family,,l like it,
Ndiri munzira kuuyawo vaMugabe
Was on the edge of my seat for this one. Especially pekuti baba ava zvaitonetsa kuti vaite vana. I thought for sure the result would be 0%. Very pleasant surprise
Nice viewing vanhu varikuvaka dzimba dzakanaka zvevanotuka varume baba vemwana wako pane vanhu kushaya hunhu
Nhasi Tinashe asangana nazvo,all the questions to this man are in vein. Off topic yega yega.
Autistic tendencies
It's you who's not getting him.
Hanzi naTinashe saka mukutiiiiii baba vayenda off topic
@sharonrosematavire6038 haana kutonzwisisawo but the guy is giving the right answers indirectly.
Zvakaoma zviri mu dzimba
Mr tinashe plz ndisanganiseivo nemukadzi uyo jam available kana ari serious mwana ndochengeta, eish mapudzi anowira kusina Hari jam based in SA
Hiwe tsvaga kwauri joni remember mkadzi uyu marriage ndeye chi2
Yaah haaa aripo mukadzi uyu but akasangana nemhunhu ane confusion plus hama dzacho.Iye munhu dzidza kumira wega nekufunga wega manje uyu akatadza kugara nemudzimai musvinu.
Batai Mugabe kuseri
@@wendytarusenga8694zvine basa reiko zvekuti second marriage.
Ko kana achimuda akadaro .Zveku SA zvapinda papi munhu anongowana munhu wake kwaanoda.
😊😅
There is no harm in trying, regau munhu adiwe voona kuti zvinofambasei
Yesss page redu radzokaa💃💃💃
Watching from Zimbabwe Gokwe Nembudziya ♥️ 🇿🇼 👍
ls there network that side
Gokwe yapindira
Kkk violence@@marlonmarimirajnr3423
My late maiguru came from Gokwe Nembudziya. I'll come there some day
Justice Mayor Wadyajende
Madam inotaura kunge Dhafu ,good soul
Nzeve kuita seichadhamba😂😂😂
😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂 kudzi kudzi hayi😅
38:42 yoweee😂😂😂😂😂asi haanzwe hre chii chikunyatsoitika nemufesi uyu kuita kunge dum dum
Baba vaneka word equation kaMbudziyadhura x Pablo
You can say that again
😂😂😂
yeeeeeessss girl. ramba wakatsika ipapo
😂😂 aMai ava looks like Dhafu zvese nematauriro
He was so lucky kuvana gete kete hwitakwi yemukadzi mutumba asekuru❤
Haa mwanasikana wazvimirira. Uri right iwe- imbwa idzo mhuri yose. Apa murume wacho ane kakudzungaira- pamwe ndiyo mishonga yaakadyiswa kumba kwavo. Angotenda vari kuchengeta vana asi haana kutaura kuti achachengetawo mwana- akamirira kuudza kumusha kuti chichengeta mwana. Haa, this is sad!
Ko Mr DNA where dd go with Rasta's results..... You re doing great job indeed Mr Mugabe we re proud of yu ndava shamva uko nyaya dzemaprofita dzanetsa
Ndofunga waiziwa zvawakaita mwanakomana wawo why? Wairamba mwana uye mwana komana haana kungwara uyo.anoshandiswa mumhuri.Vanevutsinye vanhu awa
mhuri yekwaraster ma1, imba iyi yakapararanekuda kaclassy life, live within your means, baya mumvana unoita umwe mwana ikoko vaite 3 frm diferent fathers. mune pamuromo
Mhuri yekumurume vanenge vanotora mwana wavo seasina kutokwana soo vanopindira zvakanyanya vachifunga kuti maybe he is being abused
Hapana kana zvakawanda apa, blaz ingovai independent mochengeta mhuri yenyu...
Mimwe mibvunzo Tinashe Haiti.,secret yemunhu kutsvaga zvinomubatsira
Hezvoo vana sekuru ava vakaita havo ndovakapa dread futi mari yekuenda kuma DNA well done kudzidza kwakanaka
ini paya ndakanzwa kunge vakanz ndivana sekuru hanzvadzi dzemukadx wadread
Watching from Botswana Gaborone 🇧🇼
Amana mukadz uyo ipombi, Bro tinashe nditsvagirei # ndoda kumuchengeta nevana vake kusanganisira wemboko iyo inopindura off topic
😂😂😂😂😂
Wazvionawo kaa
Taura halo neni ndatowira sha
Imbana jackosn baba tsono
😂😂😂😂
Ink handidzipe nekutongesa I just give her love and support that's all jam serious, kana Paine vamwe varikuda munhu one call jam ready plz❤❤
Watching from SA in mafikeng hy bota family
Ini zvangu baba ava vanenge vanokundwa pakutaura namai ava. He is cool zvake
Pane zvinenge zviri kunetsa panababa avo.
Ko vaidzipirei mukadzi kuma4am. 🙌
😅
😂😂
Baba ava havasangane nemubvunzo. Ndapera strong yese 💪🤔Mkoma Tinashe pamwe pacho munongoti pamsoroi imbobvisai zvirimunzeve baba mozodzosera tapedza show hahaha
Ndiwe usiri Kubata mhinduro. Kungoti wakajaira direct answer but don't forget that there are indirect answers also
I think baba ava vari partially deaf
Waiting patiently
Asi pamunenge muchimitiswawo nevanhu vakadai ava munenge murikumbodiik 😂😂😂
Kusazongoenda hangu KwaVamugabe but this is my story 😢😢😢😢imi vanhu vekwaMutoko muri imbwa mhani
Iweeee mkadzi iwe plsss siyana nekutaura zvekuti hama hama plss wandibhowa kana mrume uyu maidanana mese mungadai muri mese chokwadi ndechekuti iwe mkadzi wakazoona kuti mrume uyu haisi class yako, Nemio tsano tanhai dzamunosvikira mhen xaaa 😂😂😂😂
Ndafarira manzwi aamai vemurume❤❤❤❤❤
I dont think panechekzfarira coy she was involved against muroora from a far, sei vakatora zvinhu zvemuroora also sei vasina kunoona muzukuru she us the real poison
@@learnmoremuverengwi1039hawana kukwana mai awa kutobikira mapoto emuroora vakazvionepi waiwata nemwana wawo awa
Pamwe pane zvawakaita chiweti chemwana arimudiki mai awa kuromba
mama vemwana she's greatful 🎉
I wonder baba ava vakanyenga sei nekakupusa kavari kuratidza 😮
Vakanyenga neEarpiece
@@profqda3464iwewo futi. 🙌🙌🙌🙌🙌
Mukadzi ndiye akanyenga it seems 😊
Ndazvifungawo
Kupusa kwababa avo uko kutya maresults 😂😂😂
In love with the singer 💕
I just want to thank the Uncles for being reasonable and impartial..but Muzukuru kadzi need to manage her anger otherwise she will struggle to have a meaningful relationship coz even it was me, handigare nemunhu akadaro....😂😂😂tiudzewo guchu ramakapiwa coz munenge matozvipira Kuti hakuchina Mwana but thank God you are now a father..so pliz take your fatherly duties seriously now...be confident bro!!!!!
Sometimes treatment yaunenge wakaitwa turns u into a monster
Manage her anger u say? Why not manage kwabva anger yacho rather?
I get you, but two wrongs cannot make it right..
Unorwara iwe even neniwo will never settle for this kind of a man n his behaviour
Kamugariro ka mims aka umm@@Nunec
Me watching from heaven haaa panyika pane drama weduwe
Kamugariro kamai vevana says a lot about character yake😂😂
Kuvhura makumbo here? Zidhafu zve moda righare kunge slender here ?
@@Mbegabulawe😂😂😂nhai nhai
😂ko rasta from previous episode varipo😅😅😅
Murume uyu I am sure he failed each exam he attempted. He is incapable of answering simple questions.
Wangu family yaakapinda iyo zvikara izvo
perhaps there is a mental health issue.
What ever he is listening 🎧 to is the problem atadze kunzwisisa mivhunzo😅
Ndofunga ndeche hearing aid@@Eusee-f7l
😂😂😂😂Taurahako ummm ndamushaira mumupanda chaiwo wandingamuisa
First question muchinda abva aratidza kuri izungairwa 😂😂😢
For the 1st time i prayed kuti iyite 0%,haaa kuyita mwana nemunhu akazungaira kudai ma1
Kkkkkkk hihweeee
l think its the worst thing that can happen to anyone😢 kubereka mwana nebenzi whether murume or mukadzi😢
Family yemukadzi yakanyanya one love
Penga iwe, vamwe vrume vnogwadza haiwaaa
Anopenga kuti aitwei? Ndoinonzi trash yemukadzi iyo
😅
I love this woman ❤
Correct way to put AirPods in your Ears ✅
Ndozviruita atadze kupindura mivhunzo
Yoweeee Ko mapodo akaiswa seiko ayo
Uyu murume uyuka
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 kuda kuonekera kaa hayi
@@japhetrunganga8664 se munhu akapfeka Louis Vuitton ka
😂😂😂ko ukangotsvaga Jesu achawanika nhai
Kkkkk Hanzi saka maita rudooo here 😂😂😂apa munhu amuka achidzipwaa
Shez is a very nice woman ingori nhamo yekushaya zvakakwana but pane Gadzi chairo
Wife matrial
Taurai henyu iko kamukono ketsambarafuta hako
Mutumba asekuru
Mr Mugabe ndokumbirawo number dzaamai avo ndoda kuvaroora
@juliustoringepi2302 pindai inbox yavaMugabe.
Mukadzi aripo but murume imboko last
Manje mrume anoti akubasa,anofonera mkadzi kuti uuye nemrivo 😂😂😂😂😂😂😂 nhamo yvkadzi
S😂😂😂😂
Family iyi ndeyiya yakambouya last time kaaa.....kuseka kwemkadzi uyu kongotaura kt hazvichaita zvekudzokerana
I also noticed Rasta
Rombe risinga chengeti mwana waro.
Watchinga from muma gudza
Vanhu vakagadzirwa vanonetsa. Ndarohwa and scared at one time munhu kutovhunza kuti wakaitwei. When l told him ndiwe, kwakutochema kuti how can l damage munhu wandinoda.
😢😢😢😢😢 shame vanenge vakagadzirwa
Ndokumbirawo ruregero in half in rastas voice
Aiwa mhuri iyi haisi marriage material zvachose...muroora hauna mukanwa nyangwe wakatadzirwa navo unotaurawo zvakanaka apa kabudhi kako kamukono ketsambarafuta futi ...aiwa makesenga mumhuri menyu.
Kana varikuonawo uyo mukadzi haroorwe uyo
True that
Mai ava i Type yaDhafu Nizer Boom 😂
What an own goal? Amai mwana akabuda achinzi haasi wababa muchati kudii. Hapana chifanira kuvarwadza nekuti hapana chavakaita pamwana, that statements alone rinotaridza kuti BOTA rakambokamburwa kuside given kuti uyu ainzi haana mbereko mai vaitotyawo kuva bold enough kuti baba mwana ndewenyu. Mwana kuve wababa ava ndiMwari asi mai vaitofunga vamwe baba vasiri Clement
Kusiya imba mai ava dzitori nyadzi zvavo
Wonder why murimi akasarudza dhongi/mbongoro achisiya mbizi musango, mbizi inokava zvayo.
Kutora mukadzi uyu kutora snooker yemakorokoza ma players anotevera kumba ikoko.
Thumbs up to your combination Tinashe and uncles for job done
Waona zvandaona inini mukadzi uyo anofunga kuti sne ka that plus level rake anoona sekuti murume achisi chinhu
Wakafunda iwe.
Sekuru mune point 😂😂😂 haaa maramba ne surname yenyu... hanzi inodhura for me
Kuita ruzha nekukarara zvogadzirisa nyaya here😢😢
Kkkkkkkk ndambofunga kuti kune anoiswa so
Kuonana kwangu naye hatitomboonane 😂😂😂
Nzeve iri pama 1 mukoma wangu tsvagai anokubatsirai kuti kanoiswa sei munzeve😮
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂 unable to can
Haisi hearing aid here
Kkķk
Say no to drugs please.
A man is expected to be the provider, and rightly so. If you fail to provide as a man things can go very bad as seen in this episode. It takes a woman with a lot of maturity, patience and love to hold it up when the man is down. Women please support your men when they are temporarily down. In the words of Evangelist Muparinga there is difference between 'kuomera' and 'kuomerwa.'
So it proves that gender equality manyepo. Women cry Gender equality when it suits them.
Baba Ava vanga vasina kumboomerwa asi kamunhubkakatonzungaira chaiko ndapedza
@@MercyHunda Hupenyu hunonetsa i will never call people names. Pamwe mukadzi vako kana murume vako akuhura uchiti vakangwara.Hupenyu hauna shasha.
Tazvinzwa and will do so ..but this man ka hmm something is off naye .. family yake seems too involved
@@rejoicedongonda2060 🤣🤣🤣🤣that's what happens kana ukaomerwa something seems off.
I stand with u mama musha mukadzi shandirai mhuri
Mai nemwana zvese ibhawa
Watching from Dubai 🎉
Baba ava vanenge vaitongoenderwa mberi namadam..plus kutaura kunenge kunovanetsa that is why hama dzichizamawo kuvamiririra mukadzi oti kutongwa
Ehe anekazunga kari maari muface uyu tambo inmwe haisi kusvika mu paraffin
Ko pakuzotadza kutenga chikafu ne preparation... toti futi hama dzaivamiririra
@@lynahmundayi3138influenced
Kunyepa anoshusha uyoo n munhu anoti mai mai pamuromo uyu, ndootsotsi
@@lynahmundayi3138vainzika haazvare.
Hama dzikamuti tora zvinhu.
Iye vese nehama dzake mapenzi vese ungatore mapoto nehembe
Tinashe Mugabe haaahh iye zvino wave bhoo seeing different characters ummm murume uyo a room of doubt kkk asi vakadzi dzimwe nguva tine nhamo yevarume sure 🤣🤣🤣🤣
Camera person why uchinyanya kubudisa Tinashe kudarika varidzi venyaya?
Ungadzipe munhu waunoda 😂wodzipa mkadz wako aah unenge utori baba benzi chairo 😂 iguka here kana kuti ane short nyana? Louis Vuitton🔥
Va Mugabe ,
Please ipaiwo ma certificate result baba awo and amai certificate rawo
Taane nguva tichizvitaura wena
Anositi anozovaitira a 2nd copy vanenge vachida
@clairechigwedere6432 why kuzovaitira vanenge vachida
It's nice kungopuhwawo rake paper because others feels shy to ask
❤❤❤❤❤good job sis