The way the father said the child is mine before vaMugabe finished announcing the results it was hilarious, he was super excited and he immediately kissed his wife before vaMugabe vati tiratidzei kuti mafarira maresults. 👏🏾👏🏾 bota family let's gather together and help this young faithful couple to achieve their goals 👏🏾👏🏾👏🏾
Best show ever. They deserve their chance in life . Mistakes were made but honesty prevailed. Both of them back to school - can't waste such intelligence
This girl is very logical, akadzokera kuchikoro, achaita zvikuru muupenya. She is honest and very reasonable.The young man is further than the wife but vese, vanhu vane ungwaru, very mature talks
I'm with u there. I really fell in love with both of them. Maturity level yavo irikukunda yema 40 yrs atiri kusangana nawo pano. May God continue to build this couple ❤️
Best episode ever , very young both of them but very mature even the way they respond unonatsoona honesty pahuso hwavo vese Mr Mugabe help vana Ava please to move forward
very matured young girl and boy. the girl realises her mistakes. with good guidance their life will turn out well. mukomana uyu adori nepfungwa kudarika mamwe madhara.
hanzi I move very fast like WIFI,I like this couple ,May the might lord bless them.A young couple that is open with each other unlike chembere dzinotoramba kuti bota harina kudyiwa ozobuda ari mazero %
I was nervous the whole time. I am glad baba ava ndomuridzi wemwana. Mainini I think you are in safe hands........Mainini vadzidzawo chidzidzo.......Bravo too kuvabereki vemkomana despite kusaziva if mzukuru is theirs vakangogamuchura mroora nemwana. Wishing these 2 all the best in their marriagr. \
Maturity yevana ava hatina zera nayo. Kudos to this young lady for being honest from the beginning. Imba haiite foundation yemanyepo. I have never rooted for 100 like l did. Ayewa vadiki asi maturity yavo kuseri
mskana ngaaende kuchikoro uyo. Dai go fund yaiitika apa. She looks very intelligent and confident, and the husband is super supportive. Maturity iri apa is exceptional. She has to make it
Yah apa pakasangana shasha panjere. Vana vadiki chose but zvinobuda mumuromo zvikuru. Baba hapachina zvegame park pamba penyu 😂😂😂 and zvekunzi mwana ari musango kubvira imi hakuchina zvakare 😂😂😂 . Mashoko enyu vana andifadza dai Mwari vawedzera rudo nenjere muvake musha unoyevedza Mwari ari mubatsiri wenyu. Thank you Mr Bota nekuunza peace of mind pamhuri iyi.
Very young but mature couple.Thank you God .Well done young girl for your honesty.please this is a lesson to be learnt. Avoid casual sex.Stop visiting your sister's homestead again .Young girl back to school.i loved the whole no silly arguments or fights while being❤ interviewed. ❤❤❤❤❤programme
Ko nhai mazvinzwawo here hanzi manager akati mukadzi wako haadzoke pabasa kana pasina DNA results, zvinei nebasa ??? But anyway i love the maturity in this couple especially the young man he has wisdom, ende mkadzi akaudza mrume wake chokwadi, may God see them through... also vabereki vemurume vanhu chaivo, kana kupindira nyaya dzevana Mwari ngaaropafadze mhuri iyi.
True love is found in young couples. They have adult intelligence. May they live and grow together forever and ever, Amen. You will live in peace and joy and very wealthy.
This is the most matured couple i have ever followed on the Tinashe Mugabe DNA show episodes, kudarika forogonya tsambarafuta, thats not it, and etc. Even mr Mugabe seem to be so excited
I was impressed by the maturity response from both sides. Despite the fact yekuti it's a young couple but mhinduro dzavo dzanga dziri dzekurevesa. May God bless their union pasawane honye inopinda parudo rwavo
Hongu hazvo vafara baba namai, but this girl was abused, statutory rape since she was below 18 paitika izvi. The guy aichovherwa nababamkuru kuitira to cover his (bamkuru)' steps. Bamkuru should receive his share of justice The 2 vanodanana havo and display maturity despite the ages. DNA man pindirai vabatsirike necounseling
Mwana ndewangu ndiye Tsvodo ngaaaa
Mukomana is happy
Mukomana is greatful
This is the most HONEST couple on this SHOW , hapana kuvanza, they SPOKE their truth. With RESPECT AND DIGNITY 🎉🎉
❤❤❤❤ ndanzwa kufara nemukomana uyu mudiki bt pfungwa dzake dzakadarika vanhu vakuru chaiwo.
Mukomana uyo is very young but yoh he is very mature kupfuura varume vakuru
Bamkuru vanofanira kusngwa vakatora advantage
God bless this family ❤
These 2 are way too mature for their age, an honest wife and an understanding wise husband. May God bless their marriage❤❤❤👏👏👏
Vana ava vanotaura sevanhu vakuru wedzirwai nyasha vanangu munogona kutaura ❤❤
Vafara vana ava ende vanoratidza kt vanodanna plus vanotaura bho kudarika vanhu vakuru …..so sweet ❤❤❤
Young couple with big brains,may the Lord bless them
Big brains dzipi manje ipapa
The way the father said the child is mine before vaMugabe finished announcing the results it was hilarious, he was super excited and he immediately kissed his wife before vaMugabe vati tiratidzei kuti mafarira maresults. 👏🏾👏🏾 bota family let's gather together and help this young faithful couple to achieve their goals 👏🏾👏🏾👏🏾
@evelynmaheka2648 true I'm in
Tomira navo but bvisai pekuti faithful apo maybe mukati honest.
Hakuna mukomana wemombe akangwara kudai...he should persue school or college coz he's intelligent.
Mufudzi wemumbe akachena akangwara...The little man is a breath of fresh of air
Very intelligent
Best show ever. They deserve their chance in life . Mistakes were made but honesty prevailed. Both of them back to school - can't waste such intelligence
I second the best show ever for me too ndafara kani
Absolutely true l agree with you my brother.
This girl is very logical, akadzokera kuchikoro, achaita zvikuru muupenya. She is honest and very reasonable.The young man is further than the wife but vese, vanhu vane ungwaru, very mature talks
like your assessment
How many of you were crossing their fingers ....I just fell in love with these kids yoooh.
I'm with u there. I really fell in love with both of them. Maturity level yavo irikukunda yema 40 yrs atiri kusangana nawo pano. May God continue to build this couple ❤️
This guy is level-headed, he should go back to school he will go far with his life, he so mature like a 40 yr old chaiyo
They are the most genuine couple that have been true to humanity and life
Vana ava vane maturity inofadza and vanongoda a little support they have a bright future
I think this is the first case where both parties are genuinely clear and saying the same thing so well making it so easy to conclude
Nice vanana zvavo asi vanofunga kudarika vanhu vakuru vatakaona pano❤❤❤❤
I wish this couple well. I was pleased to hear the young man talk of supporting his wife to further her education. May God abundantly bless them.
Anenge akachenjeresa mupfana uyo zvekuziva what sounds good but application inogona kusavapo. Iye wacho anotofanira kuwana mukana wacho wechikoro.
Vana ndavafarira ava. Zera ravo nehunhu hwavo hazvipindirane. Komborerwai vana imi.
Munokunda vanhu vakuru.❤❤❤
Best episode ever , very young both of them but very mature even the way they respond unonatsoona honesty pahuso hwavo vese Mr Mugabe help vana Ava please to move forward
Ngaavuye ndimupe basa mukomana nemudzimai wake please
very matured young girl and boy. the girl realises her mistakes. with good guidance their life will turn out well. mukomana uyu adori nepfungwa kudarika mamwe madhara.
I wish them best in their life they're mature in mind than age. 🎉 Let be there light in their future
I'm happy for the maturity of this young couple.
Vana ava maturity iripo both of them may God bless them
hanzi I move very fast like WIFI,I like this couple ,May the might lord bless them.A young couple that is open with each other unlike chembere dzinotoramba kuti bota harina kudyiwa ozobuda ari mazero %
This couple need all the help they can get I see vachienda mberi they are both intelligent
❤❤❤❤ lovely.vamwe vakuru vakuzvitadza izviii🎉🎉🎉🎉
Vapfana ava tinashe mugabe foundation tobatsireiwo ❤❤❤❤❤❤❤ mufudzi wemombe from Trevor Dongo
Andidi game park pamba pangu Shumba kushumba mhofu ku mhofu save ku save well done young congratulations
This is my first time kuchema ndichifarira maresults. 😊😊. Bamnini is level headed . He moves fast like WiFi ndanakirwa
Its so sad that these two men literally tossed this lady between themselves. However the way the lady responded shows maturity beyond her age.
It was her decision how can a normal person be tossed like that CHIURE
Chihure @ such a tender age? Musadero veduwee? @@BarnabasFavanhuRwodzi
The young man's responses also show maturity beyond his age
The father was not a man.. he was a boy as well.
Not 2 men but bamkuru is the one who tossed this girl
THIS YOUNG MAN CRIPPLED ME ABEG..watching from Abuja Nigeria
I'm happy for them kuti result ravabidira zvakanaka uye vanemashoko aneudzamu that was best episode
Thank you Mhofela chiegai tifambire bamukuru vapinde mukati
Please do, the clown must be arrested
I was nervous the whole time. I am glad baba ava ndomuridzi wemwana. Mainini I think you are in safe hands........Mainini vadzidzawo chidzidzo.......Bravo too kuvabereki vemkomana despite kusaziva if mzukuru is theirs vakangogamuchura mroora nemwana. Wishing these 2 all the best in their marriagr.
\
They both show maturity beyond their ages.
This girl is mature and honest kudarika vamwe vanamai vatosiona pano, chokwadi chosunungura
Oooh wow 🥰 tichazodawo follow up..... This husband is for keeps ❤️
Wisdom wisdom this young man! He is wiser than his age! Henceforth, Wisdom is your new name!
Mwana wangu tinoti chengeta mukadzi uyu zvakanaka umu tengere hembe dzakanaka agare achena mwari chengeta wanano iyi❤❤❤❤
Haa kampfuna ako kakanyanya...chero mukadzi haa bho ..
Nyika batsirai vana avo musha usimbe
Young adults....i admire the maturity 👏
Maturity yevana ava hatina zera nayo. Kudos to this young lady for being honest from the beginning. Imba haiite foundation yemanyepo. I have never rooted for 100 like l did. Ayewa vadiki asi maturity yavo kuseri
Very true,their maturity is above their age.
Trust me vamwe vakomana vemombe vakangoshaya mari yekuenderera mberi nechikoro asi dziromo mumusoro kudarika isu takaita ma form 6
very true 😊
Vanhu vese huyai, mundidaidzirewo anamai vaye .
Ndoda kuti vaone kuti kukura hakusi pamakore asi mupfungwa nemukutaura.
Chokwadi chinosunungura iwe muridzi wacho. Well done mainini mataura chokwadi 👏👏👏
Maturity iri pavana ava so ka. May God bless their union 🙏 may they grow to build something big together.
Baba kungwarisa asi ndafara chose wish u the best in life
Mukadzi ari mature uyo kudarika vakadzi vazhinji vanoiswa pano shame,,, God bless you lil sis imba yenyu iropafadzwe nekusingapere
Ko murume haasi mature?
mskana ngaaende kuchikoro uyo. Dai go fund yaiitika apa. She looks very intelligent and confident, and the husband is super supportive. Maturity iri apa is exceptional. She has to make it
Welldone mwanasikana 99.99 mbiri kuna Jesu
Maturity is definately is not always about age❤
Vafanha ava mane maturity inokunda dzimwe mboko, thank you vafanha, asi chenjera babamukuru imboko yemunhu well done
Young couple and very matured
Halala vana but vari mature Dan dzimwe chembere dzouya pano dzine hupwere... Dis is excellent madadisa so peaceful
Yah apa pakasangana shasha panjere. Vana vadiki chose but zvinobuda mumuromo zvikuru. Baba hapachina zvegame park pamba penyu 😂😂😂 and zvekunzi mwana ari musango kubvira imi hakuchina zvakare 😂😂😂 . Mashoko enyu vana andifadza dai Mwari vawedzera rudo nenjere muvake musha unoyevedza Mwari ari mubatsiri wenyu. Thank you Mr Bota nekuunza peace of mind pamhuri iyi.
Im very very happy for the results, Mwari avarangarire paanorangarira vazhinji.❤❤❤
Bt Mufna wanku wakangwara God bless you mafna 🥰 big Up
Young but rich in mind, God bless you guyz
I love this couple
One wise youngman
They have a great potential , wat a lovely couple, mistakes are there but apa panevanhu vakarongeka apa 🎉.
What an awesome advice from the mother❤❤❤mfana wangu chengeta mudzimai wako zvakanaka
Very young but mature couple.Thank you God .Well done young girl for your honesty.please this is a lesson to be learnt.
Avoid casual sex.Stop visiting your sister's homestead again .Young girl back to school.i loved the whole no silly arguments or fights while being❤ interviewed. ❤❤❤❤❤programme
True
Vechikuru dzidzai kubva pane vechidiku avo zvinodadida kuita hurukuro pasina kutukana
Keep it up young couple
Peaceful zvisina vhayorenzi ❤
Wow dai maramba makadai nerudo gwenyu vana imwi
Ndafara boys musikana akambunyikidzwa na bamukuru well done mufanha wangu na mainini wangu
Ko nhai mazvinzwawo here hanzi manager akati mukadzi wako haadzoke pabasa kana pasina DNA results, zvinei nebasa ??? But anyway i love the maturity in this couple especially the young man he has wisdom, ende mkadzi akaudza mrume wake chokwadi, may God see them through... also vabereki vemurume vanhu chaivo, kana kupindira nyaya dzevana Mwari ngaaropafadze mhuri iyi.
Team rino danana iri kikikiki 🎉🎉. Ko paKiss mukadzi kuisa karuoko kubata kasoro kemurume😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂 sadaro iwe
Kkkk hanzi kasoro
Kasoro kwete musoro here veduwee 😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂
Ndiyo love ka iyi happy for you guys
Very mature young girl. Hope anodzokera kuchikoro.
Kudzikama kwevana ava ka it's on another level ktodarika couple last episode vaita kunge vacharumana
This couple really deserves support
Best show ever
Ko kurongeka kungotaura nemo
Shumba to Shumba, Nzou to Nzou, no game park pamba 😅😅😅😅
True love is found in young couples. They have adult intelligence. May they live and grow together forever and ever, Amen. You will live in peace and joy and very wealthy.
mugabe the cuople needs support plz,,they are still young but mature in brains
Asikana vana vedu ava zvakaoma hazvo .Mwari akuiitireyi zvakanaka vana murambe muchidanana murere mwana akure nemi mumbokurawo muchiri pwere mese ❤❤
Bamukuru murume wa sis murimbiti chaio.😢.
This guy is the second kutaura zvinonzwikwa pa show
I'm so happy for these two. I just wish them well for their future.
This young lady is a victim of abuse from bamukuru. Bamukuru should be challenged about it
This is the most matured couple i have ever followed on the Tinashe Mugabe DNA show episodes, kudarika forogonya tsambarafuta, thats not it, and etc. Even mr Mugabe seem to be so excited
Bamkuru muroi wemunhu..nagvaende kujere
Izvi zvopisa tsitsi ,,they are so honest....shem
They are both innocent may God bless this couple
Best episode ever, love triumphed today. . .
I was impressed by the maturity response from both sides. Despite the fact yekuti it's a young couple but mhinduro dzavo dzanga dziri dzekurevesa. May God bless their union pasawane honye inopinda parudo rwavo
Amen
Gweru my home town .makorokoto vanangu
Vana ava they're so mature. So happy for them. Vanongoda betsero hupenyu hwavo hworongeka
That guy is young but very clever vese ne musikana uyu. Tinashe ngatsvagire basa
Akangwara zvekuti dzinokakata wena apa achiri mudiki .
Hongu hazvo vafara baba namai, but this girl was abused, statutory rape since she was below 18 paitika izvi. The guy aichovherwa nababamkuru kuitira to cover his (bamkuru)' steps. Bamkuru should receive his share of justice
The 2 vanodanana havo and display maturity despite the ages.
DNA man pindirai vabatsirike necounseling
This lady is very forthright i respect her
God bless this family vane rudo vana ava ❤❤❤
VaMugabe thank you so much for this program, Im very happy for this young couple, they get peace of mind wish them unending marriage
Both are mature. I wish I had something to support them
@@TichMusorodzata true may God bless this marriage
Giribheti Nyathi number 2 kungwarisa😂
I wish this young couple all the best may God bless them abundantly
She is a beautiful 😍 girl and very mature ,destined for greatness . Please follow up on these two with future updates ❤
I love this couple. God bless their union