Congratulations to this couple, my concern with us Africans is that we comment badly when it's the lady who is old but the man is older we say it's normal, whereas this thing is the same
Ko vele age inopinda pai nhaimi??kana vanhu vachiwirirana ndo zvakakosha....unowana muhombe kwauri but still modivorsa matadza kuclicka....saka tiite zvipi....
May God bless my mum makore avo ekurarama ngaawedzerwe my Dad is turning 23years of his blindness she still stand still for my daddy my mom is a pillar of us all sivele sakhula ubaba engasaboni umama kazange asitshiye
Amai va Dick changamukai mufambire mwanakomana arutsiswe , Dick haana mhosva, akatodyiswa ne chembere iyi haana chaarikuziva , Anotozoziva chete musi waanorutsiswa.
No it can't ini bhurugwa remunhukadzi especially mukuru kwandiri ndikariona ndotiza kanakuchinja nzira whatmore mupfana uyu anotorikumura ahhh ini munhu mukuru kwandiri is my potential mother
Makoti is older than mamazala, Mummy looks very younger than daughter in law, anyway it is what it is, handei tione, handina hangu remuromo, God will judge me ndikataura zvakashata, aita chake ndihombarume 🙆♀️😎🙊
@@gee9961 vakaneta zvisingaite, nhumbu hapana apa inobvepi kumunhu akura kudaro kana kumwaka kwacho vachiri kuenda here hapana hapana, mummy is looking good, young and fresh makoti zvine nharo maybe mubedrm ndimo mavanomuka chibhebhenenga, but I doubt zera remurume rinomupedzera iri vachiri vadiki ropa richiri kumhanya kwese apa sis Dorry vagugile havo anyway ndisashore mhodza nerinozvimbira God will judge me 🙆♀️
Anopenga Dick iye achipemha Mari yokunoroora mbuya iyi angada kumuitira mwana ndiyani ndirini ndikapauya mbuya inopabva ne 2dayz ndinotiza nemurume ndomufurira kuenda kunze Ivo mbuya vosara vakazviuraya vanongovigwa ne police
Mhamha is very reasonable, I am sure she is a good mother in law kana Mwari akavapa muroora kwaye.
Ini ndinoti zviri nani kudanana nemukadzi ane 60 years pane kuita ngochani
Both are not good.
Chakaipa kubata chibharo
Ndizvo chaizvo asi iiii😢
Chakaipa kufa uchitaura wega.....neloneliness
True
😢 may this type of love never locate other young boys out there dear Lord. They deserve better😢😮
Ko kana anyura
@@brightonmunetsi3982 pakeee
Powerful message indeed
@@brightonmunetsi3982 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Siyanai nagogo nemunhu wavo pliz😂😂 masingle ndoarikurwadziwa
Mai varikurwadziwa yooo kuseka kwavo but dicky akulooker 50 hake 😅
This guy haana kukwana srs let's pray fr him
Dickson looks 51 not 25
Because they are poor that’s why people are judging them. There is nothing wrong with it if they are in love with each other
Yeah true
I support your thought
Congratulations to this couple, my concern with us Africans is that we comment badly when it's the lady who is old but the man is older we say it's normal, whereas this thing is the same
Ko vele age inopinda pai nhaimi??kana vanhu vachiwirirana ndo zvakakosha....unowana muhombe kwauri but still modivorsa matadza kuclicka....saka tiite zvipi....
May God bless my mum makore avo ekurarama ngaawedzerwe my Dad is turning 23years of his blindness she still stand still for my daddy my mom is a pillar of us all sivele sakhula ubaba engasaboni umama kazange asitshiye
Mwari pindiraii chiiko chirikuitika uchii nhandi Mwari wee tibatsireii panyaya dzakadaii.
Amwene nemuroora vanenge vachitotaura nyaya dzavo dzavaiita vari mustandard 2
😂
Kkkkkk shuva
Please kuruzhinji rwe zimbabwe musatambisa mari kupaDik
pese apa ndaiti Dick ibenzi izvo munhu musvinu chaiye reasoning capacity is 99.9% but madam pane imwe room isina njere
Vana mai vose plz ngatinamatirei vana vedu,uye kunamatira mai vemukomana uyo vasafa neBP.Ndarwadziwa vanhuwe.
Mai wemfana uyu must pray for his son ..this is nonsense yoi😮
Imi vanhu regai munhu adanane nemunhu wake inga shona inoti Chembere mkadzi hazvienzani nekurara mugota .
😂😂😂😂l am speechless this world coming to the end wuuuu😢😢😢
Unoda kumamiswa mufana uribenzi chairo
I dont even know what to say
same here
Because there's nothing to say just something to watch 🤣
Uri duzvi mfana iwe
Chimufana chinopenga ichoo😂😂😂
P
There's no need to help this people Dik you are not serious
France president macron is younger than the wife with 24yrs difference!# zviriko!!
He's also young to wife kids
Macron's wife was a man. She is a trans woman
Even mai vana Kim Kardashian zvirikooo haiwawoo
Amai Dick hapana chinhu chinorwadza semimba mungatakurire 9 months dzekuti mwana apfuhwirwe nechembere onayi zvekuita vasikana mwana abengeneke chembere ngaipengere kwayakaroiwa asiyane naDick
Dikki tsvaga Jehova achawanikwa.
Babe raDicky rinenge richingozhinya zhinya, ko kana ndanyura haaa vakafitana shuwa
😂😂😂😂
😂😂😂😂
Kumwe kuzvara hunya dove tsumo dzakushanda
Ndabva ndarangarira mai vasangu😂😂😂😂😂
Amai va Dick changamukai mufambire mwanakomana arutsiswe , Dick haana mhosva, akatodyiswa ne chembere iyi haana chaarikuziva , Anotozoziva chete musi waanorutsiswa.
Unosvika pachikamu chekuti eke
😂😂😂😂
Asi kunze uko zvukuitika vakuroora chembere dzechirungu hativashore why😅 apa pashaya mari chete zvakunge zvekutanga😂
Gogo havana mushonga here ava
@@TongaiJokonya kana vainawo zvavo asi havana kushandisira gwara iri kwete, rinotoziva kuti mudzimai mumwe chete angatomudewo ndivo gogo ivava akangosiyana navo anotozodemba sezvo kutaura navasikana riri dambudziko guru.
Mbuya yakagadzira mwana uyo. Zvinorwadza.Mukomana uyu anofanira undobatsirwa kwa Profet Miracle Paul. Vatsvagirwe Basa Kure Chaizvo.
Amai vemukomana vakurwadziwa
This lady looks WAY older than 60 yrs old, yo 😳Saka MUNAMATO wakashandaka apa ende yah .
Mwana anoda kurutsiswa uyo
Tsumo dziye dzoshanda manje chembere mukadzi
She is not Ndebele either 😅 where is she from?
Ku chirungu this is so common, zvashamisei kuvatema, ko vana sekuru zvavanoroora vasikana vadiki, why not complain, kuva murombo haisi mhosva imi
True,mai vana Kim Kardashian
Unosvika pachikamu chekupererwa
Kuzorora chokwadi
Chembere iyo isadaro mwana .Dicky tsvaka mukadzi wezera uitewo vana muupenyu
Mai vemukomana vane chigumbu ASI vanotya Kuti vakarambanisa vanozozviurayq
True mummy is not happy at all
Handifungi kuti dzakati kwesere ini😢
Hanzi naJesu mukaona zvese izvi zvoitika zivai kuti Jesu ouya . Kana mai vacho kuseka kwemweya wakaipa chaiko
Dickinson is not the first, Emmanuel Marconi the president of France he did the same. His wife is older to him by 34 years
Taura hako age is nothing but a number.
and she was his former teacher
Emmanuel Marconi as in Makoni or Emmanuel Macron?
Yes but ava vaive nemari kwet ava
@@MatthewShava mari ine basa rei parudo? ignorant
Zimbuya risinganyari kubatira mwana mvura haife yakanaya kuzim
Ndiyo here inonzi mudzimu mandirasa 😢 weduwee i feel for the mother she is in pain warikuseka but in pain zvakaoma 😢💔
Yeah ma1
His own mother looks way better than muchembere wake😢😢😢😢
Vamwene vanogeza shame
Kutora mudzimu kuisa mumusha dick unoparira vabereki iwe nxaaa
Yekelani izulu lingani aaah wena gogo 😮 this is beyond....Thixo woza uvale umhlaba wakho
Mmmmmmmmmmmmmmmmm mwari pindirai mbuya awo vane mishonga zera iro ma feelingz arikubvepi mmmmm vanhu mwari ndabatikana kkkkkkkkkkkkkkk
😂😂kumaperiods
I think they are same age. Achazopepuka nguva yatofamba
Pakashanda mhiko dzakasimba mai dic endai kwatasvu kna mukotanjera dengu mupofu mhanyai mwana asunungurwe ari mumbiya yakakwibirwa chaiko
Mostly ukaroorwa nechimbuya unoitawo chidhar wonai choita kunge cha1950
😂😂😂😂😂😂
Mhepo dziriko ndidzo ndinenge dzadai ,life is spiritual.
ISU kumaNdebele atitengesi munhu, tinobaka ukama, not that we are cheap it's our culture, ok?
Dicky Duck anenge anopenga chete
Ndoo vanhu vanotadzisa kunaya kwemvura
Dick muwar vert chete mufana uyu
🤣 pachi war vert hant
@TatendaMuchenu taura hako 💯 dick ane zvivindi zvemu solar chaizvo 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂. 😊
When is Jesus coming back??
Dick akanyatsokwana chaiko, gogo avo also deserves to be loved by anyone despite age....Love has no age imi vanhu
Taura hako...hanty madhara haasi kumuda...saka Dick waita hako ukavapa rudo gogo in her last days....
Poverty makes you do stupid things
Ini chokwadi gore iroro ndinopinda nemunoyera ndichipatsanura manenji iwaya
Mpfana ari ryt moyo muti uno mera paunoda
No it can't ini bhurugwa remunhukadzi especially mukuru kwandiri ndikariona ndotiza kanakuchinja nzira whatmore mupfana uyu anotorikumura ahhh ini munhu mukuru kwandiri is my potential mother
😎😎😎
"Ko pregnant kee?",vanobvunza maiDicky
Yaaa mishonga iriko inoshanda for sure ...how come kudanana nemuzukur wavo uuuumm baby akadaro? Chembere dzisingakuri idzi
Mamazala vacho kudawo chirungu kwanzi moyo wangu unoita afraid kkkkk😂😂
😂😂😂ehee hanzi hot love😂
Mai avo vamwene vanoda counselling unofa nestress pliz
Mmmmm these two are so much in love.ppl you must leave these two alone
The interviewer's Ndebele is very good l wish l can speak Shona too.
Ndiyo inonzi midzimu yadambura mbereko 😂😂😂😂.Vanhu vakadai vanoda rubatsiro rwei shandai kune vanhu vari kutambura kwete izvi.
Giggling yamakhoti😂😂😂😂
Kufarira mereji kkkkkkkkk
😂
Mother in law cant stop laughing 😂
Different of 35yrs ndatakura minda mwana azvarwe ndichizozvarira chembere idzii uuuuh mwari ndinzweiwo kuchema kwangu😢
Achapepuka 🏃💨late
Zimbabweans! Hayi! These people are weird I'm telling you.
Apa amwene vanogeza zvavo.
Toda mkadzi wadick kuti ataure time yakareba isu😂😂
😂😂 iyo mbuya yacho masekerei akadaro😢😂
vamwene zvavanenge vatori mudoko kumurorq
Rubatsiro for what?
Vamwe vari smart muroora ma1
Dickie akanoitawo unge chemberewo ganda raje rachembedzana gogo avo hava looker nice ba
@@rejoycebvembe6217 karikupisa neropa remusharukwa akana zera nagogo age is just a numbee hongu but siyanaiwo ne 2 years
Haaaa spiritual wife chaiyo yauya man to man zvekuhope zvakaramba .
😂😂😂 haa maqq chaiwo
Kkkkkk
😂😂😂😂😂
😂😂😂😂 kupenga hakuridzirwe bhero Mwari tibatsirei
Ndiri kuona sevanenge vakaenzana pazera wani 😢
😅😅😅😅 ndatomboda kudarowo kkkkkkkkk
@@teclarmusanzika Kkkkkkk
😂😂😂😂
Manje mina ngiyKutshaya konke logogowakho lowo n g I y a k u t s h a y a
Iri ibenz remwan chairo haiwa kan naiyo mbuy iyi hadzimo
Nyika yakuda kuguma Chokwadi
Dryness yacho ine chembere idzi. i musterbation chaiyo. Kunenge kwakauma kuti gwaaaah. Dick paacharavira vezera rake vanotota nekusinira, anoswera asiya chembere iyo.
Talking from experience right?😄😄😄😄siyawo Dicky aravire zvawakamboravirawo....
@@carolinemapurisa3792 chokwadi
Zvinoshoresa mamwe marudzi. It's not fair at all
Inonaya sei mvura kana muchidanana nemadzitateguru.
Ko kare yainaya wani
Vamwene vanogeza manje neSmart
If it was a 60 yr old man who married a 25y year old woman hapana anotaura nezvazvo zviriko
"Hot love yavo"😂😂 amwene manyama😂😂😂
Life ma1 gogo is happily in love and here I am single 😊
😂😂😂😂😂😂😂
Vakuru vakati chembere mukadzi maiti vairwara here tsumo dzamaidzidza kuchikoro maiti zvaingoperera kuchikoronhai vakuru vakati futi rudo ibofu zvakanzi moyo muti unomera pawada saka maakuudzirasei munhu zvekuita kana ku bleamer munhu vanhu itai mushe zvitori boe , izvezvi kutori neasina kana chembere iyoyo arikungorara motizvakanaka here izvozvo
Taura hako
Makoti is older than mamazala, Mummy looks very younger than daughter in law, anyway it is what it is, handei tione, handina hangu remuromo, God will judge me ndikataura zvakashata, aita chake ndihombarume 🙆♀️😎🙊
Vakatoneta kare kare muroora kuti ufunge kuti pane chinobuda here mubedroom macho even vakada kuita nhumbu vanodzigona 9 months dzacho here
@@gee9961 vakaneta zvisingaite, nhumbu hapana apa inobvepi kumunhu akura kudaro kana kumwaka kwacho vachiri kuenda here hapana hapana, mummy is looking good, young and fresh makoti zvine nharo maybe mubedrm ndimo mavanomuka chibhebhenenga, but I doubt zera remurume rinomupedzera iri vachiri vadiki ropa richiri kumhanya kwese apa sis Dorry vagugile havo anyway ndisashore mhodza nerinozvimbira God will judge me 🙆♀️
Itai steady vanhu - president weku France akaroora teacher vake, senior kwaari nama 30 years .. ko uyu aita same thing!
Mbuya vakashandisira mushonga
Diki ngavaende Kwa sekuru tasvu uyo anorutisiwa akadyiswa Na gogo ava
Moyo muti unomera paunoda
Wanoramba varoora nzvara kamwe apa muchati kudii, but Dick watadzira Mai vako yoo
Kila tee huya uone vanhu vakunyura ufunge❤ haazvina zera izvi akaimba sure.
A very excellent interview JCTV Africa.
Thank you so much 🙏🏾🙏🏾🙏🏾
Kkkk vanhu vanonokidza shiri yakabvuta rekeni.Dai ari musikana awana harawa noise yese iyi isipo 😅😅😅😅
😂😂😂😂😂
Exactly 😅😅😅
Anopenga Dick iye achipemha Mari yokunoroora mbuya iyi angada kumuitira mwana ndiyani ndirini ndikapauya mbuya inopabva ne 2dayz ndinotiza nemurume ndomufurira kuenda kunze Ivo mbuya vosara vakazviuraya vanongovigwa ne police
Yakashandisira mwana mushonga