I feel sorry for her nekuti mwana wavo uyo ihure remando yepamusoro. A woman who strays is the most dangerous snake ever in the world. The devil in the flesh. That man is a good man, it’s not like aisapa mukadzi bonde or kumurova, akangosiyiwawo achitoda mukadzi wake mwari akamukomborera nekuti atoonemumwe mudzimai anobuda kwete anomuti irombe
He is a momma’s boy incapable of taking responsibility of his own actions. She on the other hand was honest & pretty transparent about everything including the paternity of her child. Kudos to her
Unenge wakazvara nebenzi, nhamo inosarira vana😢😢 If there is one thing we should be careful about ladies and gentlemen tarisai vanhu vekuzvara navo!!! You are glued forever chero mukasagara mese, vana vanokusanganisai frequently and imagine dealing with such toxicity!!! Haaa unohwa seunotsva hama yangu 😢
Mukadzi akanaka uyu, well calculative anohura mari not mwana. Kuna amai thumbs 👍 up! Chaka naJane ndazovaona vapinda mamu4. Chaka must just cool 🆒 down obvuma zviripo until the situation calms down.
Never try to bring peace to a damaged woman. The war she fights with herself will become the war she fights with you. Find a woman that brings peace not chaos. Love, not war. Tranquility, not arguments. Loyalty, not betraying.
She has a big problem. She destroyed her marriage thinking kuti tractor driver was going to love her, marry her and give her lots of money. Mjolo uyanyisa dade.
Damaged by the men that portray them damaged. This damage begins form the men that gave birth to them and continues as life goes on and other women also take part in that. I pray for Zimbabwean women to come together and support each other.
This has to be the most dramatic episode I've watched on this channel. Raw emotions on display. Thanks to the host for providing translations, I'm watching from Toronto, Canada.
@@Mbegabulawe Kkkk. Ende Taka akadirwa mai vake vane mari, kwaaisabva kuna mai vake ikoko. Rimwe boys rinenge richikava futi. Asi Jenny akangwara zvake kuti kana ave kuda mwana ndoo paanoita. Pekumbojola oita necondom zvake. Purazi! I surrender.
As men, we will never match women when it comes to arguing. the best is to just stick to your facts and avoid arguments. they will talk over you and confuse you and you end up looking like a fool even when you are right.
Gogo vanoziva hunhu hwemwana wavo and she's totally not in support nekuti havatozvifarirewo asi sekuru vanenge vane hunhu hwemwana wavo Jenny zvino vadzingwa nagogo hanzi fambai endayi uko kkkkkk,, well done gogo
It's not easy kuti mukwasha anoramba mwana wake then wowona mwanasikana wako achitambura ega nekuchengeta mwana.Vabva vatotaura kuti wakazvarirwa vana 3 but hauna chawakandipa😢
@@rudoevasmaswera2453 well said Jenny narrated her story very well hana kuhura she moved on from there pane chazomtrigger to get so emmotional pamwe atori ne baby blues postnatal depression coupled with ndondo yakaona pakuzvara n lack of support from Taka . Shes a strong character Jenny ❤❤❤
Marondera is surrounded by farms vulgar inotaurwa mupurazi soo kaaaa 😂😂😂😂 haaaa mairwadza kushanda veduweee apa havana kana chikoro or kuendesa vana kuchikoro Iwo maearly marriages zvawo. Apa ndonyaya dzataingotonga daily dzakadai idzi
Vakadzi vekuMarondera vakajaidzwa,vanoda kurohwa chaizvo. One thing which I have noticed is that man of Marondera are very weak. Dai naiva ini paifa munhu
I dnt kno why am teary😢 vanomborwadzisa varume ava.... raising a child single handedly zvinorwadza and kupumhiwa uhure uchinyatsoziva muridzi kunorwadza.... asiwo Taka haana mhosva coz mukadzi aizovasanganisa vachiziva. Hats off to gogo nekuyananisa❤ Tinashe azosekawo pakushaya wekupa bepa
This thing of labelling heee *VA*rume vanorwadzisa unenge warwadziswa nevangani chaizvo. Ingotii Abhero wekwanhingi akandirwadzisa pane kuswerodira bitterness yenyu mumastreets where u belong. So l was having this conversation neteam...kwadzinorohwa matumbu ndiko kwadzinomhanyira, we see you
Tibvirepo iwe. Akuudza kuti she interested in it chii? All she wanted was this man to be responsible for mwana wake dzimwe nonsense dzamakutaura is rubbish.
Vakadzi vasinahunhu vauraya nyika mangwana . Vana vachadzidzachii . Mai ava hasha ndekushayaimba dzakurwadzamanje . Result raratidzakuti amai ava vaihurashuva .kurara nevarume 2 same time iiiiiii ityai mwari vakadzi.
Tinashe! 😂😂😂😂. We now need a DNA to know who the copy of the results belongs too!!’ This part of deciding who gets to sleep with the results was the icing of the cake and it was resolved well! Thank you for giving the paper to the winning party!!
What's sad is, us as the community, we don't accept a man that claims to be abused. Generally, men are perceived to be stronger than women and admitting abuse can/may be perceived as a sign of weakness. However, as mothers, we need to change that narrative
Episode manyama ,the woman knows how to defend herself .I support her fully, a lot if things happen kumakomboni emafarm but clever woman like these know e value of having kids with e family father. Chihure is another issue and weakness caused by different conjugal situations .zvinonetsa zvakawanda ,and the man might hve abused this woman to n extent
Vakadzi let's learn to love ourselves first and heal after a failed relationship. Izvi zvekuhealer wavamberi ndopanobva hubitterness wapinda futi munatsekwende. Ngatidzidze kugara patinodiwa kwete kwatinoda. Usually kwatinoda ndokwatisingadiwe😂😂kwatisingadi ndokwatinodiwa. Taku loved her vakarasana muchihure imomu. Him admitting kuti akarwadziwa paakarambwa nekuti aida Gire i believe ndozvatrigger Gire more...realising kuti she made a mistake after all yekumuramba. I hasha dzerudo idzo and unfortunately Taku moved on
😂😂😂😂😂😂😂😂....... one of the ten comandments : usaite chewupombwe ...ndoo ma results acho....vanhu teererai noku teedzeera mitemo ya Mwari... Baba wa Bhudhidho ndofunga mayi rohwa chete na Jenny ..
Nhai ataura kuti anorima tomatoes and vegetables onotengesa but off season zvinenge zviri low , but arikuramba achiiti haashandi. This woman is a problem
@@DeonBaro-op8plthere was no need because the father knew that she was having another man in her life.Murume uyu kabhuru kanozvarisa so that breed roobuda riri only 1
Murume akabvisa mari uyo ndiye ane kodzero yekuenda ne paper rake hanzvimbodi kufunga kuti ndiani anofanira kuenda ne paper rema results. Respect munhu abvisa mari ndiye atoita kuti muwane ma views nema likes. Musaita kunge ayinhonga mari, inoshandirwa next time munhu abhadhara mari mupei bepa rake hazvimbodi kufunga ikodzero yake.
@@maizharaz9079 ko vakaregerei kutsvaka yavo mari vakaitisa DNA vagotaridza vanhu vacho nemari yesimba ravo. Ivo vanga vasina kurongeka vaizotadza kufungirwa sei vachifambidzana nevarume vaviri same time. Vaifananira vasina kuvasiya vachitora paper rema results.
Gogo vaitoziva zvaiitwa nemwana, ukadanana neumwe munhu iwe une umwe it’s obvious kuti murume anotoita ma doubts saka hapana kuipa kuti uite ma DNA kuti ungoziva chokwadi. Anoona kunge akapumhiwa huhure iye aitove
I could have helped Jane. What an intelligent fighter for Good. I am Glad she Took the Results document. Powerful Jeni. May The Lord help you to prosper in your business. ❤❤❤❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉👏🏽👏🏽👏🏽👏🏽👏🏽👏🏽👏🏽
Nhasi ndaseka amana, the way Tinashe stood by the fence kunge achagumha electric fence achiona hake fight . That woman bhanditi chairo anozvimirira hake!
Episode of the year 🤣 🤣 ndafarira kuti mai vanga vachitaura chokwadi kuti mwana ndewa baba ava. Ende mai vanojamuka zvavo. Ndavafarira ana mai veku Marondera pamberi nemi ha muitirwe dzungu 🤣🤣🤣🤣🤣🤣💃💃💃💃💃💃💕💕💕💕💕💕🔨🔨🔨🔨🔨🔨
Finally, mwana ndewababa vanhu vese vauya chero baba varohwa tazviona ambuyawasha vatsiura mhanda. Asi ini ndichatengesa 4n kuti ndisashaya data,this show gives me the giving ❤❤.
she is a good woman ,mapudzi anowira kusina hari shuwa ,do u know how hard it is to find this .kutt munhu azoita zve vamwe varume in this case not chihure ,she is one of a kind i swear
Salute the Evening & Skill behind that Camera. cinematography, the art and technology of motion-picture photography. It involves such techniques as the general composition of a scene; the lighting of the set or location; the choice of cameras, lenses, filters, and film stock; the camera angle and movements; and the integration of any special effects.
I personally think it's very sad for a woman to act like this in public even after so many people are trying to hold her back. I'll never entertain this kind of madness.
Jane ndotype yemadzimai atinoda kuparliament vekuti akati has haivhiiwi zvemashuwa hamuivhuye Chaka watonhodzwa the whole show ndiwe waiva mherepere kutaura now Jenny took over 🎉
That woman"s behavior was uncalled for. The man had every reason to doubt paternity. Since the woman needed the results for the courts she should go with the paper
These who think Taka and Jenny will have another child lets gather here😂
😂😂😂😂😂😂😂😂 asi chii nhai
😂😂😂
😂😂😂😂 inobuda hre nyaya iyi
True that
Kamwe ka junior kanouya chete😂
Jane's mother is a true lady, respectful and level-headed.
I feel sorry for her nekuti mwana wavo uyo ihure remando yepamusoro. A woman who strays is the most dangerous snake ever in the world. The devil in the flesh.
That man is a good man, it’s not like aisapa mukadzi bonde or kumurova, akangosiyiwawo achitoda mukadzi wake mwari akamukomborera nekuti atoonemumwe mudzimai anobuda kwete anomuti irombe
He is a momma’s boy incapable of taking responsibility of his own actions. She on the other hand was honest & pretty transparent about everything including the paternity of her child. Kudos to her
Haufunge
@@nior-dp7yk And you’re a stool sample
Lol asi Taka ihama yako 😅
Very true
Asi hapana ma chair
For me its the way Tinashe just stands there as if he is watching an award show in a very composed manner
😂😂😂😂😂 ndafunga kuti ndini ndega ndazviona
😂😂😂😂 me too
❤❤
😂,😂😂
Uuuuuum anga ite sei hake
Next time Tinashe must bring 2 copies of the results.
Ndozvandanga ndichida kutotaurawo😂
Ndokuya kuya futi kwematombo. 😂
I agree with you
Haatereri Tinashe. Handizivi kuti chii chinonetsa pa copy shuwa.
Nhai why can’t he print two copies
Gosh SHE IS POWER! I like how she defends herself. Ukada kuita zvekupusa pusa varume vanokwadza! WOOW VERY STRONG!
I love her, handisi kuda kuziva nyaya yakaitika😂 "vamwe vakadzi masoja"
@@Yfombe munhu aihura here
Kkkkkkkk
Kkkkkkkk ndafa nekuseka mufunge
Tinashe Mugabe anofamba nemamonya
Mhamha the neutral peacemaker, bless you❤
Ah vamiramira mhamha mubereki chaiye ngavawedzerwe makore .pavasvika ndatombofunga Kuti ndimai vemurumeka
@@Thandiemoyo9345kana ini ndatombofunga kuti kana varivamwene vachafambwa naGire😂😂
Vandinakidza mai hanzi mumurumise nembwa akauya kumba kwenyu 😂😂😂
Unochohwa chohwa makumbo
Nuff respect! Vanoziva Jenny wavo. Ivo vega ndivo vaanonyara. I love Jenny.
Unenge wakazvara nebenzi, nhamo inosarira vana😢😢
If there is one thing we should be careful about ladies and gentlemen tarisai vanhu vekuzvara navo!!! You are glued forever chero mukasagara mese, vana vanokusanganisai frequently and imagine dealing with such toxicity!!! Haaa unohwa seunotsva hama yangu 😢
Chowadi veduwe tinotambudza vana
Dai ndri ini baba ava ndaitomumbundira aidzikama uyu hasha dzotopera
Hupenyu mukona se lacto 😂
Its "Vanhu vese huyai" for me 😂
@@shewatipamabaudu6412 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Mukadzi akanaka uyu, well calculative anohura mari not mwana.
Kuna amai thumbs 👍 up! Chaka naJane ndazovaona vapinda mamu4.
Chaka must just cool 🆒 down obvuma zviripo until the situation calms down.
Never try to bring peace to a damaged woman. The war she fights with herself will become the war she fights with you. Find a woman that brings peace not chaos. Love, not war. Tranquility, not arguments. Loyalty, not betraying.
Tru and many women are Damaged beyond measure
She has a big problem. She destroyed her marriage thinking kuti tractor driver was going to love her, marry her and give her lots of money. Mjolo uyanyisa dade.
Damaged by the men that portray them damaged. This damage begins form the men that gave birth to them and continues as life goes on and other women also take part in that. I pray for Zimbabwean women to come together and support each other.
@@lorraineposi you are another damaged woman, heal my sister.
Guys you not consider side raJenny munhu ari in pain murume aisada kushanda uyo mhani
This has to be the most dramatic episode I've watched on this channel. Raw emotions on display. Thanks to the host for providing translations, I'm watching from Toronto, Canada.
@@algiemills3415 And the only one done with all "actors" standing, ready for action, night setting. 🤭🤭
@@nodiehammutty4497I think makajamba mamwe. Pane iya inoti Iwe, iwe, iwe. Yakapera vakamira futi iyoyo
Ummm how come to you so was more dramatic
Mashaya pekugara hre kkkk
It does not matter where you are watching from dear as long you are watching 😂😂😂
I like how mkoma Tinashe stand innocently mukona kunge huku yanaiwa whenever drama erupts😂
Zvimwe zvese mngataure this woman is beautiful and her skin is glowing 🤞💯
Anogeza zvimwe zvese idrama❤
Asi ihure
Bt behavior yake yakadyiwa nembwa beautiful with no brains
I said the same thing
Taura hako
One thing that we must always remember is that vanhu ava vakakurira muma farms zvekuti yekuchinjana vakadzi was never a big issue.
No Chaka akakurira kwa chihota,samuriwo village I know him vavari vavakidzani vedu before vaenda kumacheke
Jenny anenge ndiye akanaka kupfuura vese!
@@Mbegabulawe Kkkk. Ende Taka akadirwa mai vake vane mari, kwaaisabva kuna mai vake ikoko. Rimwe boys rinenge richikava futi. Asi Jenny akangwara zvake kuti kana ave kuda mwana ndoo paanoita. Pekumbojola oita necondom zvake. Purazi! I surrender.
Mbuya vanohunhu havo Mwari ngaavakomborere...mwana anyadzisa mubereki
Makumbo a Jenny akanaka zvekuti bhee🎉
It's the way Tinashe Mugabe just calmly stands with his hands folded 😂
He should do something, it's no longer fun umwe mukadzi achabviswa mazino pamberi pake nekuda maViews ikoko
@@TawazMarara😂😂😂😂
Apo ndiye akonzeresa 😂😂😂😂
Honestly DNA team print two papers next time. Shuwa paigona kufa munhu atemwa ne chidhinha kutemerwa paper.
Regardless kuti ane copy yake this woman was going to make drama 😢
Did you know it's not very possible like what you think?
@@MutenhaFam3 explain. We have heard him promise copies several times.
@MutenhaFam3 why not, printer inoramba kuprinter 2 copies here 😅😅😅
Vakadzi vo dzorekai, kana zvadai ka zvinonyadzisa hunhu wakakosha
Tinashe have the policy to bring two copies of same results in such cases. Unless you also enjoy such drama at the end.
This was not about the copies
No we don't want peace 😂😂😂😂 1 copy it's fine then drama after kkkkkkk akauya 2 copies episode inokasika kupera
I agree drama or no drama 2 copies are fair for both parties
Panongoda copy inogara mumota inozobuditswa after drama rapera
Iyoyi drama ndoinoita kuti ti subscribe .Inoto seredza stress 😂
As men, we will never match women when it comes to arguing. the best is to just stick to your facts and avoid arguments. they will talk over you and confuse you and you end up looking like a fool even when you are right.
Gogo vanoziva hunhu hwemwana wavo and she's totally not in support nekuti havatozvifarirewo asi sekuru vanenge vane hunhu hwemwana wavo Jenny zvino vadzingwa nagogo hanzi fambai endayi uko kkkkkk,, well done gogo
Hazvinei nehunhu izvi please vanhu vari mumaemitions don’t judge too much
It's not easy kuti mukwasha anoramba mwana wake then wowona mwanasikana wako achitambura ega nekuchengeta mwana.Vabva vatotaura kuti wakazvarirwa vana 3 but hauna chawakandipa😢
Jenny chibhora zvakadero hazvo.
You're right... She had to take up from someone. 😂😂
@@rudoevasmaswera2453 well said Jenny narrated her story very well hana kuhura she moved on from there pane chazomtrigger to get so emmotional pamwe atori ne baby blues postnatal depression coupled with ndondo yakaona pakuzvara n lack of support from Taka . Shes a strong character Jenny ❤❤❤
Chero maiguru vedhuku rewgite vegore riye vekuti mangwana ndonoriparidza ndevemarondera, then vekamukono ketsambarafuta kozoti ava aiwa marondera muneyese🙌🙌🙌
Marondera marondera uuuuu matora cup
I still remember that episode. “Unofanirwa kuziva kuti hapana Sokostina akapusa” 😂😂
Marondera is surrounded by farms vulgar inotaurwa mupurazi soo kaaaa 😂😂😂😂 haaaa mairwadza kushanda veduweee apa havana kana chikoro or kuendesa vana kuchikoro Iwo maearly marriages zvawo. Apa ndonyaya dzataingotonga daily dzakadai idzi
Marondera hoyeeee😮
I like ambuya her character shows maturity,her daughter once vakuita chihure ndiko kahunhu kacho ikaka,
Zvekuti ihure hazvichashandi bambo. Mwana ndewake.
marondera marondera, ndiyo futi ye kamukono ketsambarafuta , haaa kunovhurwa hombe uko😂😂😂
Vakadzi vekuMarondera vakajaidzwa,vanoda kurohwa chaizvo. One thing which I have noticed is that man of Marondera are very weak. Dai naiva ini paifa munhu
Shame
Ndiyo futi yamai magirazi
😂😂😂😂
Ndatombofunga kuti ndiko kamukono ketsambarafuta kkk
Thank you mom for being a mature women
Matii apa 😂😂
@@pterrymugabe3816 ndinobvira mai vekapenzi ako
@@pterrymugabe3816Hanzi mom is plenty
I dnt kno why am teary😢 vanomborwadzisa varume ava.... raising a child single handedly zvinorwadza and kupumhiwa uhure uchinyatsoziva muridzi kunorwadza.... asiwo Taka haana mhosva coz mukadzi aizovasanganisa vachiziva. Hats off to gogo nekuyananisa❤ Tinashe azosekawo pakushaya wekupa bepa
This thing of labelling heee *VA*rume vanorwadzisa unenge warwadziswa nevangani chaizvo. Ingotii Abhero wekwanhingi akandirwadzisa pane kuswerodira bitterness yenyu mumastreets where u belong. So l was having this conversation neteam...kwadzinorohwa matumbu ndiko kwadzinomhanyira, we see you
Ko iwe nyaya yako yawakupinza inokwana papi….musasanganise nyaya kana une yako enda unoigsdzirisa not kuita generalize nyaya
VaMugabe ndipeiwo matemba amakapihwa
@@josh_dat-guy4891 vanenge vawanda ukanzwa todaro imi kana musingarwadzise ko munobatikana neyi anyumwa Bere nderake. I come in peace
@@aidook5791 nhai hako kkkkkk
Next women’s conference iri ku Marondera😂😂
Absolutely
@cynthia2570 kuti kudaro here😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂.😊
😅😅😅😅😅
Macheyahumani iriko kare ikoko 😅😅😅😅😅😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂 Jenny speaker wedu
Awuuu I got teary at the end , so emotional
Beauty ichivapinza mumba character ichivaburitsa Mumba macho
Say it again.
You can say that again
beauty?
@@desmondhakurekwi5872yes she's beautiful
Beauty hayo aipo asi kuti vane ganda rakakangavira . Kubaka vakanakira kuuure
Vakadzi tikati gare gare toyeuchidzana kuti chihure chinonakidza uri pamurume😂😂. Mukadzi aijola nemunhu asingamudi. Dai aidiwa chikomba chingadai chamuclaimer kuti ave mukadzi wangu asi chakamusiya achiita ma- ins and outs ake achiziva zvake kuti aingovapo pakutsotsa heinz. Pakazouya mwana akazvibvisa pa picture. Hasha idzi ndedzemunhu aneregret ndosaka aramba kuenda kumba kwa ex hubby nekuti ave neumwe mukadzi. Garai pamunodiwa. Aidiwa asi akaramba kudika. Achaitwa bhora rechikwehle nevarume neluvhengedzera ikoko
Very true ,mashoko echokwadi
Kudiwa nemnhu waaiva asna tym naye
Mrume aiva netym nevanhu vekumba kwake
Plus rume iro raifarira makuhwa
Mkadz akagonesa akada chihure akabva pamba pemrume akaenda kwake ega kut ave free nechkomba chake
Kuita chkomba hazvirev kt unongorara naye ucna protection noooo
Tibvirepo iwe. Akuudza kuti she interested in it chii? All she wanted was this man to be responsible for mwana wake dzimwe nonsense dzamakutaura is rubbish.
Vakadzi vasinahunhu vauraya nyika mangwana . Vana vachadzidzachii . Mai ava hasha ndekushayaimba dzakurwadzamanje . Result raratidzakuti amai ava vaihurashuva .kurara nevarume 2 same time iiiiiii ityai mwari vakadzi.
VaMugabe mune basa chairo ndogara tichitarisa zvamosanga nazvo
Tinashe! 😂😂😂😂. We now need a DNA to know who the copy of the results belongs too!!’ This part of deciding who gets to sleep with the results was the icing of the cake and it was resolved well! Thank you for giving the paper to the winning party!!
This is pure evidence that not only women are being abused
People don't want to talk about it
What's sad is, us as the community, we don't accept a man that claims to be abused. Generally, men are perceived to be stronger than women and admitting abuse can/may be perceived as a sign of weakness. However, as mothers, we need to change that narrative
@TheChekashaunyebe
Couple manyama
But howz the man in this case being abused??
Hasha dzehure dzinokunda ngoma kurira 😂😂😂
😂😂😂😂
Akuda murume nokuti ava neumwe mukadzi
😅😅😅😅😅😅😅😅
😂😂😂😂
Kkkk tawura hako
These guys love each other. Ngavatoite umwe we chi 3 futi 😂
NaTinashe anovabatanidza mirai muone kkkkk 3 anoitwa apo
Episode manyama ,the woman knows how to defend herself .I support her fully, a lot if things happen kumakomboni emafarm but clever woman like these know e value of having kids with e family father. Chihure is another issue and weakness caused by different conjugal situations .zvinonetsa zvakawanda ,and the man might hve abused this woman to n extent
So true
Chokwadi mukadzi uyu ndomira naye
Kumira pakudiiii inyadz dzechihure
Chihure is another issue ??? Munofunga here
I'm 100% supporting her. She knows how to defend herself, and she is very firm. Azvimirira ega.
Vakadzi let's learn to love ourselves first and heal after a failed relationship. Izvi zvekuhealer wavamberi ndopanobva hubitterness wapinda futi munatsekwende. Ngatidzidze kugara patinodiwa kwete kwatinoda. Usually kwatinoda ndokwatisingadiwe😂😂kwatisingadi ndokwatinodiwa. Taku loved her vakarasana muchihure imomu. Him admitting kuti akarwadziwa paakarambwa nekuti aida Gire i believe ndozvatrigger Gire more...realising kuti she made a mistake after all yekumuramba. I hasha dzerudo idzo and unfortunately Taku moved on
Aunyepi hama yangu kkkkkkk
But sis gire chihure chavo chakadhakwa apo kuzodada nacho apa murume ariso calm
VaMugabe, I suggest you bring along 2 result slips for every show.
When mum showed up I started wondering how this woman is like this……..then dad arrived, he is the enabler
aaagh baba vacho vatosvika nemoto wena 🙌 vanenge vatozodzingwa namum vacho
Right,thats why anga achiti ndiri kuda kunoratidza baba vangu.
Vanozvitemba kut hapana angarove chirema
Ndafarira hangu amai vemukadzi uyu ,gogo makarongeka mune unhu keep it up gogo
Hanzi mumurumise nembwa😂😂😂
😂😂😂😂@@mymotherschild8918
Vakangorerawo sascum
😂😂😂😂 vanomuziva mwana wavo
She's a mother figure , vachisvika ndakatombofunga kuti ndimai va baba
Monya reDNA rakurirwa simba😂😂😂 apa DNA man wachiona havo from afar wari paduze zvawo action inonakidza mani😂😂
Abuse knows no gender.
No one is being abused here
True.
This episode deserves an award 😂
This lady is glowing ❤❤❤
Please Tinashe Mugabe and team make 2 copies dzemaresults umwe neumwe apiwe rake.
Shuwaa
Very true
True it's just simple to print 2 copies
@@alettadhliwayohow dea coz maresults anotozoavhura afta show
@@madamdelicious3183To always print 2 copies
Mai sorobi in real life tazovawana yuwiii ava ndoveku hire kana wamitiswa oty nditete vangu
😂
@@cynthiakamuruko9038 kikiki
😂😂😂
@cathy kaaaa 😅
😁😂🤣
😂😂😂😂😂😂😂😂....... one of the ten comandments : usaite chewupombwe ...ndoo ma results acho....vanhu teererai noku teedzeera mitemo ya Mwari...
Baba wa Bhudhidho ndofunga mayi rohwa chete na Jenny ..
i am voting for this woman to be the president, i dont care!!!
Kkkkkk dai vachimbosiya tione anorohwa
She's clever
She loves him so much.
ihure iro.
Apana kumuda apa dai amuda aisamuhurira
Guys is the security guy single 😂😂😂😂, please i need a lifetime body guard
Loool
The way I love drama 😂😂😂thank you Jane & Taka.
😂😂😂
Kkkkkkk
😂😂😂😂😂
iweweka kkkkkk
Kwana 😂😂😂😂
Vanhu wese huyayiiiiiiii tinotyaaaa munotyeiiii mapereeeee 😅😅vakukurira roots mukuchiziva here ichi
Mapere akapera gore rezhara kkkkkkk
Hahahaha 😂😂😂😂
😂😂😂😂 mandifungidza kare
🤣🤣🤣those were the days
Ehezve
Respect to mai vemusikana and Taka anekahubenzi mbichana.
Marondera never disappoints 😂😂😂😂
Marondera ndiyo ineka kono ke wiza
Mutare number 1 no other city that beats Mutare’s drama
😅😅😅
Ehe ndiko😂
@@RunyararoChitumba-h4jsame road😹😹
So sad man are going through a lot.
Asi iye taka aifunga kuti munhu anga boorerwa mhino kudanana naye ega🙊🙊
😂😂😂😂taura hako
Finish😂
😂😂😂
😂
😂😂😂
I salute amai vaJenny, ndodao ambuya vakadai🎉
Varume musazofa makagarisika nemadzimai anoshanda imi musingaende kubasa.
Zvoswera nyika yese yaudzwa. Hezvi taanazvo.
Kkkkk!!
Some women...i surrender!!!
@@shingiraitrevormboto2105 kusevenza kumunda kushanda
Kurima hakusi kushanda here
@@jeniferchitupa9487 ndokushanda kwezvokwadi asi hatisati taritora sebasa. Asi ibasa. Takaroiwa nepay slip. Kkkk
@@jeniferchitupa9487kutoshanda chaiko
@@jeniferchitupa9487 nhai hako iwe
My mother was waiting the whole day for this episode 😂
Vakadzi veku marondera too much drama 😂😂
😂,,😂😂😂😂
😂😂 havazokunde vekwa Bushu
@@RebeccaBumhirakkkk taura hako ndokuna mai vekamukono ketsambarafuta
Kubva na 6am here😂😂😂
Tina he's minding his business 😅 he's done with his job😂😂😂
Mr. DNA man this is the kind of fireworks we want in the shows kwete show isina action, Marondera yaenda nechimuti kikiki.
This show is not initially meant for entertaining stupid minds,but to inform and educate!🇿🇼💝
Kkkkk marondera hoyeeee
😂😂😂😂😂
😂😂😂😂
Zvakaoma,murume haatauri hake ,he seems a good man hanzi haashandi iye achirima
Imbwa nyoro
Most prostitute madofo
How can you say haashande iye achirima
Some people thought kushanda kuva pa payroll
Nhai ataura kuti anorima tomatoes and vegetables onotengesa but off season zvinenge zviri low , but arikuramba achiiti haashandi.
This woman is a problem
Tinashe kunyatsopeta hake maoko iye ndiye auya nemasoko😂
But she is not faithful ka noise ndeyii imi muri pfambi kuita barika revarume
Faithful kudi kwacho? Mwana ndewake.
Haa nhai nhai kana ndaive ini was going to need DNA nemafambiro amai ava
😂😂😂 hanzi vana vangu vaite baba 1, ipapo ndapafarira vanhu vanonakirana ava
@@DeonBaro-op8plthere was no need because the father knew that she was having another man in her life.Murume uyu kabhuru kanozvarisa so that breed roobuda riri only 1
@@Tait1990nhai henyu imi zvimwe ratova drama😂
Murume akabvisa mari uyo ndiye ane kodzero yekuenda ne paper rake hanzvimbodi kufunga kuti ndiani anofanira kuenda ne paper rema results. Respect munhu abvisa mari ndiye atoita kuti muwane ma views nema likes. Musaita kunge ayinhonga mari, inoshandirwa next time munhu abhadhara mari mupei bepa rake hazvimbodi kufunga ikodzero yake.
It is the right for a woman .man they pump out us is to enjoy the benefits of the sweat😂😂😂😂
@@AgnesChiremba-f4z hahaha not fair at all
Say it loud
Mai avo had a point in taking it with her to show vese vanga vaita label kuti arikupa munhu mwana asiri wake
@@maizharaz9079 ko vakaregerei kutsvaka yavo mari vakaitisa DNA vagotaridza vanhu vacho nemari yesimba ravo. Ivo vanga vasina kurongeka vaizotadza kufungirwa sei vachifambidzana nevarume vaviri same time. Vaifananira vasina kuvasiya vachitora paper rema results.
This Woman Anhu mMess Huyai is a quality, Smart woman who has full knowledge of where she is coming from and where she is going. Simply Good.
I agree. She is also beautiful, and I suppose good in bed 😜
But vanhu vasikutarisa izvozvo vakutarisa mafambiro awunoyita remember akato punza imba yemumwe akayenda
Aaah unorwara iwe kkk
Nomurume uyo zibenzi chairo haadi kushanda ndosaka
@@Fadzai-ns4pxnhai nhai rakadzungaira zirume iro rega rihurirwe 44:31
Mr Mugabe you are a gentleman. Taka angaachifanira kungoona situation for the sake of peace Jane aifanirakungomupa zvake.Varume masangana nazvo
Gogo avo ndimai vangu chaivo .ndikanetsana nemurume ndongotukwa iwe ndonzi ndiwe honzeri benzi remunhu 😂😂😂😂😂
vakadyiswa kkkk my mom should take my side kana ndanetsana nemunhu
Let your mom correct you. Your side should not just be taken for the sake of it. Une mufungo we benzi iwe
Gogo vaitoziva zvaiitwa nemwana, ukadanana neumwe munhu iwe une umwe it’s obvious kuti murume anotoita ma doubts saka hapana kuipa kuti uite ma DNA kuti ungoziva chokwadi. Anoona kunge akapumhiwa huhure iye aitove
I could have helped Jane. What an intelligent fighter for Good. I am Glad she Took the Results document. Powerful Jeni. May The Lord help you to prosper in your business. ❤❤❤❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉👏🏽👏🏽👏🏽👏🏽👏🏽👏🏽👏🏽
Baba vemukadzi vangobudikira zvema seconds but vatoratidzawo kusakwana semwana wavo… Gogo avo ndivo chete peace maker
Ndoisa audio nepapi ndikutuke 😅😅😅😅😅
Kkkkkk
😂😂😂😂😂😂 murudo unosangana nezvkasiyan 😂😂😂😂God bless mother of Jenny she was a peacemaker❤❤❤❤
Baba ava vagere pamazimbe emoto uuum it breaks my heart😢
This woman is very wrong but akutoita kunge ndiye atadzirwa 😮
But murume uyu airambirei achigara nemunhu waabata kuti ahura, nekutomutevera futi abuda mumba ibharanzi murume uyu
@@Rebhara Unenge uchipihwa deze remhando, rine chikapa chengwena. Ropa rese zhuu kune tsvimbo yaMoses, mubrain deng'e ropa.
Une😂Uchida munhu wako uchifunga kuti anochnja@@Rebhara
Chihure chakaoma!. Baba ndosaka vasina makumbo...munhade kushamisira kutuka mukuwasha for pfuma iye mwana wenyu akasiya murume for chikomba. Ndimi makadzidzis mwana chihure nxa
Dai Taka ayichengeta mwana havayisvika apa
One thing l noticed on this episode is kuti us as men despite zvezvaitwa nemunhu during your relationship kana mwana akangobuda ari wako wanyura
Taka and Jenny are going to have another child ava😂 Angela & Marcus
Going forward bring two copies of the results, to avoid fights. That was unnecessary noise yebepa
Not even the
Lady iz toxic and bitter😁😁😁
It's cup yematemba for me 😂😂😂woman we always win hedu
Murume anorima anonzi haashandi here ,pamwe pacho tinodzikisira varume zvisina kufanira😢
Hi
Ndazvishayawo
After all ndovanhu vanoshanda zvekuty
Thanks Taka nekuramba wakatiwira, ukadzingirirana nebenzi unopedzisira wava mupengowo. Amai avo handioni chavanga vorwisira murum. Vakadzi rimwe dzungu harina kunaka rinokuvadzisa. Kokungotaurirana nemuromo zvakaipei. Ambuya munhu kwaye kunyange vakazvara mpengo zvavo kkkk . Mr DNA vanga vachitya kukatanura chinhu chavo pavanzi torai chinhu chenyu 😂.
Nhasi ndaseka amana, the way Tinashe stood by the fence kunge achagumha electric fence achiona hake fight . That woman bhanditi chairo anozvimirira hake!
Episode of the year 🤣 🤣 ndafarira kuti mai vanga vachitaura chokwadi kuti mwana ndewa baba ava. Ende mai vanojamuka zvavo. Ndavafarira ana mai veku Marondera pamberi nemi ha muitirwe dzungu 🤣🤣🤣🤣🤣🤣💃💃💃💃💃💃💕💕💕💕💕💕🔨🔨🔨🔨🔨🔨
But chihure dayi vambo mira zvinotukisa mwana anenge asina mufaro nekuda kwe chihure chamai
But her kuhura kuhura mwana asi kana akaita sleep around asina kuita mimba haana kuhura...shallow mind
Mobva mavaudza kut chihure vasiye,,,vanohura varipanurume zvavo only Havana kuhura mwana asi vaihulahula,ihule hule😂😂
Marondera will never disappoint 😂😂😂
Asomfazi lokhu ngu satan lo
Marondera never disappoints ndokutaurirai Aiwa sis Janie sando dzavo kana kunyara havo vano hura Mari kwete mwana kkkkkk 😂😂
Unogoti vanhu vese huyayi sekunonzi pawayihura wayishevedza vanhu . Kwana kahure kemukomboni!!!
😂😂😂😂zvakawoma kan Bvanyangu
@@gracekhoza5289 kkkk handisati ndamboona zvakadai
nhai hako 99% haibvisi chihure ibenzi iro ra chancer nehanzvadzi dzedu ngadzifundewo kusiyana nemunhu kana ave neumwe
@@vachihera3823 taura hako
@@vachihera3823nhy nhy
Finally, mwana ndewababa vanhu vese vauya chero baba varohwa tazviona ambuyawasha vatsiura mhanda. Asi ini ndichatengesa 4n kuti ndisashaya data,this show gives me the giving ❤❤.
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂
Data mozoisa paizve nhai 😂😂😂😂😂😂
@@josephinechapfimvira1930 😅😅😅😅😅 kusimbisa basa wangu kkkk
she is a good woman ,mapudzi anowira kusina hari shuwa ,do u know how hard it is to find this .kutt munhu azoita zve vamwe varume in this case not chihure ,she is one of a kind i
swear
Salute the Evening & Skill behind that Camera. cinematography, the art and technology of motion-picture photography. It involves such techniques as the general composition of a scene; the lighting of the set or location; the choice of cameras, lenses, filters, and film stock; the camera angle and movements; and the integration of any special effects.
Yoh yoh yoh. Was tense and exciting. Thank u Tinashe and team ❤
Thanks Marondera watimiririra younger wangu you are beautiful zvako usatambiswa take care of yourself you are lovely u know your right
All the CHAOS is 99.99% caused by The nose ring and the chaotic moment is 💯% real ...muchishona tikuti zvose zvirikukonzerwa nemhete yepamhino
please explain clearly kuty nose ring irikukonzera sei tibatsirike tese tese
🙄
😂😂😂
😂😂😂😂😂😂
Handina kuhura mwana, ndakahura mari 😂😂 aahh yaasi, mai vakaoma ava
Taka’s response ma1😂😂
anzi unoudza vanhu vese kuti ndiri hure hanzi ‘zvaionekwa nevanhu vese ka..vanhu vaiona’😂🙌🏿
I personally think it's very sad for a woman to act like this in public even after so many people are trying to hold her back. I'll never entertain this kind of madness.
Everyone not only a woman hey
Imagine
What a good mother vari vamwe dai votobetsera mwana kuita noise
The argument over the paper was more interesting 😂😂😂 raendwa naro
Can't wait for this one... Episode yakamirirwa ne nyika yese 😅😅
Vanhu vese huyai kkkkk takadeedzwa iwe😂😂
And Tinashe is just standing speechless 😂😂😂
Jane ndotype yemadzimai atinoda kuparliament vekuti akati has haivhiiwi zvemashuwa hamuivhuye
Chaka watonhodzwa the whole show ndiwe waiva mherepere kutaura now Jenny took over 🎉
I really feel sorry for this guys. Mai muri hure imi sukaaaa.
Aitevererei munhu akugara nemumwe murume, izungairwa remurume iri
kindly reload the video risave watch only. Ndoona sei ndirimumuti. Ndokumbira rive ne option ye download nddise kuma offline vids
Hanzi nemukwambo madam hamukwanise kundichengeta 💪💪🤣
Chikumbiro changu kuna vaMugabe zvakadiyi kuti pese pamunopa ma results munge muine 2 certificates raamai nerababa please 🙏🏽 murume uyu mamudzvanyirira
Haiwawo nekuda kufadza mapenzi 😂😂😂. Result won’t change paper or no paper. Totodawo drama
That woman"s behavior was uncalled for. The man had every reason to doubt paternity. Since the woman needed the results for the courts she should go with the paper
True, haa zvimwe zvonyadzisa haa. Now you tend to question if the marriage was really a good one or baba vaienda Kuna Amai vavo to find peace.
Mukadzi uyo ngabude mucompound anogeza uyo ❤🎉
Jeni to the world 🙌🏾🙌🏾🙌🏾🫶🏾
Dai ndaimuwanira mukana Jen, ndaida kumbomunzwa ini. Akafita kunge aine chikapa chengwena chaicho.
@@elmudkap6564 Mutsvake umuroore